Pamusiwo WeKudenga Pakabvunzwa Mashoko eTsamba neVatumwa Vaviri.Mwari ari kuzviratidza kuvanhu vake

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 13 มิ.ย. 2024
  • tsamba

ความคิดเห็น • 29

  • @shem11114
    @shem11114 หลายเดือนก่อน +4

    John 14:6 Jesus saith unto him, I am the way, the truth, and the life: no man cometh unto the Father, but by me.
    Ishe Jesu haana kutaura zve tsamba apa

  • @user-nt3ep9bd4d
    @user-nt3ep9bd4d 3 วันที่ผ่านมา

    Oh it was a dream for real because majokes amurikuita Aya muchabata shuwa😂

  • @simbamarufu8772
    @simbamarufu8772 หลายเดือนก่อน +3

    Unonzwisa urombo kukunda vanhu vose.

  • @DaliosKutsvara-vm8fx
    @DaliosKutsvara-vm8fx 2 วันที่ผ่านมา

    Pane mutumbi ndipo panounganira makora😂😂😂😂😂.....

  • @JohnKapoya
    @JohnKapoya หลายเดือนก่อน +3

    Gava at its highest level

  • @k.g.amedia2234
    @k.g.amedia2234 หลายเดือนก่อน +2

    😂😂😂😂kwakupenga uku 😂😂😂😂😂 zim yave nemipengo yakawanda

  • @nomorekureva7523
    @nomorekureva7523 หลายเดือนก่อน +2

    Marombe ekuAfrica muchanotsva muchinamata munhu anofa.

  • @josepMashoko
    @josepMashoko 11 วันที่ผ่านมา

    Uku ndiko kurwara chaiko Musa Namata zvifana nidzo zvekwa mwazha

  • @shem11114
    @shem11114 หลายเดือนก่อน +1

    2 Corinthians 11:4 For if he that cometh preacheth another Jesus, whom we have not preached, or if ye receive another spirit, which ye have not received, or another gospel, which ye have not accepted, ye might well bear with him.

  • @BabaAno932
    @BabaAno932 หลายเดือนก่อน +1

    Kkkkk tsindondi muchapenga actually makutopenga kkkkkk

  • @lshmaelngwenya642
    @lshmaelngwenya642 22 วันที่ผ่านมา

    all l can is vanhu ityai Mwari ,musavera nhema muimba yaMwari uye akatumwa ndiPaul Mwazha not vana vake vese zvazvo ,uye katsamba ako hakana deal pakupinda denga zvachose , whoever believes that dream must visit a psychiatric hospital

  • @robertmudari5063
    @robertmudari5063 หลายเดือนก่อน +1

    Vakorose 2 vs 16-23 inokubatai mukuru mune hurombo kukunda vazhinji

  • @andrewmunyenyi8922
    @andrewmunyenyi8922 หลายเดือนก่อน

    AK akutumwa rinhi nhywee

  • @esnathkamushinda7309
    @esnathkamushinda7309 หลายเดือนก่อน +1

    Mahumbwe

  • @valianrisinamhodzi7602
    @valianrisinamhodzi7602 หลายเดือนก่อน

    Absurd

  • @user-rl8oy2ku9r
    @user-rl8oy2ku9r หลายเดือนก่อน +1

    Uribenzi remunhu

  • @EmmilyMagozore
    @EmmilyMagozore หลายเดือนก่อน +2

    Ibvaipo imi nonsense

  • @pridedladla
    @pridedladla หลายเดือนก่อน

    Kupenga chaiko

    • @shem11114
      @shem11114 หลายเดือนก่อน

      Musatuka... Asi dzidzisai vanhu chokwadi using scriptural references

    • @lemogangmulau7585
      @lemogangmulau7585 หลายเดือนก่อน +1

      Akatungwa
      Ndi Pauro Mwazha chete AK aana kutungwa.

  • @MusaSithole-ej2fc
    @MusaSithole-ej2fc หลายเดือนก่อน +1

    Zvakazarurirwa vacheche Mwari waPauro Mwazha ngaakudzwe

    • @shem11114
      @shem11114 หลายเดือนก่อน

      Kwete... Iti Mwari wakatuma paul mwazha ngaakudzwe!

    • @wealmuzah6999
      @wealmuzah6999 หลายเดือนก่อน

      Wako mwari ndeupio

    • @BrianMadzanira-bl7jn
      @BrianMadzanira-bl7jn หลายเดือนก่อน

      Urirombe iwewe

  • @luckymakamba6728
    @luckymakamba6728 หลายเดือนก่อน +1

    Hapana chawairota mental illness ndiyo inokunetsa urikuvhirigwa nemademon a mwazha

    • @BrianMadzanira-bl7jn
      @BrianMadzanira-bl7jn หลายเดือนก่อน +1

      Taura hako iwe ndokupenga manje uku

    • @SeleYusuf
      @SeleYusuf หลายเดือนก่อน +1

      😅😅

  • @valianrisinamhodzi7602
    @valianrisinamhodzi7602 หลายเดือนก่อน +2

    This is pathetic