studio work ndiko kwenyu baba....mukupedzera...uku ku stage mmmmh work harder baba...we cant talk of 6 studio albums without improvement on stage work....
TODAY I HAVE DICOVERED THAT ALICK MACHESO IS SOMETHING ELSE SO FAR HE IS ON HIS OWN LEVEL DONT COMPARE HIM WITH ANYONE ELSE NDAPEDZA NDOO MASHOKO YANGU
@David Gondo nhai nhai l am baba Shero's fan zvekudaro but people should learn to give advice and stop comparing and criticizing others.Mark Ngwazi is good on his own way.
ummm zvakaoma hazvo, ndati regai ndimboonawo munhu anoitwa comparison naAleck Macheso ndarwadziwa zvangu. my advice to you mark ngwazi usateerere vanhu vanokuisa papressure yekukwikwidzana naAleck macheso pliiiiz pliiiiz. kunaAleck macheso as Zimbabweans we owe him an apology for comparing him with mark
Only true sungura fans can give credit to Mark Ngwazi performance 🙏👌🌻
Ndakadzdza kusupporter munhu anoita chinhu chandsngagone ,dont compare
Unogona Mark Ngwazi
I love sungura music to the heart. Mark is great and talented but I think we need more energy and creativity on the stage.
People are just jealous, Mark is Best
He can talk true for sure
VOICE MELODY NEEDS ENHANCEMENT WHEN DOING LIVE PERFOMANCES TO MANTAIN THE RIGHT KEY, MARK
PA system chete bt bho
Its best song thinking of my mommm passed away 10 October 2020
Zvinotometsa kuzvitsanangura izvo zvichitoita
Hakusi kuti handimufariri Ngwazi ndotomufarira asi ma live shows Ummm haafaye. Ndofunga zvandiri kuzama kutsanangura muri kuzvihwisisa
It's true baba pachine basa home anoto bhowa kuona
Taura hako live kuchiri kumashure
@ Marlon Rusvava neniwo ndozvandiri kuonawo.
Band ndiro raasina, kungonhonga chero guiterist kuti hande kubasa, pamarecordings lead nebass zvakarohwa nemunhu 1(Obert Mangani) saka kuti achizvambura two magitare palive hazvichabude..... Ngaarongeke Mukomana, asaomera inga ari kungopihwa zvunhu wani,
Chimusambo chondisvota mhani ichi
Anogona
Iwe imba zvako tinzwe
Paku perfomer ngwazi uchine basa
studio work ndiko kwenyu baba....mukupedzera...uku ku stage mmmmh work harder baba...we cant talk of 6 studio albums without improvement on stage work....
Vanhu ndomabenzi kuenzanisa Ngwazi naMacheso
Same same nezvamoita Kut Zanu inorohwa ne CCCC morwara
You're the best Mark
I like the perfect in u guys
Song of the year
Welldone sazita
Tinoti shingirira
TODAY I HAVE DICOVERED THAT ALICK MACHESO IS SOMETHING ELSE SO FAR HE IS ON HIS OWN LEVEL DONT COMPARE HIM WITH ANYONE ELSE NDAPEDZA NDOO MASHOKO YANGU
Ibvapa
@@jumanji7629 Chokwadi chagara chogwadza
Ma1 ayo
ummmm wandisvota
kutaura hako ende soooo
Hauna confidence .....stage inopisa young man .
Ndonziyo yaidisswa nababa tenson kuti hayite kugocha uchinzwa kkkkk
Kkkkkkkk wandi setsa
Haa uchir mudiki pana baba shero younger
Mamwe mazivanhu zvababa Shero zvapinda papi apa
@David Gondo nhai nhai l am baba Shero's fan zvekudaro but people should learn to give advice and stop comparing and criticizing others.Mark Ngwazi is good on his own way.
Next musatore video neitel
Sad go back pama black and white a baba shero unzwe nhapi tapi
Live yenyu inosvota muri kure naba Shero
Zviya ari pa competition here
Live you need to work hard bror
Voice rine discord
Kkkkkkk aaaa live inokunetsayi zvokwadi pachinebasa
Kkkkkkkkkkkk ndopawanoenzanisa Mark na Macheso
Dofo zvaro ndokuimba ikoko kutaura nyaya pastage batai murove
Ndizvowo but live yako marara chaiwo
Parikuda kumbonyatsoshandwa zvinoita hazvo inguva.
Haa marara taura hako. Ndomufarira kumuterera Ngwazi. Chesology ndivo vakuru vema live shows.
Uuummm haaa no comment
Ko yako irisei
@@davidgondo3341 handiite zvisina mari wangu
Ichoo
ndokumamira zve uku kungoita tora mari
Mfanha wangu ngwazi
Haaaaaaa 😅😅😅😅
Live show irikukuremerai mukuru .Peter chaiye anogona live kudarika izvii
Igweeeeeee ma1 pa live
Live show ichiri kuda push but uri mugwara
Hapana zviripo
Ummmmm
dischord from the band yoooo
Live ukatoona ichibuda so inenge yatobuda wangu
ummm zvakaoma hazvo, ndati regai ndimboonawo munhu anoitwa comparison naAleck Macheso ndarwadziwa zvangu. my advice to you mark ngwazi usateerere vanhu vanokuisa papressure yekukwikwidzana naAleck macheso pliiiiz pliiiiz. kunaAleck macheso as Zimbabweans we owe him an apology for comparing him with mark
Chii nhai mark wy usinga gone kurongeka pa live nhai maybe hamu practizer musati mave kuvanhu