Amai imi makaganhira chaizvo, kuda kushandisa zita raCharwe, munofunga kuti zvamuno ziva vanhu vepamusoro gives you the right to do whatever you want.. kurai! Muri munhu asinga nyare.. endai munotonga kwaNyamuziwa kwete kuva era Shava..
Haa; ndinenge ndavona mudhara wangu Tobayiwa (Mudede) kkkkk. Ndaimbosangana nekutaurana zvangu pano nepapo mumaOffice umu - where demonstrated his strong Zanu pf views. I wish i could meet him today ndihwe kuti zanu pf yake iri kugona here kuti ararame (nePension) zvinoenderanavo nebasa guru raakakwanisa kubata panguva yake. Madhara awaa taitaura nawo tichimavudza chokwadi asi vachiti RGM ari kugona zvisingabviri - nemaBook ose avanoti vanawo.
It's actually the SYSTEM; not even individuals. SYSTEM ndiyo ine mitemo yose inofanira kunge achiBloka all this nonsense. Chimbavha cheSystem chiri pachena ichi; kungoti vana..... avo maZanu pf futi and vane mari yekuchallenger zviri kuitika
@@TheChekas history does not follow culture, it just states facts, using your answer then why dont we have genealogy yaKaguvi ? Saka iwe hazvina basa kuziva your mother's great great granny ? kana kuti hauzivi the meaning ya genealogy.
@@TheChekas you are missing my main there are our national heros, why there history/geneology has to be found in oral tradition, instead in out national history books
Kuchema nhando uko mambo musa support munhu akanganisa uyu anofunga kutaura mazita evanhu vanozikanwa ndokuti vanhu vatye mambo akutya mazita ataurwa ayo ,saka ndiwo vakamutuma kuita chitsotsi hauna right yekubata zvinhu zvisinei newe hausi hama hauna pfumo gara pasi enda kunoita izvozvo kumutupo vako upe help iyoyo
This woman ins a con artist. She gleaned information from an unsuspecting man. The core question from me js, Cbarwe was a woman, would she have an estate of her kwn, without her husband or her father. I suspect she might even be bArn Muchech's daughter.
Well done good work Neshamba and your team work 👏
Aaaah uyu ibenzi mabig names ese akumataura chidyausiku apinda papi
Hatidi vanochema nhema amai imi, munenge manga maita chimbavha 😂😂😂 mukabatwa
Musiye adyewo. Inga wani Tobaiwa akadyawo wani nehuzukuru hwaNehanda.
😂😂aaah ukuchemei unofira mujeri ne nyaya dzaNehanda idzi ko wadii kufambira dzakaguvi
Ini hangu I think sis ava vane ka mental health issue she is not ok. Please help this woman,
IJere ramakatarisana naro amai,iyi haisi nyaya yekuripa mombe bodo👐👐👐
Amai imi makaganhira chaizvo, kuda kushandisa zita raCharwe, munofunga kuti zvamuno ziva vanhu vepamusoro gives you the right to do whatever you want.. kurai! Muri munhu asinga nyare.. endai munotonga kwaNyamuziwa kwete kuva era Shava..
Uuuuuu mmmmm zvakaoma mhepo dziriko zvesure ndatya anorwara pfungwa
VaripaMission my Sister kubva kumanjuzu Hardquaters varikuda kudeura ropa muNyika
Amai avo itsotsi kuda kutsvaka hukama hwenhema. Saka sei vari kuchema mudare imhosva iyoyo kuburitsa misodzi yenhema mudare.
Kkkkkkkkkkkkkkkkkkk mbavha dzinotochemawo kana zvaifungwa zvaramba kkkkkkkkkkkkkkk
Kuchema nhando Elizabeth
Name-dropping level repamusoro. Charwe, Mudede, Parirenyatwa, Shamhu etc, unobva wangoona kuti dzino nanzvana dzakakora
Elizabeth imbavha simple.
Kuchema kwe utsotsi kkkkk😂😂😂😂😂 achema ave kurevererwa na mambo uyo 😅😅😅😅😅😅😅
Nditobaiwa mudede here anesaka uyo
Tinotenda Ishe vedu nekutonga nyaya zvakanaka kusvika musikana abvuma kutadza kwake. Tinotenda vadare vese uye vafakazi. VaMudede tinoyeuka vachishevedzera zvaibuda musarudzo kare pachivhitivhiti. Vanhu vaitanga kuseka Uzumba-Maramba-Pfungwe isati yapiwa zviwanikwa 😅
Is that not vaMudede Tobaiwa?👏👏
Haa; ndinenge ndavona mudhara wangu Tobayiwa (Mudede) kkkkk. Ndaimbosangana nekutaurana zvangu pano nepapo mumaOffice umu - where demonstrated his strong Zanu pf views. I wish i could meet him today ndihwe kuti zanu pf yake iri kugona here kuti ararame (nePension) zvinoenderanavo nebasa guru raakakwanisa kubata panguva yake. Madhara awaa taitaura nawo tichimavudza chokwadi asi vachiti RGM ari kugona zvisingabviri - nemaBook ose avanoti vanawo.
Mai imi munotopenga chete,so maiti Charwe haana hama here zvamaiita humbavha ihwohwo maiti muchabudirira,ndofunga vana venyu nehama dzenyu chaidzo varikukunyarirai fani kubatanidzira hukama hwenhema muchida kuba
Kana munyika mukaita mbavha seiyi hatirarami veduwee topera kubirwa nembavha iyi kusvibisa nyika kushandisa svikiro redu zvisizvo
Mambo vanenge vanga vanekakutya kavanga vanako😂😂
Asi sisi mental case chaiyo. Hanzi ndine zviri pandiri kkkk. Murwere wenjere uyo
🤣🤣🤣🤣🤣🤣 mbavha hayidii yechikadzi chero mhumbi dzemufi dzinogoiwa panehama inga ,ko izvii vakazviita nani
Makadzi uyu handisi kumuchenesa zvachose panoda kuvhurwa meso nehama matsotsi akuziva nzira dzakawanda dzekuba nadzo kwese vanopinda kunge mudzimu futi
It's actually the SYSTEM; not even individuals. SYSTEM ndiyo ine mitemo yose inofanira kunge achiBloka all this nonsense. Chimbavha cheSystem chiri pachena ichi; kungoti vana..... avo maZanu pf futi and vane mari yekuchallenger zviri kuitika
Got one question, we take nehanda as our heroine but how come her genealogy is more like kept as secret ? Its not taught in skol
Vakadzi havatevedzwe dzinza
@@TheChekas history does not follow culture, it just states facts, using your answer then why dont we have genealogy yaKaguvi ? Saka iwe hazvina basa kuziva your mother's great great granny ? kana kuti hauzivi the meaning ya genealogy.
@@phillthedrill wakashaya yaKaguvi here, mu oral tradition haingashaikwi.
@@TheChekas you are missing my main there are our national heros, why there history/geneology has to be found in oral tradition, instead in out national history books
@@phillthedrill because they are only heroes as individuals, their family history is of no national or historical significance.
Apa muZimbabwe ndoovanhu vanototorwa serious ipapa. Vakafanana nevaya veDiesel PaChinhoyi. Mapresident achatomuteera uyu nemadinga eZanu anongoti pfee aya anotoita march
sungai munhu uyo
Why Mambo vari kutendera kuti mbavha iyi iitise vanhu vahombe vese avo
Mbavha iyooooo
Kkkkkkkk shumba yacho ikuchema Zvenzara iyi kkkk
Svikiro rakatiyambutsa kubva guruuswa ndiro here rimwechete ramuri kuti rakazogara pana Charwe arikutaurwa uyu
Siyani nekuti pamatadza kupindura mopomera mhosva camera murikutya kuti makataura manyepo pane vanhu vanokuziva ndosaka urikuti pamunhondo pamusasa pindura mubvunzo chete,chokwadi ndechekuti uri tsotsi iwe
Drewmas please classroom iyi needs some touch ups. Dare rinoshandisa classroom iyi harigone here kumboita paint aaah its not nice veduweeee.
Wasangana nemadhara anodziya musoro ...haubude apa apa
❤❤❤
Mai ava pavakaita 2yrs vachitaura naShamu vadzibvunza zveukama ndopavaisvaka nhoroondo yambuya nehanda kuti vawane kuita huwori hwavo nezanu pf yake
Watenderedzwa ne madhara aya wachema zvino 😂😂😂😂
Mbavha kana dzabatwa kutadza kana kupindira zvinhu zviri simple kuradza kungotaura mutupo chete
Mambo why patting a criminal nhai. Sugarcoating crime iri pachena. Iye iyu ndiye anobva abatwa batwa nekurova kwemabhonzo ambuya kutopfuura hama dzacho
Amai ava imbavha kuchema zvemugotsi matsuro vaida kubenefita chihwande
Haaa pane afunga kurombera masimba shame 💔
Kuchema nhando uko mambo musa support munhu akanganisa uyu anofunga kutaura mazita evanhu vanozikanwa ndokuti vanhu vatye mambo akutya mazita ataurwa ayo ,saka ndiwo vakamutuma kuita chitsotsi hauna right yekubata zvinhu zvisinei newe hausi hama hauna pfumo gara pasi enda kunoita izvozvo kumutupo vako upe help iyoyo
Hukama hwekutsvagidzira makavhura hombe amai muri mbavha isu vazukuru vezviHera takadii kuno register kkkk makasvinukisa mhayi
What's wrong with this lady?...
Eliza uchenjere kuita sa madzibaba bond
Aaaa finish
Sister itai manjuzu enyu zvakanaka iyi yamatanga iyi aaaaaaah irimumabhuku
Elizabeth urimbavha iwe
Kuda kuba estate yakasiiwa nesvikiro zvamuchaita munyama amai imi
Uyo musikana uyo haana vakuruwo vake here, kuti vamubatsire because handimuchenesi kuchemera hukama kwa mbuya neHanda 😂
Imbavha ndosaka arikudzifambira ega
Hi hi
🤣🤣🤣🤣🤣 mai ava ibig scammer, vakatsvaga information kumbavha
Ko kuchema manje kkkkkk.kudarika madhara ese aya hr kubva mano nyoresa nhai asikana
Iwo musoro wambuya neHANDA wacho uripi kwauri kurikunetsa kuutora 44yrs usati watorwa
Uri ku UK
44:57 Drama Queen
Haa tsotsi riri kuita dramma becareful munonyudzwa ivhu rikarova zvachose nembavha iyo kuchema nhemha uko
Mbavha yemandiriri
True
Guys hamusi kuziva imi mukadzi uyu arikutorwara pfungwa uyu maonero angu ropa chairo akadeura zvine chekuita ne hama dza nehanda so akupenga chete
Mukadzi uyu murwere wepfungwa zvokwadi abvunzwa unoerei akutaura zvana chidya usiku camera haaide nekuti ange arikuda utsotsi
Tsotsi
Ndoma CIO emuZimbabwe iwawa. Hakuna munhu anoDramatizer nezvaNehanda asingashandi nehurumende yezanu pf. Just like pavaita Dhiziri-PaChinhoyi yavo iya pakapinda vana Dydmus/Sekeramayi etc; nhasi apa pari kupinda futi maZanhu pf JUDGES (Chidyavusiku/Chinamhora/...). Same zanu pf antics.
Ndochokwadi wese vataurwa varimo mu chitsotsi ichocho kuda kutsvaga mbiri zvechitsotsi humwana hudiki papi pachembere yakadai
You are talking minds mate
tsosti remukadzi kkkkk