Mdara handina hangu zvakawanda but ndokubata papi ndikupe pashoma unakirwe pachristmas.. Une chipo chako ende ini I will personally celebrate it by listening to your music and telling the world you are a serious artist🙏🏽
We talk of maturing, kuibva kwete ngwenjere ngwenjere kwaa kwaa bvubvuru bvubvuru zvisina direction... This is clean, well articulated and deep lyrics mkoma Josphat. 🔥🔥🔥🔥🔥
Arguably the most unique and BEST sungura lead guitarist in Zimbabwe. The REAL DEAL behind Pengaudzoke… I’ve always enjoyed and loved all the songs you composed and lead vocals on
Mdara handina hangu zvakawanda but ndokubata papi ndikupe pashoma unakirwe pachristmas..
Une chipo chako ende ini I will personally celebrate it by listening to your music and telling the world you are a serious artist🙏🏽
To us who have always loved Pengaudzoke from way back
We talk of maturing, kuibva kwete ngwenjere ngwenjere kwaa kwaa bvubvuru bvubvuru zvisina direction... This is clean, well articulated and deep lyrics mkoma Josphat. 🔥🔥🔥🔥🔥
Kwete zvetsono yeku charger mature
Vanhu ndakakuudzai kuti uyu josphat ndiye muridzi we penga udzoke
Josphat never disappoints... Mature music for mature people. His music matures like wine🍷🍷🍷🍷
Vapfana veDancehall ngavasati jairira hatiteerere mahwindi isu iyi iyambiro siyayi zvamusingazive ,torai zvamunongoziva,vapfana dzokai kumadhara enyu mutore maNotes big up Jose hambanadzo wanza mwana wangu wanza ❤❤
Support him kumashows kwete kungobigger munhu chete
Considering the wrangles with his late brother and family members, this could actually be a true story. What a song
Im going to relocate to Marondera because of this album. Well done ✅
Tingafare fani😂
Iyi iyambiro🎉 Ndokudai Mese
Musambo uyu hauchinje uye hauna wekutedzera tedzera zviri kuita wese watinonzwa wanotikuwadza neruzha pasina chiri kutaurwa chine hunhu .keep the flame alight musabude muforo taneta mhani newaimbi wanowa kuwa nhingi kuimba kutaura kuseka nekutamba kwacho zvese tsvee zvako wega.This is well articulated wire handina nharo nadzo dzakarongwa voice renyu hatichatauri nezvaro on point uye kudzikama chaiko kwerwiyo song of the year
Ndatenda zvikuru
Consider uploading all your albums on the online streaming platform. Painful to stream songs belonging to strangers when our favourite music is around
On point we need it on Spotify
,,,,
story telling yenyu yakanyanya you are not forcing it ndofunga pamainyora rondedzera ticha aikumbira kuti imoverengwa pa assembly chaipo
This is beautiful music. Well done mukuru . Maka gona vaSomanje🎉🎉🎉
Baba josphat may the lord God bless u murambe muchitibikira nhapi tapi
Bt nyaya yenyu yekubvamati zii kunge musipo mukugarira chipo mungadai maakunberi ende ngoma morova kwete zvekutamba keep good work ❤❤❤
Baba Somanje am proud of u. Especially when u hook up with Jesus.
This is my favourite of them all on this album... Original Pengaudzoke sound..
Very original and the guy is very humble and self styled
iyambiro siyai zvamusingazive
Tiri kunakidzwa heavy
Long time...welcome back ....ndokudai mose
Chiremba vanoda kurakashwa nembama avo. Jesus is the answer to every question. Big up Hamba Nadzo
Amen 🙏🙏🙏
This is good.ramba wakadaro josphat.pengaudzoke yamuka.
Message iripasong iyi yakadzama.
Listening to the lyrics, this sounds more of a true story
Kkkkkkkk thank you sir
Ichokwadi chaicho tinazvo mumhuri zvaizvozvi. Zvinorwadza kuti vanotanga nyaya idzodzi havazobudikire kuti vape umbowo... Vanochengetedza usvinu hwavo kuvanhu asi Jehovah vanoziva uwandu hwevhudzi riri mumisoro yedu.
Kuwadza mwana kuwadza...i am sharing this one with my facebook friends
Long story made short. Keep going Sir. ❤❤❤
Ndatenda hangu mudhara makapenga❤❤❤❤❤❤
Apa mabaya gudo nemukanwa,song of the year,munogona.
Tizirai kuna Mambo Jeso. Maita basa neyambiro yakanaka mukoma Josphat.
We are now listening to pengaudzoke reminds me for tokudai mese album thanks josphat
Approved
Congratulations asomanje pa marondera
keep up good work hambanadzo
Let's share this Good music guys
This song is well played keep it up baba Somanje ,mature music not dzungu ratonzwa
Ndanzwa tsitsi sterek ,blood is thicker than water pliz
Idzi ndongoma panoti pengaudzoke
Ndakabva ndawona paaneeakafira pasinaa, Chiremba be careful .true mdara Jose ❤❤
Wire dzakarongeka nice massage
We missed this sound❤
Iripo the need is kuti simudzira sevaimbi venyu
Nice one again ❤
Great music hambanadzo
❤ this song ndokuridza kwatinoda uku❤
Song ndeye mhando yepamusoro soro iyi, ndiyo inonzi mhanzi chaiyo.
Very humble guy who is underated but full of talent❤🎉
❤
Touching
This is a very good piece of art. Real life stories in songs - as usual, munogona mukuru! 👏🏾
Thank you hama
Ndazara ini ❤❤
Arguably the most unique and BEST sungura lead guitarist in Zimbabwe. The REAL DEAL behind Pengaudzoke… I’ve always enjoyed and loved all the songs you composed and lead vocals on
This song is very nice n when I played it it 💔 brakes my ❤ just because time is too small I feel like crying all the times 7 is not enough
Deep in my heart it's like how you felt (questions of how it gets to be solved without enough truths in it)
🎉🎉🎉🎉,got here first
The unsung hero of Pengaudzoke. The guitars are soothing baba
iyi iyambiro chokwadi anogonesa murume uyu voice rake manake
Job well done. Keep it up wakarowa mukomana
The best song yet.. real sounds🎉❤❤great
Bless 🙏💖
wire 🎸dzaka mature idzo😂
Hamba nadzo, tema, kuvadzaaaa
Totenda mukoma.Magara muno gona chose❤❤❤❤❤😊
In love with this one
I this voice from way at Khaiboni beer garden Nyanyadzi when they play live show
Me I thank you so much
Ntchito yabwino
Nditu
Zikomo
Masterpiece. Kugona kunenge kudada. This one my best
Ndigokupa mirror, unique lyrics
Mature music for mature people 🔥
Hoooyoo heavy musambo
Haaaa ndopa kutenga chose
Iyi ngoma ine dingindira nemutinhimira zvakadzama. Ko ndikuishaya pa Spotify sei musina kuiturika nekukasika
I love this one
QUALITY
God bless you Mkoma
This track is by far better than Kuseka kwowopa radio
Original Sound.Ita kuti mhaaaaaaaaah
Thanks thanks
Always on point baba Somanje
Keep on giving us good music..
Thank you 😊💕
This is pure art.
Legendary of all times🎉
My favorite ❤
ndinemubvunzo Mukoma Josphat, Base guitar iro ririkuita serwuoka rwaNaison ne voice raMarufu, the twins brothers mava mese here????
Quality
what a song
Masterpiece
Salute❤❤❤❤
Hamba nadzo kuwadza mwana kuwadza
Nice sounds.❤❤❤❤
Thank you 😋 for your support maitabasa rambamakadaro Hambanadzo tokudai Mese
Nice music
This is good.
THANK you 💕
"Iyambiro siyai "Hamba nadzo
hahaha haaa uyu murume anozvambura uyu sando idzo taa
Engineeeeeer🎉🎉
Pure vibes
good music
Shasha iyo
Pengauzoke asomanjeeeeee
Haaaaa manake aya
❤❤❤❤❤
❤
Haa makabata number Mdara
Sando dzenyu hobho
This is good
This is good 🎉
Good songs jozi
Thank very much for your support
❤❤❤
Wow