Alick Macheso Nzendo dzirefu Album launch #4

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 18 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 21

  • @bernardomuchanga7996
    @bernardomuchanga7996 2 ปีที่แล้ว +3

    Mark Ngwazi chinyana asamhenye hazvidi dzungu izvi ndezvechipo

  • @tinashemukandatsama3010
    @tinashemukandatsama3010 2 ปีที่แล้ว +1

    Ba Winnie paBasss,,,,kamuCongo Dust ako kaMinister keSports finishment

  • @bernardomuchanga7996
    @bernardomuchanga7996 2 ปีที่แล้ว +1

    Kubva ndichiri mwana ndaingo teerera Macheso kusvika ndafa ndichingo muridza

  • @bwanyanyikayaramba2457
    @bwanyanyikayaramba2457 2 ปีที่แล้ว +3

    Baba shero vakutaridza zvipo zvavakapiwa namusiki akakomborerwa zvake murume uyu

  • @stevenruzvidzo5570
    @stevenruzvidzo5570 2 ปีที่แล้ว +3

    Pa this album Jonas chakashanda

  • @pensionsuki7059
    @pensionsuki7059 ปีที่แล้ว

    Mmmm Chesology ndabvuma hangu vanhu kuwanda kunge masvosve kudai uyu siyanai naye.Moti imi anokundwa netumabhuru tinowanza ndove nekukuma😂😂😂

  • @lastmukanda646
    @lastmukanda646 2 ปีที่แล้ว

    Mukuru mukuru chete

  • @pardonchinogwenya3945
    @pardonchinogwenya3945 2 ปีที่แล้ว

    baba macheso makakosha

  • @tendaikunaka2373
    @tendaikunaka2373 2 ปีที่แล้ว

    Vanhu vakuru ava cheso power

  • @pydpyd7388
    @pydpyd7388 2 ปีที่แล้ว +1

    si reward camera ngainyatsomiraka tione zvakanaka ka baba

  • @takundahlungwani8717
    @takundahlungwani8717 2 ปีที่แล้ว

    Y cheso ndichimufarira

  • @charleschikuvire4211
    @charleschikuvire4211 2 ปีที่แล้ว

    Cheso power mmmm

  • @davidmachaka9270
    @davidmachaka9270 2 ปีที่แล้ว

    Reward tis vanhu vacho misa camera zvakanaka sound bho wangu ko ekumasure waigona wani

  • @cuthbertnyoni6969
    @cuthbertnyoni6969 2 ปีที่แล้ว

    ummm tht rythm guitar from 9.34 ndabvuma zangu

  • @stevenruzvidzo5570
    @stevenruzvidzo5570 2 ปีที่แล้ว +1

    Noel bass

  • @abbapools1634
    @abbapools1634 2 ปีที่แล้ว

    Ma Vocals akaora

  • @kkjjkkjj424
    @kkjjkkjj424 2 ปีที่แล้ว

    Chesologic

  • @mclyncedauda7930
    @mclyncedauda7930 2 ปีที่แล้ว

    Mdara palead guitar

  • @sbusisod5793
    @sbusisod5793 2 ปีที่แล้ว +1

    Camera man..very poor

    • @tafarapaul
      @tafarapaul 2 ปีที่แล้ว +1

      Arikure plus akunakirwa🤣🤣🤣🤣