He had every reason to be angry he was seeing her for the first time Mc wake akarambirwa camera man wake akarambirwa they treated him sechirema simply because haana mari instead of a human being .Dai mambotiudza kuti Teo akashandisa marii from his pocket nothing he used Greatman s condition to source money . So we can perfectly say it was a fifty fifty they needed to treat him as an equal above all as a human being not Chirema chisina mari .
With all the energy yaaisa nemoyo wose pamwe akato offer for free wozonzwa munhu oti ndaida mc wangu kkk iye achitora mari yechimbadzo kuti aroore. Chisinganzwisise vanhu zvinhu zvinenge zvichiitwa sourcing donations for the function vazvinji vanenge vachitopa free services or charge mari yekuti angowana transport badzi. May God bless you Lolo
@@talentmuchingura4961 I agree with you. Aifunga kuti a wedding is a fundraising event. He forgot kuti affluent people get a lot presents than ordinary people
Greatman akati he didn’t know her dzokerai to his speeches pane zvinonzi sentimental values paukama ; well akapiwa mari here Lolo; akagona but that’s not the issue ngatinzwisiseyi Abeg
What’s this in aid of please maakuconfuser vanhu look at the comments Hazvina kunzi haagone Lolo is brilliant but greatman haamuzive zvakafanana dai makatora Bishop vekuNigeria asi makatorawo mufundisi vanomuziva zvikatofamba wani
This woman is on fire! first time seeing a woman MC doing such an amazing Job. Lets promote MC Lolo
Greatman aitoda kuputika nehasha ipapa Lolo may God Bless you usaore moyo vana Greatman vachawanikwa vakawanda vasingazive how to appreciate
He had every reason to be angry he was seeing her for the first time Mc wake akarambirwa camera man wake akarambirwa they treated him sechirema simply because haana mari instead of a human being .Dai mambotiudza kuti Teo akashandisa marii from his pocket nothing he used Greatman s condition to source money . So we can perfectly say it was a fifty fifty they needed to treat him as an equal above all as a human being not Chirema chisina mari .
Chakapenga ichoo. Thank you Darling Media Tv for this one.
Keep the fire burning lolo
Best MC keep it up Lolo
She s so talented i like hre mood shem and shes beautiful
Well done girl... ramba uchifamba👏👏
Bride aive akatsamwa
She is amazing
Lolo to the world....love you my girl
Mwana wamai vangu iyeye Lolo keep the fire burning my young sister
She is gifted
Beautiful well done MC Lolo ndaspakwa zvangu. Keep the female MC flag going.
Lolo une more fire unoita kuti zvinhu zvinakidze.thank you MC Mutoko
Best Female MC Lolo
With all the energy yaaisa nemoyo wose pamwe akato offer for free wozonzwa munhu oti ndaida mc wangu kkk iye achitora mari yechimbadzo kuti aroore. Chisinganzwisise vanhu zvinhu zvinenge zvichiitwa sourcing donations for the function vazvinji vanenge vachitopa free services or charge mari yekuti angowana transport badzi.
May God bless you Lolo
MC u are the best l love you ❤️ wooo
Wow you are fired up GDC
The bride is looking so depressed!
I thought its only me mmm mukadzi arikutosvotwa
@@shanteljina1954 vese na greatman vaisvotwa too much think vaisatoda mc lolo vaida wavo
Wow so amazing female mc ❤️❤️
Wow I love you
Haaa pa 20th wedding anniversary MC Lolo mune basa🤣🤣🤣🤣
Mai Ashantie u are the best
Interesting 👍
After all this munhu oti hapana zvawakaita maZimbabweans ngatidzidze kutenda nxaaaaa
Uyu wamunoti great an haatende
@@talentmuchingura4961 I agree with you. Aifunga kuti a wedding is a fundraising event. He forgot kuti affluent people get a lot presents than ordinary people
Keep it up Lolo!!!
Pane kakusafara kuvachati
Wow l love her
Well done MC Lolo keep it up
Waal amazing talent
Kkkkkkkk ziso ra greatman hasikufarira MC
I like Director of Ceremonies...
In love with you Lolo ummmm
Best mc
The bride is somewhere else
I love you lolo
Tipeiwo number dzalolo dakumuhirer at my wedding
Brilliant M C
GDC !!!! Yes MC Lolo to the foolest
MC, perfect ✅✅✅✅✅✅🙏🙏🙏
Taking notes
Anyone with her contacts
Haa munhu uyu anosimudza ma fans
Mheno hako naGrateman akaporongerwa muchato🤣
Asi vanhu sooka mmmm surrender i hv listened x 3 speech yaGrateman yaa high defination yekusatenda
Havana kupihwa mukana wekusarudza munhu wavaida,saka chekufarira hapana.I dnt blame them.
👏👏👏💎
The mc is on fire but its like the bride is not interested 😂
ndazvionawoo😂😂😂😂
Thot ndini ndega ndazviona
Povo lindo De Deus pi
GDC ndizvo munogonesa
MC magetsi aaaaaah 😃😮
Silibaziso's look🙄
Our #1 fan.
Munto bom jesus te ama
Sando dzako MC unogona basa rako
Munhu anoziva Basa rake uyu but kana homwe dzisina Mari Dai akadiiko
Pamwe dai akamira nemusoro🤣
Beggars can't be choosers bhudhie Gireh... Dai waida zvako wakaburitsa Mari Yako .. gashira goodwill yevanhu
Ko zvainzi akatadza basa wani ndiye munhu asingagoni basa iyeye
Greatman akati he didn’t know her dzokerai to his speeches pane zvinonzi sentimental values paukama ; well akapiwa mari here Lolo; akagona but that’s not the issue ngatinzwisiseyi Abeg
@@mhofu02 haana kukurudzira vanhu kuti vabvise mari sandizvo zvaakataura here ndokunzi watadza basa
100%%%%
Lolo anopedza masports
Umm Mai vari kuchata havasi kufara sei.
MC vanogona basa
Ndomari dzatirikutsvaga idzodzO dziripi
🤣🤣🤣🤣
@@MyEddie1992 huya utore kkkkkk
Chopedza basaa icho
Ndiye wekuba Mari. Here
Kkkkkkk chihera regai azonzi asungwe wo kkk hanzi MC lolo toda mari yawakaba haha Evidence so
Face yemuchati kuita kunge mai Moana
What’s this in aid of please maakuconfuser vanhu look at the comments Hazvina kunzi haagone Lolo is brilliant but greatman haamuzive zvakafanana dai makatora Bishop vekuNigeria asi makatorawo mufundisi vanomuziva zvikatofamba wani
What was there to ziva 🤷🤷🤷
Beggars can't be choosers bhudhie Gireh... Dai waida zvako wakaburitsa Mari Yako .. gashira goodwill yevanhu