Kkk haa Slimmie's world is slowly crumbling down... All the tactics, subtilty n the shrewdness is failing dismally... Surely rinemanyanga hariputirwe n the Truth will always find its way nometter how hard we might try to suppress it.... Magtom Media this is exceptional and it's above all... Teaching, entertainment and awareness in one series... Yu deserve an award
Today's episode was one of the best, 1. Dexter Dexter, my man, kkkkkk, uchasvika kupi uchinyepa? But vakadzi ndizvo zvamunoda coz mukaudzwa chokwadi munoramba, saka tichakunyeperai kusvika mati ekee! 2. Slimie, haaa mkadzi wako wakumuziva and maAnswers ake unawo kare, wish you the best in your lies as the drama progresses. Wazondi Sparka pawamuti vakadzi vese vakabatanidzwa hapabude munhu akanaka sewe. 3. Nancy and Oppah , 😂😂😂😂😂😂, you two munogara muchibvondorana chete hanti? This time, Africa ndiye ari kupisa, zvenyu varume munorwirwa nevakadzi mune lucky. Nice seeing you Nancy, it has been long.
Ini hangu ndakatsamwa I was waiting all day yesterday the same thing happened last week saka this week dakumbo jamba kuona episode kuti ndisa nyanyo rwadziwa taka nyimwa
Totora Madzimai ose ekuma ryn nemadzimai ose eku church kwenyu obatanidzwa oita mudzimai 1 havafe vakaita beautiful as u are the most beautiful lady in this world in my eyes Ba Sj munondityora mbabvu 😅😅😅😅😅😅
Ahhhhh slimmie dzosa PGS apa toiziva isinga foire coz ku side kwa eazy uko chiiii hona Kim uyooo na mai ej pa side wangu unoibuda ere apo😂😂😂😂😂😂😂😂🎉🎉many likes from chegutu mash west
It's high time SJ n EJ shown on screen l think those 2 twins of Mr Sliimmie should be introduced as SJ n EJ koz EJ n SJ by that time yavazvarwa vakura .... Just saying hangu lam not into your script writing Bt lam giving my opinion as a die Hard viewer thank you 👏👏 Forgive if l done something wrong or if l provoke you 👏👏👏👏
Wese asina kumbojambiwa neEpisode yeMagtom, siya Like❤
ndinotogara ndkamirira mfunge 🤣🤣🤣
❤
❤
Ini Episode 2 season 1 ndyo yandakapotsa asi ndakazoidzokera hangu 😂😂😂
Many likes for those who have been here since complicated affairs 1
Yes I'm here from 1to dar
Slimmie achisangana naNancy ndokumusotera mota necoke😅😅😅😅
Since slimie achitya kunyenga nancy😂😂
Yeesaya kusvika azoziva kuti ndewa Easy..@@ZvikomboreroMaguruwada
I'm here 😅
Handizivi why ndi chi liker before even watching 1 minute
JUST LIKE MYSELF, I DO EVERYTHING IN FAITH OF NOT EXPECTING DISSAPPOINTED
To us who have been watching and liking since episode 1
Vese vanoti baby rabvuma Dexter rinogona ku actor huyai pano nema likes
Ndiri kuedza kutarisa peku subscriber kechi2 ndiri kupashaya kana ane akapaonawo ngaandibatsirewo❤❤❤❤
Kkk haa Slimmie's world is slowly crumbling down... All the tactics, subtilty n the shrewdness is failing dismally... Surely rinemanyanga hariputirwe n the Truth will always find its way nometter how hard we might try to suppress it.... Magtom Media this is exceptional and it's above all... Teaching, entertainment and awareness in one series... Yu deserve an award
❤❤❤❤ kubva ichitanga kusvika nhasi handisati ndapotswa nayo ndainge ndakaimirira kubva zuro
Baba SJ hanzi namai SJ ndichadzidzira kuroya pamuri pakazongobuda anything pana Kim kkkkkkkkk
Mai Sj fans let's gather hre for selfie 🤳 ❤❤❤❤❤❤
She is glowing
Kkkk uyu ada kupa ezzy nhumbu hazive kuti ezzy akanzi hazvare ma days a Nicole
Kkkkk taura hako Kim ahazvizive arikutoti akabata
Ezzy akafita kutora nenhumbu yacho asi paanozoziva kuti munhu wake akafambwa naSlim, haaaah pachaspaka
Today's episode was one of the best,
1. Dexter Dexter, my man, kkkkkk, uchasvika kupi uchinyepa? But vakadzi ndizvo zvamunoda coz mukaudzwa chokwadi munoramba, saka tichakunyeperai kusvika mati ekee!
2. Slimie, haaa mkadzi wako wakumuziva and maAnswers ake unawo kare, wish you the best in your lies as the drama progresses. Wazondi Sparka pawamuti vakadzi vese vakabatanidzwa hapabude munhu akanaka sewe.
3. Nancy and Oppah , 😂😂😂😂😂😂, you two munogara muchibvondorana chete hanti? This time, Africa ndiye ari kupisa, zvenyu varume munorwirwa nevakadzi mune lucky. Nice seeing you Nancy, it has been long.
Musikana anonzi Charmaine uyo is beautiful ❤
Mai Sj knows how to be mai Sj
Well done 👏
Ini hangu ndakatsamwa I was waiting all day yesterday the same thing happened last week saka this week dakumbo jamba kuona episode kuti ndisa nyanyo rwadziwa taka nyimwa
Opa akaita munyama hake pama babe ese she was ever innocent
Totora Madzimai ose ekuma ryn nemadzimai ose eku church kwenyu obatanidzwa oita mudzimai 1 havafe vakaita beautiful as u are the most beautiful lady in this world in my eyes
Ba Sj munondityora mbabvu 😅😅😅😅😅😅
Hhaaa baba SJ dai vangoitawo munh kwaye ngavashande nesimba kuti nyay ya Kim isabude uku Mai EJ varikutoda nekurimwe sade
Dexter kaaaaaa but gyz inini zvkundnonokera Kani ,,,,,magtom Aiwa mahuchii🌹🌹
Aaa guys magto mukutibirira pama minutes apa ! always watching from Cappa anyone from Cappa here like pliz
Shuwaaa pama mins mukutitsvinyiriraaa shuwa apa munotipa kaone paweek tigadzirisireieo varungu
@@NatashaLimbikani chi chakaro
Inga ndiwo aingoiswa wani kubva kare
@@Mambotakuetk74 amashoma kudhara vaisa 45_50
Dzoshamisirei ku kappa
Vapahwa apo panzi madzimai ese emuline muno takavabatanidza havafe vakasvika pauri kkkk Siya like 👍
Ba SJ muchatiurayira Mai SJ imi. Rega makanzi na Mai EJ muchataura ne masign 😂🤣👐🏾ma tricks enyu anyanya. Your time should be up
😂😂😂😂😂 sign language
My prayer is dai maaudio amai EJ akaserver mugoogle ndingarwadziwa akaflashwa😊
Kkkk taura hako neniwo ndingatoita BP
Adzinambozvifungaba zvekugoogle drive kkkk haaa bella haunambongwara ,,kim chete ndiye 1 munhu angangohwina
Baba s.j hanz urikuchengeta matoto😂
Haaa zvasiana for xua Mahuchi kkkk ,Tindo anzwa yese nyaya Oppah uchakaro irasa ,Bella ndaona maaudio ese pasina ukurongerwa horror naSlim,Zvaendwa zvanhac guys ❤
Deksstar ndiri kuda kukuputitsa ukauya kuxul kwedu kuBulawayo poly kana tavhura unganyepere hanzvadzi yangu
...chikomana chema drugs chekuyedza ku depot pa drugdealer, nhasi chadzoka chakuita zveku flasher ma4n .....🎉🎉🎉🎉
Ahhhhh slimmie dzosa PGS apa toiziva isinga foire coz ku side kwa eazy uko chiiii hona Kim uyooo na mai ej pa side wangu unoibuda ere apo😂😂😂😂😂😂😂😂🎉🎉many likes from chegutu mash west
Ezzy looks cool today 😊esp when he is with Kim ane kakudzikamira, u guys you really match 🔥
Thanks magtom media tanga takachimirira nemaziso matsvuku chinhu ichi❤❤❤
Pafair mai SJ vari right. unofa neBP nekuda kunzi good wife.taura zvipere asi zvinyoro-nyoro
Mai SJ u a right zvinorawdza ,TETE Baba SJ uuuum wanorwadzisa mukadzi unofa ne Bp munhu wepi asingachinji.
Watching from Nigeria..haaaa Izzy vandinakidza 😂😂😂😂,kufumura blaz yavo🙌🏿
Is Nigeria treating you nice dear
@@LunganiLuh-vx6lw aiwa haa Nigeria bho stereki
@@engmuzvuve thats good
Nhasi chakandwa ndisati ndarara 🔥 🔥🔥🔥
Ba Sj 🤣🤣🤣🤣 makuvhara ma1 hnzi u are the most beautiful lady in this world in my eyes
Isusu Takabva nayo Kure kuchine skiri report rePortmore Gaza
Kkkkk ichiko
Mazuva ano skiri re portmore ne gaza rakabatwa nema Israel harisi kuchanda
Dexter akunyeperawo babe kkkkkk wagona, vanonyanyoda zvinhu ama 2000 aya kkkkk
😂😂😂 Dexter kaa
This is one of my partners
Kokuzoramba uchidzokorodza kuty ini ndirimunhu akazara kaini
Nhai Ezzy unofambirei wega kuenda kunzvimbo dzaunoziva 😂😂😂😂
Easy huya.... dexter awana imwe simbi futi 😂😂
Haaa ini slimmie akundirwadzisa, aitidzidzisira varume vedu zvinoo yoweeee takunzi slimmie wenyu uyoo
Nzwiraiwo Nancy tsitsi veduwe 😢😢😢I feel for her
Looking good charmaine
Doctor vari kudzifambira nyaya dzacho eze eze ❤❤renga ndikubatsire kufambira nyaya 😂😂😂
Slimie wakungogara hana yakarembera nekutya.. haa oppah ka hamenoo... musikana wa Dexter madire enyu emota kamuchanyura
Musanditarise neziso renyu baba SJ kkkk
BaSJ mapihwa threat namai SJ hanzi ndichadzidsira kuroya pamuri..masara henyu motaura but mukukuvara mumoyo inhema here 😂😂
Dexter udza mwana chokwadi mota ndeaya kule❤❤❤❤
Thank you magtom ndandakuziya nezhara , mutakunanzva wabva wapakurwa
Emma na Kim vakabatanidzwa avafe vakaita beautiful as u are 😂😂😂😂😂 ba Sj voice
Tiripo from day one hedu much love magtom team❤️❤️❤️❤️❤️
Tete va mai sj, that wig looks so good on you. Makachena.
ha misungo iripo apa Slimie PGS chero ukashandisa dzese wokwereta skiri tobo mamwe mabars apa haubudi.
Thanks Mgtom media makanyanya since kubva yakatanga kusvika nanhasi ndiripo 🎉🎉🎉🎉
😂😂😂😂😂😂 chekuti handizive kuti muchaudza mai SJ nesign language hr yakandipedza.Baba SJ ndiye zii vakuronga kuti vobuda sei 😅
Nyaya yedoto reshiri yandipedza zvangu Slimie masasi unomawana kupi iwe
I liked what happened in the previous period .. Baba Juju really took an L n now he coming back with pgs 😂😂 flashing fon idea ma 1 .
Muromo wamai SJ pavanzi ndivo chete nakelly varuziva zvenhumbu ikuda kupiwa munhu waratidza kuti havasikuzonyarara kkkk
Murume uyu huchi varumeee
Anopedza bhora
Imboitawo kuti Nancy aroorwe atambura nezve mujolo😂😂😂
Slimmy
Doctor Josh
Heavy
Opah opah tindo anzwa nyaya yesse as for ba sj chinhu chese chinoitirwa kurima chinobuda chete 😂
🎉🎉🎉🎉 Yauya ice munotigonera veduwe rambayi makadaro
Ndakanzwa nekumirira kubva nezuro director thanks
Hi
Bella hokoyo naSlimi foni yoda kugezwa
I like that statement mashoko evanhu akafanana nematoto eshiri
It's high time SJ n EJ shown on screen l think those 2 twins of Mr Sliimmie should be introduced as SJ n EJ koz
EJ n SJ by that time yavazvarwa vakura .... Just saying hangu lam not into your script writing
Bt lam giving my opinion as a die Hard viewer thank you 👏👏
Forgive if l done something wrong or if l provoke you 👏👏👏👏
Sure sj na ej ngatimbovaonawo
Dexter fans let's gather hre for selfie 🤳
Mai sj dzungu muchamufunga Dexter neguwa rake
Baba SJ chimbosikizai Mai SJ nembama aaaah everyday ihondo netunyaya aaah
Mahuchi 🎉
Ummmmmm huchest guys but hey panyaya yenguva apa zvapera zvave kunakidza stereki kkkk
I love you guys. Magtom media shamhu yestress
Hoyoooo haaa Tete vapedza ma spots varume. Vakafanana nemweya mutsvene haugare pane noise kkkk haaa varikungod ma likes guys
Thank you magtom nekutipa mutakunanzva 👏👏👏
BaSJ ingotaurai chokwadi muwane rusununguko. Munouraya mai SJ neBP veduwe
From lockdwn ndichikuonai haaa makaipa team
Kim Fans let's gather hre for selfie 🤳 ❤❤❤❤❤❤
Kim agara ane3 steps ahead
Ini hangu Kim pakutora baba SJ handidi hangu kutorwa selfie naye ndotombokanganwa kuti ndirikuona drama ndotogumbuka kkkkkkkk
Ndakachimirira kubva nezuro Director thanx watching from Namibia
Bba sj hnzi nmai sj ndodzidz8ra kuroya pamuri mumwe anoenda pasi😂😂😂😂😂❤❤❤❤❤
Kkkkkkkkkkk hanzi umwe munhu anoenda muvhu 😂😂😂
Hanzi vakadzi wese weku church né varipano mese hamuna kuna kunge mai vá SJ
Easy urikudzifambira urkufamba uchiyenda wega 😂😂😂😂
penga mai SJ nhasi uri serious hausi kuita mafunnies
Eazy ka aaa 😂😂😂😂 zvese bvuuuu Ba SJ mareportwa kuna Kim kuti ndimi makasunga play 👐🏾
Haaaa mukuru vanowonda fut gore rino vasimudza hombe fut vachiedza kuvhara diki
❤❤❤from day 1 🎉🎉🎉
Kkkkk hanzi umwe anoenda pasi kkkkk ndaseka.mai SJ
You’re doing well guys, the most entertaining soap ever
Hiii parkupisa tindo can't wait to see you
Zibhurukwa iro nderekuisa makuhwa ose kkkkk Tindo ka❤❤
Baba SJ maiti Fat Boom Boom hana mabars ,,mamunzwa here nhasi hanzi ndiri Ngwambi😂😂
Mai E J hokoyo tikuzoi flasher foni yoyo ........but Opa do you do know kt Tindo aripanze hr
Dexter apinda murudo
Mashoko evanhu ekudiii bba sj ichokwadi kuna kim kune mwana wenyu kkkkkkkk
Ndasuwa Heavy nasekuru vake mdara Mujee
Ndatadza kutsamwa payapera nokut pauya Mahuchiii..kule kuseri❤
Slim uri patyt. Ende Kim akafita kupa mwana Zita rekuti Slim Junior again
I think notification bell yangu irikunonoka kusvika guys was waiting since hameno
But finally but ndatangirwa anyway life goes on
Thanks Magy
Kwanzi vamwe vasikana vapi doc makachimaster chi game😂 chacho
Hellooooo hellllllo hellllo kim chimhamha , vanonakidzwa nepaknzi helloo isai maliks
Haa ba S.J kubelievhisa munombozama zvenyu zvino Mai S.J vakazvibata zvenyu naKim kwahi kuchafiwa😂😂
Chero makambogona kupedza episode Aaahh this tym mazogona