Ini arikundinetsa ndiMhosva of all the people,but anyway pane zvinenge zvichiitikao kubackground zvamuitisa anyarare. Kungoti congratulations chero musiri mafriends
😂😂😂😂...zimbos were star struck vamwe vakaita dzungu rekungoposter poster. People are commenting on her posts wani as opposed to reposting her posts. But honestly kusaisa post kungabva kwaitwa equated neruvengo or kusabatana?😂 Madam boss anomboposter here matrips evanhu vese ava pavanoshanya? It's not necessary for others to post her because of their brands too...each individual can't explain the nitty gritties ka. Kana shamwari yake Olinda, the best she could do was write captions kwete kuswero reposter mipikicha
There is nothing to praise she chose to buy a ticket she wasn't invited any1 can go so you want ppl to praise to go usa Zimbabweans go usa all the time
It's her first time attending BET Awards ...It's her first time meeting with ma Hollywood superstars...so yes zvinoda congratulatory coz hazvisati zvamboitika
That will not stop her from flying high
Keep the fire 🔥 burning madam boss
You are loved 🥰
Truth be told...gen'a rarwadziwa kusvika pamungu😂😂
ndo hunhu hwema zimbabweans tinosvotwa neabudirira kuti kunda no wonder y kanyika kedu kari poor.
Exactly 💯
I noticed that as well welldone madame boss keep shinning 🎉
Bitterness and jealousy Zimbabweans.
Ketina has been praising madam Boss.
Mhosva paakatenga mota tyra qkapururudza
We are happy for you and Zim Ma'am Boss ❤God bless you ❤
Ini arikundinetsa ndiMhosva of all the people,but anyway pane zvinenge zvichiitikao kubackground zvamuitisa anyarare. Kungoti congratulations chero musiri mafriends
Imika imi congratulating someone for an invitation shuwa here? Its not her first time to be there so whats so special abt her going there?
Nhai hako iwr ngavatisiire mhomho wedu nxaa
😂😂😂😂...zimbos were star struck vamwe vakaita dzungu rekungoposter poster. People are commenting on her posts wani as opposed to reposting her posts. But honestly kusaisa post kungabva kwaitwa equated neruvengo or kusabatana?😂 Madam boss anomboposter here matrips evanhu vese ava pavanoshanya? It's not necessary for others to post her because of their brands too...each individual can't explain the nitty gritties ka. Kana shamwari yake Olinda, the best she could do was write captions kwete kuswero reposter mipikicha
@@enewszimbabweI'm sure they DMed her & don't owe anyone an explanation
Haa pamwe vakataurirana kuseri imi😂😂😂😂
Kunyanya mhosva akatondishamisa.dai akangonyepera zvake nyangwe asisawirirane pane kubva azviratidza so.mhisva kuva up ndi Tyra kutaura chokwadi.haa ngaaende zvake bt achazoona kt Arizona munhu anezodzo kuzemberana naye
Varwadziwa
There is nothing to praise she chose to buy a ticket she wasn't invited any1 can go so you want ppl to praise to go usa Zimbabweans go usa all the time
So true!
Well no one did it so . If anyone else can then go and we can be happy for you🤷♀️🤷♀️🤷♀️🤷♀️🤷♀️
Huh
Vanhu tisu tinotanga kuvapesanisa
Guyz were you there kumainbox evanhu kokana vakapedzerana kuseri
Kudos to Zuva, Ketty nevamwe vashoma
Zvinodadisa mufunge izvo
Imiwo imi its just an invitation haana kuhwina any award. Jahwi celebrities vaenda eg MacGee etc asi hazvina noise
We are happy with that invite
Being Invited there is the Greatest Achievement worth celebrating.
Thank you ❤
Madam boss vakanyanya
Mhamha vee variku Zanzibar varegei kani 😂😂😂😂😂
Hakuna hindaneti here zanzibha kwacho😂😂..godo Kani,maZimbo tokuzivai😂😂😂
But what category she has been nominated?
Akahwina 2 years ago so nenyaya yecovid haana kukwanisa kuenda ndokusaka azodeedzwa izvozvi
Congratulations for what?
Zivai kuti vanhu vazhinji vakaparadzana uye hamuzivi zvavakaitwa nemusikana uyo.kuti tizive kuti Chipo aichema takatozoziva abuda achichema
Ko what were they meant tk say nhai seriously??
Kamchacha chaiye akaita wani
😂😂😂😂😂rubbish vanhu vari busy nelife dzavo,zvinei navo zvekuenda kwake ku BET,
They are jelous thats all.
True henyu
Tyra anekahutsinye vanhu vanoona kani
Ummmmm tisadaro don't just say anehutsinye seakambokuitira. Don't be hotspoted.

So true.