54:17 ... Chaminuka aisaera Mhofu. Pasipamire akava homwe yake 'yokupedzisira' ndiye aiera Shava Mazarura. Saka murume uyu ngaasa rasise vanhu for the sake of seeking the relevance he doesn't deserve.
I went to school with Timothy Chiminya. He was 2 grades ahead of me (same grade as my sister). We used to tease my sister, saying he was her boyfriend and she would cry🤣🤣🤣 He was always a different character , quiet, detached, reserved, not good with books, he always looked like he was lost. Gues he found his calling
When the queen was buried handina kumboona mu priest ane Bible kana kuparidzwa hapana. Vanhu vatema kupusiswa haa ma1. Monzi siyayi zvenyu iwo havasiyi zvavo.
The last Munhumutapa was Chioko Dambamupute, who died in 1917. The dynasty was by then based in what is now Mozambique. I would say anyone of that family is a more legitimate pretender than this guy, whose only basis for a claim appears to be a belief that he is possessed by an ancestral spirit.
DJ Ollah 7 handisi kuda kushora discussion yako namambo ava, but chokwadi ndechekuti Mambo haagone kuve mambo nemhondoro panguva imwechete nekuti mabasa aamombo neemhondoro anofambidzana. Mhondoro ndidzo dzinotungamira madzimambo nekuvapa mazano, kuvaratidza gwara nekuvatsiura pavanenge vachikanganisa pahutongi hwavo. Zvino munhu akaita mambo obva ava ndiye mhondoro haatsiurike uye anozviparadza nekuda kwekuzvikudza. Mambo ane vaanofanira kuteererawo kwete kuti abva ava the alfa and omega sekuti ndiye Mwari. Ndoo chikonzero even in Biblical times...madzimambo aiudzwa zviri kudiwa naMwari nema prophets. That seperation was and still remains important. Mambo vatadza even kutaura history yehumambo hwaMunhumutapa kuti hwakatanga sei kusvika parinhasi. Vatadzazve kutaura history yaTshaka (Zulu) kunyangwe vati vanomuziva. Lobengula haana kutumwa naTshaka. Baba vake Mzilikazi ndiye aiva weimba yehumambo hweZulu, but ndokuona kuti he had no chance in the presence of Tshaka and took off North. Zvakawanda zvisiri kuita tally in his narration of the Munhumutapa. Chaminuka aiva mwana wemwanasikana in the Mutapa House, but was supspected to have been born from incest, that's why history yababa vake isiko. I can go on and on, but there is a lot of questionable things that he said. It's true though that most of the chiefs are illegitimate, but that's a story for another. I saw this late...
Vanhu vatema vanoshora masvikiro asi ukati prophet vano rumbidza but maPhophets anoshandisa nhekwe yefodya so wese masvikiro kuzungaira chete kwevana veZim.
Inini ndofunga kuti president anofanira kusarudzwa na Munhumutapa
Zvinokonzeresa uhori because Munhumutapa anozogona kugadza munhu waanoda asina kugarwa nemhepo. Munhu anogona kuzonyepera mhepo
Mambo vari kuona here vanoona here kana kuti ibofu kubvunzawo
54:17 ... Chaminuka aisaera Mhofu. Pasipamire akava homwe yake 'yokupedzisira' ndiye aiera Shava Mazarura. Saka murume uyu ngaasa rasise vanhu for the sake of seeking the relevance he doesn't deserve.
I went to school with Timothy Chiminya. He was 2 grades ahead of me (same grade as my sister). We used to tease my sister, saying he was her boyfriend and she would cry🤣🤣🤣
He was always a different character , quiet, detached, reserved, not good with books, he always looked like he was lost.
Gues he found his calling
Kkkkkkk
Iwewe unonzi ani if I may ask
When the queen was buried handina kumboona mu priest ane Bible kana kuparidzwa hapana. Vanhu vatema kupusiswa haa ma1. Monzi siyayi zvenyu iwo havasiyi zvavo.
Imbodana wo Prophet Melontik Orasi Mkanhairi
All the Ndebele chiefs must fall and report to Mambo Munhumutapa
The last Munhumutapa was Chioko Dambamupute, who died in 1917. The dynasty was by then based in what is now Mozambique. I would say anyone of that family is a more legitimate pretender than this guy, whose only basis for a claim appears to be a belief that he is possessed by an ancestral spirit.
DJ Ollah 7 handisi kuda kushora discussion yako namambo ava, but chokwadi ndechekuti Mambo haagone kuve mambo nemhondoro panguva imwechete nekuti mabasa aamombo neemhondoro anofambidzana. Mhondoro ndidzo dzinotungamira madzimambo nekuvapa mazano, kuvaratidza gwara nekuvatsiura pavanenge vachikanganisa pahutongi hwavo. Zvino munhu akaita mambo obva ava ndiye mhondoro haatsiurike uye anozviparadza nekuda kwekuzvikudza. Mambo ane vaanofanira kuteererawo kwete kuti abva ava the alfa and omega sekuti ndiye Mwari. Ndoo chikonzero even in Biblical times...madzimambo aiudzwa zviri kudiwa naMwari nema prophets. That seperation was and still remains important. Mambo vatadza even kutaura history yehumambo hwaMunhumutapa kuti hwakatanga sei kusvika parinhasi. Vatadzazve kutaura history yaTshaka (Zulu) kunyangwe vati vanomuziva. Lobengula haana kutumwa naTshaka. Baba vake Mzilikazi ndiye aiva weimba yehumambo hweZulu, but ndokuona kuti he had no chance in the presence of Tshaka and took off North. Zvakawanda zvisiri kuita tally in his narration of the Munhumutapa. Chaminuka aiva mwana wemwanasikana in the Mutapa House, but was supspected to have been born from incest, that's why history yababa vake isiko. I can go on and on, but there is a lot of questionable things that he said. It's true though that most of the chiefs are illegitimate, but that's a story for another. I saw this late...
It makes sense....
Mabatwa madzibaba
Tumirechingeni!!!! Mambo munhumutapaa
ko mazino akaendep🤭
Ende futi 😂😂😂
Mambo Mutapa is controversial....bt he is no match with Mambo Zano a.k.a madzibaba Bond
He sounds and looks like a mad person , A Munhumutapa should be a very Clever person, not clowning like this .
Saka in short varikungoti isvikiro
Asi ka
Ummm vanhu vanemhepo vakuzowanda manje toziva zvipi
Sekuru vakavhara madziso why
masvikiro akawanda ndizvo zvavanoita
Uyu mukuru isvikiro rine tsanangudzo dzakamanzika. He still needs to refine his act.
Not a king for the whole of Zim. In Matebeleland we don't recognize this man. 🏃♂️🏃♂️🏃♂️🏃♂️
This is rubbish. Vano nyeba why they always say something without evidence. Masvikiro haa bude pazvi vhiti vhiti nhema idzo
Wakapusaaa
@@chrissimende8167 watiiko dako iwe
Hauna chaunoziva
@@phiniasndhlovu6838 kkk uka ona mhata yaku funga kuti ino ziva kudarika munhu wose tarisa ya wozha
Vhurai nzeve me maziso nekuti mweya pamberi Apo uchati 2030.
Drama Iri. 🥹🥹😂😂😂😫