Proudly Father unootona munhu anotsvaga mwana wake.kashoma vamwe ana baba vamazuvano vanenge vachingotedza mahurd achiti mwana achazonditsvaga kana ave nedambudziko
😂😂😂Ex husband wangu ndaona wazonditsvaka this way nekutiramba kwawakaita vana varivasvava apa varikutokura wena..makaita kuramba henyu haaa vanhu kadzi tinoita zibundu manje
You are a good guy. May God help you locate your future successor because you are a good man. Some they don't wanna be associated with their past. Kudos to you.
At least une moyo wakanaka kunyangwe wakamushaya mwari havakutonge coz wazamawo kuchenesa nekutaura zvawakatadza uri mudiki mwari vakutungamirire umuwane
It would have been quicker if he shares his post through Facebook and whatsapp, anoswera apiwa update kuti aripi. Ngape picture kuna Sis Melly Diaries, King Solomon or Ezra Tshisa vanowana within hrs.
Haiwawo, looking for her for selfish reasons to have your own peace of mind, I hope he doesn’t find them. When it counted you ran away from responsibility until it was convenient for you 14 yrs later.
@ he doesn’t want to make things right he wants to be free from guilt. It’s all about him, if his family member didn’t get sick or if he never had those dreams he would still be ok without the child. It’s all selfish. If the child wants to see him hope they can for their own sake. But if the child has no interest in him or if the mom lied about his father then I hope he never finds the child and stay tormented. I hope the child was told a different father or told he died or something.
So you let someone suffer with your kid only to show up wane vana 4 and expecting wechi 5. Since 2010 you couldn't try and do something to find your kid. For me its not giving hameno kuti varikuti unemoyo wakanaka vakuzviwana kupi. Ndiri murume sewe but showing up after 15 years is heartless
Mapostori na "Mutumwa" wenyu iyeye bvisai munyaya yenyu iyi. Taneta nekuona zviporofita zvenhema pa DNA program pano zvichibva kumapostori enyu iwaya. Dai Thoko wacho akaita nhumbu yako sei asina kukuudza kuti ane nhumbu yako? The fact that she didn't tell you zvoreva kuti you were not suspect number one or no suspect at all. Even mafriends auri kuti aiti ane nhumbu they came to that conclusion from rumours or symptoms. She could have been sick at that time. Personally I don't think kuti kune mwana wako kunze uko.
Bota family siyayi like 🥺😊
Proudly Father unootona munhu anotsvaga mwana wake.kashoma vamwe ana baba vamazuvano vanenge vachingotedza mahurd achiti mwana achazonditsvaga kana ave nedambudziko
Uuuuum baba ava ndofunga havana kubata mumwe mwana muupenyu hwavo ndosaka vakuda kutsvaga mwana uyu
Wanyatsopedza kuteerera video rese here ataura kuti ane vana 4 ari kutotarisira mumwe wechi5 wk rino@@chenainyamukondiwa963
Inga wani ati ane vana 4 wani.
Muoni
😂😂😂Ex husband wangu ndaona wazonditsvaka this way nekutiramba kwawakaita vana varivasvava apa varikutokura wena..makaita kuramba henyu haaa vanhu kadzi tinoita zibundu manje
Vamwe havacheuki
You dont know how good is someone until the person is gone.
Good luck my son uzomthola usthokozile lomntwana
😂
Thank u
Kudos to you for looking for your child. Doors will open and be free
Imagine seeing your wife's name pop up achitsvagwa. Apo mwana arikutotsvagwa ndimi munaye😂
I also felt he misfired
Ummmm hazvipere mushe
😅😅😅😅 uchiti ndewako 😂😂😂
Nhai zvako iwe
Mwana wacho unenge wakatomutoresa birth uchiti ndewako
Broe ask your church to help you find your child since they told you that ,they should also give you a way to find her
Nhai zvako😂
We cannot tolerate vanhu vanoporofita vasina solulu😂
@tafarapaul chii chakadaro nhai
Hapana zvozikamwa
Sei ndirikunzwa mhofela vekwa Madam boss🤭
ndidzodzi typ dzacho me too ndatotio ndiMhofu at first
I know a sithokozile but ngoka 84 uke wahlala ekwekwe but utshadile selemuli ngizambuza ukuthi nguye yini
Help please if you can
Umntana ke?
Siza sihlobo uthole ukuthi nguye
Phathisa
😮
Happy to see you Elastos Muoni my friend wandakadzidza naye pamajada
Costa usadaro wangu kkk
Kodwa amadoda lizimbungulu Sirius
This is a real man enough isu vamwe totombofunga hondo nemadhara angu because vakatishayishira
Yoooo I wish this man awanewo mwana wake anerudo shm ungumntu oryt sthoko la okhona uyakudinga ubaba wengane yakho
Pakaipa 😅
Umjolo uyanyisa!
Mazoona Closure ya Mercy na Dickson ,, ,, wakazvimiririra ,, ko iwo vana madzibaba ngavangopedzisaka tsanangudzo
Ehe ka ngavamuudzezve kuti aripi munhu anoporofita achisiira panzira sei aaaa zvakadhakwa
chimwe chiporofita ndechekunyepa futi .... kana vachiona ngavapedzese chiporofita chacho vakuudzei kuna sthokozile wacho zve
Forongonya yangu yakwira
You are a good guy. May God help you locate your future successor because you are a good man. Some they don't wanna be associated with their past. Kudos to you.
Stokozile wont be happy at all ,ko kana akawanikwa somewhere and living happily
anotofanira kufara cz mwana wanoziva dzimza rake ,havaskida kdzokerana saka no nid yekutsamwa
Masasa park yeku kwekwe is too small ukatsvaga haumbomushai
Enda kwa Freddy kana kwa aposto Paul shaaa🎉🎉🎉
Unotoudzwa zvese nemafambiro aakaita, mahara
Uko unopedzerwa masports ese
My guy urimunhu ane Rudo keep it up my broo
Rudo rwei apa imboko uyu
Rudo rwei after after abandoning your child for 15yrs, Sithokozile achi suffer ega nemwana
There is no love after 14 years wauripi uchiti anodyei this guy he is selfish.
@@priscillamurenjekwa539atori nani pachiripedyo plus anga achirimudiki
At least une moyo wakanaka kunyangwe wakamushaya mwari havakutonge coz wazamawo kuchenesa nekutaura zvawakatadza uri mudiki mwari vakutungamirire umuwane
Matongero aMwari moaziva here imi😅😅
It would have been quicker if he shares his post through Facebook and whatsapp, anoswera apiwa update kuti aripi. Ngape picture kuna Sis Melly Diaries, King Solomon or Ezra Tshisa vanowana within hrs.
Dai ndirini kana ndanzwa msg iyi handibudikire ngagare akadaro henditi akaita rough.denga unoridii nhai iwe wakaitira munhu hutsinye hwakadaro
He's looking for someone's wife
Good luck tsvaka hako usateerera vanoda kutuka munhu
What if she is now married ....mmm how will she take this disclosure?
She was pregnant when they separated
@@miltonsikono1513anoziva sei kuti yaiva mimba yake
What a cute love story❤, anofarira mazai 😂 akabhoiliswa
😂
Varume vese vanofanirwa kupinda church iyi
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkkkkkk mandinakidza chero muchindituka
Saka atsvaga mwana nekuti kuchurch kwake vakati ukafa hauwane denga,but anyway zvinenge zvabatsirao hazvo mwana azive dzinza rake
Good luck .Muri kutambudzika chokwadi😊
Tongai moyo mentioned 😂😂
Hope Sithokozile is here listening and am sure she's here
Enda kwa Register kuzvitupa nefoto yake unomuwana
Zvitorinani kutsvaga mwana wako anodaro arkutotambura kutaura kudayi.sando dzenyu baba ❤
Waiting Bota family
Enda kwa Prophet miracle paul or kwa T Freddy
Nhc zvedu mai ava vocharambiswa kwavakaroorwa better wakoshiwa surname yake😂😂😂😂😂 hoyo moto
Haiwawo, looking for her for selfish reasons to have your own peace of mind, I hope he doesn’t find them. When it counted you ran away from responsibility until it was convenient for you 14 yrs later.
But he wants to make things right. Better now than never. Mozoda mwana akuuya aachivatsvaga here
@ he doesn’t want to make things right he wants to be free from guilt. It’s all about him, if his family member didn’t get sick or if he never had those dreams he would still be ok without the child. It’s all selfish. If the child wants to see him hope they can for their own sake. But if the child has no interest in him or if the mom lied about his father then I hope he never finds the child and stay tormented. I hope the child was told a different father or told he died or something.
Watsamwei iwe😮
What's bad about seeking one's peace of mind?
Iwe dhodhi…he didn’t know she was pregnant
@ because the piece of mind is at the expense of an abandoned child. The damage on the child’s side is already done.
❤❤ responsible Father Sithokozile budikira
Kana zvirizvo shuwa mwana ngatsvakwe madzibaba ndimi mega
Wish u good luck.
Wagona hanzvadzi kutsvaga mwana wako
Ko ku Shop kwacho vakadini kukuudzai surname uye kwaanobva. Dzokera ku shop uno bvunza kwaanobva.
Sthoko ukudiwa kuno 😅kana wakanditarisa
Hatina kuona mfananidzo isu vamwe pamwe aibva paNkayi apo musikana wako
Enda kwaMiracle Paul aniswera akuudza kwaari enda sunday pachurch,tsvaga mwana wagona chaizvo cz ropa rako rinokusungira play
So you let someone suffer with your kid only to show up wane vana 4 and expecting wechi 5. Since 2010 you couldn't try and do something to find your kid. For me its not giving hameno kuti varikuti unemoyo wakanaka vakuzviwana kupi. Ndiri murume sewe but showing up after 15 years is heartless
It's better than not showing up at all.
Azvina kn basa izvo,mutsvene wacho ndiani.Kudos to him bcz atori nebrain dzekutotsvaka mwana wake
Ah ndini ndikutsvagwa in ndiriko
@@NokhuhleMadzimba ok do you think its reasonable what he is saying. I hope this didn't disturb your current relationship
@@PaulaNdaba-gt5vt hakuna mwana anotsvagwa akuda kuroorwa. Church yake iyo kamwana ako kanotsvagirwa rume rine 56 years nxaa
Haa baba mucharambisa munhu imi. Anogona kunge akatoroorwa nemumwe munhu akatopihwa mwana iyeye. Dai musina kuisa Pic remunhu uyu. Akarambwa munozomutora here
Hautangiri mashure pamakore, uniti 13 to 14 yrs kwete kuti 14 to 13 yrs my bro
Mentioned Tongai Moyo ?
ukumudiiko wakamuramba kare let her go
Dokera ku Kwekwe handiti pa shop pacho urikupaziva here uye Masasa park yacho unoiziva
Ndoo zvaari kuti pashop akazosiya basa akaenda kana vepashop havasikutozivavo kuti akaendepi
Arikutsvaga mwana wandakadzi ndewangu ndikachengeta ndikatomu tengera stand😂😂
kutamba hangu
Uchaparadza imba yemunhu iwe😢 apa ukutomuda eeeh nhumbu pamwe yaivepo but you love her...... Isowe ripi rinodaro? Hoo mutumwa mwazha
🎉🎉🎉🎉 hehedeeee regai timirire hedu
Maybe Sikho akatotizira mumwe achimupomera mimba iyoyo saka makaruza baba nekuti anokubva sei, kwaari baba vakatotoresawo birth. Gomba harina mwana MARUZAAA
Good luck Ella
Watora gwara rakanaka nyangwe zvake wakamboramba pamuviri.dai waiva nemapic zve hama
Ayiti ayishanda mu shop ipi
Uyu ndewekwa madzibaba Ishumairi. Stokozile kana uchindinzwa hwanda mwana anoroodzwa kumadhara
Tichabvunza Mandka but manje ari Anereka.
Ndafara navo baba ava...kutsvaga mwana wako uchiri mupenyu ndazvida hangu
Maporofita ngaakuudze ka kunemwana hanty wamuporofita nhayi madzibaba
Maita bsa bro dai sithokozile awanikwa muwane peace of mind
Akaenda nemwana kunababa vake chaivo
Wadii wasiya mwana achengetwe na baba wakapihwa na amai vake
Help the guy find his child😢
Goodluck
Kubva 2010 kwakumutsvaga iyezvino nxaaa
Wakamitisa chembere kabhasikoro and wakakoirirwa , wafunga chikapa.
Kkkkk ma babie eku Kwekwe moto unopisa be warned
God's case no appeal ivbeen in that situation tongai murimi jehovha
Pakanaka Madzibaba, mwana munomuwana. Totenda Mweya Mutsvene wakupai munongedzo....
Ndokuti Gentleman ka ukuu
We are not safe taakuzotsvakwa isu takatowanikwa
I want peace
Endai kumweya baba munopihwamunongedzo
Dzokera kushop ikoko vanogona kuziva kuziva
Keep it up my brother
ko kana ukutsvaga mwana wandikurera ndichinzi ndewangu
kukanganwa surname waisatomuda iwe bvapo
So why doesn't the church find the child for him kana iyine simba reku porofita
VaMugabe mava pane rimwe level kkkkkk rekutsvaga lost love
Lets hope Stoko uyu haana kunyebera mrume waainaye kut mwana ndewake kana akawanikwa hake cz hey panenge pakashata ....... Stoko buya lomntwana wabantu
Anogona futi akarara neuyu anenhumbu nechekare😂😂😂😂
Kana uchiziva paishanda enda unobvunza ipapo
Good lucky kule
Mjolo for the people
Saka uri kudei
Waiting
Inda unoudzwa nefriend yako
Good luck Sonny...mandebele anozviita macarefree....
My uncle😊
Wakadii kuzvitsvaka nguva iyoyo
Wakakanganisa mwana wevanhu wakuda kutsvaga now. Nonsense
Baba ava vanonamata zvechokwadi mwari vakukomborerei musanganiswe nemwana wenyu
Bota ngariuye
Mutumwa st John haadi izvozvo
Mapostori na "Mutumwa" wenyu iyeye bvisai munyaya yenyu iyi. Taneta nekuona zviporofita zvenhema pa DNA program pano zvichibva kumapostori enyu iwaya. Dai Thoko wacho akaita nhumbu yako sei asina kukuudza kuti ane nhumbu yako? The fact that she didn't tell you zvoreva kuti you were not suspect number one or no suspect at all. Even mafriends auri kuti aiti ane nhumbu they came to that conclusion from rumours or symptoms. She could have been sick at that time. Personally I don't think kuti kune mwana wako kunze uko.
Good luck
My brother just go and see prophet miracle paul anokuudza kunemwana wako ipapo ipapo
My classmate Elastos😊
Haasi akaimbwa naJah Master ?