Apa hazvisati zvapera cz Munya haasati avigwa n chokwadi chakabuda. Vana vakanganisa ava vakaitwa sei cz thy are they are the suspect maparts ake ngavadzose varikuzivana vanhu ava 25:25
Thank you Sly media, haa mhuri yekwamuchechetere ngaingobvuma mhosva iyi nkt iripa chena iyi, ndivo vanhu vanoparira second generation after ivo vapara mhosva
Zrp hapana hapana guys instead varikuto ita add salt on the wound of this crying family, imagine nezuva iro mutumbi hauna kuora🔥🔥, welldone Sly Media you are a legend in journalism my brother
Munya is not slowing down chokwadi akafa rufu runorwadza. I have a feeling kuti waingopopota paakabviswa nemapurisa pamba ipapo paaive asiiwa. Ku Motuary uku kune basa kwaari kunzi ari kukika box rake chokwadi. I can not wait to hear the drivers side of story.
He is being referred to as the father sezvo varibo vakamurera.Asi he has made it clear kuti mwana wemwanasikana wacho akashaya Asi muridzi wemimba vaisamuzivawo
Nyaya iyi tirikuida kusvika painoperera.
Taura hako tanga takaimirira kubva kare wena😢
Kuimirira chaiko chaiko
Shuwa tikutoida ummm munhu haangofa kunga huku kudaro ummmm ngaapfuke not zvekutamba
Munyaradzi famba usacheuke netsa mhondi idzi , vanhu vanyanya kuponda kubhinya vamwe nxaaaa . Ko sei mufi asina kuora? This is spiritual
ZRP yagara inongomira nemhondi coz dzitoriwo mhondi
Ichokwadi ndakaona pakafa mwana wangu zvinhu zveexhibit vari kuti havasi kuziva kwazvakaenda havasisina kana 1.Til now no closure.
Taura hko mhondi dzega dzega
True
Sly media you are building bridges for sure.thank you very much
Welcome 😊
This is why I subscribed to you sly media TV. You're the best
Vanhu ngavasadaro sure kudeura ropa
waiting.Mkoma Robby n sly media crew basa mukurova zvekuenda.Thank you
thank u so guys nemibvunzo yese yamaipa inoitawo kuti nesu weruzhinji tigone kunzwisisa every step bt I think paidiwa sekuru wamakamboburitsa waye Sekuru mutsanjera wanogona kumutsa mufi kuti azvitaurire pane maparts ake newese wane rwuoko pakufa kwake.
Siyai zvakadaro baba munhu ahaurayiwe sehuku vachadura nyaya yavo siyai henyu baba 🇧🇼🇧🇼
Mapurisa akuziva nyaya iyi 😢😢but zvaMunya hazviperi zvega umwe anotofa chete
Nyaya iyì ma1 kudarika ya Chokuda...Mchechetere must swallow their pride cobvuma mhosva voripisana,cz they wil worsen the situation
Iwe yaChokuda ukuiziva mushe here kkkkkk
Usatamba nenyaya yaChokuda iwe, haina kuchipa nyaya iya
😢haaaa yachokuda yaiva yakakora moto Gokwe yaenda nechimuti 😅
@@elmenciatapfumaneyi5393 apa its same area neuyu naChokuda
well done kuna kule vanogona ku explainer sezvazviri
Thank you sly with your team
Baba vemhuri yekuponda mufi varikuratidza kuti vane mhosva mhuri yavo varikuziva zvavakaita nekuti havaibvuma ku Ripa mombe one nembudzi kuti coffin ribviswe pamusha pavo dai pasina nyaya.Zvagara chero pakanzi mombe 60 either way vekwa Muchecheteri should pay nekuti yatova ngozi......vanofunga kuripa ngozi ne mombe one nembudzi 😮 ngavaite serious......life is priceless
Chivanhu chonetsa chero vasina mhosva vanotoripa hanzvadzi yangu yakabaiwa nebanga ikamhanya ikandowira pane umwe musha. Akafira ipapo akachizenge onetsa ipapo vakanz panoda kubviswa mombe poitwa chikaranga kubvisa ropa rake mumusha menyu vakaibhadhara
True
Apa hazvisati zvapera cz Munya haasati avigwa n chokwadi chakabuda. Vana vakanganisa ava vakaitwa sei cz thy are they are the suspect maparts ake ngavadzose varikuzivana vanhu ava 25:25
Thank you Sly media, haa mhuri yekwamuchechetere ngaingobvuma mhosva iyi nkt iripa chena iyi, ndivo vanhu vanoparira second generation after ivo vapara mhosva
Mwari mhondi dzaMunya ngadxibatwe dzese vanhu vagume kuuraya vanhu
Munodadisa nechipo chamakapuwa
.God bless
Chero vakavharidzira zvavo vekwaMuchechetere Munya will fight for himself. Police ngaiite basa nemazvo. Thank you Sly media for the update
Sly Media you're the best of all....Keep it up❤
Thank you
Zrp hapana hapana guys instead varikuto ita add salt on the wound of this crying family, imagine nezuva iro mutumbi hauna kuora🔥🔥, welldone Sly Media you are a legend in journalism my brother
Yave povo hakuchina police
😢😢😢😢😢munya died a very painful death, he'll nvr rest until he has avenged his killers😢😢😢😢
Warning to the police learn to stay within your lane, matters like these should be only be fixed by trouble causers
JUSTICE FOR MUNYA
Keep this standard up...SLY MEDEA yu a the best of all ..thank yu
Mufi dai atanga kupengesa wese.ane chekuita nekufa kwake
Taura hako nekuti zvikushupa izviii
Sly sly thanks bhud wethu yaaa bebethi ngamanga manje sekuyenzeka khona dankoe
Mukomana wekupomerwa I think he is guilty coz chitunha hachipenge 😂😂😂😂
Taura zvakamboitika kupi izvozvi
Keep it up Slymedia ....munonyatsogona kubvunza mibvunzo zvakanaka ....
Keep going ,toda kunzwa nyaya iyi kusvika kwayakaperera
Eish ko varikut havasi kumba varikuBinga yoooo haaaa pakaipa
Binga inozikanwa nemushonga anhu weeee
Thumps up Robert
Nematambudziko (ndeedu tose) ishona yakasiyana thanks
Kwete Haina kusiyana apo vatongopotsawo.... I think it's just a sleep of tongue...... Ndeedu tese ndezvinopindurwa pamakotokoto......
Loveness urikufambirana nenyaya here dear chitunha chirikutonzi chakaita 9 days ASI hachina kuora kana kuonekwa nhunzi pacoffin
Ndokunonzi kumuka kwemunhu uku. Vangaite dambe zvavo haasati atanga munya 29:52
Uuuuuuuuu ramba wakadaro vanhu musada kupfuma nemaparts emunhu muchabvuma zvenyu vakauraya munhu
Sly you're the best kip it up
Thanks
Mukoma Sly number 1
Well done sly media
Thank you for the well done job Sly...
Kuurayirwa mwana kunorwadza kurera kunorwadza uku saka chero vakayenda binga chero kupi kunetsotso ngadzishande aaaa imajini kuti kupondwa iye nyakupondwa akafa atambura veduwee munhu anechinangwa chekuruka mari nemwana wemumwe munhu aaaa
nyaya.yakaoma.mukoma.sly.tokumbira.muiteverere.kusvika.kumagumo.kwayo
Vigwa pamusuo apo vanozo fukunura voita rebury kana vapedza kuripa
Mukoma Sly basa renyu arisi renyu nderedu isu vanhu.
MuZimbabwe mashata sure
VekwaMuchechetere ngavabvunze wekwaMachaya vakaita3yrs chitunha chisina kuvigwa but mhedzisiro ngozi inoripwa munhu haaurawi sehuku
Munya is not slowing down chokwadi akafa rufu runorwadza. I have a feeling kuti waingopopota paakabviswa nemapurisa pamba ipapo paaive asiiwa. Ku Motuary uku kune basa kwaari kunzi ari kukika box rake chokwadi. I can not wait to hear the drivers side of story.
Sly media you are the best ❤
Vanhu ngavadzidze kugutsikana nezvavanazvo zvekuromba izvi kuda fast life hakuna kwazvinosvika zvirinani kurara wadya sadza nesalt uchiziva kuti mweya wako unerugare Kuna Mwari,than kuva nedzimba dzinotyisa mota hombe mbiri asi rugare chairwo life vanhu musina ,zvamoda zvinamatirei kunaMwari nekukumbira kumudzimu yenyu not zvekuuraya vanhu kudeura ropa
Waiting
Keep up the good work sly media ❤
Always!
Vakauraya asiri iye this time
Sly media you are the best
Thank you so much Sly media ❤❤❤
In love with your channel Robert❤❤❤
Kovakuti ndini baba vacho ko vakazowanikwa kupi futi ivo vainzi mama vacho vakafa vachimuzvara now it’s now confusing
He is being referred to as the father sezvo varibo vakamurera.Asi he has made it clear kuti mwana wemwanasikana wacho akashaya Asi muridzi wemimba vaisamuzivawo
Good job Mr Sly ,paquality yepicture apo tiisireiwo futi 720 sakare, once again thanks for the great job.
Mmmmm asi zvakaoma sure vnhu vanodarirei
sekuru. ery intelligent
Sly you are the best keep it
Thanks
Am watching it now am in Ghana 🇬🇭 😊
Ummmm Munya wakaoma uyu ..ramba wakadzvanya chikomana
Thanks Mukoma sly
I don't think panoda police apa munya anozvirwira ega
Ma parts anogona atova Moza 😢
Haa zvopedzerana sekuru vari Binga uko ndokune yese manje
Ndakazviona hangu pa part 1 kuti mhuri yekwa muchechetere inoziva nyaya
Ziyakhala Munya ungabayeki azikhale
Siyabonga sly medias great job
Zvinorwadza veduwe kuponda mwana suwa ndarwadziwa hangu
Ini ndakazviona mukoma sly muchitawura nemhuri yekwaMuchechetere meso ake ayitoratidza kutya uye kuziva zvakaitika
Yes aihwandisa face wena kkkkkkummmmm
Gokwe oyeeeeee,Tamba navo wangu munyaradzi usavasiya
Ndapera mate mukanwa 😢😢😢
Sly media you're the best❤
Munyaradzi wacho ko ngaangoite ka kut vakamuuraya vacho vashaye zororo like vese vamuone live akamira hake .
Hoyi hoyi hoyi sly media in luv with nekasong zvangu
Its Haro for me vakangwana kuti varipa interview
Mkoma SM TV. Please ask the sekuru kuti sei vasina kuita zvakarehwa nemufi
Sly u are the best
Nada pachiputukezi😂😂😂😂yah
Zvakaoma hazvo 👐👐
Baba dai makaita zvakataurwa nemufi kuti torai mvura yemumugodhu mumwaye kuma shops pane zvaaida kuti zvibude apo hamuna kuzoita pamwe matoita luti mwana wentu ozotadza kupera dare rake .zvakaoma hazvo zororai m
Murugare
Imi sekuru munyaradzi ngataureka akamuuraya
Thank you sly
Ndiri kurasika here nhai Mkoma Sly, mudhara varikuti ivo ndiBaba vaMunyaradzi. Asi pane pamwe pavataura kuti, "mwana uyu mwana wemukuwasha, uye amai vake haana kumbo yamwa mukaka wavo." Papindawo zvakanaka here munzeve dzenyu?
ndi baba va munyaradzi nokuti ndovakamurera ava ndisekuru vake.
Chapera power chitunha icho, ngavachinoviga zvavo
Sly is the best of the best
Slymedia keep up the good work ❤❤
Welcome 😊
Justice needs to prevail, vaurayi vake ngavabatwe, Munya ramba wakadzvanya, vanhu vanyanya kuponda vanhu
Waiting
Ngozi haiende kumapurisa. The accused people should do the right thing. This deceased person soul is a strong one. Touch not the innointed
Mushonga wengozi kuiripa chete
Mushonga wengozi kuiripa chete
Mushonga wengozi kuiripa chete
Mushonga wengozi kuiripa chete
Mushonga wengozi kuiripa chete
Panenyaya apa takaimirira hedu kumagumokwayo🤐
Ko ivo vekwanamunya ngavaite zvavakaudzwa namunya voita way foward hanti vakanzi vaise chinofema mumugodhi here havana kuzviita
Mhuri yekwa Muchechetere yatova busy kufamba kudzinga mweya wemufi
I wonder why muZimbabwe makazowanda mhondi mushure mekunge vaMugabe vabviswa pachigaro
Closing remarks yababa Munya yakasimba chaizvo
Mukudzifambira mukoma tapfumaneyi leaving no stone unturned
I think zrp ndoo yakutoita problem panyaya iyi ndaisape pressure kumhuri irikupomherwa mhosva iyi ndavarega mhuri mbiri idzi dzitaurirane murunyararo paine madzishe enharaunda mufi awane kuzorora pliz
😮
Rambawakadzvanya maparts ngaaburitswe munoadii kurombera gold
Imagine
The only channel I trust💯
Munhu haizi huku gyz gweja razviramba😢
Guys mai vaichengeta Munyaradzi munovachenesa here ndivo zvakare vanemwana akazosvikirwa ndivo vakazomanya kudzinga mudzimu?????
Waiting mkoma Robie
Sly itai basa vakomana nyaya toida kuiziva kusvika yaibva Munyaradzi ngarambe akadaro chero mapurisa ehuyori upote uchiashanyira umbo kwapaidza
Robert wanyanya kurasika mudikani. Mudhara uyo atura kuti handisi baba asi sekuru vemushakabva but urikungoramba uchiti baba vaMunyaradzi
I hope mai vane mwana akazosvikirwa has nothing to do nekufa kwaMunyaradzi