Mukuwasha Akazvipisa Ndokuzviwuraya Pamba Patezvara Ku Domboshava

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 18 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 66

  • @NewBeginningsAus
    @NewBeginningsAus 2 ปีที่แล้ว +18

    Hama neshamwari, kana Maine hama dziri kana hanzvadzi dzirikurowa kumba nevarume vavo, torayi hama dzenyu ndapota. Munourayirwa hama. Thank God she is alive with the kids.

    • @alistairechokwenda8060
      @alistairechokwenda8060 2 ปีที่แล้ว

      Ichokwadi ichocho. Ngatiregei kushingisa vana ivo vachirohwa. Torai vana mugare navo.
      Apa tinotenda kuti mambara uyu ndiye akafa and akafa ega.
      Hanzvadzi, vana kana vazukuru vakangoti ndarohwa kana kutukwa ngavadzoke kumba. Hazvinyadzise iye munhu ari mupenyu. Ngazvirambe munhuari mupenyu kwete kunyara kuti vanhu vanoti kudii.
      Nyangwe vakataura ari mupenyu, xvakato yanyisa kunakaa.
      Kana pane achiri kunzarwo, now pack your bags and go back home to mum and dad
      Mazidhorofiya, banabhangu, nemhondi, bullies, 🗣🗣🗣🗣STOP IT NOW!!! Siya mwana wemunhu aende. Iwe hapana anokurova, or unorohwa nevamwe varume kwamunoungana ikoko. STOP IT

    • @chipochikosha6673
      @chipochikosha6673 2 ปีที่แล้ว

      Amen ngatisashingirira nhamo yekurohwa

    • @fionamayeso2961
      @fionamayeso2961 2 ปีที่แล้ว

      Haiwa zvakanaka akaenda nehutsinye hwake

  • @gladiolye
    @gladiolye 2 ปีที่แล้ว +13

    Mental Health is real, people in Zimbabwe must be educated about mental health signs and symptoms. A person who is suicidal, like what they are saying, was suppose to be medically checked. Schizophrenic is condition have symptoms as a mental health which presents violence and suicidal tendencies. I think this man had that condition.

  • @traceynyungwa7788
    @traceynyungwa7788 2 ปีที่แล้ว +12

    Thank God ahana kufa nemumwe munhu, it's sad hupenyu hwekushingirira kugara nebhinya because of vana, l will never tell a woman kuti ashingirire marriage isiri kuita ko dai akauraiwa vaizotii manje

  • @ropamakoni2618
    @ropamakoni2618 2 ปีที่แล้ว +6

    Regai kushingisa vanhu kana wataura matambudziko mudzimba umu purizi.

  • @netsietumu9
    @netsietumu9 2 ปีที่แล้ว +8

    Better akazvifira haana kuwana mukana wekupisira vanhu mumba

  • @tatendaelishakanyama4049
    @tatendaelishakanyama4049 2 ปีที่แล้ว +5

    Sabhuku vanoziva Shona ava

  • @euphrasiamuchuweni7497
    @euphrasiamuchuweni7497 2 ปีที่แล้ว +4

    Zvakaoma anga aine mhepo dzakamugara dzekumusha kwake.

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 2 ปีที่แล้ว +5

    Akazviuraya haana basa, dai akafa neumwe munhu ndipo pataizorwadziwa

  • @jesslinekashambe373
    @jesslinekashambe373 2 ปีที่แล้ว +3

    Inga zvakaoma imhepowo dzekumusha kwake chero akazviuraya ega asina kuuraya vana kana mukadzi chaakadyara ndochaakakohwa kutsinye hunokutever iwe muridzi wahwo

  • @reginahmutewera5563
    @reginahmutewera5563 2 ปีที่แล้ว +3

    Akagona kuzviuraya vanhu vanga vanzwa ne kushunguridzika naro zi baba iroro

  • @lavern7235
    @lavern7235 2 ปีที่แล้ว +1

    Anga ane mamhepo akadii kunozviuraira kumusha kwake shit yemunhu

  • @softwaretestingservices7851
    @softwaretestingservices7851 2 ปีที่แล้ว +4

    Pakaipa, is it possible to hear what his relatives have to say and the way forward.

  • @ruthbwanauzi2542
    @ruthbwanauzi2542 2 ปีที่แล้ว +1

    mhuri dzakatakura kurram veduwe,this guy needed medical help it's sad that through all that happened none of his family members thought of getting him help...m glad though that the wife and kids didn't die with him also this is a lesson to other women in abusive relationships and marriages not stay and endure if things are not working run for ur life b4 it's 2 late

  • @mrmanuel904
    @mrmanuel904 2 ปีที่แล้ว

    ndibate titaure i ike your program especially gogo ava

  • @tendaichinos8475
    @tendaichinos8475 2 ปีที่แล้ว +2

    Vanhu vapindwa nemweya wei chaizvo chaizvo, kuzviuraya nekuurayana kwanyanya munyika

  • @ruthchinaka2725
    @ruthchinaka2725 2 ปีที่แล้ว +3

    Zvakaoma.sure nyika yaipa vanhu vapindwa nemwaya wakaipa

  • @wilbrodmadzura8456
    @wilbrodmadzura8456 2 ปีที่แล้ว +1

    Apa paive neurwere. Munhu akatoshaya rubatsiro. Vakamunonokera zvekuti.

  • @loxlux8118
    @loxlux8118 2 ปีที่แล้ว +3

    Mental healthy

  • @wellingtonmazivisa6116
    @wellingtonmazivisa6116 2 ปีที่แล้ว

    Well said sabhuku ndoro

  • @winniesingizi808
    @winniesingizi808 2 ปีที่แล้ว +1

    Umm zvakaoma izvi zvinorema kuzviuraya pamusha pevanhu

  • @shayzgamz2692
    @shayzgamz2692 2 ปีที่แล้ว

    Ndiye mkwasha uye ma1. Shuwa

  • @JamsonMapara
    @JamsonMapara ปีที่แล้ว

    Sabhuku varinyepa ngozi irikwambuya

  • @dorothymate3755
    @dorothymate3755 2 ปีที่แล้ว

    Zvakaoma.

  • @jesslinekashambe373
    @jesslinekashambe373 2 ปีที่แล้ว +1

    Thank you for the news bring more

  • @sqrd3536
    @sqrd3536 2 ปีที่แล้ว

    Yheyi!!! Why do people do such things honestly?? Maybe, there's a revenge spirit in that lineage.

  • @lillycee5054
    @lillycee5054 2 ปีที่แล้ว +1

    Ko program yopera tichingoona toilet?

  • @vmagwenxivalentine4952
    @vmagwenxivalentine4952 2 ปีที่แล้ว

    I really miss my school nyamande primary school

  • @leemacnashy2247
    @leemacnashy2247 2 ปีที่แล้ว +1

    Aitomboda kumamiswa akafa kudaro

  • @winniemaketo7783
    @winniemaketo7783 2 ปีที่แล้ว +2

    Haa nikis vanhu vapindwa nemweya yakaipa

  • @olivermuvavarirwa8009
    @olivermuvavarirwa8009 2 ปีที่แล้ว +2

    Very sad story

  • @ruemoyo6537
    @ruemoyo6537 2 ปีที่แล้ว

    Inga mbuya nehanda vakafira mahara veduweka kuzviuraya kuchiriko nhay

  • @esierayner533
    @esierayner533 2 ปีที่แล้ว +1

    Sorry henyu mai angaane mademon ake kuzofira pamba penyu akashaisha

  • @tsatsawanihlengwe8169
    @tsatsawanihlengwe8169 2 ปีที่แล้ว +1

    Inyaya yokuti vanhu havadi kunzi masingle vanoda kuramba vachimanikidzira kunyange wanano isingachaiti

  • @ruemoyo6537
    @ruemoyo6537 2 ปีที่แล้ว

    Yaaaa mhepo dziriko ndateendaaaa 🥲🥲

  • @patronellamadzima8022
    @patronellamadzima8022 2 ปีที่แล้ว +2

    Ko toilet yadiii kupunzwa haifanire kuramba imire

  • @juniorfreedom4317
    @juniorfreedom4317 2 ปีที่แล้ว +1

    Mhepo chaidzo

  • @leemacnashy2247
    @leemacnashy2247 2 ปีที่แล้ว

    Ingozi yekumhuri kwavo iyo

  • @tauraimachisvo1589
    @tauraimachisvo1589 2 ปีที่แล้ว +1

    Uuummm zvakaoma

  • @emmahgovera8385
    @emmahgovera8385 2 ปีที่แล้ว +1

    Zvakaoma hazvo

  • @joycecharamba6855
    @joycecharamba6855 2 ปีที่แล้ว

    Zvakaoma asikana vakadzi tinoshingirira matambudziko nekuda kwevana

  • @Mchilowamakhosikazi
    @Mchilowamakhosikazi 2 ปีที่แล้ว

    Ko Ivo vakarambirei kut awone vana vake???

    • @nnnsandra
      @nnnsandra ปีที่แล้ว

      He was drunk and violent and would also have killed the children since ainge atotenga fuel

  • @michaelmaps2004
    @michaelmaps2004 2 ปีที่แล้ว

    Makorokoto akaita lucky mudzimai uyu. At least akaenda ega

  • @edmorendokwana6644
    @edmorendokwana6644 2 ปีที่แล้ว +1

    uyu anorwara uyu

  • @PrimaTauz
    @PrimaTauz 2 ปีที่แล้ว

    Tsumo dzako wakanda pasiripo kkkk

  • @thulisiwerubaya9415
    @thulisiwerubaya9415 2 ปีที่แล้ว

    Mweya wesvina chokwadi

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami1274 2 ปีที่แล้ว +1

    Haaaaa zvakaoma hazvooo but atadza kufunga azviuraya aramba kurarama

  • @shawnmufudzi6723
    @shawnmufudzi6723 2 ปีที่แล้ว

    Saka toilet yaakazvipisira ichiri kushandiswa hr

  • @beeesave9297
    @beeesave9297 2 ปีที่แล้ว +1

    MWARI DAI ATINZWIRA NYASHA

  • @shungukurima3093
    @shungukurima3093 2 ปีที่แล้ว

    Iñninii

  • @vhuranjero
    @vhuranjero 2 ปีที่แล้ว

    Imwengozi itsva yatobarwa mumusha wekwatezvara asikanga vatomu tandidzira kuhama dzake nemishonga mweya wake unotogara uchiterana nemukadzi wake wafira

    • @memoriegomana5341
      @memoriegomana5341 2 ปีที่แล้ว +3

      Kwete hazviite hapana ngoxi inouya kwana tezvara

    • @vhuranjero
      @vhuranjero 2 ปีที่แล้ว +2

      Pakakafira muchava nzwira tsitsi

    • @mwanawapauro2944
      @mwanawapauro2944 2 ปีที่แล้ว +1

      @@memoriegomana5341 no inovateera coz afa neshungu yekurambwa. Hapana mufaro uchauya pamusha apa. The man was a bastered

    • @PrimaTauz
      @PrimaTauz 2 ปีที่แล้ว

      Vanongochenurwa votandira chipoko kumba kwacho

    • @mwanawapauro2944
      @mwanawapauro2944 2 ปีที่แล้ว

      @@PrimaTauz pakaipa. Asi kana zvichigoneka better