Ok guys lets settle this once and for all ma interviews a Mad Minox are for ghetto yuts vachibvunza maghetto yuts kuitira kuti maghetto yuts tinzwe, so its done in the ghetto style, right ! so no more complaints #ndezvekughetto
Kķkkk hinda kugara kunge munhu akuverenga news🤣🤣 nmmm interview iyi ihondo yenyadzonya chaiyo 🤣🤣 Hauna baba namai here iweeee 🤣🤣 The gud thing is that Cymplex copied up with the mood and maintained the chill. Dai anga achikecha ma feelings zvaidhakwa
Mdara iwewe usaite kunge ukurwadziwa nemunhu is it an interview or interrogation ita mushe mdara iwewe CYMPLEX RESPECT WANGU uyo akukuisa pakona haakufarire
The most talented , professional and humble producer in Zim right now. Keep it up bro.
Gore ripi !!!!!!!!
Cymplex zvanhasi arikupisa hake, and in my view ma songs a Freeman arikupisa some were produced by Cymplex.
Grande Homem Symplex
Ghetto Crown uri mu CIO here iwe 🤣 🤣. Kuvhundutsa vanhu.
hahaha almost ma interview avo ese hahaha vakaipa
Munhu arikuinterviwer cymplex ndewekumama
Mdara madii
Ok guys lets settle this once and for all ma interviews a Mad Minox are for ghetto yuts vachibvunza maghetto yuts kuitira kuti maghetto yuts tinzwe, so its done in the ghetto style, right ! so no more complaints #ndezvekughetto
You're right
Cymplex unoziva unogona
Big up Cymplex.. keep strong
uyu mu CiD Here Kana Kuti journalist ndi bharanzi
Ichi chibaba pamaBeats!!!
what most people don't realize is ku gweru ma producers anotouraya chaiko akawandisa...cymplex , tamuka, oskid and rox are all gweru products...
Ngoma anobika hake blaz uyu
more interviews Papa mukuita basa ..chimbono interogater Soul Jah Love or Enzo kkkkk...or Chilspot kustudio nyowani uko
Kkkkk interrogation chaiyo shuwa
Minox vanoita senge vakuda kutomamisa munhu😂😂😂😂😂
Idako iro
interviewer usaita hasha and usadherera zvobhowa
Kķkkk hinda kugara kunge munhu akuverenga news🤣🤣 nmmm interview iyi ihondo yenyadzonya chaiyo 🤣🤣
Hauna baba namai here iweeee 🤣🤣
The gud thing is that Cymplex copied up with the mood and maintained the chill. Dai anga achikecha ma feelings zvaidhakwa
zi interviewer zimhatexx iro..
Mdara iwewe usaite kunge ukurwadziwa nemunhu is it an interview or interrogation ita mushe mdara iwewe CYMPLEX RESPECT WANGU uyo akukuisa pakona haakufarire
@bryn tembo Ndikwanire ukawana nguva
@@GhettoCrownKing Aiwa mdara techispakwa nekuti mukuburitsa matalents necontent imwe but ummmm mabvunziro mdara vanhu vanoita uncomfortable
Haaa chimunhu hachigone zvema interview ichi ahhh 😂😂😂
Anenge achitorwa nevanhu xaaa 😂😂ibenziii😂😂
Interviewer mukwane musavhundutse munhu chiiko
Kkkkkkkk i interrogation iyi
Minox ko mainterviews enyu mobvunza senge mukuda zvibhakera ko mukaita muchibvunza bho anganakidze mavids enyu. U should respect our celebrities
You should ask the questions for me next time. Since you know what's best
@@GhettoCrownKing nice reply.
Bvumai kubatsirwa king it's not like we know better but kungoonesana hedu kut mabvunziro enyu haaite cheteeeeee bvuma kuuudzwa
muvhitori
Big up to Seh Calaz
Ghetto Crown Interviewing is poor next time vhunza wakadzikama. Also semunhu mukuru accept criticism
THIS SOUNDS MORE LIKE AN INTERROGATION THAN INTERVIEW. MAKE THE GUEST FEEL MORE COMFORTABLE.
Interview. Too harsh
The interviewer is so bad...so unprofessional
Change the channel and look for the good and professional interviews. Its the World Wide Web. search and you shall find
i follow Mad Knox that is the way he ask question kkkkkkkkk munhu ngaachangamuke and arikugona wani kupindura Cymplex
@@GhettoCrownKing kkkkk anenge ane zvinomunetsa