ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Ma Brijo haana kana problem ,kana pane anoda kuvatoresa ngaavatoreswe
I phone inogadzira Mari yekutoresa ma pasport😊
Ana nyathi ngavasa mirira kuda kuitirwa zvese
Exactly vanozozvinynya kuda kuombera
Vakumbira here asi musadaro imi
Vanomirira kuitirwa neiko. Mabrijowo ane kaudofo
Haiwawo imi kune nherera kunze uko dzinoda rubatsiro dzakawandisa vanoda kuitirwa zvese kuti vakaremara here veduwe ah
Vakumbira here mamwe ma Zimbabweans munotaurisa
Une pamuromo ma brijo.wadii kungoita zvema passport zvacho walanyarara.zvinhu zvingani zvinoitwa nembinga dzacho.zvausingaiti iwe.
Ayaa zvakaoma hazvo
MaBrijo munhu bhoo zvokuti.
Haiwawo kuda kunzi mataurawo here Vana mabrijo
Ah she said the truth, but the Nyathis are old enuf to do it themselves. They will be spoon fed kusvika rinhi?
Vava kutozviitisa avo hapana chavari kugona kuita
Iyo Passport unoda kuitirwa nemunhu here.
Ivo why varikuda kuitirwa zvese hazvisi zvana zvicheche kaaa
Ana Nyati vacho vakaremara here
Imbinga dzipi dzauri kutaura
Vanhu ava vave nemari why alwaýs kungoitirwa navanhu
😂😂😂😂😂 mabrijo ziva zvekudaidzwa uchimea doro nekudya chete
Vanoda kuitirwa zvose nekuda kwei
Mabrigo is just looking for attention chete . Kkkkkkkk
Mabrijo tanha dzanosvikira iwe ziva zvee chizi ne Doro