This move teach us kuti gumbo mumba gumbo panze hariitwe ladies lets be careful zvinhu izvii hazviitwe ngatidzikamei gutsikana nezvaunazvo coz this movie is based on some true stories thank you Mr Naiza keep on going ❤
This was exceptional...I almost didn't watch it after seeing the cover photo - matyiro andinoita nyoka, kana yemuma cartoon chaiyo...ndinotovhara maziso kana kutarisa kudivi. Even mwana kanatirikuona tose anonditi tarisai ku side Mhamha, yah chitarisai screen nyoka iye yaenda. Ndinotoita ma nightmares ndikaona nyoka even yema cartoon yacho 😂😂😂 thankfully yanga iri metaphorical in this case 🎉🎉
It's an amen and amen 🙏 really this movie is a message to us Christians , it is so powerful and hopefully that many will learn while seeing this movie All the best naiza boom may God add more creativity ❤
Mai Mufundisi waaaaaaaa you are on the Class of the Powerful actor Paaaaaaaaaaaida keep it up girl you are an amazing star because of you this movie to me was like a 5 minutes movie, because of excitement waaaaaaaaa data read for new features Tamirira zvimwe
Black will never dissappoints panyaya dzechitsotsi , but thumps up to mai Mufundisi inyoka chaiyo mmm Naiza keep the good work , characters well portrayed
@@EverjoyMoyothe use of the word snake was just used as a metaphor depicting mabasa amai mufundisi nekupfeva kwavakaita na Dhimba kwete kwe nyoka mhenyu she's being a snake 🐍 undergrass 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 mahorror acho ma 1 chaiw.Michael Machiona a.k.a director NB we can equate him to Gaffa Winky D when it comes to the use of similies and metaphors and word play 😊😊😊😊😊😊😊. So in short director NB is a talented guy pa art yake yekunyora mamovie manyama,but apa vagadzirirwa size chaicho a good and valuable lesson to all involved good jobto you all.You all nailed your roles.😊
Zvinongoda brain apa ,, unofunga kt mnhu wakat uri Satan manetsa zvoreva kt unofanhwa ktoona mnhu iyeye achitor Satan hr. Kkkkk same applies ,, zvakanzi pastor wife is a snake sk iwewe ukuda ktarisira kuona mnhu achiita nyoka here kkkkkk zvimwe zvongodawo pfungwaaa
Ha thank u for ur movie cuz it teaches me that when iam married i shud not do chihure hamakaita basa pliz tiisirei mamwe mamovie anospaker kudaro . ha we love u Nb films
As always, Naiza Boom Produces The Most Adorable and Ineresting Movies in Zimbabwe. Well Done Michael Machiona.❤❤💗💗
Thank you so much boss
That's why achinzi Mabvirrrrrrrrri 😂😂😂
gbickudhi😡😡😡😡😡😡😡💔💔💔💔💔💔
NO TO DRUGS.
NO TO MUJOLO.
MORE PRAYERS.
No to mjolo
True that
This move teach us kuti gumbo mumba gumbo panze hariitwe ladies lets be careful zvinhu izvii hazviitwe ngatidzikamei gutsikana nezvaunazvo coz this movie is based on some true stories thank you Mr Naiza keep on going ❤
Dats true
Ishuwa pls becareful kuitira mavedio
True
I can't stop laughing 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 🤣🤣🤣 Mai Mufundisi is a great actor
Mai azuka
Even pastor he is natural
@user-om8gp2we7f
Kuda🎉@@thebopsfamily
Naiza team mune kamwe ka that so. The acting the pic quality & everything. Keep on going 🔥🔥🔥
Yaaa Africa yese Zimbabwe tava towards kutora Award rema MOVIES mirai muone ❤❤
Solo kani 😅😅😅😅😅😅😅
Hhhhhhfffkjv@@virginiamaposa6579
Mufundisi vano acter thumps up to him ❤❤❤
What a big lesson in life well played mfundisi (Cleo) Tanya you are always on point welldone Michael keep the fire burning 🔥 well done everyone.
Well done naiza and team you made us very happy and proud of you🎉🎉🎉🎉
Mmmm wonderful n touching lesson! Mai Mfundisi can act yooo!
My eyes are stuck on Cleo😊😊😊😊😊i love her acting skills
Uyo agara anoziva zvaanoita uyo
Manje ini ndotomuda pazvese xooo😂
Michael Machiona this is great movie and lesson .Well done ufunge uri mudiki but with great brain.God bless u
Pastor is a really good actor 👏 😊
Yaaaaaa mai mufundisi is indeed a real actress sando dzavo may you please give her more time
This was exceptional...I almost didn't watch it after seeing the cover photo - matyiro andinoita nyoka, kana yemuma cartoon chaiyo...ndinotovhara maziso kana kutarisa kudivi. Even mwana kanatirikuona tose anonditi tarisai ku side Mhamha, yah chitarisai screen nyoka iye yaenda. Ndinotoita ma nightmares ndikaona nyoka even yema cartoon yacho 😂😂😂 thankfully yanga iri metaphorical in this case 🎉🎉
Can't wait you guys are absolutely the best 💜
Great lesson and above all I liked the background sounds/background music
It's an amen and amen 🙏 really this movie is a message to us Christians , it is so powerful and hopefully that many will learn while seeing this movie
All the best naiza boom may God add more creativity ❤
This is great guys keep it up....ndotym iriboe not ma15 mins amunomboita aye rambai makadaro😍😍😍😍
True ma 15 minutes akadhakwa aye kkkkk
Haaa mfundisi namai mfundisi munogona I love u guys❤❤mmm Apa makachi master chinhu ichi 🔥🔥🔥moto
I'm addicted❤ I couldn't wait to be home to watch this movie❤❤❤
Munozonyanya kugona imi aaaaa❤❤❤❤
Well done naiza boom can't wait for another movie ndomamovie atova aya kwete maepisodes keep it up guys Mai Mufundisi kuseri
Haa haa Naiza boom anogona guys ✋️😅🤚 anofanirawo kutodzidzisa vamwe vaye vaye 😂 Naiza kuseri can't wait ❤❤❤❤
Thank you so much boss
Varigona vese nevaye vaye vacho
Nfo problem yatinayo senyika yevanhu vakaita sewe
Vamwe vaya varikugona shame let's not hate and nyaya dzavo dzinopera mushe
vamwe vatori ne fire than ava
Kiss more A.K.A mai mufundisi is a great actor😂😂😂😂 really enjoyed this movie
Well done guys. Keep bringing more of these. Loved it. Keep it up team.
New upcoming star 🌟 of Naizaaaa Boooooooooom mai mufundisi I am seeing the bright future of you and our beloved Naiza boooooooom
This is a great lessons to all married women and vanoshandisa mabrugs😢😢😢
Munhu wemukadzi gutsikana nezviri mumba mako
Kkkkkk shinda bodo hwiiiiiii 🙌😂😂😅😅
Mai Mufundisi waaaaaaaa you are on the Class of the Powerful actor Paaaaaaaaaaaida keep it up girl you are an amazing star because of you this movie to me was like a 5 minutes movie, because of excitement waaaaaaaaa data read for new features Tamirira zvimwe
Keep up the good work guys..Haa Naiza kurisei
Mai mufundisi is a good actor I repeat ❤❤❤❤😂
Best actress!
Parabens vcx Sao os melhores
I like Shinda with passion 😂
Great movie team NB
I am enjoying this movie keep it up❤❤❤
Pastor avo vanogona Naiza mukaramba muchivaisa mungatinakidza zveshuwa
Haa naiza Boom kuseri baba huchi yoh munotevedzera zvido zvemafans enyu
I wish to have a husband like e pastor so understanding n considerate 😒🌹💕
Ndiri pano isa inbox
😂srsly😂😂
Keep going guyz we love you
Woooooow mwari vanoona hama dzank ndine yambiro yank hank inoti ngatisaitei zvema drugs kuvana vechidiki uku uye vana mai ngatisiyei chipfambi
Haaaaa NAIZA NAIZA NAIZABOOM uyoo wamoti shinda uyoooo muchengetedze pakanaka uyooo
Haa Solo ndiwo vanondipedza manje hanzi mungandipe kasadza kekuti ndoita kunge ndikusvisvina mint😂😂
Haaa guys more likes for Mufundisi,haaa anogona keep it up mfundis❤
God Bless You Naiza Boom.. ❤... I have learnt a lot from this 🎦 Movie... 😊
Keep it up this one deserves an OSCAR award ❤❤
Vanwe 4 vakabuda vaye ngavambodzidza kuna Naiza guys uyu hatina zera naye🙌
Washaya
@@ElsKy1823 Ma Zimbo hamudi kuudzwa chokwadi😂
Vaya Vatova kumberi pane kupiwa 50 hamuoni kut chero makaenda avo atochinja
Vaye hapana chavanomboda kudzidza vatori bhoe vakadaro
@@faithkamunjoma215 Hakuna munhu anoita 10 years achipihwa $50 apa achifamba ne mota Director vake vasina
I can't wait for this video
But pa English subtitles apa gadzirisai. Mkoma NB
Ok boss tichasota ipapo
ONCE MAGADZIRISA MUNOENDA NENYIKA
You're talented gyz continue like that we are Happy Happy Happy 🎉🎉🎉🎉🎉
Wonderful prayers father and daughter...keep it up,kundai muedzo yamai Mfundis iyo ipfuure
Lesson full ❤
I like the song
Senzeni akashata iiiii 😂😂😂😂
Kkkkkk akaipa 😂
Keep it up guys you never disappoint us ❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Thank you guys I supporting you guys
That is wonderful you’re the best nice of boom I hope you get to 1000 subscribers
🎉
Força pelo vosso trabalho,
The movie is on point 🎉
Black will never dissappoints panyaya dzechitsotsi , but thumps up to mai Mufundisi inyoka chaiyo mmm Naiza keep the good work , characters well portrayed
I repeat... did I miss the snake part of pastor's wife
Kuti snake zvanga zvisiri kureva nyoka chaiyo zvaireva zvinhu zvavaiita
@@EverjoyMoyothe use of the word snake was just used as a metaphor depicting mabasa amai mufundisi nekupfeva kwavakaita na Dhimba kwete kwe nyoka mhenyu she's being a snake 🐍 undergrass 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 mahorror acho ma 1 chaiw.Michael Machiona a.k.a director NB we can equate him to Gaffa Winky D when it comes to the use of similies and metaphors and word play 😊😊😊😊😊😊😊. So in short director NB is a talented guy pa art yake yekunyora mamovie manyama,but apa vagadzirirwa size chaicho a good and valuable lesson to all involved good jobto you all.You all nailed your roles.😊
Zvinongoda brain apa ,, unofunga kt mnhu wakat uri Satan manetsa zvoreva kt unofanhwa ktoona mnhu iyeye achitor Satan hr. Kkkkk same applies ,, zvakanzi pastor wife is a snake sk iwewe ukuda ktarisira kuona mnhu achiita nyoka here kkkkkk zvimwe zvongodawo pfungwaaa
I wonder woo 😂😂
But really Mai Mufundisi's behaviour is actually the true definition of a snake indeed
haaaa mai mfundisi vanogona zvavo,haaa zim is full of talented people .
NB pliz vanhu vaita basa hombe apa ndi Mai Mufundisi na Baba Mufundisi pliz pay them
You are giving Nigerian and getting there but we need English translation so that people from abroad will also understand
This movie was on point 🔥🔥🔥💯💯💯
Ha thank u for ur movie cuz it teaches me that when iam married i shud not do chihure hamakaita basa pliz tiisirei mamwe mamovie anospaker kudaro . ha we love u Nb films
Maimufundisi vanogona kuactor plz😮
NB Films is the best!
This is the best ever...Sando Kuna Mai Mufundisi hii🏋️✅✅💯
Rambai makadzvanya muchipisa..Happy new month NB team n viewers ❤🙏 🎉🎊 🤩
Akachi master chi game ichi mfanha Naizza
😂😂😂😂😂😂 Dhafu iweka hanzi vatsvene varimumabhawa
Wow wow wow wonderful 👏👏👏👏👏👏👏👏👏
Prayer mufundisi lay down it's a good teaching to us 🙏 Prayer is the key
Mufundisi u are one in a million.❤❤❤
❤❤❤❤❤ murikugona Naiza
Naiza unogona basa can't wait 😉
Keep on keeping on Naiza Boom only the sky is the limit..
Thx for good content
Shinda looking like a real gangster 😂😂😂
Mucharamba muchipisa guys ❤
Thank you Director ❤️🔥💯
❤waiting
Ahhhhhwww❤❤
hnzi ndikungo kumbirawo muremekedze chisimbi ichi😅😅😅😅😅😅
Seems like Kissmore ane hukasha kupfuura Blackie ❤
Not fair.. Mukadzi haarare ne bhaibheri ka. Anoda murume zve alongside. Sorry hako Kissmore
Wow he knows the best 🎉🎉
Sound track is good
Jah man varipa squad rema tsotsi vanonzani ko avoo vanogona 🔥🔥🔥
Vanonzi Shinda
❤well done well done keep it up guys im happy for you
Mai mufundisi muno actor
Well job done naiza ❤❤❤
Mai Mufundisi, best actress.
Super duppa aaah 💯💯💯💯💯💯💯💯👏👏👏👏👏👏👏👏
So sweet 🎉
Well done guys keep going 🎉🎉🎉
Zvaita mukoma Naiza 🎉🎉🎉🎉❤ matifadza uye movie iri rinefull of lessons kumachurch ndozvrikutopisa izvoo anamaimufundisi ndidzo pfambi😂😂😂🎉🎉🎉🎉
😂😂😂😂😂Mai mfundisi havafunge shame,,Solo neuku hanzi ndafunga kut suit ndeya mhamha 😂😂😂😂
😂😂e😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Shinda you are a Gem
Thank you guys ❤❤❤❤❤❤
Mai mufundisi dai makaenda ku police ,mukaona zvakadaro mhangarai nyaya dzakadaro
Pastor well done mogona ❤❤❤