Serious topic tho , varume variko vanorohwa and havana vekuudza. Wozoona munhu aita suicide ashaya oudza ani or mental health issues. We need a safe place for our men!! ❤❤❤
kkkkkkkk maiiii vanhu imikaaaa, chokwadi if we were as rich as America, maiva one of the richest people in the world. this is real talent, you are my favorite of all the comedians coz u look effortless!
This Mhofu fella can act...just like the Mhofela of Madam Boss he is in big trouble with Home Ministry. But ee-ish ukawona uina Tete cakaita seavo woziva kuti pako hapana kunaka. Double trouble chaiyo!
I love that 3:46 part kkkkk 😂😂😂 yaaa tete Gonyet vabhoekana she is not even listening to the story hanzi “unorohwa nemukadzi here” you are good interpreters of reality (men are being abused and it’s either they are shy to say it or no one listens when they talk) we’ll done all three of you
Ah no kkkk umm #gearbox... iii maiwe hanzi kadora..haha Bustop tv musati nakidze hedu... haha chihera varamba Mhofi iyi hanzi ahisi yemusango.. ndeye mu game park iyi..haha. War room ye struggle yemadzimai here haha ummm yaa Gonyeti wakanyanya
Hello there! remember to subscribe to our channel.Just click subscribe Button and help us grow
This guy is super good.
Issues raised are very serious.
Serious topic tho , varume variko vanorohwa and havana vekuudza. Wozoona munhu aita suicide ashaya oudza ani or mental health issues. We need a safe place for our men!! ❤❤❤
Yeah true
besides those who are complementing the good done by the BUSTOP guys, you comment is the most outstanding comment I have read amongst the comments.
kkkkkkkk maiiii vanhu imikaaaa, chokwadi if we were as rich as America, maiva one of the richest people in the world. this is real talent, you are my favorite of all the comedians coz u look effortless!
That part yabviswa Maggie bhutsu killed me wooooo lol
I was hoping to see her panties..
Kkk same here
Kkk kumisa matama kunge bere rine manyoka.....kutambisa matama sachembere yakapfunda hacha ....gonyeti where do you get these lines mmmm
muface uyu anogona mhani 😂😂😂😂
One of the best nana Bhutisi
@@natheben6977 taura hako 😂😂
haa DRC vakadziya kkkkk
@@natheben6977 anogonesa Busstop Tv must recruit him kkk
Anogona uyu anombonzaniko
Bere rine manyoka🤣🤣🤣🤣
Kikiki aaaaa gonyeti hanzi ava makanika here mkadzi wako.... hanzi aiwa chiweti changu oh dead.. good combination....
🤣🤣🤣🤣🤣Gear Box=Chiweti. This guy is good...🤣🤣🤣🤣vanoita Sunday Service. Good skit....Abuse is still going on
Chimhofu chemuparadiso
Mhofu kaaa mhofu kaaaa ummmm ma1 mufec uyuu ndomufarira hangu
"mhofu yemuparadiso"hahahah
Ndichafa muripo kkk😂😂😂😂😂😂
Matama kunge bere rinemanyoka.Gonyeti ka..matama kunge chembere yakafunda hacha!
Gonyi Gonyi.
Che red icho I bag here aaah veduwe,I mhofu sure yemuparadhiso 🤣🤣🤣🤣
Chimhofu chemuparadiso!!!!!!!!!
hahaha chandiuraya ichi chemuparadhiso
After amagidoni😆😆
kkkķkkkkkkk Chekwedu chaicho....... ndiripa Meerut cong pa India ko imi muripapi originally from Byo Sign language cong
hahahahaha gonyeti
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂akomana ka y'all kill me haaard haiwaaa🙌🏾🙌🏾🙌🏾😂😂😂😂😂😂
Apa Gonyeti anogona kuita serious zvonyatso ita kaaa........ Kana murume uyu anogona fut... Ndaseka hangu
Kunge bere rine manyoka kkkkk asi Gonyeti so 😂😂😂😂😂😂
Zvitama zvinenge chembere yakafumba hacha Hahahahahaha Gonyeti wakanyanya 💃🏽💃🏽💃🏽
Kkkkk zvitama kunge chembere yakapfunda hacha kkkkk wandinakidza gonyeti
Kkkkk guys munondiitiraa hngu 🤣🤣😆😆
Gonyeti is underrated amana
"Uchiwonawo anaWar Room" 🤣🤣🤣
DRC uri chigafaa .wakumberi sengoma hombe yezvigure.ndakazvirarira hangu uyo dzvi neni 😂😂😂😂😂akundirovaaa kkķkkk haaa DRC
baba vagonawo avo, the voice futi..lol, the shreaking..big up man
Ndichidakutorova hangu kurova lulalula .... akusvika uyo dzviii kubata giya box ... aakabata chiweti changu ... munhu wese akungoti kadora .
Kkkkkkk mfec akanyanya uyu kkkkkkkk.........keep on guys chiweti changu ini plizzzz
That Winky D's track though 😎😎
Guys u nid this guy.he is js brilliant
Imhofu yamadam boss chete naEnzo
This Mhofu fella can act...just like the Mhofela of Madam Boss he is in big trouble with Home Ministry. But ee-ish ukawona uina Tete cakaita seavo woziva kuti pako hapana kunaka. Double trouble chaiyo!
I love that 3:46 part kkkkk 😂😂😂 yaaa tete Gonyet vabhoekana she is not even listening to the story hanzi “unorohwa nemukadzi here” you are good interpreters of reality (men are being abused and it’s either they are shy to say it or no one listens when they talk) we’ll done all three of you
Muface anogona uyu more videos
Zvitama kunge chembere yakafunda hacha! My ribs are hurting now.
Anga akabata chiweti changu..... chiweti changu😂😂😂😂🤣🤣🤣🤣🤣🤗🤗🤗🤗🤗🤗🤗🤗🤗
Kkkkk chema book e watchtower... Haaa watinyanya shaa kkkk
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣DRC deserve an Award amana
😀rega varume vamborohwawo aaah
Haaaaaaaah kamfec kanogona aka ........... Kkkkkkkkkkk ndabvuma hangu........ Drc wakaipa........... Luv u guys.......... Gonyeti n maggi
Anga akabata chiweti changu . Hnzi kadora kkkk
This dude is super talented
uchionawo ana war room🤣🙌apa dzakatopfeka trouse rechikadzi
Kana kabag kacho kanenge handbag kanosiririsa hameno kuti munei
Ah no kkkk umm #gearbox... iii maiwe hanzi kadora..haha Bustop tv musati nakidze hedu... haha chihera varamba Mhofi iyi hanzi ahisi yemusango.. ndeye mu game park iyi..haha. War room ye struggle yemadzimai here haha ummm yaa Gonyeti wakanyanya
This guy is dope.blaaz moactor
Kkkk bveni rine manyoka rinomisa matama nhai? Kkkk
😂😂😂😂hanzi kwete kungonetaneta kunge chimunhu chedhaka yhoooo Gonyet wakanyanya wandityora une sasi
Kkkkk chimhofu chemuparadiso kwaaa
Chimhofu chemuparadhiso yema watch tower here?? Amana!!!!
These guys are talented 👏🙌
Asi mambama ayo bhooo here amana??
Gonyeti haushandike newe kkkkkk. Nice work team.
Kkkkk hanzi zvitama kunge bere rinemanyoka
I love this team
Ndachipmha futi ichi kkkk Maggie kuzonzwisis kani kkkk
This Guy haaa oh l surrender is the Main reason y l now watch Bustop Tv
Gonyeti anogona kuita serious wena kkkkkkk
Kkkkkkk Gonyeti
she s so real hey kkkk
Zvitama zvinenge chembere yakafunda hatya kkkkk lol
Zvitama zvinenge bere rinemanyoka😂😂😂
Iyi ndeya Enzo nemukadzi wake kkkk
Really.....kanda V11 didn't hear this one
Bronx Soja 🤣🤣🤣
@@MsNicnel iharare.com/enzo-ishall-bashed-by-wife-over-whatsapp-status/
kkkkkkkkkkkkķkk Bustop ndokuti entertainment
kkkkkkkkk maka kakatiwa gearbox here chibaba
Ko gonyeti kuzobatawo chiweti chake paakwenyewa namaggie kuti gearbox ari kureva chiweti kkkkk
Mhofela mukukiiwa paden😂😂😂😂🙌🏼
Hakuna mhofu yakadai 😂😂 ana mhofu vanovava, so sorry mhofu kwekutizira hapana
Mhofu yemuparadhiso 😂😂😂😂
You neva disappoint girl😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
KKkkkk hanzi zvitama kunge bere rinemanyoka #timubusstop
Kkkkk mkadzi wako ndimakanika here🤣
Kumisa mazitama kudai kunge bere rine manyoka kwaaaah 🤣🤣🤣
kkkk iiiiii zwakaoma shuwa
Omg ndanakirwa hangu
kkkk matama sebere renemanyoka
Mhofu vanogona veduwe.
Ichokwadi mhofu vanorohwa nekutongwa nemukadzi saka vachiripo kudai. Kwekuenda hapana veduwee saka votongogara eeeeeh Chero vadya nekuwana pekurara. Kwakutongofira mafufu semakonzo ekwedu kwaMukuvisi lmfaoooooo 🤣😏😠🏌️♀️💅🤪
Kkkkkk mudhara anogona uyu kkkkkk KK gon yet asadaro kkkkk
Bere rine manyoka🤣🤣🤣
Chimhofu chemuparadhiso 😂😂😂😂
A good start to 2k19.tete gonyeti on point 👌
aaaaa . Tete musadaro
kikikikikikikii ukaita tete vakadyi ma one
Ndedzipi ko blaz idzi anogona kkkk
kkkkkk aaaaa ndaseka unogona shuwa
😂😂😂😂😂😂haa DRC ndamutadza
Aaaa kkkkk Tete makapenga
Kunge chimunhu che dhaga .Gonyeti urikutomurova futi.
mhofu yekwa madam boss na Enzol vese vabatwa apo
Kkkkk kungomisa zvitama kunge bere rine manyoka😅
Uchionawo ana war room kkkkkkkkkkkkk u killed it,
mbere rinemanyoka
ah kkkkkkkkk hanzi kumisa matama kunge bere rinemanyokakkkkkkkk
Mukati hamusi kutaura Enzo I shall hre😂😂😂😂😂
Bere rinemanyoka , chembere yaka pfunda hacha 😂😂😂😂
Bere rinemanyoka bho here gonyeti
Gearbox akabata chiweti changu 😂😂😂😂😂😂kadora
kkk kwanzi matama sebere rinemanyoka
But management ye Bustop tok na Comic pastor mu settle ma issues imagine tina Mhofu vematama kunge bere rinemanyoka na #ComicPastor
Matama anenge bere rinemanyoka
Hanzi kumisa zvitama kunge bere rinemanyoka
kkkkkkkk akabata chiweti changu chikupisa ichi
Mhofu yemubook rema watchtower
Yemu paradhiso
Kkkkkkkkk
Kkkkk ndaseka nhas
Kkkk kkkk