ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Mwana anoimba uyu ❤❤❤❤ Kelly I really love your voice
Iam happy to be the first to comment pray for me Prophet ndinoda kuuyao ikoko mundinatsire nyaya dzangu mhuri yangu pamwe neni ndinodao ndine mari ye bizness ndirege kushanda seizvi ndinouya pliz pliz bless me ndiwane mari
Praise and worship thank you ndine magnet yandibata hope im healed nezvinondinetsa
Waimba dhafu woow thats wonderful 🎉
Always be true sure Prophet man of God thank you
Tinotenda prophet mwari ngaave nemi awedzere masimba ake pamuri murambe muchibatsira vanhu❤❤❤❤
Love the song great
Makatomwa prophet ❤❤❤❤❤❤❤❤❤
God is using you Prophert.
Kelly unoimba zvako musikna love you geli
Pray for me my powerful Prophet ❤❤❤❤
Ngithanda lentombi kababa t Freddie always happy
I love 💕 it prophet vhuraiwo mafiles angu
Wow nice song❤❤❤
Munhuwamwari ummmm Dai mwari akupfudzei mberi your presence inoponesa nyangwe urikure sei
Munoimba sis🎉🎉🎉
I love the song inotipinza munyasha
Man of God 🙏🙏🙏
Thank you prophet
The lady can sing
Amen prophet
Man of God makanyanya
Nyaya dzangu ngadzinake nhasi .
Asi wamwe vakadzi muchatongwa😢😢😢
Ndiporofiteiwo pafoni prophet time ndoyandisina but basa munorova
Ndarwadziwa
Mai vanoimba ava
Ndabatikana mwari vatibatsire
Makadiiwo Prophet ndinoshuvirawo kuti mundigadzirisirewo nyaya dzangu hama dzemurume dzandishungurudza ndiri kurwadziwa
Kana zvichikwanisa ndokumbirawo kuti mundiporofitewo ndiri kuno kwandiri Prophet
Amen
Yaaa pakuda denga repindire but kunaMwari zvinhu zvose zvinogoneka
It's true prophet
Haaa prophet makanyanya
Zvinorwadza izvi. Ko makadii kuudza murume pakutanga? Maputsa imba yenyu mega amai
Ndisat ndapedza kuhwa zvangu chabvondoka
I missed Kelly
Mukadzi anoda kuroĥwa uyo
Murume anodavo vana veduwe
Sando dza vocalist
Ah
ndakauya ko ndoramba kuenda kunotenga airtime kana mvura
Yooo it's painful
Sorry mainini dai zvaibvira ndaikubvisa changu ,I'm now a widow n I'm done nenyaya dzevana
Zvakaoma
Chokwadi chakangonaka hacho asi zvinorwadza
Curiosity killed the man. 😢😢😢😢😢
Pakaipa😢, eishh ndopaya pamunozoona kuti akazozviziva ega after some time kuti all this time waimunyepera he can even kill u 😢
Mmmm very strike
Chokwadi chinosunungura munhu
Sometimes vakadzi takaoma moyo .
Shame sorry mama😢
Chokwadi ndochakanaka maita Basa munhu waMwari
Locate me prophet
Mwari vhurai maFiles ovupenyu bwangu nhasi chaiko 🙏
Ukaona watumwa panze na prophet ziva kuti zvapera
Eish, not good
Thank u Prophet