You guys are crazy the way you are comparing holy .yes this boys vanogona but vanhu makutoita kunge vana kutoshaya pfugwa chaiko.. yes Holy ten is wrong but me l will go for him always holy anodigonera
Stop saying this one is better than this one dai ari better tichimunzwa ingoti arikugona ma upcoming artist arikuburwa apa akungotedzera blot and holy hapana zvaayita zvisvinu😂😂😂😂
Yaaa the kid is good but ngaambosiye madrugs kana achida kutita mbiri cause ziso rake rakatoita red kuratidza kuti haasitori sober uyu but if he keep trying anoita nani
I as the Brand ambassador for Samanyanga sounds i approve this young talent
Haaa apa Magic ndanakirwa nereaction yamarova Mr Hyper 10/10
Haadarike hake ten itya mwari iweee
💯 %
Naaah
Mmm Magic dzidzisai mwana uyo aimbe neviice rake raakapiwa naMwari
Hiweeeee, wadii kuudza vaye vanotevedzera Michael Jackson 🇿🇼
Immitating Blot and Holy Ten😅😅😅
Dai uyu angoita hake holy ten then holy ten oita uyu😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
No holy 10 oita holy 3😂😂😂😂
Manje Mwari havasi blaz vako
He sounds good not better than holy ten 👈
why comparing naHoly Ten 😢 … this level of hatred is another level 🤢🤢🤮🤮🤮
Pakuti better than holy ten apo anyepa hudza vanhu kwete kuda kufananidz zvunhu nezvsin basa

Mr. Hyper replacing our lost leader of the youth! 🔥🔥🔥
Wangu wangu wangu better than who ? Magic usadaro iwe
🔥🔥
Zvekuzotiwo better than holy makutonyebarana😅
Anomudarika sei iye achimutevedzera🤔
The drugless blot version
l wish vanhu vese vakuvenga holy ten vakapiswa kutongwa chaiko
Vese vanofarira 10 ndimi muchanotsva infact muri kutotsva imagine waking up everyday to defend 10s stupidity on internet
Haaaaa anogona bt wazongokanganisa pawati bttr than Holy 10.😂
Chero makamuvenga holy 10 ndibaba
Yes anogona
siyana na holyten mhani iwe,
Sorry ndokudunga kwenyu
usacompare Holy 10 nezvinhu zvisina basa
Grinder ndaamditsvage uyu
Hoyooooooooo❤
You guys are crazy the way you are comparing holy .yes this boys vanogona but vanhu makutoita kunge vana kutoshaya pfugwa chaiko.. yes Holy ten is wrong but me l will go for him always holy anodigonera
💯%😂
he is good but zvekuzoti anokunda Gombwe Rehip hop makuwanza drama
wazongokanganisa pawati bttr than Holy 10
Hooyooo😅
Anogona
MR is far much better than Holyten kkkkk zvinoita mwari
Magic simudzira vana avo vane zvipo
Ngariite networks iro rinenge holy , asaite zvezanu
Haa tsvina 10 hakwane
Mnodiii kutsvaga mabasa kna musina zvkuita?
Iwewe ndiwe usina ava ndoravo 😅😅😅😅😅
Hoyooo
ta bhoo nana holy ten
True this guy is far way better than @Holy ten
Haboe
Stop saying this one is better than this one dai ari better tichimunzwa ingoti arikugona ma upcoming artist arikuburwa apa akungotedzera blot and holy hapana zvaayita zvisvinu😂😂😂😂
😅ten
Copy cat mukomana
Angokopa voice rangu achatongokachidzwa @holyten German Frestyle
He good, holy ten asarapasi panemupfanha uyu
hyper ❤
Easy easy Magic usafananidze holy nezvinhu zvisina basa iwewe
Haaa futsek anokunda holy ten kupiko
Anogona hyper ❤
Ukati better than holy ten wakunyepa uchaperao magic iwe😂
Blot na Holyten wekuma runner🤣
No no you going out of line ... Close but no close
usanyepere vana holy mudhara
10out of 10
Holy mukuru
Mmmmmm makuuudzana zvisiko
Musasaize Holy baba chimbomirai
Blot😂
Kumhata kwako usashaye
Mhata yako
Your hatred against holy ten bro is way too much
Muhombe
Go Kuna samanyanga
Chinginder namukoma wank isusu tiri of the dancer 🔥🔥🔥🔥🔥
Yaaa the kid is good but ngaambosiye madrugs kana achida kutita mbiri cause ziso rake rakatoita red kuratidza kuti haasitori sober uyu but if he keep trying anoita nani
Magic haupenge wanzwa
Magic wareacter kaaa
Kupenga ndinokuziva ini😂😂😂
This is Holy 10 ‘s level of challenge not kuma Gaffa kwaano nanavira
Usade kutsvaga maviews nezvinhu zvisina basa kukunda holy nevoice kunge mbudzi yakadzipwa
Mr hyper is well talented
Anogona hake bt zvelevel ra ten maya
Akadhakwa nemutororo voice
Tsvina I yo
He simply sing the same as ten ...pinzai mkomana in a good quality studio plus autotune, mozoona result
Haaa Magic unoshaya iwe , Ari kugomera mufana uyo . Achazviitira akaramba achigomera kudaro 😂😂.
th-cam.com/users/shortsLjg7K4rjBfw?si=Y-aTnOsMDHwNvJPH
Ziva mr Hyper
th-cam.com/users/shortsLjg7K4rjBfw?si=Y-aTnOsMDHwNvJPH
Zvese , heee he’s better than holyten…heee akachena kupfura holyten…heee….
Mukasataura holy hazvi trende ka
Reaction iyo pana mr hyper😂
Ndiwo matuzvi aya🤣🤣🤣🙌
Magic vazongochinja face😂😂😂😂 reaction iyo 0-100 n a sec
hair style kunge gay magic uriwekumama ndati u can't compare holy nema street kidz aya😅😅😅
iwe magic dewe kumama unoyimba here iweiwe thengesa mabhero uko mani 😅😅
magic this kid is not better than holy, leader of the youths is the great
Magic dzungu anoriwanza
Rakawandisa big time
Blot 🔥
Better than who??? Tikwane handi hatienzanisi holy netsvina
Magic zimusoro rakazara mvura
Holy 10 is a rapper , these guys are dancehall 😒kwanai
Kuimba Freestyle 1 aBetter than TEN itya mwarii Magic handiti 👈
No one is better than holy ten
The Funny thing is that you can't say anything without saying the na holy ten 😅😅😅😅