VAMWE VENYU KU TO FUNGA KUTI NDI RI WE IKOKO HANDISI KUNGO KUFARIRAI SE MABURURU E MUAFRIKA KWEDU SE ZVA NDIRI CHIZWARWA CHE MUNO MU-AFRIKA VAMWE VANGU NDE VEKWEDU KU AFRIKA NYIKA YEDU VATEMA AMEN.
Mr Macheso i personally you are best where music is concerned and i wished i was near you and i would like to know that language especially this song is my best ever. its Muke Webster Choma town southern province,Zambia
but vamwe vanhu music inokunetsai kuteerera moteerera zita not music serious kutotenda kuti ndi Macheso uyu ummmm vamwe vanhu kutongosiyana navo coz hapana chozikamwa
Aiwa HAASI BABA SHARO UYU!
Farai Mutombeni & Orchestra Nhangenyaya Ufunge
ExtraBasso the World Guitar King of Kings himself. Vakuru vemashoko evakiridzo. Midzimu yenyika nevene vehupenyu ngavakunzwirei nyasha baba Shero mywedzerwe mazuva ekurarama munyasha. Moyo wenyu wakanyanyisa chirinda nherera😭🙏🏽♥️🇿🇼🇿🇼
We're living in borrowed times we hv to thank God for the gift 📦 of life. thank yu baba shero
This was a demo by the late Farai Mutombeni who was murdered in SA. I imagine if he had made a final of this
You will never disappointed us baba Sheron zvido zvedu 🇿🇲
I miss my father , my beloved brother Tanda Walker , Sithuniwe , Catherine & sekuru Tito
Zororai murugare Mukoma MANU. Pakafamba muvengi Satani. ..... nesu tichatevera. You will forever be missed.
Whether ndivo mdhara kana kuti havasivo pachangu ndinotenda vakakwenya waya parwiyo urwu uye mashoko anotova maronda emumoyo yedu ehama dzedu dzakatisiya vachienda zvavo kuNyikadzimu
Zororai murugare rwusingaperi midzimu yedu senyika Simbabwe 💔😭🙏🏽🙏🏽
Young guys please follow what this man does and do to his music the sky will be the limit for you
kindly Subscribe to our Channel for free and ring the bell for new updates thank you.
I miss my father my grandmother my little sister
VAMWE VENYU KU TO FUNGA KUTI NDI RI WE IKOKO HANDISI KUNGO KUFARIRAI SE MABURURU E MUAFRIKA KWEDU SE ZVA NDIRI CHIZWARWA CHE MUNO MU-AFRIKA VAMWE VANGU NDE VEKWEDU KU AFRIKA NYIKA YEDU VATEMA AMEN.
Alick Macheso haaridze bass rakadhakwa kudaro plus that loud lead at some points haazi macheso uyo.....iro i lead rekwaana Saina yekwa Pinjisi
I thought so too... I doubt that was really Macheso
Farai Mutombeni ave Macheso here
Makandigonera this song baba shero
I miss you mom n daddy's 😢😢
Guys if you want to succeed in music industry just build your own name lyk what the man himself alick macheso did so use your name to brand your music
nd the guy it's talented
Rest in peace daddy
I miss you my sstr its now a yr but it seems like yesterday
Great message kumuimbi chero hake asiri macheso
You are 1 of those who know Macheso for real
Rest in peace Mom and Dad😢😢
Mic my father right now he left me 2021 mic yu daddy I'm.😢😢😢😢😢😢😢 right now
ASI APA MURI KUTAMBA DIGITAL MUSIC HERE SEI MAGITARI A CHO A SINGA NYATSO NZWISIKA.
The real sungura champion
Miss my mom 😭😭😭
Mr Macheso i personally you are best where music is concerned and i wished i was near you and i would like to know that language especially this song is my best ever. its Muke Webster Choma town southern province,Zambia
Uyu ainzi Farai Mutombeni akashaika
Miss my mom hey 😭😭😭😭
Nakidzwai chete ne song zvamakuda kutsvaga hazvinai basa nemii
ndakusuwaiiiiii mufunge..ndokuonerai pamufananidzo
Thank you,. Subscribe for free so that you won't miss our latest Music and videos updates
Ka1 mudhara macheso
Nyimbo amwene kwambili
Nop Its Farai Mutombeni the late, was staying in Pretoria Mamelodi.
Thanks
Hamuperi Simba baba alick macheso#munogona
Beautiful. I awalys dance even though I don't understand the lyrics 🇧🇼 much respect Sir Alec
Vapfana va Macheso ava
You should rename this song and put the real name of the artist he is good and we should know him
This is Ronnie Mudhindo
Ve zimbo entertainment asi hamuzive musiyano wezvinhu zvisinabasa naMacheso?
Jonh chibadurs and tembo brorhers
Baba Shero nakka
Love the songs
Thank you please subscribe to our TH-cam channel for Free thank you
hapana cha Macheso apa
🎉😅😅😅😊
Great sounds from our legend it's a yes to us in Mashonaland west mhondoro 🎛️ volume bhoo
That's great news..thank you can you please kindly Subscribe to our TH-cam channel for Free thank you
yes yes Alick Macheso isimbi kubva kudhara tichisparkwa nanamai vaRubhi nanhasi tinosvika kure maamai zvamaenda kwamupfiganebwe ndakusuwai mufunge ndokuonerai pamufananidzo. Mhondoro Nyamweda woyeeeeeeeeeeee
I miss Richard and Rina (Father/Mother)
This is not Aleck Macheso guys.....
Guys uyu haasi Macheso musatinyepere
True aah voice iro noo
kugona munogona asi hamhusi macheso henyu
❤❤❤❤❤
Thnks baba vashero
Ummmmmmm ndiMacheso here uyu guys?
Only God knows
Bravo Aleck!
Kamba kakarohwa aka veduwee
❤
apa baba shero makarova chaizvo rambai makadaro
song manyama bt its not bashero guyz
Its not Macheso bt song yakarohwa iyi inemashoko anobata anodzamisa pfungwa kufunga kure
Pachimuti ipapo.babasharo makarovangoma
Haasi Macheso uyu
Akuna Cheso akadai
I like the bit before listen to the song😗
kindly Subscribe to our TH-cam Channel for free and ring the notification bell for our new updates thank you
Macheso kwavakutopera basa aka uku!!grup iye yana franko yakaenda nezvinhu zvayo
Guys why doing this, this is not Macheso
Maybe these are Macheso's sons.
Kkkkkkkk
Kuzipigwa
Haasi macheso uyu. ko munodarireiko vakomana imi
Kkkkkk
Kkkkkk
Isusu zvekuti haasi macheso hatina bsa nazvo asi song ine mashoko iyi
Farai was a producer , so he recorded this track on his own
Who is this Farai?
Good lyrics and the sound notes but wasn't really on point to fit in Macheso's brand of taste
Kkkk hakuna macheso akadayi nxaaa
Was this song ever recorded, sounds more of just a demo
Macheso haaimbe matoto akadai aya
Kkkkkk
@@chirandud6456 I guess you are being sarcastic...any if you are true ndizvozvo ndomanzwire akovo. If it's sarcasm then you good at it
Please re upload munyore the right artist
INOITA MDARA INONDIFUNGISA KURE
This Guy ain't macheso this is Ronnie Mudhundo
Nop Its Farai Mutombeni the late, was staying in Pretoria Mamelodi.
Sando dzenyu Baba shero🤛🏻
kindly Subscribe to our TH-cam Channel for free thank you
Baba Shero varamba kusakara 💗💗💞
kindly Subscribe to our TH-cam Channel for free thank you
Ndibba shero ivavo matigonera exmas ino 🤗🤗
Thank you.. please kindly Subscribe to our TH-cam channel for Free thank you
Marara
Macheso haaimbe tsvina idzi
Guys titambe nezvimwe kwete zita rewamwe
Dislike and unsubscribe coz of misleading
This not BaShero ndiJoseph Garakara
Chiramba kusakara🥰
This is not Alick Macheso
Great lyrics but Macheso haaiti zvinhu zviri this disorganized
Ka1
This is not Alick
Super
Thats not macheso veduwe
Good music
And why use Macheso name
Uphelile loyo akusela luthu
Copy cat
Good wani
This is not Alick Macheso!
but vamwe vanhu music inokunetsai kuteerera moteerera zita not music serious kutotenda kuti ndi Macheso uyu ummmm vamwe vanhu kutongosiyana navo coz hapana chozikamwa
Hande ne basa
Is this alick macheso the out put need to improve not really good my macheso standards thoo the song is not bad
This is not acceptable pliz guys
Ndi macheso tho the song needs more polish. Its not that bad out of 10/5
Makanyanya babaShelo
Garbage 🗑! And no this is not Alick Macheso
not macheso at all
Hoyooo 6:48