A woman who thinks a radio talkshow will resolve your marital problems is clearly showing shallowness and incompatibility.Mukadzi uyo anotaurisa saka playing to the gallery won't help you.Just move on and shut up.Mazihure anenge azoororwa aneta nekutenderedzwa anonyepera hutsvene!Tangai mataurirana mudzimba.Matauriro kunyangwe watadzirwa anobatsira!
Dr Choga i like you so much
My favourite show thanks aunt and sekuru
Haaa first caller bamunini mmurikuzvinyanya muchauraisa mukadzi
First caller ndiye ane problem. Achiri kudei pamunhu akadaro.
Achapihwa chirwere
Kuroorwa or kuroora munhu ambogara mu South Africa ega motoshinga
Chokwadi kuzorara nambuya ma1
Uyo anoda murume wake muregei uyo. Kana anzwa bhutsu kushinya achadzibvisa. Dr na tete musapedze nguva yevari kubatsirwa zvinhu kwazvo. Zibenzi remukadzi!!!
Thank you tete nechironga
Murisei sekuru Doc na Tete ummmm amai vafona pechitwo ummmm kurai amai, munhu we mukadziii dzidza kuzvishandira wovaka musha wako wozvigarira nevana vako pane kuswera muchifudzana nemurume asingakudei chiiiii chakadaro chinenge ngozii😂😂😂😂😂
Varume maboorangoma vanorova bonde zvemhando yepamusoro zvekuti vakadzi vanoita confusion... nyama nemweya zvinorwisana
Mrsei Aunty na Doc
Tete na Doc munofara here
Marriage yacho inotanga nemitauro kudai zvinenge zvakaoma sure !! Mwari ngavakurangarirei .
Haitanga nemitauro. Yakatanga nechihure...big difference 😅😅
How are you Tete and Doc
Shuwa caller 2 pfungwa dzako dzichiripamwechete here😅😅😅😅 unotoona igindagoria asi unoda kufirapo uchitaura kuwoma kwarakaita urikuda kuvakirwa nemuKarusha musha chete😂😂😂😂
First caller: your husband is addicted to sex. He needs therapy...I have done my fair share of mjolo, but uyu has made me throw down my spears
First caller baminini i bishu chairo
😂😂😂😂😂woti kuna landlady watopiwa manudes andikudii ndokutora manudes ndokuchengeta mohombodo haaa futhi so ka
Amai vari kuchemera marriage regai vapihwe umwe mwana wechi4
Doc naAunt murisei
Haaa first caller siya mbwaaa yemurume uyo pachiri pedo hakuna kwaurikuenda baba avo havachinje siya pachiri pedyo
Im the first today
First
Tete i think second callerhamna kumubatsira zvakanaka murkumuseka munhu anotoda help as hameno kamubairo kamamuita
Mainini makaroorwa nemunhu ane mireza mitsvuku yega yega. Babamunini vharai zipi muchabatwa nerunyoka uye shuramatongo. Babamunini munotoganza nechiuno chenyu. Mainini fambai fambai apa imi munogara zvenyu kubasa. Shandai zvenyu muchawana mumwe murume uyu siyanayi naye. Anorara naMai vake chaiko hazvishamise. Ndapera strong body count yake iri kutokwira yooo
A woman who thinks a radio talkshow will resolve your marital problems is clearly showing shallowness and incompatibility.Mukadzi uyo anotaurisa saka playing to the gallery won't help you.Just move on and shut up.Mazihure anenge azoororwa aneta nekutenderedzwa anonyepera hutsvene!Tangai mataurirana mudzimba.Matauriro kunyangwe watadzirwa anobatsira!