I keep coming back to this video, munozviita sei mukoma zvekuridza 1 guitar kunge 2? I want to learn to play this instrument, seems complicated but fun.
VaMugede itai kuti song dzenyu dzimhanye mbijana dzisasanya kunonokera seiyi official song yamakaburitsa inonokera mbijana please asi basa renyu is very neat zvokutodaro zviya
@@samuelmugedemusic then that's great bro. I also thought ilthe song is a little slow paida kuwedzera ka speed namwari ndokuudza hapana song ine huchi like this in the past 5 years. Ingoti ka speed tsvoti
So amazing 😅
My ☝️
This guy inspires me big time happy to see you here homeboy taking notes
Chibaba chibaba! Sweet melodies!
Aaaaa mu Zimbabwe mune zvi kara zvema gatare here aaa this is superb.
Haaa broo muri shasha
My traveling song every morning to work
Awesome
one of the best top flight rythimsts to come from our teapot shaped country...
unogona baba
Nice one Samuel mugede 🙌🏻🙌🏻
haaaa creme de la creme zvayo
Pakabatwa basa
Kubva pa 3.45 apo... ndaminyuka maziso trying to follow ma fingers.... muri kumberi mdhara.. legend.
Haaa❤❤❤❤,
Kkk imboitai combination na cheso makabatana Nana fatiya
Samueeeeere Samueeeeere Mugedeeee
Mukoma Samie,I remember muchiti kubva Pana Magariro kusvika Kuna Simbaradzo kwaishandiswa one rhythm,sub ichizoiswa kustudio.Ndiani aizoisa sub rhythm yacho
Ndi blah Aleck vaiisa ma sub acho.
Wapedza bar rese
I keep coming back to this video, munozviita sei mukoma zvekuridza 1 guitar kunge 2? I want to learn to play this instrument, seems complicated but fun.
I DON'T REALLY NEED TO LISTEN TO THIS, before I comment... coz I ALREADY KNOW its gonna be GREAT no matter what it is
My all time Rhythmist 👏👏👍
How are you brother. I love this song🔥🔥🔥
Im good brother thanks
Simbi yebasa
U a da future....dai makaita Kari ka album...dis is nice bro...big up
Album ririkuuya not long .. thanks
Ichoooo haaa goodone Mugede unondigonera . ugorova lead racho futhi... Ugoita colab na shamblo pliz
Nice music Mukoma Samuel👏👏👏
VaMugede itai kuti song dzenyu dzimhanye mbijana dzisasanya kunonokera seiyi official song yamakaburitsa inonokera mbijana please asi basa renyu is very neat zvokutodaro zviya
True .Album rinenge riine perfect speed. Thanks
@@samuelmugedemusic then that's great bro. I also thought ilthe song is a little slow paida kuwedzera ka speed namwari ndokuudza hapana song ine huchi like this in the past 5 years. Ingoti ka speed tsvoti
It's quite clear this hand is the missing link in the current mberikwazvo outfit
Taura hako variko vari kuridza porno
nobody could have said it better
As soon i listened thats the first thing which came into my mind...this is the rhythm which is needed in Mberikwazvo right now
Mugede mugede how many times did l call you aaaah
Samuel Mugede The Rhythm Master
Wire wire in Macheso's voice
Wow awesome.who played the lead guitar for your single Sammy?
I did all the guitars 🎸
Vanhu vakuru ava yoooh
Sando dzenyu bro...⚒️🎸⚒️ What Ibanez model is the guitar?
Kkkkkkk sorry hako ne comment yangu but ichokwadi makagona mukabva kt ana maikoro vawanewo mukana unofunga vazoridza kupi imi muchinyanya kugona kudai mwari akanaka
Wire wire samii🔥🔥🔥🔥🔥🫶🏻🫶🏻🫶🏻🫶🏻
Mkomborero hoboo shuwaaa. Ndatenda hangu wire dzino tanhaurwa apo mkoma
when is the music video coming out for the other single
I’m planning to come out befor Christmas.Thanks