Sabhuku varikunyepa munhu akapinda mubhuku anonyorwa pasi ndepapi paakanyorwa mubhuku rasabhuku iye ndepapi paaitera kubva 2014 ko maAvidit avakasignirana pakutengeserana plus 10 yrs no development pastand sei
That old man should be removed from these courts. He is always sleeping, yawning and no contributions. Can he be on background please. It doesn't look good Chief.
To the editor or BUSTOP TV crew I would sincerely like to ask if you may pass it through to the chief to show some signs of respect to the elderly. I am sure respect for elders is one of the fundamental basics taught to any humane being more0ver a chief as a leader of the community. Please. A day will come when he is removed from the position and tables will turn when he confronts with younger people using derogative language.
Mambo amuna kutonga nyayaa iyii nemazvoo madzimambo nyaya ngadzitaurwe mudare kwete kuti munotanga mambodzeya nyaya murikunze kwedare mozouya pa Camera muzotipusisaa Vatete vane pamusha pa Baba vavo na Mai vavoo vana Tawanda na Carlton vane nhakawo dzana baba vavo Saka Nhaka yababa na Mai vavatete iyii murikuti here vatete avachadyi nhaka yemadzibaba avo nekuti kune vana vehazvanzi vanoda kutengesaa nhaka iyi this is not fair Mambo munezvidimbu zvamurikuwana mukutengeswa kwe Nhaka iyiii Vatete vaifanirwa kurega voita zvavanoda ne nhaka yemadzibaba avoo vana Tawanda na Carlton voitawo zvavo nenhaka dzemadzibaba avooo then Kana vatete vachinge vafaaaa Vakomana avoo ndipo pavanozouya manje votii tavekuda musha wana Sekuru vedu koz Mupfanha uyuu wamapa masimba arikutotengesa nzvimbo idzi kusvika dzapera vatete ngavamuutaurire avaripe kumuchengeta kwavakaita amame kurera Imbwa nemukaka mangwana inokurumaa why akatengesa nzvimbo zvisina vatete mukati
SAY No To Selling FAMILY Land. Thank you my brother Chief Chinamhora.
You can say that again, why selling ur ancestral land. Marombe evanhu
Uuuummm, ngatimbodzokerai kuma kore a Sabhuku achishanda sa Sabhuku. Hanzi ndave Sabvuku for 35years, ndakazvarwa 1975.?
Thank you Mambo, fair judgement.
Sabhuku varikunyepa munhu akapinda mubhuku anonyorwa pasi ndepapi paakanyorwa mubhuku rasabhuku iye ndepapi paaitera kubva 2014 ko maAvidit avakasignirana pakutengeserana plus 10 yrs no development pastand sei
That old man should be removed from these courts. He is always sleeping, yawning and no contributions. Can he be on background please. It doesn't look good Chief.
To the editor or BUSTOP TV crew I would sincerely like to ask if you may pass it through to the chief to show some signs of respect to the elderly. I am sure respect for elders is one of the fundamental basics taught to any humane being more0ver a chief as a leader of the community. Please. A day will come when he is removed from the position and tables will turn when he confronts with younger people using derogative language.
You're a fool
Makuriwani
Mambo amuna kutonga nyayaa iyii nemazvoo madzimambo nyaya ngadzitaurwe mudare kwete kuti munotanga mambodzeya nyaya murikunze kwedare mozouya pa Camera muzotipusisaa
Vatete vane pamusha pa Baba vavo na Mai vavoo vana Tawanda na Carlton vane nhakawo dzana baba vavo
Saka Nhaka yababa na Mai vavatete iyii murikuti here vatete avachadyi nhaka yemadzibaba avo nekuti kune vana vehazvanzi vanoda kutengesaa nhaka iyi this is not fair Mambo munezvidimbu zvamurikuwana mukutengeswa kwe Nhaka iyiii
Vatete vaifanirwa kurega voita zvavanoda ne nhaka yemadzibaba avoo vana Tawanda na Carlton voitawo zvavo nenhaka dzemadzibaba avooo then
Kana vatete vachinge vafaaaa
Vakomana avoo ndipo pavanozouya manje votii tavekuda musha wana Sekuru vedu koz Mupfanha uyuu wamapa masimba arikutotengesa nzvimbo idzi kusvika dzapera vatete ngavamuutaurire avaripe kumuchengeta kwavakaita amame kurera Imbwa nemukaka mangwana inokurumaa why akatengesa nzvimbo zvisina vatete mukati