Kuna prophet anonoitei musikana uyu when she wants her Dad to be arrested.All she needs is justice she is hurting ,she is broken. She was let down by the system tirikuda baba vasungwe not ma Prophets
But idnt think its agood idea yeku exposer munhu achionekwa face kana pasina help yamunogona kupa atova parisk nababa vake uye kuvanhu vemunharaunda inhink its better kuvhara face
This girl is traumatized, she really needs help. Iwe unoziva and you are close to Prophet T Freddy na Prophet Jose, take her there for deliverence she needs help. Nyaya yake inorwadza
Who is psychiatric here. So you don’t believe her story. My dear this is now common in our nation. But the children are keeping quiet because of people like you. I think you are one of the fathers that ra** their daughters.
Mwana arikutaura kuti mapurisa haasi kubatsira ko kumuendesa kwana sekuru Tasvu.
Mmmm mai vacho ndovadoda kurohwa vanoda kusungwa
Give it to sisi melly my brother we want chokwadi apa
Zvoitika kune vamwe Vana baba mhuka chaidzo amheno mwari anotipirei Vana baba vakadai
Babavako vakaromba newe vanemushonga vanokushandisa vanozivana nababa vakokutiubatsirike vaendere kwasekuru tasvu kuharare
Kuna prophet anonoitei musikana uyu when she wants her Dad to be arrested.All she needs is justice she is hurting ,she is broken. She was let down by the system tirikuda baba vasungwe not ma Prophets
Kwaprophet for deliverance Ka kubvisa mweya ukuita abatwe chibharo...kuromba uku
@@Evance-h5h kwana baba ngavasungwe vaende kugeri hakuna mweya wakadaro unokwezva kuti ubatwe chibharo
Ummm zvakaoma sure mushonga chaiwo
Bomboclatic fake Babylon/Police and merciless parents must All dem Go behind Bars😢
Ko anoregererei kuenda kupolice
Mwana akanaka kudai ari kutourawa hupenyu namdara wake ,ummm mdara uyu imbwa chaiyo ari kuda munhu uye anoita kuti anamirire then vowana evidence
Mai rudzii vanodai mwana wavo wekubereka sure
Ngaendr kwatete Tilder
But idnt think its agood idea yeku exposer munhu achionekwa face kana pasina help yamunogona kupa atova parisk nababa vake uye kuvanhu vemunharaunda inhink its better kuvhara face
Not a good idea yei. She is an adult now. She can wave anonymity if she wants. The father has to be exposed.
She grew up nyaya yacho ichizivikanwa ne area yese … i think she saw there was no difference
Mapurisa ava vatosungwa.
Kana ivo mai vacho havana kukwana
Taura hako.
Yoo nyika yakaoma
Dai mamuvharawo pliz, sorry my daughter vanababa vakutyisa
Ngaende kwaPrpht Miracle Paul.
Kana Kuna prpht TFredy ths is really sad xem
Iwe une zvaunogona kumubatsira nazvo here kana kuti uchiri murombo zvako asina kana cent hazvingoitwi chete izvi
madhodhi ake
Vanhu ngavasungwe baba vese nemapurusa
BABA AVA HAVANA KUKWANA AVA NHAI MWARI MMMMMMM
Madii kumuvhara nhai
Kuzvarwa nemapenzi mai nababa vese
Baba vakaromba mwana hamboenda kwaProphet paul miracle anobatsigwa
We are sick and tired of skits, give us a break broh
This girl is traumatized, she really needs help. Iwe unoziva and you are close to Prophet T Freddy na Prophet Jose, take her there for deliverence she needs help. Nyaya yake inorwadza
Very sorry baba vakakamba
Zvakaoma wena zvinoitika mudzimba
Kuuraya upenyu hwemwana
Haa vanhu vakabatabata pasirino
Ko zimreality wadii kuvhara mwana kumeso
People will think it's a skit
she is over 18
Ko iwo masawara arikuita noise ungati rave movie remaNigeria reurombwa. Asi baba ibhinya
Kkkkk iweee
Kutsanangura kwemusikana uyu kunobhowa
Musadaro veduwe. Mwana aripanguva yakaoma uyu
Arikutya vanhu varikudarika
Bringing psychiatric patients on the Internet isn't good
Who is psychiatric here. So you don’t believe her story. My dear this is now common in our nation. But the children are keeping quiet because of people like you. I think you are one of the fathers that ra** their daughters.
Tokumbiravo muvhare mwana face
Chokwadi dai vamuvhara
mwana uyu anopenga aizvidao
Hama dziri wrong
Poor sound
Mmmm zvakaoma sorry hako but you not supposed to expose your face remember you still have a life after the camera