Vana havasekereri chihure chamai vanemurume Vasina Vana havazvide Isu vo ngatihurire kune kna tazvifunga Hatidi hudzvanyuriri aaaah Nditori single bt ndoona ndikanyanya kusmila paApp unoona Vana vakutarisa kuda kuziva Vana vamazuvano vakavhurika manje Respect Chet ndooinodiwa kuvana Worovesa zvko mushini booo
Vana havasekereri chihure chamai vanemurume Vasina
Vana havazvide
Isu vo ngatihurire kune kna tazvifunga
Hatidi hudzvanyuriri aaaah
Nditori single bt ndoona ndikanyanya kusmila paApp unoona Vana vakutarisa kuda kuziva
Vana vamazuvano vakavhurika manje
Respect Chet ndooinodiwa kuvana
Worovesa zvko mushini booo
Ko mukadzi wacho haapo here ko kana arikupupura kuti akadanana nechikomba chacho,sei mati hapana humbowo!
You are very right my sister
This was not fairly ruled vanhu ngavasiye chihure
Humbowo hapana idi
sabuku musanyepera kupenga imi
Akutungamidza hasha murume uyo ,ane dzungu speed too much ndozvamunyisa panyaya yake dai akamirira akabata tsuro yake iri mugwenzi
Baba Ava vakatadza kuronga ISU Kumba kwedu zvakaitika but sekuru vangu vakaronda mukadzi vakamubata nechikomba ichocho
Chokwadi, tinotenda.
Humbo hunobatika hapana zvesure asi kunyengana kuripo coz mwana ari form 4 atoziva panyenganwa
Bvunzai mkadzi wachoka nhaimi unonzwa shungu nana chief vanotonga zvakadai
Hahaha aiwa musaite shungu
Uyo chif idako iro
😂😂😂
Vana can be credible witnesses in a court of law.Chief makadhakwa last number the man is guilty as charged
Kkkkkkushirana😂😂😂😂😂😂😂
Ana home boy wanguwo futi
iyu she imboko
uyu she hapana chanoziva. havadiwi madzishe akadayi
Chief uyu ma rubbish . Ndewedoro . Nxaaaaa
No evidence no case. Simples
Makoni
apa mambo makoni matonga rubbish chaiyo matadza kutonga nyaya iripachena
Zvinyadzi mambo tinotarisa nyaya nevañyarikani chii
Mamborerusa mashoko enyu zvinyadzi mozvinyanya
This chief is bias
uyu she hapana chanoziva. havadiwi madzishe akadayi