I can feel your pain as a single mother heyei ukaona mwana adai unofa Nebp heyei heyei ndarwadziwa l thank God so much as a widow ndakagona kudzidzisa mwana kusvika varsity not beco l know but ndimwari heyei ndarwadziwa hangu shame
Pane akatoshaya Mari yekunyora asina kana mubereki, iye otidya zvake Prophet may you be a father to the fatherless, mutireiwo semwana wenyu, achinonyira muna June, Ndapota munhu waMwari Akasiiwa akadaro inotozova mbavha hurusa
Chinhu chichatiuraya takavarairwa iBetting😭😭😭munhu akatanga neBetway Mwari ave naye
Kuuraya mubereki uku
Vana vedu ava ka zvinorwadza izvi.
Ndabva ndafunga nekutambura kwandaiita vana vangu kuti vaende kuchikoro ,obva aita seizvi chokwadi kuchekwa nerakagomara nemwana
Heart breaking 💔💔💔. These kids will lead us to early graves
I can feel your pain as a single mother heyei ukaona mwana adai unofa Nebp heyei heyei ndarwadziwa l thank God so much as a widow ndakagona kudzidzisa mwana kusvika varsity not beco l know but ndimwari heyei ndarwadziwa hangu shame
I can feel the pain my daughter did the same
Pane akatoshaya Mari yekunyora asina kana mubereki, iye otidya zvake
Prophet may you be a father to the fatherless, mutireiwo semwana wenyu, achinonyira muna June, Ndapota munhu waMwari
Akasiiwa akadaro inotozova mbavha hurusa
I was impressed by the prophet who promised to help the mother.
Kazhinji kacho ukaona mubereki ane shungu yekuti vana vke vadzidze vana vacho anenge ari mapenzi havafungi hmeno kuti nei zvichidero
Mwari tibatsireiwo pavana vedu ava ,baba namatiraiwo newangu mwana😭😭🙏🙏
Ndaradziwa mufunge vana vedu vanotibvisa panaMwari unenge uchiita kunge uchabuda chibereko
Unosvika pachikamu chekuzorora
I love it my Dr go deeper
Hopefully mwari vachamupa chekuraramisa mhuri yake through mutumwa wamwari,mweya yemadzinza inonetsa mhuri yerudzi rwevatema.
Ndarwadzirwa amai ava mufunge
Mwari rangariraiwo vana vangu nekutambura kwandirikuvaitira apa baba vacho varikumujolo zvavo
Heartbreaking zvakaoma izvi nekushinga kwatinenge tichiita
Uuu ndarwadziwa,Mwari ngaasimbise mai ava
Umm ngatisadai vaberiki
God is so wonderful prophet ndiri kubatsirikana zvakanyanya
Zvakaoma kubereka uku yah
Nditodawo kuzogara pa chair apo ndimboonawo future
So much is the grace of sharpness on the prophet. Good improvement on uniforms praise team - thanks prophet for your continued guidance.
Hey zvakaoma zvinoitwa nevana Ava
Ko wanguwo mwana prophet anopasa here
ndarwadzirwadzirwa😢 zvinorwadza uchishingairira kuti azoitawo a better future mwana okurasisa wakavimba naye
chokwadi mwana akarwadzisa
Praise ka papa too discussed yooh
Ndarwdziwa nemwana uyu ,ndinehurombo mama
Mari irikunetsa veduweee mwana odayi here
Umm mwari ndarwadziwa nemwana uyu
Shamhu ndeye musana webenzi nemusana webenzi ndewe shamhu. Munhu ngaarohwe
Ummm kids kids my heart is broken
I like it panonzi muombererei maoko kureva kuti hapan.one day wl be in the survise
I are man of God ❤
Ummm zvakaoma ndanzwa musodzi yangu ichingobuda yoga
Ndarwadziwa mufunge vana veduka😢
🙆♂️🙆♂️🙆♂️ Zvakaoma vana vedu avaka tibatsireyi Tenzi 😢
Haaaa zvakaoma nekukunetsa kunoita Mari sooo😊
You are too much man of God i love this
Ummm ndarwadziwa hangu
Vana vanorwadzisa moyo apo unenge wamuchengeta wega futi mwari pindirai
My tears streaming down my cheeks
Ndarwadziwa mufunge vana ava ka😢
Vana vedu vapindwa nemweya upi asi,,, so touching,be strong mama penyu makapedza msiyei he'll regret henyu
Rovai munhu prophet
Eish zvakaoma vedu
Mmmm zvinorwadza izvi🙆🏽♀️
Oh my God 😢😢😢😢, Mwari tiwanirei nyasha pavana vedu
Ndarwadziwa kumwe kubereka soka
I could hardly hold my tears
Ah
Pakaipa amana
Ndakurotai prophet nhasi.
Aaaaaaa as a single mother ndabatikana veduwee misodzi yaerera .vana ava vanotoona senge varikutiitisa yet kugadzirira life yake
I pray that I day ndimbosvika mbaneino ndzvimbo,👏
I can't hold my tears😢
Nxaa uyu mwana anoda shamhu nyoro chaiyo ine munyu
Zvakaoma unozorora chaiko
Ana baba ava dai vambobvisa belt vamurova😢😢😢😢😢ndabatikana ini 8 subjects its how much , what about mari dzema CALA
First to comment. Haaa papa muriko
Iiiiii zvakaoma mufunge ndabatikana mwana uyu anodarirerisoo
Very painful and heartbreaking eish!!!
Vana ngatisadaro 😢😢😢😢😢
Vana vedu jesu 😭
Vana vari kutirwadzisa Mwari pindirai
Uuuum zvinorwadza mufunge
Ndarwadziwa
So painful towaitasei vana awa
Iam in tears ummm my heart is sore
Eish this is so sad,i feel sorry for mhamha. As a single mother too ndarwadziwa veduwe
Zvinorwadza mwari
Same to me son had a struggling life munowanika papi muno mu Harare please
Dai arimwana wangu ndaimuendera kujereri uyu ..... imbwa yemunhu what is batting😢
Mutswinyei sitereki but mari yakaenda
Ummm l'm worried so much this boys warwadziswa mai vako ndino zvinzwisisa nekuti ndiri single mother also vana musati dai
Ende fut kaaa Vana Ava ma 1
Vana ngavasadaro veduwe
I passed through the same road it's so traumatizing,be strong mama.you die early Ivo vachisara
Eish 😭😭😭😭
Chokwadi dai mambomurova😢
Mmmm so painful 😢😢
Haaaa ini ndaikachikira munhu ,ndaimukuvadza muchurch uyu
This is painfully 💔💔
Ndarwadziwa inii😢mwana uyuu anoda kurohwa chaiko aaah mxm
Betting vana itai nemari dzenyu munourayisa vabereki nebp feel sry foe mhamha be strong zvakatoitika
Vana vemazuvano kana ndasarenda hangu kuparadxa life yemangwana nezvinhu zvisina basa
Let’s hope arikuyenda hake kuchikoro kwacho
Thank you Father rambai makadaro
Ndabatikana zvizhinji😢
Eeish zvorwadza 😢😢
Thus devil ,deliverance is needed soonest
Vana chokwadi vanoda monitoring haa ndarwadziwa namai ava
Very painful 😢😢
Achafa arirombe mupfanha uyu
I really felt for the mother xem 😢
Zvinorwadza mufunge . Kufirira kubhadhara fees iyo Mari yekutamburira
pakaipa
Ndarwadziwa shame dai vambomurova mhani mwari havarambidze kuranga mapenzi
Prophet dai Mwari akuitirai nyasha muwane kana vanobetsera kuchengeta vana vakadai nokuti zvinorwadza. Sorry Mai
Betting ndokumbirawo kut mudzosere mai avo mari yavo😭😭😭😭😭