Thats a good thing that u re doing vanhu vanosvora havo bt vazhinji havana kuzviita izvi vato kwegura kana misuwo yana tezvara havaizivi thanx young man
Ndakapotsa ndasiya vabereki at an early age ndakagara padhezibhomu pamuri ipapo mombe dzapinda musango kune oncoming yemota yaive muwaya 40 .guyz 😢.ndokuyambirai dzaive dzisina munhu pamberi n panoda munhu anogona kusvetuka ipapo kana dzakumanyira mugoronga🤔🙄😷
Well done my babies .Nhaka ana tete vacha ita zviururu kkk .Veduwe madzi tete lets try and stay in our lane .Haikona kuda kutonga hanzvadzi ne varora. Varoora ndivo varidzi ve Musha .lsu ngative ne misha yedu kana tisina ngatingo garai tichi tevera ana Mai varidzi ve musha vanove ndivo varoora
Mukwasha shoti mashayisha ne vesi aripfekwi kwana tezvara pangadzirisei ipapo ❤❤
Ama 2k chero vapfeka ko muroora anga asinawo dhuki nezambia 50 50 kkk
Podiwa borehole manje solar tayiwona. Love you guys ❤❤❤
Kkkkkk kure
Mvura yacho maindochera kubeightbridge here😂😂😂 keep on the good work bro pamuri kudzoka ndoda kusangana nemi gyz makanyanya
My favourite people keep going strong mega love ❤❤❤
No road blocks, no traffic cops😂😂😂😂 enjoy the ride Kiki and Kuku! Karoi yasimudzirwa apo. Waiting for yo wedding young couple
Kkkkkkkk hakugarwi pamupendero pengoro kudaro,ngoro ikakwira nepadombo kana chitsiga, kana mombe dzika bhiridha,mese munodonha,ngoro ichiuya ichikutsikai,kkkkk anywhere chererai ana mai Bohole,$900-1200
@@Joyful-d1b Shuwa here
I fill sorry for Camera man.. Well done my brother na makoti.. Maratidza kt mwari vakazvitendera❤❤❤
Ndikasaona video enyu handi nzwe boe love you guys murambe makadaro
Thats a good thing that u re doing vanhu vanosvora havo bt vazhinji havana kuzviita izvi vato kwegura kana misuwo yana tezvara havaizivi thanx young man
Kiki na kuku we love you guys kurisei kumusha
❤❤ vegodo ko makazoti chii paya 🎉🎉 mkoti ndokufarira kani
Warikungogwadziwa
Yaaaa true how far vegodo nevenhema futi zvakuvanyon'ora😂😂😂😂😂😂😂
Yaaa my ana shumba vane luv shuwa my brother ini ndirishumbao
😂😂imi makambodonha Mungoro imi😂😂love u guys enjoy every moment❤
I love you Kiki and Kuku itirwai zvidhafu dhafu naMwari
Vana ndavafarira hangu...tytie stole my heart when he helped mukadzi anga adzimirwa foni natete vake
Raive skit iro dia
Toda kuona mwana wako Kikie ,,
U are blessed Tytie hapana chausingagoni paruzevha kkkk
😂😂😂 kwayi muchato nengoro so much love guys you are blessed l love the way you are
Kiki unotoonekwa kuti wakazvijaira . I'm loving how you doing it
Love you guys, makambokuturwa nengoro here haaa ini ndine history nayo 😅😅
Same here ngoro big NO kwandiri😴
This is amazing raw content authentic well done young couple.
I love you guys this is great urambe makadaro
Ndakapotsa ndasiya vabereki at an early age ndakagara padhezibhomu pamuri ipapo mombe dzapinda musango kune oncoming yemota yaive muwaya 40 .guyz 😢.ndokuyambirai dzaive dzisina munhu pamberi n panoda munhu anogona kusvetuka ipapo kana dzakumanyira mugoronga🤔🙄😷
I know kuti nyaya iyi iri serious asi Ruregerero handichagone nekuseka 😂😂😂
Maiti Kiki this and that ndaimuziva kubvakuchikoro godo nhasi muchadini siyai ma lovers
Mukuita kunge muri vaviri bhoo here kusataudzawo varimùngoro avo.kkk
Your natural being guys, I love you
Kuku and Kiki well done vanangu ini ndakawanika karoi ndafara chose marangarira kumusha kweduu Kiki kwasara muchato wacho tidye macake titambe muchato shandai vanangu makagona mose kunyanya kuku wachera mvura wasiya watumidza zita mombe yeduu wagona wakanaiwa uchiita chinhu chakanakisa mwari arangarire maoko ako
Muri kumberi guys. Real content. I miss rural life. Just natural ❤❤❤❤
Nyora neshona tinonzwa😂
@@elvismutyavaviri3261 you just a nescient. You are a replica of mediocrity
Kkkkkkk mkwasha wamai Kiki Ka short nevest azvipfrkwi ikoko chiita mudzokere kwaGutu zvibinke zvinkazowanda
Keep it up my brother one think chandafarira haurase tsika dzedu dzechivanhu
Shumba murikuzviita hanzvadzi yangu❤
Everyday l have to watch your episodes , my TV it's boring , stay blessed
This is dope...love u guys manyai kumba musati manaiwa nemvura
Hwana huchatidonhedzesa for me😂😂😂😂Kuku urimurudziko 😂😂
Thanx for showcasing rural life that I've missed, I would like to see the heavy downpours of rain too ❤
Makutifungisa kumusha vanhu imi❤❤❤
Nhai imi kunoendwa everyday here kumvura uku. Kure veduwe
Luv you guys,rambai makadaro
Handei tione buffaldinho 😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅nice young couple ❤❤❤
Yu are my favorite guys
Wow wow this is what we call love keep it up guys
❤❤luv u my bro namkoty ndkuty shumba vne luv
Keep love burning 💖💖
Love you guys ❤
Mukazvambuka ipapo its ur own risk Zim aina RAF.😂😂😂😂😂But anywhere weldone
Ended kumusha kwanai Kiki kuri ever green
Umm kuchibhorani kwenyu kure kikie yoo unosvika waneta
This is amazing guys
Vanhu Ava ♥️ ndovada shame
Well done guys love you
Kuku unogona kkkkk yaaah mukwasha ngaashande kwaMbuya
Yes guys ngazviende mberi ❤❤❤❤
My crazy couple❤❤❤❤
Wanyanya kugara kwaatezvara wooo iweee😂😂😂
Isu tainzi kwatezvara hau pfeki shot
Ichokwadi zvese neverst
Haaaaaaaa mukwasha uyu vesi ne short here kuku kwatezvara
The gods must be crazy
iwe ngoro ikumhanya mucheke ma speed camera
Well done my babies .Nhaka ana tete vacha ita zviururu kkk .Veduwe madzi tete lets try and stay in our lane .Haikona kuda kutonga hanzvadzi ne varora. Varoora ndivo varidzi ve Musha .lsu ngative ne misha yedu kana tisina ngatingo garai tichi tevera ana Mai varidzi ve musha vanove ndivo varoora
Zviururu zvinozvimba nhaka
I love you guys ❤❤
Best couples ever loves you guys
Yoweee asi mitunhu kani kunocherwa mvura kwacho kani😮
Love yu kiki and kuku
Blessings of rain,🎉❤
Well done mukuwasha we nyika kkkkk
Nhai tete zvamaiti kuku anoreva kiki haaite muroora manje makanya kuku haachabve kumakorekore 😂😂😂😂😂 maikiki sotai munhu ,munhu mugate
Waipa yahwe ukuda kutiyendesa mbiri.yekuroya kukaroi kkk
Dear God be with them
Amen. What a prayer.
Kuchinja mazita emombe dzevanhu mukwasha woyeee😂😂😂
Enjoy guys thanks mukwasha wenyika nekuyisira ambuya solar
Haa ngoro kwirai mega guys kkkkkk kunyanya pamakagara apo ummm makashinga
Ko camera yakabatwa nani
Mkwasha kaa makurova mombe dzekwa tezvara muchabhadara😂😂😂😂
Kkkkk nhai Kiki nakuku mamsg edu ekuona vana mwana hamusi kuiona hre 😂😂😂😂😂
Dai makatanga kuchera mugodhi pane magetsi kungobika nemoto kunocherwa mvura kure uku yooh
Eee ndizvo bt sometime pamwe pekuti vazo charge panenge pasipo .sooo kuzoenda kumba kweva every tym zvinonetsa cz moto wacho vanenge vachida ft kuzokutorerayi ma video. Saka zvinotoda uchi charge paden pako
Vakatogona mvura aslong mune zvekuisira zvakawanda hamuende everyday mukanyaso chera yekumwa yakawanda .....am sure kugeza dzimwe dzenguva kumaruzevha monoto gezera kurukova... but phone yotoda moto everyday apa gaya pamwe pamba 1 panochargisa munhu wese......apa kuri distance
😂😂😂😂 Kiki nemachiro andoita kukwira mungoro hangu kkkk
Nematyiro andoita ngoro ❤
Vegodo voshaya pekupinda ,vana vevanhu vodadisa zvavo
Zvinofadza.chokwadi paruzevha zvakare ndizvo musha ndizvo
Bufaldino kkkkkkkkkk aaaaah zvakaoma sure
Mwana Kiki toda kumuona plz
Ngoro kwira mega
RURAL LIFE,,,NO RUMBLING AND HUSTLING,,,,BUT CHERA MUGODHI PATEZVARA,,,IIIH VANOTORA MVURA KURE
Kuku and Kiki hupenyu hwekumusha munohugona maita bsa chose nekushingaira zvakuda chiborani pamusha munenge mapedza penyu mochata zvenyuuuu
Mkwasha unojairira iwe kutungamidza Tsano mberi😅😅😅😅😅😅😅😅
Ndivo vanoziva road yacho kkkk
Ndazvida wena
Evryday chi short kwaa tezvara
😂😂😂 this is funny
Thanks you munondigonera guys
Iyi kapuro iyi inondiitira❤
Uuummm ini kana uchida kundidzinga kumusha ndiise mungoro😮😮😮
😂😂😂😂😂
😅😅😅😅😅ndanakidzwa guys ndabva ndafunga kumba
Good job
Kiki zvemombe unozviziva ndazviona 😂😂😂😂 kutsika tsika kutidzimhanye
I think camera man ane basikoro ndafunga kwedu veduwe pandakaroorwa 23 june 2023 baba vangu vakamuka makuseni kuenda kunochera mvura nengoro
Kumvura kure veduwe unosvika wanzwa ndichakupai zvmwe zvigubhu nemabuckets coz kure kunoda kuenda kumvura kavari pavhiki
Ngoro ye mombe inokuvadza guys
Thanks hama yangu
Chandafarira hamuvhayire rimwe timu rikabva Joni madrama chaivo ndokudayi kiki nakuku
Hanzi naKiki ndanga ndaona tsaona patonzi breaking news😂😂😂aah breaking news nengoro ndafa nekuseka
Ai mvura irikure.iyi haiboo
Ma video enyu eku musha ari kunakidza .
Mombe dzakumhanya kutiza mvura😂😂