Zvinoyera Zvinoshamisa Zvinotyisa: Nhasi tiri kutaura nevakaitwa nhapwa mushure mekuvimbiswa mabasa.

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 7 ม.ค. 2025

ความคิดเห็น • 498

  • @akadee8355
    @akadee8355 2 ปีที่แล้ว +63

    Love the support yahusband ...he is one in a million

    • @memorymangwere4101
      @memorymangwere4101 2 ปีที่แล้ว +2

      Vakapenga varume avo dai vari vanwe kana kwaaisvikira aikuziva ega adzoka aisamboisa gumbo rake futi pamba pababa ivavo

    • @mwanawapauro2944
      @mwanawapauro2944 2 ปีที่แล้ว +2

      Mm some women are blessed. Its sad she went through the bad ordeal but Haa her husband is from God.

    • @akadee8355
      @akadee8355 2 ปีที่แล้ว

      @@memorymangwere4101 taura hako

  • @roberthundah1295
    @roberthundah1295 2 ปีที่แล้ว +25

    Let's register to vote 2023 let's kick out this government inhamo yeZimbabwe inotisvitsa pakadai

  • @Ishmael4513
    @Ishmael4513 2 ปีที่แล้ว +97

    Tete Tilder kana musina time yekuti vanhu vatsanangure nyaya dzavo please don’t bring them pachirongwa. It’s upsetting ku cutter cutter munhu ari kufunga kuti auya kuzochema paruzhinji.

    • @S24-x1u
      @S24-x1u 2 ปีที่แล้ว +6

      Very true

    • @celianchitembo4924
      @celianchitembo4924 2 ปีที่แล้ว +9

      True ngapaitwe nguva yekuti vanhu vatsangure,zvinobatsirawo vamwe vqchizonzwa maitikiro azvo,it betta to book vanhu 2 per session yenyu muve ne enough time

    • @lucymachipisa3343
      @lucymachipisa3343 2 ปีที่แล้ว +17

      Honestly, it’s disrespectful & upsetting. She’s not taking time to ACTUALLY listen. These people are hurting, she just wants a story.

    • @kellymamoe8729
      @kellymamoe8729 2 ปีที่แล้ว +4

      Very true

    • @murielchitehwe6954
      @murielchitehwe6954 2 ปีที่แล้ว +12

      True, shes rude too when talking to someone stressed. All she wants is a story, no empathy at all, so sad

  • @ndizvo06
    @ndizvo06 2 ปีที่แล้ว +33

    Inguva zvayo shoma yamunenge muinayo tinozvinzwisisa but ko hu rude ndihwo hunei. Pliz respect other people's pain too. Auya kuzochema paruzhinji ndimi mamudaidza muchiziva hamuna time yacho for him but you just want a story out of him not what he has come to say

  • @TheLittleLondonGarden
    @TheLittleLondonGarden 2 ปีที่แล้ว +9

    37:00 asi mukadzi wa baba uyu ane nharo. Akazvi parira ega. She should have consulted her husband first etc.

  • @peemakunzana0691
    @peemakunzana0691 2 ปีที่แล้ว +26

    Tete tilda kana musina nguva musa interviewer vanhu baba vekupedzisira maiva mhanyisa imimi nyaya munenge makuyiziva becoz vanenge vambokuudzai isu tinenge tichida kunzwawo zviri kutobatsira vakawanda manje mukaita fast forward uuuum

    • @melodyzhou6271
      @melodyzhou6271 2 ปีที่แล้ว

      Kuda nyaya her uku kkkk

    • @peemakunzana0691
      @peemakunzana0691 2 ปีที่แล้ว

      @@melodyzhou6271 kkk aaah toda kunatsa kunzwa nyaya iyi ayizi yekutamba nayo

    • @gee4690
      @gee4690 2 ปีที่แล้ว

      I think let's understand her ,,, she have limited time pabasa so vanenge vachida kubatana nenguva

    • @paullchick
      @paullchick 2 ปีที่แล้ว +5

      And the way yavanoganhura vanhu ine rough mukati vanozozvinyanya tete tilda

    • @peemakunzana0691
      @peemakunzana0691 2 ปีที่แล้ว +1

      @@paullchick taura hako dear

  • @sithgasa2063
    @sithgasa2063 2 ปีที่แล้ว +27

    Please show the pictures of these so called agents they need to known so that they don't prey on other ppl

  • @AnjoJoy.
    @AnjoJoy. 2 ปีที่แล้ว +19

    The husband is supportive. Thanx bro

  • @lindermapfunde5290
    @lindermapfunde5290 2 ปีที่แล้ว +27

    TETE I LOVE YOU AND I LOVE YOUR SHOW BUT NHASI MABHAIZA, BABA AVO YOU DIDNT DO HIM JUSTICE DEI MAREGA ZVENYU KUVAISA PACHIRONGWA. HE NEEDS TO VENT IMI MOVACUTTER CUTTER KUDARO, THATS NOT FAIR

    • @christinechrissy
      @christinechrissy 2 ปีที่แล้ว +1

      True vanyanya kuva cutter.....

    • @chengetai5272
      @chengetai5272 2 ปีที่แล้ว

      I agree 💯 vabhaiza

    • @shelomi514
      @shelomi514 2 ปีที่แล้ว

      Haaa shuwa vazvinyanya nhasi

  • @waynemajamhepo1471
    @waynemajamhepo1471 2 ปีที่แล้ว +10

    Tete kana Musina Tym pliz musaunze munhu mustudio hanty cz baba Ava hamuna kuvapa nguva tavo ,murikumu certer, Jehovah pindirai panyaya yababa ava🙏

    • @Olcool
      @Olcool 2 ปีที่แล้ว

      Chokwadi. Why bring many people pa 5 minutes ipapo apa vanhu vane nyaya dzakareba.

    • @muchmuleya9651
      @muchmuleya9651 2 ปีที่แล้ว +1

      But even time is short what she did is best it's part of campaign to ladies outside their , because the moment your hear this you will be aware think how many ladies can survive this evil thing .I know after this show they are many ladies who were busy with agents right now who will survive trafficking

  • @duduzilesibanda6789
    @duduzilesibanda6789 2 ปีที่แล้ว +32

    God bless our country poverty is leading us to be under slavery very sad

  • @bridgetndlela6469
    @bridgetndlela6469 2 ปีที่แล้ว +32

    With all the stories and scandals dzekudubai y can't we learn guys to avoid these kinds of things...haa Zimbabwe u have failed us mhani...

    • @patriciamafusire8685
      @patriciamafusire8685 2 ปีที่แล้ว +6

      Unenge wabhilivhiswa , nyika yedu inenhamo we r suffering , poverty

  • @nyashakutama9206
    @nyashakutama9206 2 ปีที่แล้ว +18

    Baba ava should have been interviewed pavo vega vane shugu vari kuda kurondedzera zvese zvakaitika kumukadzi wavo but vakatwa katwa

    • @Olcool
      @Olcool 2 ปีที่แล้ว +1

      True. Ndarwadziwa. Vaida kutaura nyaya yavo zvakanaka. And vane shungu but va cutwa cutwa

  • @EM-sx6nb
    @EM-sx6nb 2 ปีที่แล้ว +23

    Mukadzi uyu zvaarikutaura hazvisi straight, there are a lot of gaps in her story, its a Sad story & I sympathize but she`s telling a lot of lies, maybe she doesn't want her husband to know all the details.

    • @sharonkandawasvika2174
      @sharonkandawasvika2174 2 ปีที่แล้ว +6

      Let bygones be bygones...she went thru a lot..

    • @tashachirands7897
      @tashachirands7897 2 ปีที่แล้ว +5

      Zvine basa rei izvozvo at least she is brave enough to come out and raise awareness of Morden day slavery so that others don’t go through the same shit!

    • @EM-sx6nb
      @EM-sx6nb 2 ปีที่แล้ว

      @@tashachirands7897 yah true

    • @RumbidzoSekani
      @RumbidzoSekani 2 ปีที่แล้ว +2

      this girl was traumatised. straight ipi yaukutaura ipapo.
      unakwana

    • @giftmarara9274
      @giftmarara9274 2 ปีที่แล้ว +1

      Its not respectfull ku cutter munhu achatsanangura nyaya yake

  • @agnestafa9579
    @agnestafa9579 2 ปีที่แล้ว +40

    Zvichikonzerwa nehutungamiriri hwenyika. Dayi zvakanaka munyika tisingatambudzwe

    • @ShortCircuit05445
      @ShortCircuit05445 2 ปีที่แล้ว +1

      Taura hako Agnes a lot of Zimbabweans overseas have lived in some horrible conditions that you will be shocked the level of cruelty out there,and we all know what happened to Elvis in SA, dayi vakuru venyika vambogadzirisa nyika kuti vanhu vasazo pinda in desperate situations.Nway,may God bless this lady and her family.What a sad story 😞 don't know how another human being can treat another human being like this 😞 😪.

    • @fortula.tichwagoramuog8784
      @fortula.tichwagoramuog8784 2 ปีที่แล้ว

      Noone is going to fix things for you.Get a life without just blaming others.The days of manna from heaven are over and gone!

  • @reese9143
    @reese9143 2 ปีที่แล้ว +10

    I feel like when you get an update of this case you should bring back the gentleman to the show to speak on his wife’s issue. There’s so much he left out. You empathized with the lady and gave her ample time to explain her ordeal but from the moment the gentleman started talking you were rushing him and you sounded a bit annoyed. He wanted to say something at the very end and you told him you will get back to him but you ended up not giving him even a minute. I understand you had time constraints, perhaps you shouldn’t have invited him at all. Zvisinei hazvo, thank you for giving room to discuss this issue. Ndinovimba you will continue looking into it.

  • @edithmashaire102
    @edithmashaire102 2 ปีที่แล้ว +10

    Uuuumm shame very sorry zvako.but thanks for your loving husband more life Baba✅✅✅🥰

  • @bellsbells5674
    @bellsbells5674 2 ปีที่แล้ว +21

    Tete Tilda zviri nani kuita kana Part 2 in order to hear these people well coz they are hurting. The interview had a lot of interruptions and lack of empathy. Ndatenda hangu

    • @charmainen4591
      @charmainen4591 2 ปีที่แล้ว +2

      Thank you Bells. Lack of empathy chaiyo

    • @michaelmaps2004
      @michaelmaps2004 2 ปีที่แล้ว +2

      You can say that again. She was rushing against time and at the end appeared as if she doesn't care or lack empathy

    • @annabellaidahmusariri1335
      @annabellaidahmusariri1335 2 ปีที่แล้ว

      It's annoying nxaa ndasvotwa. Tilda ngaasadaro

  • @zvemunyati4866
    @zvemunyati4866 2 ปีที่แล้ว +26

    Tilder you are being rude to the gentleman ane issue yemudzimai wake. You invited him tell his story, please let him vent. Kana usina nguva why did you invite him then. You are saying hausisana time and cutting him off yet you are giving the lady Jane time.
    I think une issue yekusizer nekuJudger vanhu. You need help in that regard. Hakuna chipuka chiri nani kupinda chimwe, including you.

    • @shelomi514
      @shelomi514 2 ปีที่แล้ว

      Very true

    • @TM-ys1kc
      @TM-ys1kc 2 ปีที่แล้ว

      I noticed that too.

    • @etheline7422
      @etheline7422 2 ปีที่แล้ว

      Shuwa arishower no compassion at all hazvisi bho

    • @hezemanatsa7460
      @hezemanatsa7460 ปีที่แล้ว

      Anoshanda nenguva

  • @happymadyangove6199
    @happymadyangove6199 2 ปีที่แล้ว +14

    I want to thank that man akamira nemukadzi wake akasaver life yemukadzi wake .Tinotenda Mwari kuti wadzoka munin'ina uri mupenyu uye vamwe nekuda kwekuda mari vari kuita yese yese Mwari ngavakuitire zvakanaka

  • @blessedbygod.heisthealphaa5755
    @blessedbygod.heisthealphaa5755 2 ปีที่แล้ว +21

    The way you cut that man off was rude Tete. You gave so much time to the other lady and even was insisting she tells in details yet you didnt like baba avo's details. I usually enjoy your shows and how you conduct them but this time manyanya shuwa. I hope you listened to him after

    • @Olcool
      @Olcool 2 ปีที่แล้ว +1

      Ndabhowekana. Nxaaaa. Why bring vakawanda pasina time

    • @pedzisaitakawira8484
      @pedzisaitakawira8484 2 ปีที่แล้ว +1

      Its not like hasi kuda kupaa baba tym bt baba vakutaura nhoroondo hobho nyaya apa ndeyeOman

    • @naomimuponda9526
      @naomimuponda9526 2 ปีที่แล้ว

      That's how I felt as well truly ended up being off putting I usually enjoy her shows but this one came of soooooo rude and insincere I felt for the gentleman.

  • @ppiro8084
    @ppiro8084 2 ปีที่แล้ว +7

    Thanx Tete Tilda ndirikowo kuBotswana ND nyaya idzodzi dzanetsa

  • @S24-x1u
    @S24-x1u 2 ปีที่แล้ว +54

    This man needs to be interviewed alone. He needs to speak coz he is hurting and he can give a lot of info on these human traffickers

    • @patienceawali9356
      @patienceawali9356 2 ปีที่แล้ว +10

      Tete Tilda vanga vachinyanya kumu Carter cater

    • @marlonrusvava9875
      @marlonrusvava9875 2 ปีที่แล้ว

      Taura hako aitoda nguva yake ega anyatsotsanangura

    • @alfrednyatsambo5385
      @alfrednyatsambo5385 2 ปีที่แล้ว

      You are quite right

    • @fatsofarayi
      @fatsofarayi ปีที่แล้ว

      @@patienceawali9356 you’re right, old man is suppressed

  • @chengetaichiororo334
    @chengetaichiororo334 2 ปีที่แล้ว +10

    Zvakaoma n zvinorwadza.kuita vanhu hatitereri tine nharo .zvinogara zvechitaurwa nguva nenguva .vari kudiaspora vari kuda kudzokera kumusha imi muri kuda kuenda . zvakangooma .home is the best kunyangwe wechidya nederere chairo chikuru hupenyu zvemaAGENT izvi 🙌ameno axana.

    • @shinelikestars2759
      @shinelikestars2759 2 ปีที่แล้ว +1

      Zvine makore zvichiitika and we have a girl in Chikurubi for human trafficking asi unoona vanhu vachiramba vachienda kuma Arabic countries

    • @laizahmasukwedza3196
      @laizahmasukwedza3196 2 ปีที่แล้ว

      ma Arab ane hutsinye 😢

    • @juddykarambo1048
      @juddykarambo1048 2 ปีที่แล้ว

      Mai ava vane nhema vashoma vanhu vanotaura kt ndakararwa

  • @hiimnicole6997
    @hiimnicole6997 2 ปีที่แล้ว +14

    Tilda anosvota nekumhanyisa vanhu u knw it needs time unodii kuwedzera nguva ana sly media nevamwe got all e time in the world

    • @loinamabande9666
      @loinamabande9666 2 ปีที่แล้ว

      Ehe and its rude

    • @veezulu8864
      @veezulu8864 2 ปีที่แล้ว

      She works with time u must understand when she explains do be so rude

  • @Jaykhlo
    @Jaykhlo 2 ปีที่แล้ว +15

    I am deeply touched

  • @fortunatedlungele1285
    @fortunatedlungele1285 2 ปีที่แล้ว +28

    As Zimbabweans let's put our hands together to help our sisters and brothers who are out there

  • @chidomadziko
    @chidomadziko 2 ปีที่แล้ว +14

    Very sorry baba, varikushunguridzika zvikuru. I hope he will get the help he needs to get his wife back. I guess his first instinct to not let the wife go was correct.

    • @trivedymukuze9970
      @trivedymukuze9970 2 ปีที่แล้ว +1

      Put the facts correct. The wife her way to Dubai without this man's approval.

  • @tsungietsambatare253
    @tsungietsambatare253 2 ปีที่แล้ว +17

    Honestly baba Ava vanga vachitenderera tenderera I don’t blame tilder for cutting his story short. He was just supposed to start on the story yekuenda ku Oman. Kwakutaura kuzvarwa kwe mwana, kurapiswa na Strive etc. He wanted to vent havo I understand but getting straight to the point would also have been nice.

    • @blessmashie2962
      @blessmashie2962 2 ปีที่แล้ว +4

      😂😂😂 vanoda kunyasotsanangura

    • @livyjoe22
      @livyjoe22 2 ปีที่แล้ว +2

      Taura hako. Vanotaurisa. Harisi bhuku rebenzi risina magumo.

    • @greenflower2919
      @greenflower2919 2 ปีที่แล้ว +4

      Haiwa tilder ku cutter kwake nyaya irikubva yatorebesa. Coz still baba avo varikungodzokera paasira even paariku cuter pacho vaanenge vakuda kutotsanangura.

    • @Olcool
      @Olcool 2 ปีที่แล้ว +1

      Kana time isingakwane why bring many people at once. Apa achida kuti nyatsotaura nyaya yako.

    • @mee4084
      @mee4084 2 ปีที่แล้ว +1

      @@greenflower2919 but some parts l think it was necessary hake kuti ava cutta. Though pamwe azvinyanya

  • @shingimunjoma7088
    @shingimunjoma7088 2 ปีที่แล้ว +15

    Our government must get involved at the highest level & bring back our dear sisters. This government has failed its people by failing to create a conducive environment for investment which will lead to jobs creation.

  • @spiwenyamz1699
    @spiwenyamz1699 2 ปีที่แล้ว +4

    Tete Tilder toziva nguva panenge pasina but Pls give munhu nguva yeku tsanangura nyaya

  • @machuma9192
    @machuma9192 2 ปีที่แล้ว +9

    Vanhu vanoda help vadzoke nguva yareba vanhu vachishungurudzwa so sad register to vote

  • @asherthemaster
    @asherthemaster 2 ปีที่แล้ว +4

    Sad stories. Jane Mwari akakubvisa ikoko ndiye achakurapa zvakare.

  • @lucymachipisa3343
    @lucymachipisa3343 2 ปีที่แล้ว +9

    Why does she always cut vanhu vachitaura though? Everytime!! Ipai munhu chance anyatsotaure nyaya yake nhai without rushing & cutting,yhooo😏

    • @elizabethmhandu8631
      @elizabethmhandu8631 2 ปีที่แล้ว +1

      It's becoz her time is limited on radio for other programes, so anenge a kuitira kti time inokwana nyaya isati yapera

  • @angelakwaramba9752
    @angelakwaramba9752 2 ปีที่แล้ว +16

    People will still go regardless of hearing these stories. They think their story will be different. Please don’t go.

    • @thembinkosilouismutseka5061
      @thembinkosilouismutseka5061 2 ปีที่แล้ว +5

      true nyaya dzakadai idzi dzaitika kakawanda but mmm vanhu vanongoenda chete

    • @angelakwaramba9752
      @angelakwaramba9752 2 ปีที่แล้ว +2

      @@thembinkosilouismutseka5061 zvako iwe, I don’t know why people don’t listen then vozoda help futi

    • @liliosatariroguta8250
      @liliosatariroguta8250 2 ปีที่แล้ว +2

      Zvakaoma veduweee

    • @memorymangwere4101
      @memorymangwere4101 2 ปีที่แล้ว +3

      Just imagine , apa seuyo asturcker otrambidzwa ooma musoro mnje ndezvipi now anzwa neku repewa apa ari kutoshungurudza mudhara uyo worse nekumuudza kuti nhasi ndazo repwa nevangani ah veduwe she is kulling madhala slowly everyday

    • @tanyakurira5683
      @tanyakurira5683 2 ปีที่แล้ว +2

      People will try their lucky things are hard in Zimbabwe 🇿🇼. It's survival of the fittest for others it works for others it doesn't.

  • @TheLittleLondonGarden
    @TheLittleLondonGarden 2 ปีที่แล้ว +6

    Nyaya iyi ino rwadza hama. Nyaya yeku tiza nhamo iyi… there’s a lot of peoples hands that are covered in blood. May God deliver us.

  • @munyahphillips7808
    @munyahphillips7808 2 ปีที่แล้ว +9

    We must registe to vote people

  • @sugarybabyhon
    @sugarybabyhon 2 ปีที่แล้ว +33

    They should bannish all Arab or Indian agency in Zimbabwe. We would never treat our own this way. 😭😭😭😭 We should try to get our people back. And banning work outsiders like this. Only accept countries like UK where people are monitored. I'm mazimba chigarai mini kana SA kuti Nani. Matomato pamusika Ari Nani pane izvi!!! Zvinorwadza!!!😭😭😭 No workers outside Zimbabwe to emarates. Let's ban them in Africa taking workers!! Hamusungwe mukareporter bcoz u didn't know. Report themTrue and help to catch them I think they should seize this woman's assets and Holt the bank she uses. She will show herself when she runs out of money or if she wants her nice house. Government will give it back when she's in custody becoz we all know kurwadza kwekuvaka wotorerwa. Achadzoka then. I'm a yako ndiwe.. achadzoka chete. Mutorerei!!! Government property til she's returned to her case. If she wants it, enda kuchitokisi first!!😠😠😠😠😠😠😠😠😠😠

    • @talentmakota1434
      @talentmakota1434 2 ปีที่แล้ว +1

      Chokwadi

    • @bettymartin3126
      @bettymartin3126 2 ปีที่แล้ว

      Havasi vanhu vanoona ma black like we are useless mhani mwari tiyamurei mazimbambwe tasa pfidza isu

  • @memorymangwere4101
    @memorymangwere4101 2 ปีที่แล้ว +13

    Chi hurumende chezvimbwasungata nxaaa vanonzwei vana vemunyika mavanoti vano leader vachitambidzwa Vakadai sies. Ndonzwa hasha n 😭😭

  • @janetmharadze3128
    @janetmharadze3128 2 ปีที่แล้ว +17

    Tete Tilda please do not interview vanhu kana musina time. Kuita senge makutotopopotedzana na baba vekupedzisira. His story is touching and after all he needs help so he needs more time on the air kutaura nyaya yavo. Please do something about ku cutter vanhu. You were rude to your last guest. Dai zvaibvira mavapa umwe mukana.

    • @maideiali1735
      @maideiali1735 2 ปีที่แล้ว +2

      That's true you need more time for your interviews tete, zvineka rough mukati especially pana baba avo

    • @lesleymutseka8816
      @lesleymutseka8816 2 ปีที่แล้ว +1

      Ndozvaari Tilder mucherechedze mashows ake

  • @faithtarima1353
    @faithtarima1353 2 ปีที่แล้ว +15

    Isu se ma Zimbabwean tadii taitawo toi toi yama India 🇮🇳 aya abuda munyika medu hatichade zvinhu zvakadai. Kunedzimwe nyika tinodzingwa saka ngavabude fakodu

    • @vongywashe2127
      @vongywashe2127 2 ปีที่แล้ว +1

      Haurevi nhema Faith. Vanambwa ava

    • @faithtarima1353
      @faithtarima1353 2 ปีที่แล้ว

      @@vongywashe2127 ngavarove pasi vakutoona Zim kunge yava yavo noo mhani

    • @priscakarambi7782
      @priscakarambi7782 2 ปีที่แล้ว

      Shuwa

  • @calvinobo9018
    @calvinobo9018 2 ปีที่แล้ว +4

    Baba avo kuwanzwa nhongwa nhongwa... Tete vanoshanda ne Tyme go straight to the point simple.............

  • @gee4690
    @gee4690 2 ปีที่แล้ว +13

    So sad 😔.. thumbs up to the husband

  • @shingimunjoma7088
    @shingimunjoma7088 2 ปีที่แล้ว +14

    Tilda today u failed to properly anchor your program !!! You did not do justice to that man by continually interrupting him. I know time is a constraint but u should have done better my sister. Thank u anyway for exposing the treatment that our sisters endure at the hands of our Arab brothers.

    • @magdaline6383
      @magdaline6383 2 ปีที่แล้ว +2

      In my opinion Tilda was trying to get him to hit the nail on the head. He was going in circles.

    • @andrewbikwa3065
      @andrewbikwa3065 2 ปีที่แล้ว +1

      The man needed to attack the issue directly but he was writing a 5000 word composition instead of 500 words .

  • @ruvachazika9988
    @ruvachazika9988 2 ปีที่แล้ว +25

    Zvichikonzereswa naMunangangwa ndosaka tichidai kutambura munyika dzevatorwa

  • @simbachinopfumbuka7790
    @simbachinopfumbuka7790 2 ปีที่แล้ว +5

    Pihwai enough time tilder
    Muiite interview musingamhanye

  • @SydneyZimlife
    @SydneyZimlife 2 ปีที่แล้ว +5

    Tete Tilda you didn't do justice to the 2nd man mambomuunzirei in the first place if mamusina time yacho yekumupa?

  • @shallommurimira9266
    @shallommurimira9266 2 ปีที่แล้ว +12

    its so sad guys apa ma india and Arabs acho muno vazere doing thier business freely without all those ill treatments ,,,,,,,,,our government must create jobs here 😭😭😭😭

    • @pamellaperpetuanduna360
      @pamellaperpetuanduna360 2 ปีที่แล้ว

      zvakaoma truly speaking maArabs haana moyo but ini handiblame maArabs aya but maAgency boz vakuita zvinhu vasingaudze vanhu chokwadi apa maAgency mazimbo WHY WHY WHY WHY WHY ZIMBZBWEANS WHY KUDA MARI HERE KUSHINGA KUURAISA MUMWE WAKO NEKUDA MARI UMMMM WE ARE EVIL INDEED ZIMBABWEAN WE FAILED EACH OTHER

  • @faraibanda4841
    @faraibanda4841 2 ปีที่แล้ว +11

    Tete maifanira kuita ma program maviri apo baba avo mavadambura dambura

  • @akadee8355
    @akadee8355 2 ปีที่แล้ว +14

    Shame this is sad indeed...hurumende ngaiteo plan kaa ☹️ vanhu vadzoke Ava pliz

    • @mapster2104
      @mapster2104 2 ปีที่แล้ว +2

      Vanhu ava kana vachisimuka from RG mugabe international airport to omani, then the flights to omani just need to be banned

  • @priviledgemabhiza6967
    @priviledgemabhiza6967 2 ปีที่แล้ว +4

    But amai ava havasi kutaura chokwadi kuzot vatange kubleeder hazvisi zvekut vanga vanzwa nekurarwa hre ndauya in peace gyz pls

  • @lingiwemhlanga1018
    @lingiwemhlanga1018 2 ปีที่แล้ว +10

    Zvimwe zvakuda SADC ipindire nkt hurumende yedu doesn't care nezvedu.

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 2 ปีที่แล้ว +7

    A normal person sure just two days zvatoita.Should raise eyebrows.MaZimba have a weakness yekuda zvinhu too much!

    • @loinamabande9666
      @loinamabande9666 2 ปีที่แล้ว

      Ts desperation. People are struggling saka anee achitotiwo ndayambuka

  • @priscakurira7690
    @priscakurira7690 2 ปีที่แล้ว +6

    Haaaa tete tilder makukoniwa pakumhanyisa munhu kutaura tinodzidza seei muchikata munhu like that.haaaa hazvisikuchaita mushe regai munhu atsanangure tinzwisise

  • @nocky5073
    @nocky5073 2 ปีที่แล้ว +1

    ED if you are a proper president send your CID

  • @netsaikwirirayi8250
    @netsaikwirirayi8250 2 ปีที่แล้ว +6

    Ngapabatwe maAgency acho ari muzim vanoziva zvavanoita kuti vanhu vadzoke

  • @wreegold4014
    @wreegold4014 2 ปีที่แล้ว +8

    She just rushes vanhu haa..
    Why do interview usina time

  • @gabrielmasandudzi4795
    @gabrielmasandudzi4795 2 ปีที่แล้ว +12

    Sad story.Thank God she's back alive

    • @tisangmpofu4214
      @tisangmpofu4214 2 ปีที่แล้ว

      My sister God has a purpose wth ure life

  • @bettybettypeterbetty4489
    @bettybettypeterbetty4489 2 ปีที่แล้ว +10

    Mukadzi uyu anoda kuiswa pa wanted muma boder ese kana zvichibvira anobatika

    • @mapster2104
      @mapster2104 2 ปีที่แล้ว +1

      Zvimwe zvinotoshanda kuti hurumende itengese property yake vodzosera mari kuma arab vanhu vodzoka. Its so funny kuti kanyika kari kukonzeresa all this nonsense kadiki zvekuti mascud missile 10 anogona kungopedza nako, but tiri kuAfrica saka ma1. Hazvaiitirwa America zvakadai

  • @faithnetone3234
    @faithnetone3234 2 ปีที่แล้ว +8

    Asi vanhu hatisi kudzidza apa tadzwa chirongwa. Asi unoona munhu anoramba achinda kuenda chete. Tanemakore tete vachiuya vachitaura nyaya imwe chete veduwe ngatirirere kna tete vachitaura.zviri nani kuita nhamo uri muno mu zimu

  • @machuma9192
    @machuma9192 2 ปีที่แล้ว +6

    Government must do something even fund raising vanhu vadzoke zvorwadza mheni

    • @loicedembo5032
      @loicedembo5032 2 ปีที่แล้ว

      Which Government my friend🤣🤣🤣🤣🤣

    • @machuma9192
      @machuma9192 2 ปีที่แล้ว

      Iripo iyoyo toti kudii nhai vedu

    • @pamelamunyama7884
      @pamelamunyama7884 2 ปีที่แล้ว

      mmm zvinorwadza chokwadi

    • @machuma9192
      @machuma9192 2 ปีที่แล้ว

      Munoziva mutungamiri akatungamirira zvinhu zvinofamba

  • @theophilus6147
    @theophilus6147 2 ปีที่แล้ว +7

    Asi Dai vanhu vambodzidza kurega kusakwira dzindege vachienda kwqvasingazive zvirinani tife nenhamo dzedu

  • @joyent7643
    @joyent7643 2 ปีที่แล้ว +20

    Aside from this story being sad. This should be turned into a movie. Lord help my people trying to run away from poverty vanhu vakaona zvakawanda veduwe. Lord help us.

    • @elizabethwachenuka2327
      @elizabethwachenuka2327 2 ปีที่แล้ว

      Zwakawoma dai Mwari vapindira

    • @hipposave2573
      @hipposave2573 2 ปีที่แล้ว

      There are plenty of these documentaries on TH-cam about human trafficking

  • @chidomadziko
    @chidomadziko 2 ปีที่แล้ว +20

    We thank God for this husband.

    • @sugarybabyhon
      @sugarybabyhon 2 ปีที่แล้ว +3

      I want a husband like that too ☺️

    • @bettymartin3126
      @bettymartin3126 2 ปีที่แล้ว +2

      Let us help Baba Ava

    • @bettymartin3126
      @bettymartin3126 2 ปีที่แล้ว +2

      Hanzi vanotowirirana ne madzimai avo kut nhasi Handisi Kuda ndakaneta enda Ku Ku slave nhasi

  • @ttimmonycha3271
    @ttimmonycha3271 2 ปีที่แล้ว +3

    Chakanyatsa kuparwa neZimbabwe chii chaizvo, mhuri kutambura kudayi kupararira nenyika dzese, kuitwa zvewepi zvevamweso. Hamuna tsitsi here, vanhu vanotadzirana vachigadzirana wani, munotarisa nyika ichigara pasi vanhu vachidya nhoko dzezvirinda muchiti mukuranga. Nooooo mhani mukuuraya.

  • @kundaihuchu9522
    @kundaihuchu9522 2 ปีที่แล้ว +2

    TILDER DZIDZA KUPA VANHU TYM ITS A GUD PROGRAM BUT BABA AVO WAVANYANYIRA ...NYORAI PASI HORAITI ZVAVANOFANIRA KUTAURA NOT KUCUTTER MUNHU MUKURU KAKAWANDA KUDARO

  • @emmanuelmagwaza4427
    @emmanuelmagwaza4427 2 ปีที่แล้ว +1

    Shocking stories , mwari pundirai

  • @tafaramajome
    @tafaramajome 2 ปีที่แล้ว +6

    baba vekupedzisira vakamhanyiswa amana vane nyaya

  • @yolandamoyo5089
    @yolandamoyo5089 2 ปีที่แล้ว +6

    Ayiwaka nhayi tete Tilder ko kana nguva pasina ko madiiko mapa baba vechipiri avo zuva ravowo vari vega, yekunyatsobuditsa zviripaMwoyo pavo. Manga muchinyanyovaCutter-cutter. Ko kana nguva yapera, why are you interviewing him?. Please tipeyi nyaya yakazara, musambunyikidza munhu. We need to hear the people you're interviewing, not you. Please note that.

  • @amahlenonhle7748
    @amahlenonhle7748 2 ปีที่แล้ว +7

    Ko kandai mapic a agent uyu pa social media pls nhaimi

  • @sylviasemba2249
    @sylviasemba2249 2 ปีที่แล้ว +4

    Chihumende ndicho chikudzeresa kudai ......ma agents aya anofanira kubatwa what there are going is not good....

  • @bessiemarange2869
    @bessiemarange2869 2 ปีที่แล้ว +4

    Tete l love your show but Kuna baba Ava matadza hurumende pindirai shuwa

  • @cathrinejomeya1695
    @cathrinejomeya1695 2 ปีที่แล้ว +5

    Zvakaoma Mwari tibatsirei kuitwa maslave here

  • @elishebagodzi3541
    @elishebagodzi3541 2 ปีที่แล้ว

    Umm listening to the last interview, ndarwadziwa coz the ourspose of these interviews kuitira kuti isusu tisazopinde mazviri bt the interviewr seems to rush munhu ane information, zvinobhowa. Let me listen to other stories.

  • @chipomundava8735
    @chipomundava8735 2 ปีที่แล้ว +3

    Baba vanotenderera ava vanotoda svondorese kuti vapedze kutaura

  • @barbarahlangano1969
    @barbarahlangano1969 2 ปีที่แล้ว

    Pamwe kurwara uku (bleeding) was the grace of God zvakabva zvakonzeresa kuti abudirire kudzoka. God works in mysterious ways.

  • @nessakaitano3241
    @nessakaitano3241 2 ปีที่แล้ว +4

    This is very sad 😭😭😭

  • @peemakunzana0691
    @peemakunzana0691 2 ปีที่แล้ว +8

    Inyaya inorwadza asi mukadzi kuona kwangu hasi kutaura chokwadi panhawu ye rape kubuda ropa kwakazoramba achiita hayisi nyaya yekurwara zvakanyanya here mayb kutya kutaura kuti ndaka rarwa kufunga kuti pamwe murume anondiramba ,,God bless her husband,,agent ngasungwe ngavashandise interpool police Mozambique, SA ,Malawi ,Bost ma airport ese zita rake ngavaudzwe asakwainsa kubuda mu Africa

    • @beautyshonhiwa2408
      @beautyshonhiwa2408 2 ปีที่แล้ว +3

      We glad akadzoka arimupenyu hake zvezvimwe hamheno

    • @davisonjanhi3864
      @davisonjanhi3864 2 ปีที่แล้ว +1

      Akatorapwa uyo ndicho chokwadi

    • @shelomi514
      @shelomi514 2 ปีที่แล้ว +1

      My thoughts as well...hazvitaurike I think 🤔

    • @peemakunzana0691
      @peemakunzana0691 2 ปีที่แล้ว

      @@shelomi514 ehe bcoz arikutoti doc akati chibereko chaka kanganisika ,chibereko achikanganisiki nekuita over time kushanda

    • @peemakunzana0691
      @peemakunzana0691 2 ปีที่แล้ว

      @@davisonjanhi3864 ehe

  • @yvonnebesa7854
    @yvonnebesa7854 2 ปีที่แล้ว +4

    Zvakaoma.... shuwa Aunt handiendeko ini🤦‍♂️

  • @judx34
    @judx34 2 ปีที่แล้ว +38

    Please tete musacutter vanhu,it's very rude and disrespectful. I like your shows but apa matadza basa...musadeedze vanhu if you are not willing to listen to their ordeal. Thank you

    • @yolandamoyo5089
      @yolandamoyo5089 2 ปีที่แล้ว +6

      I totally agree with you.

    • @mapster2104
      @mapster2104 2 ปีที่แล้ว +4

      Manje tete vanenge vachishanda nenguva. Vakasatodaro nguva inokwana tisati tanzwa musoro wenyaya,

    • @judx34
      @judx34 2 ปีที่แล้ว +4

      @@mapster2104 I understand that but she was being very rude to that man

    • @greenflower2919
      @greenflower2919 2 ปีที่แล้ว

      @@mapster2104 but anga achivacutter vakuda kutoti dyo which wasted even more time.

    • @evanschadambuka1076
      @evanschadambuka1076 2 ปีที่แล้ว +1

      @@mapster2104 ngavaite delayed then edit tapes for broadcast coz that guy was going back exactly from point yaanenge akatwa therefore she was the one who ended wasting time coz it was a futile effort. Patadzwa interviewing skills apa because zvangozopedzisira zvakuita kunge she is insensitive and did not care at all about the issue.She even wasted time herself asking the lady to explain some unnecessry details when the lady had a nice summary

  • @georgemupedzi8883
    @georgemupedzi8883 2 ปีที่แล้ว +3

    The government should have a travel ban in place to Oman

  • @mabelbhiza1436
    @mabelbhiza1436 2 ปีที่แล้ว +8

    Human trafficking chaiyo yavari kuita

  • @morenmanhombori4800
    @morenmanhombori4800 2 ปีที่แล้ว +1

    Tete Tilder next time nyaya dzakadai Itai muine nguwa yakati rebei Kuti vanyacho rondedzera nyaya zvizere musikava mhanyise

  • @passionmabvure8678
    @passionmabvure8678 2 ปีที่แล้ว +6

    I don’t understand why Tilda arambidza baba ava kuti vataure how they are operating even in Zimbabwe

    • @perseverencemoyo2464
      @perseverencemoyo2464 2 ปีที่แล้ว

      Maybe it will disturb investigation

    • @kellymamoe8729
      @kellymamoe8729 2 ปีที่แล้ว

      @@perseverencemoyo2464 Ichimboitwa naniko investigation yacho,police yedu yakafa zvayo

    • @perseverencemoyo2464
      @perseverencemoyo2464 2 ปีที่แล้ว

      @@kellymamoe8729 our country is a joke bribery is order of the day

    • @kellymamoe8729
      @kellymamoe8729 2 ปีที่แล้ว

      @@perseverencemoyo2464 Chavanogona kutumwa kunorova vanhu kumarallies vachiitiswa pedzezvo havapiwi pay nxaaa

  • @samanthamapiye7682
    @samanthamapiye7682 2 ปีที่แล้ว +6

    Maagent ekuzim asadaro veduwe

  • @msaigwasave7251
    @msaigwasave7251 2 ปีที่แล้ว +2

    ZANU pf hamunyare here kana vana vezimbabwe vachiitwa nhapwa kudai

  • @madalenmpofu8002
    @madalenmpofu8002 2 ปีที่แล้ว +9

    Agent wekuzim uyu anoda kusungiswa

  • @evanschadambuka1076
    @evanschadambuka1076 2 ปีที่แล้ว +3

    for sensitive issues just try to avoid airing live. It is best kungoita delayed then you edit the tape for broadcasting purposes otherwise the interview yacho becomes meaningless and at times insensitive

  • @shadrecksuluma9510
    @shadrecksuluma9510 ปีที่แล้ว

    Tilda your programs are good but schedule good time for interviews not to speed up and cut explanations, if you know what I mean. Munhu ngaanyatsotsanangure in full

  • @mainyakudirwa5494
    @mainyakudirwa5494 2 ปีที่แล้ว

    Nyika yedu Jesu dai nyika yakanaka hazvaiitika izvi. Vana vari kungopararira pasi rose because of hurumende isinganzwire vanhu tsitsi

  • @munyahphillips7808
    @munyahphillips7808 2 ปีที่แล้ว +4

    Saka baba avo vakambotumirwawo mari yacho here manje

  • @tre642
    @tre642 2 ปีที่แล้ว +5

    Sister isn't explaining in full details so we all learn.

  • @marymuzenda8364
    @marymuzenda8364 2 ปีที่แล้ว +4

    Zvakaoma chokwadi zvinorwadza mwari pindirayi

  • @mariatanya3533
    @mariatanya3533 2 ปีที่แล้ว +4

    Ngava vharise ma visa ekuOman zvipere

  • @we_talk_
    @we_talk_ 2 ปีที่แล้ว

    uuuhmmm yaaah but the way you treated baba avo tete yandibata you sympathies with Jane bcz she was in the situation asi baba avo a lot was going through mu life mavo too you kinda disrespected him but anyway thank you for the platform i hope they are better now

  • @michaelmaps2004
    @michaelmaps2004 2 ปีที่แล้ว

    Baba ava has a lot to say vanga vachifanira kupiwa mukana wavo vega so that vanokwanisa kuyambirawo vamwe by explaining the moves of these bogus agents zvizere. Tete tilder vanozonyanya kuita ku cutter which ends up being a bit rude though i understand she's rushing against time

  • @teddyhonstaera6018
    @teddyhonstaera6018 2 ปีที่แล้ว +3

    Very sad reason why we should vote for change

  • @nancym7936
    @nancym7936 2 ปีที่แล้ว +5

    Mwari tibatsirei tivane rugare

  • @bloodwellsimbauchena6923
    @bloodwellsimbauchena6923 2 ปีที่แล้ว +5

    tinotenda Mwari kuti haanakubviswa ma kidneys zvakaitwa vekuNaigira

  • @sirchifamba39
    @sirchifamba39 2 ปีที่แล้ว +2

    Oman hantiti iri kumwechete ne UAE kwakaenda president wenyu uyu. Oman haisi shamwari ye Zimbabwe here zviya