Maya... Platinum is a studio bad boy... pa stage mwana mucheche, plus apart from Mabvuku haana ma fans uyu. ngaauye paanoda aone. problem na Platinum Prince is he wants to make enemies nemunhu wese so he has mo haters in the crowd than Jah Child has fans...its simple. zvema diss lyrics ake maybe he can stage a few counters but ukuona akanyarara....inyadzi dzema can aakatemwa nawo pa show iyoyo.
Ndiyo pfuti ye Conquering Family... Platinum Prince, Ricki vese vawachiswa. hapana adzoka kuzozvimirira...
Platinum Prince Siyanai naye henyu haawachiswe zvekumhanya
Jah Child kwakuseri unopedzera madinga just that they sabotage you chete 👏🏼👏🏼👏🏼🔥🔥🔥
Jah Child Platinum Prince Ihondo hombe siyana naye hako unofa kuseni seni
Maya... Platinum is a studio bad boy... pa stage mwana mucheche, plus apart from Mabvuku haana ma fans uyu. ngaauye paanoda aone. problem na Platinum Prince is he wants to make enemies nemunhu wese so he has mo haters in the crowd than Jah Child has fans...its simple. zvema diss lyrics ake maybe he can stage a few counters but ukuona akanyarara....inyadzi dzema can aakatemwa nawo pa show iyoyo.
kkkkkkkkkk... saka ukuti platinum anokuturwa here na rafi jah child uyu
mmmmmmmmmmmmmh but ndururani dai madzisiya dzakadaro
iri zigamba big up...King of mic.
atuka vanhu mpfana uyo pekupedzisira
handina godo newe👊👊👊👊👊👊👊👊👊👊👊👊👊👊👊👊👊👊
rongekai iwe naDj wako
ku dissa crystal kushaya zvkuita mupfana jah child
chimwana chadziya dziyz
yesaya wachisa madinga mfanami
chimwana chadziyaa
coz crystal anokuuraya
kushayisisa chaiko zvakamama izvi
Nhy
Maaaaad
😂😂😂😂😂😂😂😂
sabotage