AFM squabbles :Rev Amon Madawo speaks out
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 2 ต.ค. 2024
- AFM in Zimbabwe president Rev Amon Madawo speaks out for the first time after Supreme Court upheld a previous High Court decision and agreed that a 2018 meeting which purported to change the leadership was void.
Manyepo ayo tendeukai baba, musarasisa vanhu, munoda Mari imi, ndimi makaita kuti Mufundisi Makandiwa vasiye church munoda power
Ini pandinoona pakarasika AFM kuti izosvika apa ndepakaitwa madziire president nokuti ukatarisa nhoroondo yechurch iye aifanirwa kupinda ndivaShumbambiri vashumbambiri vachibva kwaipinda Titus murefu then kozouya Chiyangwa ava vana madawo ava mapower hungry chete kuuraya church
Clear detail explanation Advocate Rev Madawo
Rev madawo is lying about Afm
Namatai Mwari kwete zita rechurch kudenga hakuna mazita echurch
Hapachina church apa aaaaaaaaaaaaaah
Shame on you kupatsanangura church yakavakwa nevamwe vaifamba netsoka vachisoya mhuri dzavo vachigba neshoko imi maakuda zvinhu zvenyika ino mokanganwa simba neropa rakadeuka munzira kuti church ivakwe iyi
Ana VaChihari vakadzoka nhasi vanolurovai neshamhu ana Amon mese zvenyu hapana musvinu weumwe maakuda nyika kudarika kuparidza zvokwadi shame on you
Ko kunyarara munobvei timwanirei
I see Mwonzora in this gentleman 😂
Ndawana chokwadiii aslo pastor should do rotation kwate kurambura one place. Take word of God to the ends of the world.
Thanks matsanangura zvakanaka ,thanks
anyone can say what Rev has said here...and no one would admit kuti akakonzeresa, however I'm glad on the manner how the non-reformists surrendered the properties and went on to start again.....how then can such group be declared a nullity, to whom, is it to God or to man ?
Fake
I pray it will be well withbyour church but this man is making a lot of sense wish you well atipinde edu church yenyu but varikutuka keep your squabbles of social media. God bless you we love you body of christ
Thank you baba ndatenda kutaura kwenyu kunofanirwa kunzwisisika kunyangwe vatisingapinde nesu maOf awa matsotsi vapanduki Rev 12.12...
Musataura mvura imiii Chiyangwa wacho akavaka ega hr church yacho aika zveee akabuda ngaaende isuu totosara hatinamati munhu isuu😂😂😂😂😂 Bishop Madawo tinokudai
THIS is not church zvinyau kana church yakuenda ku court shame
Pama appreciations mainge magona. Vanhu ngavapihwe mugove unoenderana ne service yavapa mu church.
Yes AFM of Zim chinjai zita munotibhowa kni makatii mukuda kusiya nezve AFM wani chinjai zvese ayii
Took my time and of course with God's permission I got interested to listen note that I'm not a
member of AFM the man Mr Madawo spoke well in defense of the church.Hapana rimwe chokwadi rinopfuura iri.His biblical quotes clearly interpret the true move they took for any organisation or institute in a dispute.I believe and trust he is a genuine leader who fears God.I pray for the church to put an end to this. Not pleasing even for some of us non members to keep on reading about AFM disputes on Newspaper Ngazvipere veduwe . We love them we are brothers and sisters as he rightly summerised True we are brothers and sisters vaMadawo God bless you and be guided by the Almighty I pray PRAISE THEE
According to the Law...? They are not a church what do you mean
Makatishaishira AFM aaaaaah hakuchina zvomweya now kuAFM 😢😢😢😢😢😢
We need to hear the other side. Producer balance both sides
th-cam.com/video/OVYfggZu6Gk/w-d-xo.html
Wat abt "iwe nyarara uchatongawo"
Wat abt "iwe nyarara uchatongawo"
This is very clear,,thank you very much Bishop Madawo,,It's a shame that we couldn't solve our differences on our own, but the bible mentions about respecting the responsible authorities and their laws ,in this case the Zim Judiciary, I should also say there is nothing unbiblical about going to the courts,
Also the issue of equity is very good because the unamended constitution of 2015 was not properly recognizing the welfare of remote pastors,,
Above all, we want to remain united and abort disputes, end times are near. God bless
CHURCH NDEYAMWARI HAISI YENYU MUFUNDISI MADAWO. SEEK THE KINGDOM OF GOD PLEASE.
Churches Are Organisations, Right. I Did Not Know That.
So The Government Was Right To Say They Want To Collect Taxes From The Churches.
Shame on you
This man the way hi explain even to someone like me who don't really understand what is going on but it looks like his saying the truth
Thank you baba it's so clear
Mukunyepera vanhu baba
Afm of Zimbabwe ngaitsage rimwe zita iri konzeresa confusion
Ndiwe ani unotaura izvozvo
Chokwadi chiri pachena..truth chaiyo
Iyi ndoochokwadi chataurwa na baba
Mese zvenyu tendeukai mese pa pato ese
It's about money
This is simply clear
Mudhara uyu😂😂
30% truth
This is nonsense.Both factions are after money and properties.
sekuru vangu vakashandira church iyi imi maakuda kungokohwa makagara nxaaa kuda zvinhu
Imi
Hapana church apa
they needed to have solved their problems internally.
That's true baba