ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
His calmness when talking is high level. Haana kupaparika se the interviewer
one mupositori akaenda kuprivate school...mambo dhuterere
Mambo dhuterere murikurira musanyeperwe ndimimuneyese🔥🔥
Ummm ichi chimunhu chinenge chitori newisdom chaiyo ...am loving his answers
This interview helped me...so many misconceptions I had got corrected, I realised ndaingomumakira mahara kkkkk, kungonzwa kuti anogozviti mambo pakudiii...hayas kuhakira Charlie...
Kkkk wareurura ka.
The interviewer is good. I like the way he asks
,,,,,,mr dhuterere so humble n calm,,,, keep up guys,,,,,
Wisdom at its best.
Anobvuma kuti dhuterere anotaura said gringo ngapeo like
big fan Mambo keep up the good work
So calm Mambo
The guy uyo he is not calm... Anofanirawo kuona kuti mambo dhuterere vari chill iye he must also try to chill
kkkk haa Dhuterere makaita Maths pakusiya Jah on the Album haa coz zvaidhakwa kkk
Dhutherere kuseri kubata panopisa kugocha mombe yese vana vasina usavi zvinodzimba moyo uye kunyadzisa kkk
I think mukatitsvagirawo mumwe munhu anoitisa show iyi munenge magona. Ava brother ava vane kakuvhurika kavainako kasingade patv. Ndatenda
vanodzidziswa no one was born achiziva but we learn veduwe.
Mambo mogona kupindura mivunzo🔥⚡
Humbleness at its best but this guy uyo haagone basa
Vadzidzisei vazive hukuru wamambo jeso mambo
😂😂😂😂😂 chakanyanya
Yaaaaa makaipa duterere
Dhuterere 2 the fullest
Yesaya
Smart my brother's
Sando kunemi mambo
Kkkkkkkkkk smart yakapenga iyoyi
HEY kahunhu kake kunge kaGringo soo. Rest in Peace Gringo
Chakanyanya ichii😅
Mucheno muno rova mukuru wangu ndaida
Makapenga guys
Ka blaz ako kane bapu
Itai mhere Mathias
Munhu anga achitaurwa anenge Bazooker
Mambo havana kupaparika.
Music yenyu Bho mambo
Interviewer mivhunzo yako yakadhakwa. But mambo the way he answered them yazoita kunge ine musoro but 2/10 interviewer.
probrem.............
ti gonzi gara wageza uchadaidzwa nadhutaz
Interviewer lacks professionalism