ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Andy Muridzo album = purely awesome musicJah Prayza's album. = good videos
Ndakatsidza kushanda basa ravadzimu,ndakatsidza kushanda basa remadziva,ndikadzana unobuda chete, keep it up baba keke
Andy Muridzo is the only singer who brings bank our culture 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥,,,we love the music genre ,,,please keep it up with this music
Muzukuru arikuimba dzepasichigare in a classic way achishandisa chishona chakadzika dzika. Urikutigonera isusu machembere keep it up
Kugara bande ndiko kugara beya. Kureva kuti munhukadzi anenge asina kugara pasi zvisina chimiro.
reminds me of traditional dance at primary school, lets keep the tradition alive, this beat and song is rich and dope
Hekanhi waroooooooo........tovera mudzimu dzoka awoiyeeee kwaziwai changamire lililili........makanyanya baba Keketso
Tovera Mudzimu dzoka iwe 👏👏👏 vana vanochema mudzimu dzoka
Iyemi. Aka kasong ndiko kane trademark sound ya Muridzo manje
Wadzoka Andy, Magara Dziva Tiripo huruuuuuuuuuu mhururu tapinda!!
I love the part yekuti tovera mudzimu dzoka 👏👏👏
My best on the album! Musandibatise shashiko yechembere! Kwete! Ndichiri jaya Tupare! (Dancing)
This voice....hai madoda.... Botswana's number 1 fan
Let's go mhondoro yedu mafadza varikuuzuru
Matendwa Changamire 👏👏👏 Ulululululu
zvandichiri jaya, mundibatisa shashiko yechembere! If you let this statement sink in you will understand how deep it is!
WAGONA KUDARIKA JAH PRAYZAH CZ HAUNA KUTIZA BEAT RAKO KEEP IT UP MY BRO NUFF RESPECT
Andy Whistle apa waisa moto mubhurugwa chaimo🔥
You have a beautiful voice sweetheart . I can't help falling in love with your songs . You are the best keep it up man😍
"Simba rinobva pasi pemvura mambo........." Aayaaa
I honour my elders❤
Yaaa was looking for this. Ukashaaa 🔥🔥🔥🔥
👏🏾👏🏾👏🏾🙏🏾 #Mbwetete
Brilliance of your lyrics is awesome. Tovera midzimu dzoka is a great song and you just spiced it up.
keep it up mr andy muridzo
Wow reminds me when I was at primary. Thanks my brother-Andyman
I love this song💕well done Andy
Proudly Hukasha Fan🔥
Kwaziwayi mambo vehukasha!!
Sound ranyanya... big up jiri🔥
Amazinggg my best and on repeat
I love your songs Andy😘
Chomudziva chiyerere mambo!¡!!!!!
Zvinotendwa Jiri
🔥🔥🔥🔥🔥
Thank u nemanake aya
Tupare woooyeeeee
Tman akurema production iyo akabata apoo mmm
Chomudziva hachiyerere.....
Matendwa nemanake anodakadza
Moto 💃💃💯💯💯💯💯
u de best
Amazeballs,👏
Voice kuseri.munogonesa chibaba
🎶 🎶 🎶 Nice
Iri rogonesa iri ziNgwenya
🤝❤❤❤
💯💯💯🎶🎶🎶💃💃💃💃
My favourite
Kugara bande kudii nhaimi?
Nice one
What is kugara bande
Andy Muridzo album = purely awesome music
Jah Prayza's album. = good videos

Wow reminds me when I was at primary.
Thanks my brother-Andyman