VLOG : Ndatiza Landrode vangu ndisina kubhadhara rent 🏃🏃💨…

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 7 ก.พ. 2025
  • #zimbabwe #winkyd #winkydonline #winky

ความคิดเห็น • 29

  • @KikyBediya
    @KikyBediya 5 วันที่ผ่านมา +3

    Uuye ne response ya landlord hanty kaa😂😂😂

  • @cm2541
    @cm2541 3 วันที่ผ่านมา

    Congo people are like that I had the same problem not allowed to fry anything in the kitchen.
    But Ivo kubika nyama dzinonhuwa
    When it comes to cleaning inotoita kunge ndiwe mushandi wavo huye Bodo Congo people 🙌

    • @Praise_Makara
      @Praise_Makara  3 วันที่ผ่านมา

      And their food smells yooo 😪😪😭

  • @zibusisondiweni6166
    @zibusisondiweni6166 4 วันที่ผ่านมา

    😂😂😂😂 Praise you put them in their place ❤❤we should treat each other with respect because we don’t know what tomorrow has for us🎉🎉🎉

    • @Praise_Makara
      @Praise_Makara  4 วันที่ผ่านมา

      😹😹ha ndavaonesa hora next time vanoita hunhu

  • @SukaiMasvingise
    @SukaiMasvingise 3 วันที่ผ่านมา

    Wakavagona ini ndakazviita Dec nsakavaudza mota ikunditakra yauya vanobhowa ma landlord wangu ava kungoita zvobhowa ma moods kupopota but ndakagara navo since covid vakarwadziwa vai complainer about magetsi ini ndiine metre yangu chii chakadaro hanzi wabvirei ndikati nyaya yekmagetsi

  • @CharmaineChaziya
    @CharmaineChaziya 5 วันที่ผ่านมา +1

    😂😂hanzi murume wacho anoita kunge akadyiswq

  • @MakahManiki
    @MakahManiki 4 วันที่ผ่านมา

    Wabuda hko asi itogadzirisa hko ikoko kkkk 😂😂😂

  • @Alisha-z2f
    @Alisha-z2f 5 วันที่ผ่านมา +1

    😂😂 Wakanyanya

  • @Bori-b9z
    @Bori-b9z 4 วันที่ผ่านมา

    Dayi wasiya wati chibvisayi zvipepa ndaenda 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

    • @Praise_Makara
      @Praise_Makara  2 วันที่ผ่านมา

      @@Bori-b9z 😹😹😹😹

  • @PetianceHlongwane
    @PetianceHlongwane 4 วันที่ผ่านมา +1

    Ucharoiwa hameño hako

  • @Faithwdzn
    @Faithwdzn 4 วันที่ผ่านมา

    😂😂😂 Vagona unofanira kugara vakasunguka nekuti unenge uchibhadhara Mari.

    • @Praise_Makara
      @Praise_Makara  4 วันที่ผ่านมา

      @@Faithwdzn no lies 😹✊🏾

  • @emiliamillymusa9264
    @emiliamillymusa9264 4 วันที่ผ่านมา

    🤣🤣🤣kana iri seclose the door part , haaaa nanhasi iri kundikiller

    • @Praise_Makara
      @Praise_Makara  4 วันที่ผ่านมา

      @@emiliamillymusa9264 imagine 😹

  • @Gamer-5y2
    @Gamer-5y2 2 วันที่ผ่านมา

    Tigadzirirewo video re 25k pemonth
    😂😂

    • @Praise_Makara
      @Praise_Makara  2 วันที่ผ่านมา

      @Gamer-5y2 coming now 😹😹💔

  • @tinenyashaconstancepauline8714
    @tinenyashaconstancepauline8714 5 วันที่ผ่านมา

    Wakaoma 😂😂😂

  • @CharityChikomo-b7e
    @CharityChikomo-b7e 4 วันที่ผ่านมา

    😂😂😂

  • @BrianMutuma-jw2wd
    @BrianMutuma-jw2wd 5 วันที่ผ่านมา

    😂😂

  • @ChristinaMavhusa
    @ChristinaMavhusa 5 วันที่ผ่านมา

    Hanzi kudhota 😅 iwe putseke mhani

  • @MaloweChidhakwa
    @MaloweChidhakwa 5 วันที่ผ่านมา +2

    Not right

  • @SarahDubeb
    @SarahDubeb 4 วันที่ผ่านมา

    Wagonesa better kutsvaga imba everymonth

  • @torie7963
    @torie7963 4 วันที่ผ่านมา +1

    Not cool man

  • @SarahDubeb
    @SarahDubeb 4 วันที่ผ่านมา

    Dai wasiya wamamira pasi vazongoona avamachira chete