Zvinoyera zvinotyisa zvinoda kufumurwa. Mwanasikana ari kufungidzirwa kuti ari kuuraya vamwe.
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 13 ต.ค. 2024
- Tilder LIVE ZIM, Biggest Reality Talk Show In Zimbabwe-
Tilder Moyo-Karizamimba is a Zimbabwean radio personality who is well known for tackling sensitive social issues. She made a name for herself at Zimbabwe Broadcasting Corporation (ZBC)'s Radio Zimbabwe where she hosted a no-holds barred Sunday morning talk show which touched on various social issues. Some of the controversial issues that the programme has dealt with include those of satanists, child prostitutes, victims of rape and business people who use juju to enrich themselves. It was a phone-in programme and many a times perpetrators and victims called in airing their views and experiences making it worthwhile for the audiences to tune in. She also presenter of the Popular Tv Music Programme Ezomgido/Mvenge-mvenge on ZBCTV Before she left zbc for greener Pasture
Tilder left Radio Zimbabwe in September 2013
Makasunga dhuku zvakanaka Tete.
Mwana wenyu musikana akazviwana mukugara nevanhu vakawanda Wanda uye net_shirt yered yaakawana yave pahembe dzake
May the almighty guide and protect u mama u are strong Dai nwari apindira kani
As a woman this breaks my heart hope she will find help vana zvimwe zvavanoita so eish ma1 chaiwo.
😊😊😊
Yaaa zvinotyisa izvi vana vedu ava 🙌
Iyoooo this is scary 😮😮😮😢😢😢iyakufanela idukhu tete❤
haaaaaaa...tete Tilder every show sound inotokanyika here? dzingai sound engineer!
Akadzingwa unomupa rimwe Basa here
@@reasonmahachi9292Kkkkkkkk nhai zvako
Shem😢 vanotoda munhu wamwari aristrong and powerful
True
Tete as she the child is late. We said AR the same time. This is siruis
Inga zvakaoma veduwe mwari ndibatsirei ndisasangane nezvakadai
Ngawaende kwaprophet Kudakwashe Jose
Uyo #1 manje
Imbosvikai kwa Prophet Miracle
Izvi zviri pachena amai ndoinonzi satanism iyi may God help you in the name of jesus
Dai vakangomusiiya kumusha kwake mwana uyu
Nyaya ndirikuinzwa but pamwe mwana igrade 7 pamwe ava ku college
i think its a college school.
College xull
@@esnathmaguduru3493 ok thanks
Hahaha asi haugare zim collage iwayo maprivate epazim
kkk , zvakutowedzera kutyisawo apo macamera enyu haaa 2024 ere amana umm
Zvakaoma shuva Mwari ngavatibatsire
Satan aripabasa weduwee keep on praying sis Mwari havarambe vakanyarara
ngawaende kwa Sekuru kanengo or Sekuru Tasvu
Iwo maSatanists futi ana sekuru avo
@@elaineofgod1442vaudze
@@elaineofgod1442 udakiwe mthondo kayihlo
@@mandla9267 are you offended?
Ngwarirayi kunorombeswa naana tasvu venyu ava
Iiih ndatya nazvo zvakaoma,Mwari dai vatibatsira
Hapàna chandanzva noise ye back ground yakanyanya tete
Terry sandiye aive kuGI GLOW HERE
Mwana aiyemedzwa, aibatwa sezai ndosaka achiita misakainzwa...
Mmmmmm
Zvakaoma hazvo 😢
Zvinotyisa 😢
Eish zvakaoma kani
Ukaona une mwana anokuterera.inyasha.akusikugona.kwako.kune mweya kunze uku
Amen
Hie untie
Uuuummm zvakaoma sure
Chokwadi Upenyu mutoro
Shame dai Mwari vakurangarirayi uye musarega kunamata mummy
Muripa basa tete rambai muchibatsira munhu wese lzvi zvinowomesa mate mukanwa tichavanamatira zvopera naMwari watakatenda mukuru pazvese
Tete makadii
Zvinorwadza vanhu vaMwari. Satanisim iriko zveshuwa
I know this lady ndi hairdresser wangu kuchiweshe ,haaaaa morebee kunyepa yooogh hamusi kumuziva henyu
Arikunyepa here zvaari kutaura
Mmmm
If you know her as your hairdresser it doesn't mean kuti you know her personal life.ndiani angaite effort kunonyepa kuti akafirwa nemwana?? Achiwanei pazviri
Takaiona nezuro..you are back again😢