Ndiri Elder Week Church Apa Ndine Rimwe Dinji Rakachemedza Kamwe Kamurume Keku Church

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 21 ต.ค. 2024
  • #Confessions #Chakafukidzadzimbamatenga #Domesticissues

ความคิดเห็น • 33

  • @magaretmapupa
    @magaretmapupa 6 วันที่ผ่านมา

    Ana mai Elder zvavari mahure ekurevesa nhaimi

  • @teem9902
    @teem9902 6 หลายเดือนก่อน +5

    Saka mafunny confessions ahachauyi zvokudaro but emjolo chete?? Aah vanhu varikuita chipfambi kunze uko pls wee ndasurrender Dai tatendeuka!

  • @TawananyashaMazai
    @TawananyashaMazai 6 หลายเดือนก่อน +5

    Muchamirepi pakutongwa? Zvemumoyo zvichonekwa zvakavanzika zvigoonekwazve mai Elder

  • @delanocruz7958
    @delanocruz7958 6 หลายเดือนก่อน +3

    Mukoma Nash should be President of Zimbabwe woyeeeeee.

  • @miguelnehm5791
    @miguelnehm5791 2 หลายเดือนก่อน

    Husi Elder wechurch imi , whose church ? There are different types of elders kune veDancehall imi muri elder vechihure

  • @ArtwellBungu
    @ArtwellBungu 6 หลายเดือนก่อน +1

    Heiiiiiiii kudenga kuchanetsa kusvikako chokwadi uuuum

  • @Gman.Official
    @Gman.Official 6 หลายเดือนก่อน

    Munhu akanaka wamaisa apo bhooo here

  • @RayStockel-m5m
    @RayStockel-m5m 15 วันที่ผ่านมา

    Mhai nhau yenyu iyi inotikuvadza isu vamwe chinonzi mudzimai matinji uye iro beche ngarive hambe chaizvo ndiye mukadzi

  • @Richooo8568
    @Richooo8568 6 หลายเดือนก่อน +1

    Nhy mai Elder 😂, haa vanhu mudzichechi umu

    • @sueeland5675
      @sueeland5675 6 หลายเดือนก่อน

      🤣🤣🤣🤣mhondi

  • @MemoryZivhave-ns3mk
    @MemoryZivhave-ns3mk 5 หลายเดือนก่อน

    Zvakaoma sure

  • @Richooo8568
    @Richooo8568 6 หลายเดือนก่อน +1

    Chero ukasevhisa chihure chagara chingori muvanhu zvacho

  • @tinevimbo8751
    @tinevimbo8751 6 หลายเดือนก่อน

    Uuumm zvakaoma hazvo ityai mwari

  • @norahchingaira755
    @norahchingaira755 2 หลายเดือนก่อน

    Haaa pple mukurarama kupiko kuita Elder kuti Uri mutsvene ere or kuti Uri angel ere. You remember the story of Adam and Eve they couldn't

  • @michaelmaziya2930
    @michaelmaziya2930 6 หลายเดือนก่อน

    Manje kuchurch murikuiteiko imi murifambi Inga zvakaoma I would like to think one day God gonna ask u to account for your sins

  • @SiziweMacheza
    @SiziweMacheza 6 หลายเดือนก่อน

    Vanhu vanoda zvinhu veduwee

  • @SiziweMacheza
    @SiziweMacheza 6 หลายเดือนก่อน +1

    Mwari vanokuonai chero mukat hamuinekwi

  • @FaustinaMoyo
    @FaustinaMoyo 6 หลายเดือนก่อน

    Vanhu ngsyitsvageyi weechokwadi

  • @sithulisiwendlovu1088
    @sithulisiwendlovu1088 6 หลายเดือนก่อน +2

    Kkkkk varume sevhisai vakadzi veduwee

  • @SiziweMacheza
    @SiziweMacheza 6 หลายเดือนก่อน

    Zvakaoma

  • @FlexxSmoke
    @FlexxSmoke 6 หลายเดือนก่อน

    Pakaiyipa

  • @clararity
    @clararity 6 หลายเดือนก่อน +1

    Mwari kupindira pahupombwe? Believe it when they say the world is coming to an end

  • @lovenessnhidza4267
    @lovenessnhidza4267 6 หลายเดือนก่อน +1

    Mumachurch surrender ndomune chihure chese

  • @rosezulu-ng6jn
    @rosezulu-ng6jn 6 หลายเดือนก่อน

    Vanhu vechechi muchatongwa namwari

  • @GellyNyambira-q4v
    @GellyNyambira-q4v 6 หลายเดือนก่อน

    😅😅😅 amai eredha

  • @emmagaba9798
    @emmagaba9798 6 หลายเดือนก่อน

    Ibasa

  • @williamelia7889
    @williamelia7889 6 หลายเดือนก่อน

    Kuwe baba Elder mai Elder vanenge vatori hure zvavo kungoremekedzwa zvavo zvakaoma

  • @miriammafiyamafiya
    @miriammafiyamafiya 6 หลายเดือนก่อน

    Saka urikuchitaura pa you tube Kuti zvidii

  • @tkneltindo5883
    @tkneltindo5883 6 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂😂😂

  • @sueeland5675
    @sueeland5675 6 หลายเดือนก่อน

    🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🙌🙌🙌🙌🙌🙌

  • @SifelaniKampota
    @SifelaniKampota 6 หลายเดือนก่อน

    Kuinda kukereke Yangova security yekuwana vanoviga