⚠️The subject must match the content it'self any deviation is presumed to mislead in desperate and futile attempts to obtain viewers thus loosing credibility.
Mark ,you are good but the problem or pauchirikusarira ndepekuwanza ngano,unonyanya mazwi,imboti turu nguva kuwaya uko ,ukati mazwi first half, then show us pa waya,regedzera timbopenga nadzo mu zim mune stress, but yhaa bhoo chibaba,ingombobata pakuita mashoko mashoma timbotikitira ne danzi, ukadaro bhoo zvako,sando dzako,but don't do to compare na baba-Shero,uchiri kuda kuto dzidza kubva kwari saka dzikama boy,be in you own track zvinoita wangu,sando dzako "chizukwende-bhwaaaaaa,chatsva!
Mark Ngwazi is a man of the moment. Finish.. Signature ngaa....
Dzimwe Hondo ma1❤❤
kunyepa cz in ndirimunhu anoterera Ngoma but handitomukete 😂😂😂😂😂 baba ale ale ndo baba
Kupi ikoko
Mark ngwaz
Letess
Haunyepi
Vanhu ndimi munodzikisa Mark ngwazi anenge azvigonera imi imi momucompare na Macheso asi chii nemi vanhu
You're the best Mark Ngwazi
Mark akagona jealous down
Well done mark NGWAZI
Passing yekut munhu mutema
macheso gave us chesology the genre that has apparently replaced sungura, he cant be compared to anyone playing his own genre, its evil
Hwedza yakabata chimuti Kuti zeeeee. Wandiremera mwana wamai zvirambe zvakadero sooo. It's a great project
Macheso is the man of the Century....ngaaaah
We stand with the Maestro, the one who is intop of the rest,,,, Chesology
Toda vanhu vanoumba hukama kwete kupokanisa vanhu vanogona vose. asi musakonanisa vaimbi becouse ndivo vanotitandadza.
Mark ngwazi, Ane message murume uyu.
🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
My take is, ONCE you start getting compared to someone then it means...............
Variku ku compare i marketing strategy trying kuunza mark pedyo na king of Sungura
Inga wani Macheso agara achingoposter zvealbum launch yake mazuva ese wani ko munomuvengerei nhai
Mark Ngwazi ruzha magatare acho haana kudzikama 😅😅😅
imi ndimi makutotaridza kupererwa chaiko.dai aiita ruzha maizoiwana kupi time yekuterera.chokwadi ingoti ngazi anorova asi ndakamumaka chete.hatikushori ipapo coz ruvengo rwagara kumunhu wenyama ndo pamusha
@@josephdzimba42 😆😆😆😆 mude hako haurambidzwi ini andimudi noda Cheso power.
Mark Ngwazi akaridzwa ndiri mubus ndoburuka ndotsvaka rimwe @@DoreenChirochino
godo rakubata
Vaudzei baba 😂😂
Macheso ndiye ega muimbi weSungura here muZimbabwe godo renyu ndorinoita kuti arambe ari mberi anoridza zvake haridze chemunhu take take nemunhu anodya mumba make ndosaka vanhu vatema muchiroyana motsvaka kupesanisa vaimbi nezvimwe zvisina chokuita noupenyu hwavo
Musarwisanisa vaimbi ma dj
Pana Chesology aiita mudiki Mark, mwana anopfekedzwa maPamper uyo. Mark anotokundwa nemunin'ina wake Tindo. Mark level rake ndivana Mutambi, first Farai, nana Romeo Gasa ndokuna kwana Mark
Tinto kumberisa
Macheso anogona hake vafana varikudzidza kubva kwaari....mudzidzi hangambodariki mudzidzisi wake....teverai vafana teverai dhara renyu murikugona vafana rambai makadaro musare makunyatsogona
Siyanai na macheso kana muchida kana mashaya nyaya endai kuno mama
⚠️The subject must match the content it'self any deviation is presumed to mislead in desperate and futile attempts to obtain viewers thus loosing credibility.
Musangokwanisa Macheso pese pese ZIDUZVI
😂😂😂 yaaa Cheso munhu wenyika
Mukoma vaTindo makagona ,Asi Mfana vaMark anodawo..
Motsomana moga vana vamai Cecilia
Kukaroi kwairohwa munhu kkkkk Mark anopedza basa gyz🔥🔥🔥
Anogona uyu vose na Baba Shero. Tamirirawo kunzwa kubva kuna mudhara
Dzikamai vanhu pliz Ngwazi anokudza Macheso
Aleck macheso ndo best of the best mark ngwazi agoni
True
Mark tu és o futuro da Sungura. Traga sempre mensagem na sua música. Deus abençoe te sempre
Macheso chibaba pangoma ,Mark chibaba zvekare arikuziva zvaarikuita 😅😅😅saka vese vanogona tinovada vese ,dont compare coz thes no competition between the two
Well done.. Mwana wkumusha. Kwasadza
Haaa imi ka musadero mufana anorema uyu this album iyi yakarohwa ngatisimudzei vafana vechidiki usadzore tsvimbo
He did his best bt I will go with Simon mutambi s new album tiri pamutsetse ummmm kna macheso anoda kutosimba
You dethroned bashero infront of us 2020
Saka nyika yese irikurwisa macheso kuti adonhe nhaika kubetserana Sungura yese zvakaoma makatadzirweiko
Mark ,you are good but the problem or pauchirikusarira ndepekuwanza ngano,unonyanya mazwi,imboti turu nguva kuwaya uko ,ukati mazwi first half, then show us pa waya,regedzera timbopenga nadzo mu zim mune stress, but yhaa bhoo chibaba,ingombobata pakuita mashoko mashoma timbotikitira ne danzi, ukadaro bhoo zvako,sando dzako,but don't do to compare na baba-Shero,uchiri kuda kuto dzidza kubva kwari saka dzikama boy,be in you own track zvinoita wangu,sando dzako "chizukwende-bhwaaaaaa,chatsva!
Level rakaiswa naMacheso ndorikuita vamwe vaimbi vemuseve vaite zvavakuita please report zviripaground not zvekuda clout
Ayaaaaaayaaaaaa,,, imi ba shero musamu compare
mark ngwazi kumberi parizvino ndiye anechimuti baba shero vaimba kare ikozvino rangova zuru rakapinda nyoka vakungoita noise
Man of the moment Mark Ngwazi
Well done Mark ,keep it up .
😂😂sando dzako Mark eish ukutipengesa
This is too good Mark bhamu rakanyanya
Ngwazi arikupisa ❤❤
@Plus263 organise your commentary it is all over the place and sounds amateurish.
Ndizvo mark Ramba wakabata ipapo unogona shona unayo zvako 😊
Senyika takazobvumirana kuti huzukwende zvorevei my comment hamakatadza zvenyu bambo Simon mutambi akupisa
Mutambi isimbii iyo
Anogona ndiani mark na Mutambi ndiudzeiwo zvangu
Ayaa ayaaa muhombe
Magitare ndaaMacheso mashoko ndeewhatsp,,chake invoice chete
Mark Ngwazi tinemufaro mukuru HUZUKWENDE mavharisa kusungura
Mwana wepamusha . Wakarova ngoma mkoma ndirikunakirwa mkoma.
Wakarova Mark tirikutapirirwa..Dzimwe hondo
Music yacheso yakuridzwa ku ma Unversty wanzwa kwete zvenyambo dzoimbwa idzo
Mark you are best
Macheso anorema kkkkk zuva nezuva
macheso ndibaba
Rega vanoukura va ukure Macheso Chibaba
Now sungura irikuna Mutambi ndapedza chembere yako ,mweya yedzinza
Ndofarirepi ❤
DJ shure yako macheso aita sei anoto simudzira vamwe
Dzimwe Hondo haina kumira bhooo iyo guys
URIJENDE REMUNHU UNGAFANANIDZA MARK NAMACHSO HERE
😂😂😂😂
Handimufarire zvangu asi album yake irikumberi tamirira mdara wedu babashero
Ngwazi pisa nhanha zvamanje manje
Please dnt compare Chido ne Chipo if you know u know kuti mukoma mukoma chete ! Cheso power ane Chipo chekuridza finish !
MaDJ ndomapenzi kuda kurwisa vanhu .
MACHESO NDIBABA WANZWA
Idya unyerere hako ngwazi
Munhu mutema Song🔥🔥🔥🔥🔥
Vaka muviriii ummmmm pkaip🎉🎉🎉🎉🎉
Gwaz unogona uriwedu bt musaenzanisa na Baba Shero
Well done mark ngwazi ramba wakadaro
Kkkk ini handina song yandoziva rega ndimbotsvaga ndozotaura
Ini handitorina kana song 1 ya Ngwazi coz haana dhiri asi Baba Shero haaaa
Akagoda mupfana uyu this time apedza ma spots handimufarire hangu but akaronga magitare
Iwe dj ita mushe
Content hamuna baba
Do you really know Macheso iwe. Macheso uri kumupinza papi ipapa. Usadherera Macheso
Mark kutaura chokwadi hausati wakunyatsogona noise too much nyambo ne noise hazvifambidzane
well done Mark Ngwazi
Ngwazi kuvanhu 🎉🎉🎉🎉
Vose varikuti haagone vamwe vacho havagone kana kuri dza ngoma chaiyo.
Mark anogona but mukumupa pressure sterek
Mark well done
Zvakatonhora semhuno yembwa 3%
Ndimi munorwisananisa vaimbi imi madjs nxaaaaa
Imi kana musarwisanisa vanhu mhani
Riri kubvira kupi usatichovhere kwauri kuda iwewe
Unonyanya munamato usati vataura nyaya
Mmmm vese vanogona
Anebhora ndiye anomakwa
Munedambudziko DJ
Va Macheso Chivhayo
Hauna nyaya tingataure zva mark akutoba ma songs a tindo
Tindo ndiye arikunokopa ma song amukoma mark kumberi wena
Mark ndeanodzura zva tindo
@@Belina-g3j no tindo arikuimba zvakafanana nezvamark achingozvi shandura but chimwezve vanhu ava vanotiwirirana zvekudari isu tisu tongonetsana pachedu
Nganonyorwa idzo
Mark ngwazi anogona
GOAT
Msge chete Mark injanji iyo
Macheso malegend
Kumhata kwako iwe macheso akagara atiudza zuva rekubudisa uri duzvi Dj iwewe mhata yamai vako unorwadziwa naMacheso iwewe
Hauna nyaya iwe
Don’t compare macheso nezvinhu zvisina basa
Ko zvawakutotiverengera macomments. Also Macheso adhisa papi usangode kutsvaga attention useless reporter
Ma1 vanhu varkufara pamarondera apoo
cheso chibaba not musoro bhangu