Amen i just followed you just now prophet ndaingokuonei pamastatus evenhu ndikati regai ndimbokutsvangeivo aiwaaa zvaizvezvi ndimi mune chimuti handisati hangu ndanyasokuterera kwenguva renyu but mmmmm regai timboone❤
Amen and amen l just found this message when l was just in the middle of missing vakaenda thank you man of God chokwadi vakabviswa naMwari regai vaende chokwadi
Uyo arikudairira kuBackground nganyarare, he is dsturbing the flow of the message... zvakuita kunge tava kuShow yeZim dancehall. Zvinhu zvaMwari zvineOrder
Sorry. We need only the preacher to preach and the congregation to agree. Avo varikudaira on another mic kwete it’s a no!!! No joke that other guy ane imwe mic arikuvhiringidza. It distracts and annoys the listener. I’m very happy to have found this sermon🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉 used to think I’m not normal because handinyengerere kana kusvotwa when people leave😅
Holly thank you prophet
Yaaa powerful munoshandiswa Mwari sure lreceive ndoda kuchekererwa handinyengereri rova pasi ndabaiwa pamoyo
Amen Amen ❤❤❤❤❤
My husband left me last week and I have been begging him to come back then I came across this sermon
Amen 🙏🙏
Amen 🙏 sure takapfuura neko munhu washe kurambwa ne family yese kugarirwa dare kunzi nevari joni vati havachakudei saka famba fambai mhai
Power ful
Amen powerful
Amen i just followed you just now prophet ndaingokuonei pamastatus evenhu ndikati regai ndimbokutsvangeivo aiwaaa zvaizvezvi ndimi mune chimuti handisati hangu ndanyasokuterera kwenguva renyu but mmmmm regai timboone❤
Powerful, thank you. I'm blessed
Amen munondikumborera powerful preaching I love that
Apa ndandichida kutosender message ndichimunyengerera thank you so much
Amen and amen l just found this message when l was just in the middle of missing vakaenda thank you man of God chokwadi vakabviswa naMwari regai vaende chokwadi
Dai vanga varivedu vanga vari varipo now vakaenda havasi wangu ngavaende wangu vachauya 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🙏🙏
Very true redefine relationships and remove some people out of your life, kuti upenyu uendeke.
I know how to remove energy drainers.
Very true..ini ndaisinzi handina hanya kna vanhu vandisiya ndokasika kuvakangamwa nekusav tsvaga futi
Powerful message
Amen amen very true since I cut ties nevazhinji I am doing better now mulife & financial
I feel justified now for my actions...handina kunyengerera
Let go and let God
Powerful. Chokwadi zvisiri zvangu muupenyu ngazviende
Ngavaende. Ndinoda Jesus
Man of God ava vanowanikwepi
You give me revelation about Jonah..thank youMan of God
Powerful Apostle things got better indeed
Apostle vhangeri renyu rakanaka zvekut asi mkomana uyo anenge achitaura taura muudzei anyarare kana muchiparidza
Amen 🙏 powerful handinyengereri
Powerful preaching
Uyo ari kutsigira paside uyo arikuresva shoko ramwari uyo kani let the word flow
Powerful sermon
Powerful 🙏🙏🙏
Amen to you ❤❤❤
What a powerful sermon..im grateful because i was there and was blessed
Uyo arikudairira kuBackground nganyarare, he is dsturbing the flow of the message... zvakuita kunge tava kuShow yeZim dancehall. Zvinhu zvaMwari zvineOrder
Powerful I'm blessed 🙌
Powerful message.......Thank you Man of God
Yoo god bless u for me pastor I received ur word thank God hallelujah
Musandirasa Jesus Amen
True speaking pastor ❤❤❤
He must let the word flow
Powerful word zvisizvako siya zvirove pasi ma agents a satan siya varove pasi
Powerful words....ndabatsirika
🎉Amen
Amen ngavayende
Amen iyoyo
I receive apostle ❤❤❤❤
Thank you sir. Your preaching makes me fall in love with Jesus over and over again
Amen handinyengereri
AMEN
Amen...This is true and powerful word. THANK you man of God
Akarambwa ameen
Apa ndiri biz kuita mahie every morng nhasi ndangoti ndiri biz neiron ndisati ndamumhoresa ndikti regai nditerere muzodziwa waMwari ndabtsirirka
Andinyengereri sure nkuti munhu ukamuteera anokurasisa
Uyo arikutsigira pa side ne mic disturbs the word so much…. Please put the mic down let the word flow
Thank you Lord
Truee esh his comments and the word that is flowing hazvisi kupindirana his just making noise
Akutozviita dj fantan
@@TriniDady 😂😂
shuwa...."HOYO" muchurch here veduwe
Pastor munogona henyu,kunobatsira muri muguta/kana nzwimbo ipi,ndokumbirawo🙏🙏🙏
Thank you man of God .mharidzo iyi ndeyangu 😊
Ndabatsirika zvangu AMEN AMEN AMEN 🙏
This is powerful
Ameen imbouyai kuHarare veduweee , ndafarira shoko iri ndakarambirwa kuti waramba kurara neni handina kunyengerera zvaChose ndakaziva kuti iyi ndomuedzo inouya mulife iyi ndaropafadzwa kuda kutora virginity yangu for nothing inini ndakadzidza subject ramaparidza ndafara ndanzwa shoko iri
Ramba wakatsika ipapo
Powerful thank you man of God,mataura neni ndadzidza,,handichanyengereri
Powerful message thank you man of God.i pray God to remove all the time wasters from my life
Powerful sermon chokwadi halleluya Ameen and Ameen ❤❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Powerful word, thank yu man of God be blessed❤❤❤
Thank you mandibatsira🤗🤗🤗🤗🤗🤗
Thank you Man of God.l wanted to hear this today..... amen
Amen and Amen chinechekuita neni ndinoteerera 🙏👏💪🔥🔥
Sorry. We need only the preacher to preach and the congregation to agree. Avo varikudaira on another mic kwete it’s a no!!! No joke that other guy ane imwe mic arikuvhiringidza. It distracts and annoys the listener. I’m very happy to have found this sermon🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉 used to think I’m not normal because handinyengerere kana kusvotwa when people leave😅
Very powerful sermon. Hallelujah.
Very powerful sermon Apostle.
Thank you man of God . powerful.ndabatsirika .
Thank you pastor Daniels l learned a lot.
Apa mataura ini chaiye thank you so much for the word😢
Amen to a sweet marriage and a beautiful life.
Amen 🙏 Ndabatsirika
Haa ndadzidza l wish l hear this before marriage chokwadi ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Amen thank you Jesus
Very powerful and helpful
Thank you for the word
I receive man of God tiudzei❤
Vanhu ngavarove pasi hatinyengerere
Amen and Amen ichokwadi chemuhara
Thank you man of God
Amen, powerful word, handinyengerere
Yes yes Apostle teach us
Amen! Powerful!
Amen handinyengerere💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃
Amen 🙏 neni ndabatsirika
Help me man of God
Ndasunungurwa...AMEN.
Amen.Handinyengereri.
Teach us Apostle it's true
Chokwadi note nda God help me Chokwadi ❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Amen🙏🏽 Handinyengerere
Amen thank you Apostle
Thank you powerfully apostole
Powerful thank you
Help us oh Lord
Thank you Jesus
Glory I receive it and amen
This is powerful word🙏
amen 🙏 andinyengereri
Shoko iri randiyambutsa,,Amen.....
Powerful teaching Baba uuumh