Mukoma Shingi haana kupusa, sezvinotaura vamwe. Shingi is just soft character and as normally is the case with such people, his experience with women made him over cautious and that is why he was too soft with this Rossie. And he was feeling like he was coming from an inferior position into the relationship and this made him vulnerable. Keep your head up Shingi. Take a break and keep searching for a right woman.
Maonero andaita, dambudziko guru riri pana amai vamukoma Shingi naivo mukoma Shingi. Chekutanga amai vanotaridza kuti vane simba gurusa mu life yamukoma Shingi, ne zera ramukoma ava he still needs approval from amai, ipapo panenhau. Mukaona amai vaine simba rekuisa chidhindo pamuroora anofanirwa kugara pamba, varume vese ngatipangwarire ipapo. Nhau dzatiri kuona mazuvano ndedzekuti pane pavanenge vachiwirirana, amwene nemuroora. Ndoenda kuna mukoma shingi, munofanirwa kuziva kuti hakuna mukadzi anoda murume waasinga remekedzi. Respect and love go hand in glove, ndiko kusaka muchiona kuti in the animal kingdom, yarova dzimwe ndiyo inotora chimoko. Imimi makagara mapimwa pamaibvuma kubuda mumba , bamdiki vachisara mumba. Vakuru vakare vakanga vazviona ndosaka vaitodeedzwa vachinzi "shewe". They understood what respect does in maintaing marriage yavo. As a man, you must learn to draw a line, haikona kutendera kurerutswa kusvika pakudaro. Imi munenge muchiti ndirikunzwisisa but it puts women off! Kunyangwe mukazoroora umwe, kana musati magadzirisa nyaya yekutungamidza amai pa decision making uye kudheererwa nemukazi, we will be back again here talking about the same issue. All the best mukoma wangu..
If kupusa was a person mudhara akapusa uyu
Apa how can he say mukadzi wangu, iwe usina kuroora. Ange ari girlfriend
Dzakadyiswa idzi unganzi chimbomira kupinda mumba aaaah
He seems like a good hearted and decent man,i pray he meets someone deserving of his love kwete vasikana vechipfambi
❤❤true
Hapana decent marombe emurukesheni aya. Zera rake rinongonzi Shingi on top of that kunogara kumba kwegirlfriend and haana kurora
Mdara nekupusa kwako uku maCV hobho achapinda nekuti vakadzi hobho vanoda matsaga sewe!
Panoapa munogona kutomuwana ari serious, ipo pano apa kkkkkkk
Makadyiswa baba ini mugati hanzi ndimire panze mumba mamuri kumbadhara rent ndokupusa ikoko
Mukoma Shingi haana kupusa, sezvinotaura vamwe. Shingi is just soft character and as normally is the case with such people, his experience with women made him over cautious and that is why he was too soft with this Rossie. And he was feeling like he was coming from an inferior position into the relationship and this made him vulnerable. Keep your head up Shingi. Take a break and keep searching for a right woman.
Mudhara iwe usaite chihwai chakapusa kudaro mhani presenter Kundai akanda CV rake paati munomuwana umwe panapa 😊
😂😂😂 hii nhai mkoma handina kumbokanda Cv ini lol
@@chiherawacho-m11 hahaha ataura chokwadi uyo, makakanda cv apo masis
Ko. Ma zi rings 💍 chiyi chaizvo
Kkkkkkkk
Kkkkkkkkk
Muchinda uyo akawudzwa pachikuru kuti babamunini murume wangu. Iye zvake ndiye aida kunatsa kuitwa kuudza mwana hupedzisira, iye ari murume mukuru. Kudyiswa chaiko, or hadzitongonatsi kudhonzavo zvadzo.
Baba mudiki ava ndivo muridzi vevana avo vaaiuya kuzoona.
Excatly
Hamusikuwaziwa warume wemufio awa
Regai nditi Seka hurema Wafa Hama dzangu maonero andaita mukuru Ava vanotorine dambudziko rinotoda rubatsiro ,ndapota kune vabatsiri vakasungunguka batsirai muchinda Uyo panotove nechivanhu chiripo paari.Vanhu Tisa jaje munhu hupenyu uhwu gahuba Shasha.
Ko maring ayo how far bamunn
Maonero andaita, dambudziko guru riri pana amai vamukoma Shingi naivo mukoma Shingi. Chekutanga amai vanotaridza kuti vane simba gurusa mu life yamukoma Shingi, ne zera ramukoma ava he still needs approval from amai, ipapo panenhau. Mukaona amai vaine simba rekuisa chidhindo pamuroora anofanirwa kugara pamba, varume vese ngatipangwarire ipapo. Nhau dzatiri kuona mazuvano ndedzekuti pane pavanenge vachiwirirana, amwene nemuroora. Ndoenda kuna mukoma shingi, munofanirwa kuziva kuti hakuna mukadzi anoda murume waasinga remekedzi. Respect and love go hand in glove, ndiko kusaka muchiona kuti in the animal kingdom, yarova dzimwe ndiyo inotora chimoko. Imimi makagara mapimwa pamaibvuma kubuda mumba , bamdiki vachisara mumba. Vakuru vakare vakanga vazviona ndosaka vaitodeedzwa vachinzi "shewe". They understood what respect does in maintaing marriage yavo. As a man, you must learn to draw a line, haikona kutendera kurerutswa kusvika pakudaro. Imi munenge muchiti ndirikunzwisisa but it puts women off! Kunyangwe mukazoroora umwe, kana musati magadzirisa nyaya yekutungamidza amai pa decision making uye kudheererwa nemukazi, we will be back again here talking about the same issue. All the best mukoma wangu..
Bamdiki ndomuridzi we Vana vemukadzi wake
@@chipodumba5641 izvozvo zviri pachena but iye ngaagadzirise nhau dzake..
Aah blaz ava so zvise izvi zvichiitika makanyarara henyu
Mbambo changamukai sure unganzi mirai bamunini vatange vabuda kuma 8 dzemanheru aaaaaa hama dzehanzvanzi yangu iyi fambai ne munhu arutsiswe nguva ichiipo
Kkkkkk kuchurch ndiko kwavakazara mukoma Shingi dzikamai munamate Mwari vakupeyi wenyu
Murume uyu haana kuchena zvechokwadi akarema zvekuromba chaizvo and kushusha anoto shusha anooneka haaa pane nyaya
Ah imika Shingi atoribho uyu
Rose chuma ,wekuZengeza here
Relationship yevaviri ava chinenge chihure-hure(kuchaya mapoto chayiko).
Mainini vakakusiira maring iwayo aunawo, sorry bro,rega aende Shingi,kuzongopusiswawo nomunhukadzi kudaro
Murume akanaka uyu but ndoona kunge panekakushandiswa kumhuri kwavo it's not normal ndovandonzi varume ava but pane big problem apa
Zvirimudzimba 🙌
Babamunini vanoda kudonhedzerwa 2 drops of burning plastic kumashure vanojairira vanhu, newewo mdhara unobvuma kubuda mumba mako nekuti ari kudakutaura nababamunini
Roorai ini mkoma shingie😊
Ndavada hngu baba ava ndakatofirwavo ndototsvaga anondida
Kkkkk
Vatsvage uroorwe
Unomudii murume akapusa kudai😂😂😂
Woda kuuraya futy hr
@@minglee4133😂😂😂😂😂akapusa here uyu
Unoda kumamiswa iwe umuke ..!
Kudyisiwa uku
Unotadza sei kunzi chimbomira kupinda mumba mako iwe uchiri kupfeka hembe dzana Mickey friends zera rako irori
😂😂😂😂
Kkkkkkkk hiiiiiii veduweee
Yuwee vakadzi musadaro
Aaah kkkkk
Bamunini ndivo muridzi wevana uye chinongova chihure chiri mumusoro wemukadzi .musaramba vakadzi venyu muchidzingirirana ne mahure.
Haya
Zvinowanikwa akapusiswa nemishonga ndinayoo hanzvadzi yangu yakapusa zvekutongerwa imba yevabereki vedu mkadzi ndiye arikutora mari yemaloja apa havana mwana vese haaa zvinonzwisa tsitsi
Idzi dzakapusawo idzi.
😂😂😂😂😂😂 imi zvakaoma zvemudzimba umu
😂😂 usatambe negwenzi
Siyanai nemukadzi uyo zvekutsvaga mukadzi babamunini mozvida zvei munoputsa imba yemunhu
So-called babamunini ndovakatotora mukadzi kubva kumukoma; uyu muchinda anga akaparikwa. Saka, hapana-hapana. It's a matter of going back to drawing board.
Tipeiwo number yemurume uyo akutambiswa timupe chinzvimbo chake
My brother has a low self esteem but anyways zvwese ndezvamwari
Kkkkkkkkkkkk Shingi taura zita rabamunini nesurname mukadzi wacho anoswera azvinzwa chobvondokawo kumba kwavo
Aiwa mkoma mkadzi wenyu raiva hure siyai ayende vana vake vaiva vabamunini
Apa dzatove chembere asi kusagutsikana zvakaoma veduwe zvinonyadzisa
Shingie pabonde pakamirasei apa because vakadzi tinoda Hedu kunyatsokwapaidzwa
Mupei hngu kwandiri shingi uyo ndineda hngu kuvanaye takaenzana makore ndine 52 tichichembedzana
Ndikuona hangu mickey friends 😂
Uribenzi remunu unodyigwa bota urizii nabamnini
Nhai reporter,asi kana usingabvise rent unemvumo yekurohwerwa nabamnini here,kubvunza kwako kwandivhundutsa
Zvaita kunge kana asiriye anobhadhara rent anogona kungorohwerwa
Wakabvirei kumba kwenyu kogara kwemukadzi
Shingi kawondera makapusa
Hanzi na reporter ko mukamuwana panapa mukadzi asi wakudao here kkkk. This is just misfortune zvowanikwa mukusangana ne wrong type. Chimbofambai
Imbofambai bambo shingi chiripo chirikuita musoro wenyu uteme
Kana vana vaunavo naye havasi vako
Murume arikutanbiswa uyu
Iwewe murume ndiwe chupeti
So what remedy does this fool need? You wasted my time. Hapana nyaya apa enda unorutsiswa
😂😂😂😂😂
Murume uyu anoda kurohwa ne chamboko uku hakusi kuzingaira asi kudzungaira zero rako gara wega unevana vako.
Kuupusa chaiko chero wakadaro ngwara maichaya mapoto chete fambirayi mberi baba
Dzakadyiswa idzi dzopenga
Mudhara wakapata iwe
Voice renyu baba harienderane nekupusa kwamakaita
😂😂
Hezvo unotora mukadzi anodiwa namai wakapuswa
Bhavhu rairohwa
Enda unonyenga mkadzi waBamnini
Hanzi na presenter zvino muchaita sei 😅😅😅
kkkkkk baba ava vandinakidza
Kuzungaira kwerudzi urwu uye bodo.Vanhu vakadai kana muvoters roll ngavabviswe
Murume uyu ibenzi
Saka muchaita sei kkkk
Vana ndeva Babanini ivawo zviripachena
A real Mickey Mouse!
Shingi wakapusa
Hurombo hwakawoma mufunge
Munekadora 😂
Dako 😂
Kuita muranda webe*he
Find another woman bro
Kkkkkkkkkkkk Shingi taura zita rabamunini nesurname mukadzi wacho anoswera azvinzwa chobvondokawo kumba kwavo