Mainini wekutorerwa mwana I feel your pain. Ini ndakamutorerwa but neSAs and I fought kusvika ndamuvana ndakaenda ku childrens court . Mainini you have to go to Nigeria and go to court but it will not gonna be easy . And now it’s scary since vanhu vacho vachiita zvejuju
My sister, uribenzi, if you love him saka chonyadzisa chii, ungadai vakazvifunga usati vagara naye. Zvinoita age hainabasa, zvirikutoita nekuti uritorinaye.
i feel your pain sisi vekutorerwa mwana nemuNigeria 😭😭😭😭ini ndakatorerwa aine 3years now hes 10 years ndinongoenda every year kunomuona uye kutaura naye paphone but zvekumutora ma1 baba vacho havadi
Zvehungochani may that spirit never locate my son 😭.Ndinonamata shuwa.Jus imagine kuigirwa muroora ngochani uuumm zvakaoma veduwe.Straight man angasiye a real woman achida muumbirwa here.Ityai Mwari veduwe
We listen we don't judge cc vekubvisa mbolis I think u have to date in the circle yenyu iyoyo zvekuti imimi hamudi ari miciexle senge yenyu haangakunzwisise...!!!
Munofanirwa kuenda ku Nigerian embassy neku zim embassy muno vaudza nau yenyu .asi ex musamuziwisi kwamunogara plus musaende akati huya titaurirane even amai vake vaka phona even garayi kure ma Nigerian
Last conf; hidey you can't say unoda murume wekuZim anonzwisisa culture yedu iwe uchinyatsoziva kut cultural hazvibvumike zvawakaita. Better uzvigarire hako nevanhu vaikoko vanobvuma zvawakaita.
Iwe dofo remai enda kwa Prophet Miracle Paul unonzwa kuti mwana zvkafamba sei uye mupenyu here or vakubatsire neminamato kuti mwana adzoke nekuti vanahu awa vanoshandisa mishonga.
1st confession better kusiyana naye murume uyo before you waste both of your time..but I have my cousin akaroorwa nemurume ari 5 years younger than my cousin's mother now they have 4 kids..I don't think zvine effect coz murume haachemberi zvekumhanya unlike vakadzi
Ukabaya link irikuti Isa pin yako ye Email ukaisa pin yacho irikubva yaramba futi mkoma Nashy yobva ayi Purchase Cancelled 😨😨🤦♀️🤦♀️🤦♀️🤦♀️🤦♀️ irikuyoramba link iyoyi veduweee Vamwe makazviitawo cy ko link riya rekuiswa naMkoma Nashy
Iyo ngochani iyo ngainotsva gehena rinewe straight man kudiii kwacho tsvagirwa murume na baba vako Satan..... Nemiwo mkoma Nash why are you saying vahadzvadzi to this man???
Last confession haaa vana Tatelicious muri kuwanda.kumusha hama dziri kuti tina bhudhi .izvo ivo vatove sis zvavo
1st confession I think it's best kuti muudze hama dzenyu chokwadi of what amai did kumusikana we basa incase inoita ngozi ramangwana
Mainini wekutorerwa mwana I feel your pain. Ini ndakamutorerwa but neSAs and I fought kusvika ndamuvana ndakaenda ku childrens court . Mainini you have to go to Nigeria and go to court but it will not gonna be easy . And now it’s scary since vanhu vacho vachiita zvejuju
ini ndakaenda kucourt dear kuMozambique but vakamurambira mwana hanzi he's a mozambican só theres no need yekuti ayende kuzim
Zvakaoma veduwe inga shona unototaura wani kuti rooranai vematongo😢😢😢namatai Mwari akupei way forward
Fst confession kna musisamude igomuudzai kuti hazvichaita kuti tirambe tichidanana kna muchinyara tagai nekuisa msg mizotangira ipapo. Izvo zvekuti haana mari etc hazvitaurirwe munhu.zvaramba zvaramba vanhu vanorambana asi ma reasons enyu ayo garai nawo mu mwoyo.
Good morning mkoma, ndokumbirawo link riya
My sister, uribenzi, if you love him saka chonyadzisa chii, ungadai vakazvifunga usati vagara naye. Zvinoita age hainabasa, zvirikutoita nekuti uritorinaye.
Kkkkkk aikaka
i feel your pain sisi vekutorerwa mwana nemuNigeria 😭😭😭😭ini ndakatorerwa aine 3years now hes 10 years ndinongoenda every year kunomuona uye kutaura naye paphone but zvekumutora ma1 baba vacho havadi
Yohweee 🤦. Uyo wekusiya mwana kuNaija so sad 😢. Apa mwana aakutonzi Ekene and aakutaura language yeku Anambra State.
Ekene here 😂vakadzi vakati ooo vaitirwa izvi
Kwanai mai imi, kuda kwenyu zvinhu
#1 zvobatsirei zve age iwe vakugara naye nhayi vanhu vanotaura zvopera izvo u said u love him n he love you so
Zvehungochani may that spirit never locate my son 😭.Ndinonamata shuwa.Jus imagine kuigirwa muroora ngochani uuumm zvakaoma veduwe.Straight man angasiye a real woman achida muumbirwa here.Ityai Mwari veduwe
Roranai vematongo hona mwana makanorasa ku Nigeria
Zvakawoma chokwadi
Conf2 endai kwaT Freddy anomudzosa, I have a relative akanobatsirwa anga ane same problem nemi, but plz siyanai nekuzvarira vanhu vekure
😂 aaah first confession pakaipa
Ahhhhh mwana kungoenda njeeeee
Nhai Mai imi mopenga hre mwana sure Saka kumusha muchanoti mwana aripi
Saka ticharoorwa naniko nhayi wedu wee varume vacho vava kuita wo vakadzi.😢
Uyo wekuchinjwa uchiita mukadzi unevabwreki iyeiwewe chokwadi vamwe vanhu muchanoitaa denga rekugugula unotonga Mwari iwewe
We listen we don't judge cc vekubvisa mbolis I think u have to date in the circle yenyu iyoyo zvekuti imimi hamudi ari miciexle senge yenyu haangakunzwisise...!!!
VaHanzvadzi Hidey avo bhudhi Sisi last confession chingoitai man to man henyu makasununguka hanti muri Didymus here?
Last confection uuuuuuu iweka culture ipi kuZimbambwe inori chekwai zvinhu moisa zvechikadzi .yeah kudenga kure chokwadi
#2😂😂😂saka munhu achikupai Mari ane ma gf hobho u stay in the relationship bcz of money amutye zvirwere kasi
Hazvina kana basa zve age izvo iwe ndiwe wakadawo dhara ndozviripo
Mwana achadzoke zvke mainini ndiwo hunhu wemaG iwowu vana vawo vanotora zvawo
Vana vedu hamutsiurike imi hamunzwe waifunnga kuti muNaija aikurega uchienda neropa rake kuZimbambwe kana zvaipa kudai mavakuda rubatsiro asi panguva yamunenge muchidanana isu vabereki takakutsiurai hamuterere
Avo mynn vane boyfriend ine 50 wakatoreswa kugara naye its difficult now kuti umurambe age difference yakanyanya uchirimudiki
Chi Ngochani chacho aaaah 🤔🤔🫣🫣🫣🫣🫣 🫣
Munofanirwa kuenda ku Nigerian embassy neku zim embassy muno vaudza nau yenyu .asi ex musamuziwisi kwamunogara plus musaende akati huya titaurirane even amai vake vaka phona even garayi kure ma Nigerian
Last conf; hidey you can't say unoda murume wekuZim anonzwisisa culture yedu iwe uchinyatsoziva kut cultural hazvibvumike zvawakaita. Better uzvigarire hako nevanhu vaikoko vanobvuma zvawakaita.
Last confession uri demon iwe
Bhudhi sisi hapana munhu wamunga tsvakirwa do for your self
20 over 50 iiih nhaiwe chiiko musina matyira nhai as if wakafosewa
1st confession just tell him your is coming akaroora here
Haiwawo zvine basa reiko, saka unomudii muromo kkkkkk ko iwe unayo mari yacho here???? Usadaro iwer ,
Wekusiya mwana kuNigeria hapasisina, mwana makatosiya hamuchawana. Inharo dzoga kuita vana nema Nigerian coz vanotora vana vavo wakatovarairwa. Makashandisirwa mushonga chaiwo and inyaya yakatogara yakarongwa kuenda kwenyu ikoko maitonosiya henyu mwana iyeye. Havadi neropa ravo vanhu ivavo, so I heard
Mkoma Nash ndakabvunza kuti panodiwa mari kana ndisingade kushandisa Bank card rangu chiii chimwe chandingaite
Tengai Google play card moisa ku account yenyu yeku play store
@Eviedncyuk thanx dear
Kuti zvimbodii ko.ipapo unenge wakzvara vasikana 6 nemukomana1.ya zvkaoma kusvika pakuiswa beche
Hamutsiurike iyo hauihwinhe ma Nigerians aya akaoma
Ndatya. Poor child 😢
Iwe dofo remai enda kwa Prophet Miracle Paul unonzwa kuti mwana zvkafamba sei uye mupenyu here or vakubatsire neminamato kuti mwana adzoke nekuti vanahu awa vanoshandisa mishonga.
1st confession better kusiyana naye murume uyo before you waste both of your time..but I have my cousin akaroorwa nemurume ari 5 years younger than my cousin's mother now they have 4 kids..I don't think zvine effect coz murume haachemberi zvekumhanya unlike vakadzi
Nemi muchinyanya kuda Mari .maNigeria munovada tooo much .hazviperi mushe .
Uyo anamai vakauraya girlfriend yemurume wavo ngaudze sekuru hanzvadzi yaamai vake imwe chete ndoichazivisa vese
Vedare mamuka sei
Kusiya mwana kupi😢 iwe unopenga, shame
Ukabaya link irikuti Isa pin yako ye Email ukaisa pin yacho irikubva yaramba futi mkoma Nashy yobva ayi Purchase Cancelled 😨😨🤦♀️🤦♀️🤦♀️🤦♀️🤦♀️ irikuyoramba link iyoyi veduweee Vamwe makazviitawo cy ko link riya rekuiswa naMkoma Nashy
Iyo ngochani iyo ngainotsva gehena rinewe straight man kudiii kwacho tsvagirwa murume na baba vako Satan..... Nemiwo mkoma Nash why are you saying vahadzvadzi to this man???
Chingomuudza munigeria kuti culture yedu haibvume kuti uone amai vangu usina kubvisa roora
😅😅😅😅
Nhai avo vekuchinja kuita mukadzi, when you are dreaming, do u appear as a woman?
Ist confession you are selfish.
Wakamudirei
Wakamanikidzwa here?
Ko ukawana mudiki akaitatsaona akaremara unomusiya here?
Ummm