Tete Tilder mato ruler kare nyaya… makuda kutomu isira mazwi mumukanwa. Regai ataure nyaya yake sena ziviro ano ita Uye zvaano ziva. Zviriko zvaka wanda zvino gona kukonzeresa. Again kumu tyisidzira nekufa ndo chii ichocho. It can be huroyi chaihwo from kwamai or kwababa vake. It can be ku school ma teachers chaiwo or izvo zvamuri kumu manikidza. Or pure medical problem chaiyo yekwa doctor chaiyo. Help with mari ye CTScan then MRI to rule out zvekuma doctor. After maita rule out zvekuma doctor mochi tsvaga magodobori echokwadi kuchi vanhu or vazodziwa vamwari chaiwo.
Amai seek for help before it's too late coz from the look of things mwana arikushandiswa in a cult. Sisi ngavachamgamuke, don't associate yourself with just anyone from now on, rather be your own friend. Vabereki simbai pamunamato. Pindai muma fasting musimbe at prayer without seizing kuti mhepo iyi ifumuke.
People who have hematidrosis may sweat blood from their skin. It usually happens on or around the face, but it can also come from the mucosa inside the nose, mouth, or stomach. The skin around the bloody area may swell temporarily. Crying tears of blood is related. It's called hemolacria. Bleeding from the ears is called blood otorrhea. Hematidrosis can look like blood, bloody sweat, or sweat with droplets of blood in it. Sweating a different color -- like yellow, blue, green, or black -- is a different condition called chromhidrosis.
Tipeyi zita rechikoro it’s in public’s interest. You can’t ask for help kubva ku the same public iri kuvanzirwa zita re a public institution causing ma problems. Mazita evana of coz don’t disclose. Munotyeyi pazita rechikoro you’re not bound by any law. Manyepo aya 😂😂😂😂 or it’s lousy journalism.
Kasongo yeye ndaona bushiri akagara naprophet Elijah ndabva ndaziva kuti kasongo yeye bonai nanga kasongo bona wewo 😂😂😂😂...I had to unfollow him on all social .media platforms 😢
No evidence to back zvese zvavarikutaura not even video evidence ropa richichururuka munzeve nemumaziso. Ityai mwari hama. Masymptoms ekubuda ropa munzeve nemumaziso zvakutapuriranwa futi. Vanhu vakuru ngatityeyi mwari. Tilda you encourage and entertain rubbish THIS IS FAKE 😅😅😅😅😅
😂😂😂😂😂Yaaa we never know,, wanhu wari kupemha ne nzira dzakasiyana,,, wanhu awa waifanirwa ku uyawo nema video anehumbooo hwezviri kuitika bcz this is too much
Tipeyi zita rechikoro becoz it’s in public’s interest. You can’t ask for help kubva ku the same public iri kuvanzirwa zita re a public institution causing ma problems. Mazita evana of coz don’t disclose. Munotyeyi pazita rechikoro you’re not bound by any law. Manyepo aya 😂😂😂😂 or it’s lousy journalism.
This child has a bleeding disorder inonzi haemophilia. The condition needs proper medical attention because it's a life long condition. Tilda you need to consider having medical doctors on your show, Hapana huroyi apa. Please contact the Zimbabwe Hemophilia Association for diagnosis and treatment
Tete Tilder mato ruler kare nyaya… makuda kutomu isira mazwi mumukanwa. Regai ataure nyaya yake sena ziviro ano ita Uye zvaano ziva. Zviriko zvaka wanda zvino gona kukonzeresa. Again kumu tyisidzira nekufa ndo chii ichocho. It can be huroyi chaihwo from kwamai or kwababa vake. It can be ku school ma teachers chaiwo or izvo zvamuri kumu manikidza. Or pure medical problem chaiyo yekwa doctor chaiyo. Help with mari ye CTScan then MRI to rule out zvekuma doctor.
After maita rule out zvekuma doctor mochi tsvaga magodobori echokwadi kuchi vanhu or vazodziwa vamwari chaiwo.
Endai kwaprophet Miracle Paul kana prophet T Freddy
Amai seek for help before it's too late coz from the look of things mwana arikushandiswa in a cult. Sisi ngavachamgamuke, don't associate yourself with just anyone from now on, rather be your own friend.
Vabereki simbai pamunamato. Pindai muma fasting musimbe at prayer without seizing kuti mhepo iyi ifumuke.
So painful Mwari tiwanireiwo nyasha
Tete musamanikidza kutaura zvaasingazive anopedzisira ataure zvekunyepa
Nhayi
Vana four kufa same class 😮😮😮😮😮😮nyika yoda kunamata ndatya hangu
Chikafu chaicho veduwe mwana ngaazive kudya zvaainazvo or kudya adzoka kumba😢 hembe dzinochinjanirwei veduwe vana vangu havanze nenyaya yehembe nebhutsu kupa shamwari Mwari tirwireiwo Satan hachina simba nezita raJesu mwana uyu achakunda vekwababa vake futi how come to? Suspects
Iyi ingozi iyi ....endai kwatasvu
ngawaende kwa PROPHET @UEBERT ANGEL
Yoo Tete Tilder this is sad vana vedu varikuitiswa zvakaoma iyi ndosatanism
People who have hematidrosis may sweat blood from their skin. It usually happens on or around the face, but it can also come from the mucosa inside the nose, mouth, or stomach. The skin around the bloody area may swell temporarily.
Crying tears of blood is related. It's called hemolacria. Bleeding from the ears is called blood otorrhea.
Hematidrosis can look like blood, bloody sweat, or sweat with droplets of blood in it. Sweating a different color -- like yellow, blue, green, or black -- is a different condition called chromhidrosis.
Mmmm vana ngavagutsikane nezvavanazvo kumba.Iyi isatanism chaiyo ropa rakakosha panezvirikumunwa ropa ngavaende kwaProphet Miracle Paul 😮😮😮
At times tilder vanoita lead munhu and too much interference munhu achitaura
Ngavaenda kwa prophet kudakwashe jose. Or prophet miracle paul. T freddy abatsirika nekwa utawashe
l hope makamboendako mune testimony not zvekungoona pama social media
@@brendaziyenge207taura hako kkkkkkkk
Saka kwamuri kuda kuti vaende ndekupi kwamuine testimony nako ndekupi, apa vanhu vari kutsvaga rubatsiro mnhu ataura kwaanofunga kuti vanogona kubatsirika why discouraging mnhu auya neIdea@@brendaziyenge207
Inga vataura kuti vakaenda kuzvipatara , vakatosvika nekukaranda kwese uko nyatsotererai munzwe
Zvakaoma hazvo dai Mwari wapindira. Pasi pano tir muhondo na Satan asi ukazonzwawo zvevamwe kudai unoti zvangu zvir nani lshe inzwaiwo zvevamwe izvi
Ndini zvangu ndiri panhamba 2
Ndavaende naye prophet miracle paul zvopera musi iwowo
Number four nyaya iyi inorwadza ndakambosanganawo nazvo pain yacho ndoiziwa ngawaende kuchiwanhu
Ndini zvangu ndatanga.. Murisei tetes
Havasi vakati vaane church itsva here?
Murisei tete ❤❤❤
Zvakaoma 😢
Ndini zvangu ndiri pa #3
Zvinotyisa nekushamisa izvi zvokwadi.
Kana chiri chivanhu kwamukotsanjera pachivanhu vanogonesa
😢
Mwana ane zvaanoziva uyu but haasi kuda kutaura ari kutya....isatanism iyi
Ngavaende kwa Prophet kuda jose its free
Ndarwadzaiwa vaya vanobatsira plz batsirai mwana
Ngavaende kwasekuru Tasvu zvopera
Magaya hake ane zvisiri bho zvaanoita asi zvakadai anopedza ma sports
Nhau iyo ma 1.
I think mwana uyu anongoda kuendeswa kumusha kwa baba vake, hamungachengete mwana ane serious problem zvisingazikanwe na baba or hama dzake.
Baba varikuzviziva vani uye vanokata foni Saka ungamanikidzira futi kuendesa mwana ikoko here
Pakushaya maphoto kana video ndopanondokunda panyaya idzi
Haisi ndiyo inonzi hematohidrosis yacho here. İni the moment munhu angoti Handina kuzoenda kuchipatara ndinobva ndatobhowekana kuramba ndichiteerera.I am not saying musaende kumaporofiti asi endai Kwese please. Vazhinji vari kufa nezvirwere zvinorapika nekuda kumhanyira 1 side.mwana ngaaende kuchipatara uyo please
Aaaaah nhai iwe muromo rudziiko iwoyo?
@mwanawapauro2944 munhu wese ane mafungiro ake
Inga vataura wani kuti calendar both gvt and private hospitals including karanda
mambotererawo hre first before manyora comment yenyu iyi
@@sharonfosho493 vaazonzi CT scan handina vakati handina kuzoenda
Mwana uyu ane Satanism ne hope dzake idzoo ummm pane nyaya apa
Inga zvakaoma veduwee
l think tete amai ava ngavamboendewa mwana uyu Kuna baba vake maybe akudiwa kurudzi rwake
Aaah imi hamuna kunzwa hope dzanorota zviri pachena kuti isatanism iyo
Vana ngavadzidze kusangopuhwa zvinhu nemaFriends
Tetez murisei henyu
Ane hoemaphelia bleeding problem
Kuti I problem ye family hanti nekuti ma 5year Olds akubudawo futi but my question is muroora chakumudonhedza chii
baba vemwana uyo ngaendeswe ku DNA vapindewo pakubatsirana nehurwe hwemwana uyo tete, kwete kusiya amai avo vachitambura nemwana uyo voga
Ngava yende kwaPaul miracle
This whole story itori Satanism chaiyo, ngavaende kwasekuru Kanengo vanhu ava
Tipeyi zita rechikoro it’s in public’s interest. You can’t ask for help kubva ku the same public iri kuvanzirwa zita re a public institution causing ma problems. Mazita evana of coz don’t disclose.
Munotyeyi pazita rechikoro you’re not bound by any law.
Manyepo aya 😂😂😂😂 or it’s lousy journalism.
Madoctors muc section imbomirai chivanhu or satanism zvezvirwere izvi ivo varikuti vakaenda why muchipa zvirwere zvisipo muchisiya zviripachena
Kasongo yeye ndaona bushiri akagara naprophet Elijah ndabva ndaziva kuti kasongo yeye bonai nanga kasongo bona wewo 😂😂😂😂...I had to unfollow him on all social .media platforms 😢
Shame zvinorwadza
Kuchikoro kunenyaya uko
Asi kuti vana4 vafe musame class kana pachikoro hazvisi normal
Akakanya mhiko
tete idzi nyaya dzisiri dzekunamata vanofizuka nevanhu
Muri sei tete titi negoredzva
Inogona iri satanism asinga zive .. veduwe Ka nyika yaipa ngati namatei zvikurusa kuzvikoro
No evidence to back zvese zvavarikutaura not even video evidence ropa richichururuka munzeve nemumaziso. Ityai mwari hama. Masymptoms ekubuda ropa munzeve nemumaziso zvakutapuriranwa futi. Vanhu vakuru ngatityeyi mwari. Tilda you encourage and entertain rubbish
THIS IS FAKE 😅😅😅😅😅
😂😂😂😂😂Yaaa we never know,, wanhu wari kupemha ne nzira dzakasiyana,,, wanhu awa waifanirwa ku uyawo nema video anehumbooo hwezviri kuitika bcz this is too much
Tipeyi zita rechikoro becoz it’s in public’s interest. You can’t ask for help kubva ku the same public iri kuvanzirwa zita re a public institution causing ma problems. Mazita evana of coz don’t disclose.
Munotyeyi pazita rechikoro you’re not bound by any law.
Manyepo aya 😂😂😂😂 or it’s lousy journalism.
Mwana uyu haas kutaura chokwadi kana wasangana nedambudziko unofunga everything kwete zvekut haaaaaa zvimwe ndakanganwa she can't be srs
This child has a bleeding disorder inonzi haemophilia. The condition needs proper medical attention because it's a life long condition. Tilda you need to consider having medical doctors on your show, Hapana huroyi apa. Please contact the Zimbabwe Hemophilia Association for diagnosis and treatment