🤣🤣🤣 damn this is hilarious, Chibaba Nigel manyanya mdara.... "kana zviri zvababa Tino munongovasarudzira chero yamunenge maona pakazara mota dzakanaka pano" i know a guy who's character is exactly spot on the same as the person you potray as mfundisi... sando dzako Nigel👊👊 keep at it chibaba one day you're gonna blow up!
No problem however 😂😭😂 rakagadzirwa vent in an fashionable way seamwe masuits so vakaiwacha ndokubva bhachi rarohwa nemheni riri paline (variwacha) , saka vent yakaextender.
Hanzi tisu tine mablessings acho😂😂😂😂😂😂ko kuzoti ndanga ndakamira asi hapana chandambonzwa🤣🤣🤣🤣🤣🤣😊🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Hanzi ndaita a very big mistake ndatambisirwa nguva yangu🤣🤣
honestly Nigel we need to talk about your trousers before xmas
Even bhachi racho
Maputi always Nigel we need to discuss abt it too kkkk
kkkkk and maputi eating
Kkkk itrouse rekwa Ndunge😂😂
@@elijahdondo7620 mune bhutsu here mu tirauzi umo
I have watched this skit over and over i cant stop 😂😂😂😂😂am dead ,,,
This Mfundisi likes things, someone bless him with a car and a wife and a suit😂😂😂😂-but no I love the long pants
😂😂😂😂😂😂😂
The long pants give me life🤣🤣🤣🤣🤣
But vanavemazuvanoso kodaimatakuriramama avo kanakuvaparide
This guy is great... The entertainment industry is kept alive by you Pastor... we want more....
Pastor pastor makanyanya ndimi mukutipa happiness💥💥💥💥💥🔥🔥🔥🔥
"Ndatambisirwa nguva yangu zvisingaite!!" When he realizes the purchase was for someone else!
Wow!!😂😂
Haaaa dzarwadziwaaaa
Dzoda mota idzo dzisina kana phone kkkk ma1
Munotsenga maputi wena😂😂sound ikubuda muri kure wena
HillaryKing HK_ZW kkkkkkkk
Thought they were my headphones
sound bho
Nigel is one in a million 😍😍😍Sooo Talented
I'm still watching this in 2021.....forever GOAT Nijo
This man is talented
Chandinofarira vanhu vechurch vanoremekedza Pastor wavo chero achigarodya maputi.Zvimwe zvacho pane zvatinodzidzawo.
🤣🤣🤣 damn this is hilarious, Chibaba Nigel manyanya mdara....
"kana zviri zvababa Tino munongovasarudzira chero yamunenge maona pakazara mota dzakanaka pano"
i know a guy who's character is exactly spot on the same as the person you potray as mfundisi...
sando dzako Nigel👊👊 keep at it chibaba one day you're gonna blow up!
Hahaha thank you bro
😂😂😂😂😂😄🔥
@@thaslickpastor
Ko pstor mnhuwo yamakasot 1st of feb nanhac hpna chndkuona mnhu wamwariii
@@thaslickpastor
Bt zvamwari chaizvo talent unaro i wsh i could mt u 1 dy ndukunkoda hnku selfie ndri imwe hwai yenyu kuno ku ptrmartzbrg
kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk haaaaaa guys, am speechless
u guys are awesome. hanzi ndatambisirwa nguva
Mfundisi is always the best.. He never disappoints
Kkkk haaays ko kuzodongorere kunge muchabuda nepaWindow Pastor
Whoever akaita design vent ye suit yenyu, mwari avenaye
No problem however 😂😭😂 rakagadzirwa vent in an fashionable way seamwe masuits so vakaiwacha ndokubva bhachi rarohwa nemheni riri paline (variwacha) , saka vent yakaextender.
Kkkkk
@@onismusmashonganyika9902 I sairenda
@@patiencesimango9915 o
i like the way you chew your maputi, i kinda like them too now........
you're the real deal Sllick Pastor
Kikikkk ko icho chitsapo chemaputi..vanombotsanyawo here mufundisi ava 😂😂😂
Pastor vanozotsenga buti last number
Ndanga ndakamira hangu hapana zvandanzwa 😂😂😂, your love for maputi Pastor akaoma
This is my favorite of all your videos
This guy is creative
ha that part mufindisi realized mota haisi yavo .. the reaction yakanyanya
Mfundisi ndumi mune yese....keep it up.....you are very talented.....👏👏👏👏👏👏
maputi akudonha,, suscribed ...twabamu
Ndandakamira hangu apa but hapana zvandambonzwa ini 🤣🤣🤣...mfundisi imi 😂...maputi anotsengwa 😂😋...ehe ndeya baba Tino mfundisi, muripo kubatsira nekublesser 🤣...gore ramuchaita yenyu ka mfundisi...i think munodriver murikunze kuti zvivhundutse 😂
Im in love with mufundisi suit yavo especially trauz
ini ndandashayawo kuti mfundisi vanotengerwa Benz vakarova mtodo wavo uyo
Hanzi ndatambisirwa nguva😂😂😂. Well done
Kkkkkkkkk is talented
Mufundisi i luv yo style u roc my world esp on pastor munhuwo makandiInspiree bigtym
maputi munooda mufundisi. ndibatei i will sponsor maputi in all ur skits kikiki
Haaaa King Nigel👐 makanyanya... munogona kubatanidza maLines👍
Lmao 😂😂😂😂 so basically the pastor thought he was choosing his own car 😂😂😂
unokwana muleague raana Gringo Nigel , keep it up
Kkkkkkkkkk vavachida kutanga vangerwa hembe amana😂😂😂😂😂😂😂I'm new here malikes ndipeiwo
Mufundisi madiro enyu emota anotyisa munobva maita kamwe kahype kasinga nzwisisike 😂😂😂😂
Talent... Creativity
Mufundisi Ava igava
Ine Nyasha uchienda pa Conference sooo haaa
I’m dead
HAHAHAHAHAHAHAHAHAHA KWAAAAAAH ,ndaiti ndiseke in capital letters murume akapenga uyoooo ndaisa like
Mufindisi vandipe ikokuzoramwa shaaa lkkkkk
Haaaaa akomana trojan iro. Nigel usadaro. This is good advertising
Nijo you are so talented
Hanziii ine nyasha iyiii........ Kkkkkkkk hayassss........ Dzaita nowhere wnaaa padzanzii yababa Tino ...........
Trouse rapastor plus kamutsengero kavari kuita maputi volume bhoo here kkkkkk
Nice one Nigel!..Sangano raMufundisi ngaringoita “love offering” yeMaputi😁..
Guys Nigel anenge achingodya kkkkk...apa haasimbe
Angasimbe nemaputi here kkkk
Kkk
Hanz maputi angu akungodonha .yoweee zvangu
Kkkkkk Mfundisi vadhiniwa 🤣🤣🤣
Kana face yabva yachinja😂
Babva ba pera power wena😂😂😂😂
Tisu tine mablessings acho😂😂😂
😅😅😅😅😅😅 Nigel anorwara ne pfungwa kani
Hanzi "ndatambisirwa nguva yangu zvisingaite" hahahaaha
Kkkkkkkkkkkk mfundisi ka mazofizuka ka pazonzi ndeya baba Tino kkkkkkkk
Ahahahahaha veduwe munoti uraya nekuseka,the man was seeing visions of himself kuma conference 👀😂😂😂😂
Tisu tine ma blessings acho
Haa pastor Ava nemaputi chte uuuuu muchaoma shaya
Pastor ma Trousers and maputi these guys are good
Kkkkkkk haaaaa amana vanhu musadaro....Nigel anga ati ndapinda akunzi phone ndeya baba Tino🔥🔥🔥🔥🔥
Hanzi iyi ine nyasha 😂😂😂. Ndanakidzwa.
Huh ndospakwa nerate yamaroverwe anoitwa maputi unoti umade chete ☺️😊
Mfundisi ndimi mega, ma blessings munenge muchifamba nawo shuwa. This time mawachiswa. 🤣😂🤣
Dai mambotengera mufundisi malays haa maputi vamanyanya mufundisi😂😂😂musavatengere hembe plz we love him like that😂😂😂
Nigel hakuna mfundis ane trouse rakadai 😂😂😂😂😂😂
yaaa parikutsengwa maputi zvedi
Nigel likes maputi
Asika kkkkk uku ndokugona oku mufundisi ndokudai munotipasa manyemwe especially trousers iro
SHE LOOKS LIKE HIS SISTER TARISISAI PAMAZINO NEHUMA, GREAT SKIT, NDIYO INONZI NYEMU YAITWA MUFUNDISI
Hanzi tisu tine mablessings acho😂😂😂😂😂😂ko kuzoti ndanga ndakamira asi hapana chandambonzwa🤣🤣🤣🤣🤣🤣😊🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Hanzi ndaita a very big mistake ndatambisirwa nguva yangu🤣🤣
His face when his told ndeya baba Tino 😂😂🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Yea pastor munhuwo havasi kubuditsa nyaya dzatakatarisira kuda kunzwa
Nigel unondipedza power 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Unogona
nigel u are talented
Nigel,kikki hanzi maputi angu akungodonha hey,unondigonera shame apa trousers,apa hamuchatodi ku blesser mota mufundisi
schedule yangu iri tight. ndatambisirwa nguva zvisingaite kkkk
Naijewu brungwaaaaa irooooooooooooooooooooo haaaaaaaaaaaa Amana.
Kkkkkk I like your moves Mukoma Nigel
Kkkkk " my schedule is busy"🤣🤣🤣🤣🤣
TISUTINE MA BLESSINGS ACHO,,,maputi achidonha muchinhonga chete baba 😂😂😂😂😂😂
Lol Mazvita nice role play...
Mazviita on deck. 🎉🎉
Hanzi.. " ahh ndandakamira hangu panapa asi hapana zvandambonzwa ini." 😅😅😅😅 Nigel mudhara kkkkk
Church ngaimboona zvekuita chokwadi Twabamu trouser ramfundisi ma one thousand
Nigel marovero aanga aakuita maputi manje ne anxiety.
Kkkkkk ndine tyt schedule...kunditambisira nguva yangu ingovasarudzirai chero yamaona🤣
Ndanga ndri pano hangu but hapana chandanzwa😂😂😂😂😂😂
My best comedian
kkkkkkkkkkk kana iri yababa Tino munongotsvaga yamaona iri right ipapapa , pane mota dziri right
Kkkkk Hanzi maputi angu arikungodonha kwaaaaaa
Kkkkkkk kwaaah ndanakidzwa at the same time ndadzidza mafundisi vari patight ngativarangarirewo pliz
madyiro enyu maputi pamavideo ummmm imwe yanzara
Pakazara mota dzakawanda munongisarudza Chere yamada 😂 😂
Hapanawo anotengesa masuit here,nditengerewo mufundisi,ahhh nhaimi I fashion dzipi idzi😂😂😂😂😂 oh gosh
Iro zibhurugwa rani gel so ka umm 👐👐👐👐 apa pese anenge achingodya kkkkkk
Ndabva ndanzwa kunhuwirira kwemaputi😃😃
Team rinondiitira mushe iri kkkkk sando dzenyu nijo nijo kkkkkkk
Great talent Nigel
Panoti chikafu pastor makapadzwisisa
Kkkkkkkkkk haaaa msadaro Pastor
Iro bhurugwa raThe Slick Pastor ma1
kkkkkk mufundisi musarwadziwe.pastor munodigonera
Mufundisi musadaro kani just bless my car ndini baTino 😂
Manyura baTino
I laughed so hard i pressed subsribe😂
Hanzi ndatambisirwa nguva
Kkkk hanz ndaita a very big mistake kana iri yaba Tino munongosarudza chero yakanaka ipapo