Iyi combination ma1 chaiwo, well done Four Seasons Media🙏🙏🙏🙏. Ozemwa naNetsai ma actor zvemhando yepamusoro. Ipapa Jati naVhovho vari kuruka imwe hora soooo😅🙏🙏🙏🙏
Oziziiiii😂😂😂😂😂😂😂 @Four Seasons Media 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 haaaa topiswa kangani 😅😅 toti zuva toti fut ana ozizi nana Jay na Vovo na Neee ❤ Haaaaa mukupedza zvenyu jobho Respect chakanaka chakanaka four seasons ikubvira ❤
Here in Zambia 🇿🇲 we say Zimbabwe kuchalo❤😂 meaning zim to the world, hey which is so amazing ❤❤❤
Kkkkk Zambia kuchaloo 😂😂❤ Zim kuchalo shuwaa
Netsai s voice welove it no yelling she makes our day azemwa pakaipa
Ozzi indava uchidaro so. Hupombwe hwese mubin 😂
It’s Zambia kuchalo
Zimbabwe kuchalo🎉🎉🎉🎉
Good job bt kana mazoitawo mari ndokumbirawo mutengere Vovo mota 🙈 🙈 🙈
😂😂😂😂nungo = nhamo = kushaya Nyadzi = Ozemwa😂😂😂
I see Zambian fans for four seasons and other countries it's high time you put English subtitles kuti tirambe tichikura guys🎉🎉
Vanotya chirungu vanhu ivava...they will never put subtitle kubva vari kunaiza boom
@@kudakwashemuza3397😊😊😊
Four seasons to the world , you are the best, to us who dont skip to watch any video they post♥️♥️♥️
Zvave zvebasa four seasons kumberi guyz you so creative
Ozemwa hanzi ndipe yangu mari uuuumm kamukono ketsambara futa 😂😂
Chimboitaiwo movie chero 1 zvaro
Iyi combination ma1 chaiwo, well done Four Seasons Media🙏🙏🙏🙏. Ozemwa naNetsai ma actor zvemhando yepamusoro. Ipapa Jati naVhovho vari kuruka imwe hora soooo😅🙏🙏🙏🙏
Ndini ndatangaaa this time 4 seasons tinemi👏👏👏👏😂😂😂😂
4 seasons tu da world 🔥🔥.... Moçambique Nyembane yapindira
🎉🎉🎉🎉
Ozemwa kaaa ukuda Mari ikubva kuchikomba 😂😂😂😂
Ngesindebele sithi ngumlilo
Fourseason's media munondigonera keep it up
cheziya haasi kubuda🤣🤣ozemwa nanetsai kaa
Its kuguma gumawo marata ndoita kunge dumwa ndiri pamusoro ipapo for me 😅😅😅😅😅Ozzie bhoo here apo😅😅😅
😂😂😂 message ngai ngoperera pekuti IPA murume wako $50 kana $100....
😂😂😂😂😂😂😂😂Ozemwa kaa hakuna murume akadai murikupisa guyz keep going 💥💥💥💥💥
Ozemwa ngayedze kuchinja hembe , one hembe ma skits mangani
Kana ziya racho risiri kubuda ndodyei manje...... OZEMWA FUTY
Chikupisa ichi I can't stop loughing ozemwa to the people 😂😂😂
This is a wonderful strategy to handle the situation 😂😂 wagona ozemwa
Anokutambidza ndeyako here mukadzi achihura kkk
🤣🤣🤣🤣 hanzi naOzie ko kana Ziya racho rikakona kubuda 🤣🤣
Four seasons inoita kutii pfungwa dzngu dzidzikame
Ka 50 kangu😂😂😂😂😂😂😂😂
Masasi ako Ozemwa. Waiverenga mabook akatota
ozi ozi ozi kkkkk unoita cy uriweee murume akudaiso kkkkk haa mukugon team rambai makadar
Watching from South Sudan, you are the best guys
❤️❤️
l wish jatiwero angogare achingoshungurudzwa pese paano actor anondinakidza kana achichema
Makumberi gys love u fambai naro bhora
Ozemwaka hanzi handina kudzidza nepawindow ndichiverenga mabook akatota😅😅😅😅😅boe here sas iro😂
Hanzi koziya racho karisiri kubuda imhosva here
Raramba kubuda hre ziya mukoma ozii
Iam watching from Saudi Arabia.. Alhamundlilah guyz rambai makadaro
Estou assim parte de mozambique
Kkk Ozzy Ari kuda Mari yabva kuchikomba 🙌🙌🙌
Ozemwa kaaaaa wakanyanya
Kkkkkk haa makanyanya guys
Handiuye ndikaurayiwa here ini
Endai kubasa madzibaba kkkkk
V😂😂😂😂😂😂 pihwai yenyuu mporofiitaaa kkkk
Ozemwa kukara Mari mukadzi achadyiwa bota😂😂😂
Haaaa kupisa mukupisa zvenyu zvekuty muchazopera ratoo drama
Umm netsai yaa shasha
😂😂Ozemwa ukuchemera mari yemuface wamadam Kkkk evooo
Team racho ma1 tinokudai guys
Aaaah kkkkkk netsai tiza akauy a adhakwaka
Ozemwa Ozemwa piwa mari yko
Kkkkkkk pakaipa😂😂😂 musamire bhora mbiri team
The best of the best
Hoyoooooo team manyamest ❤❤❤❤❤❤
Makanyanya bhora mberi ❤❤❤
Kkkkkk aaaaah Ozemwa Netsai achaonda nekufunga
Nyaudzosingwi🤣🤣🤣Table kutsvuka kutt piriviri* neHWAHWA🙄Todawoo part too please
ichi chakaipa 😂😂😂😂😂 oziwerooo
ZIYA ARISIKUBUDA SAKA NDODYEI😂😂
Inungo here dzekushanda dzinopa murume mukuru kuda mari yabva kuchikomba chemukadzi 😅😅😅😅😅🤣
Kkkkkk Ozemwa ndamutadza ini
Kkkkkkkk Ozemwa paunodzoka uchawana mkadzi aenda kumusha kwavo
😂😂😂😂😂 kutonga kwaro gamba haaa mukadzi arohwa chekuseri
😂😂👊♥️
This channel iri kufamba zvekudaro wena
Kkkkkkkkkk IPA munhu 50yake nestai
Me second 😂😂😂 these guys vanogona ❤❤
@EnerstSigauke-mo2nd Sha tese 😂😂
Me four 😂😂❤
@@evergracemavunga7565 😂😂😂 the day my comment paicha ❤️ ne this channel l touch the sky 😂😂😂
Kkkkkkk Ozemwa wakaipa wangu kunetsera mari yabva kuchikomba Kkkkkkk aaaaa keep on climbing the ladder guys
😂😂😂😂😂😂ukuda kudya $50 yemujolo
Part 2 pliz
😂😂😂😂 Ozemwa otosiya nyaya yezvikomba zvemukadzi otoita zvikomba zvemukadzi business rekuti Awana mari😮❤❤❤
Hoyoo four seasons to the world
OZIE OZIE OZIE HOW MANY TIMES NDAKUSHEEDZA 😅😅😅😅😅😅
Ozemwa ari kutoda zvesharing wena 😂😂😂😂
Kana ziya risiri kubuda unoda ndidyei
Four seasons to the world
Four seasons huchiiiii bana❤❤❤❤ love you gyx
Munosota 50 yangu 😂😂😂
Oziziiiii😂😂😂😂😂😂😂
@Four Seasons Media
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 haaaa topiswa kangani 😅😅 toti zuva toti fut ana ozizi nana Jay na Vovo na Neee ❤
Haaaaa mukupedza zvenyu jobho
Respect chakanaka chakanaka four seasons ikubvira ❤
😂😂😂😂❤
Kkkk hanzi 50 yangu Ozie kaa😂😂😂❤❤
😂😂😂😂😂😂😂😂😂ndodawo 50 yangu
😅😅😅😅😂😂😂😂😂😂 ndodawo 50 yangu
😂😂😂😂Hanzi kana ziya racho risiri kubuda aaaa,,,, zvakaoma veduwee 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
$50 😂😂😂😂 yangu please
Kkkkkkk ayas guyz hakuna zvakadaro panoda part 2
Chaaaaai🙆 nhai sekuru Ozzi zviriko here izvi🤔
Hanzi ko ziya racho risirikuda unoda ndidiii 🤣🤣🤣🤣🤣
Kubva Netsai paabva ku NB awedzera more effort uye good creative
Mupe 50 yake chete kkkkkkkkk❤❤❤❤❤❤❤❤
Ozemwa to the world
😂😂😂😂😂 ozii akuida yakakwana😊
😂😂😂😂😂Ozemwaa Ozemwaa
Kkkkk hakuna murume akadai
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 50 yanetsa🎉
Combination iyi IRI kupisa vedúwe love u
😂😂😂😂 unonzwa seunotsva
Netsai unonzwa seunotsva 😂😂😂
Kkk ndodawo 50 yangu
Kkkkkkkkkk ka 50 kangu, Hakuna zvakadaro
HANZI NDIRIKUTONZWISISA CHAIZVO 😂😂😂
😂😂😂😂🤣🤣ndotorizina aaha ndirini ndobva ndatobatwa nemudumbu bcz ndengendisazive kuarikundigairei
l am waiting four season media manyama
Iiiii ozemwa Kuda marii here
Kkkkkkk handidzoki ndikauraiwa here ini kkk😂
Watching live from Gaza haa munotapira guys