@@rosemaseva4464muudze hako , manje hona mukadzi ari kutoda zvekujalancha futi …apa hona pane peace order kuna sahwira; sahwira vane grudge futi- wanike paye drama rese was all unnecessary
Kumirira nguva yamwari kwakanaka Apa mwari vakupa ropafadzo yako iwe wotanga kutsvagana nezvakawanda zvinozokupandukira mangwana futi Patience and wait for the right time 😊
please kindly subscribe like share and comment... thank you🙃
Tindo ko infednity hwfR
Infidelity vakatosiira panzira and havapi update kt yapera or ichauya@@ShirleyChingore-g3k
We will😊....please dont leave us hanging when you start a new project eg Infidelity.Your movies are so good but pakusazosira panzira ma1
@@tanakagurajena1258 noted thanks
😂😂😂Tindo yawatanga iyi haipere mushe wadii kumirira nguva😂😂😂 uchachema patie akuda kuramba achijalanchwa
Musadaro weduwee
Haaaa nice guys keep it up. Musadzora tsvimbo !! Kamainini bhoo here Tindo 😂😂😂😂😂
Pakaipa kan
haa tindo mashizha dzorai😂
Tete munomhanya imi mwana inguva yamwari
Hnzii mamuchidya na Mambo 😂😂😂😂😂
Mutsiurei munhu wenyu 🥹
Ndakamboseka but uuum nhasi ndaseka hangu ...#guchu pamukadzi wemunhu
Pkp kan
Tindo andisekesa nhasi😂😂😂😂😂 apa mukadzi wake akutoda kuti zvipfuurire mberi… Tindo ndiwe wakazvikanyira wega , hona manje
Kupinza gozho budura chaiko zvakaoma
Tindo manyama mwari varopafadze pese pamunoshanda murikutigonera ❤
Tinogashira
Tindo aramba guchu 😂😂😂 2 litres 😂😂😂😂
Ma1 kan
Hanzi haikona kuzondisainira maiguru 😂😂😂
Guchu haaa wava serious 😂😂
Kkkkk tindo ukuda zvipi chaizvo ayaaa 18:47
My favourite couple Tendai and Patie ❤❤❤
Hokooyoyoo firefire Tindo hoyooo😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤❤
Hanzi naTanya haikona kuzondisainira maiguru vangu kkkkkkk maiguru vakasainwa kudhara 🤣🤣🤣🤣
Kujalanja 😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂 hanzihazviiti kuramba ndichijalanja
Musadaro
Alliana is back. These girks are amazing, i love their voices.
🤭🤭🤗
Ende Tindo zveshuwa chawakagona hapana 😢😮
Part 2 th-cam.com/video/sReTCo5I4lc/w-d-xo.htmlsi=ChT4W14i4YzzSTQm
Good work guyz❤
Thank you so much 😀
8 weeks
2 weeks
😂😂😂😂😂
Jalanchanai😂😂😂😂
Good work guys ❤❤
Thank you
Tindo 😂😂😂 uchinyanya
Fulcrum of the story 🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂ko 2 litres ndedxeguchu 😂😂
Mubatey tisat tamurova munhu wenyu imajeni
Tendai burai every day
Guchu pamukadzi wangu here kkkkkkk
Mutsiurei munhu wenyu ahhh nhai
Keep on pushing
Guchuuu 2litres
Haa tindo wakabhaiza wangu nhumbu yanga yagara yavapo hayo apa mukadzi akutonakirwa nefriend yako zvekutoda😂😂
🥹🥹patience pays hama zvakaoma tibatsireiwo
Alana aripi
😂😂😂 1st pano
Nhumbu ndeyemuridzi wemukadzi apa watengesa mukadzi ma1
Pakaipa kan
Anoda kurowa Tindo
Mimba yange yagara yavepo zvayo, shame! Yamakaita haitwe bambo Tindo kkkkkkk
Ma1 zvazvinoita kushaya patience so
@ kunoparira shuwa
Kujalanja mkadzi weshamwari kkkkkk
Tindo hazviko zvavakaita izvo, hazviitwi, hakuna ushamwari hwakadaro pasi pezuva
Kutsvaga sorusheni pkp
@ hapana sorusheni inouya nemutoo iwoyu kkkk
@@rosemaseva4464muudze hako , manje hona mukadzi ari kutoda zvekujalancha futi …apa hona pane peace order kuna sahwira; sahwira vane grudge futi- wanike paye drama rese was all unnecessary
@ nhai Nhai kkkkkk chii chakadaro
Kumirira nguva yamwari kwakanaka
Apa mwari vakupa ropafadzo yako iwe wotanga kutsvagana nezvakawanda zvinozokupandukira mangwana futi
Patience and wait for the right time 😊
Kipon the 🔥 ❤
🫡
Haaaaaaa ma1 ❤ can't wait for part 2 well done team
🤭🤭🤗
Hamupedzi zvamatanga munosiira panzira
Tindo weMandebvu😇
🥹
Tendai anopenga
Aitasey
Kurara nemunin'ina wangu hakuite kana vanhu vakazozviziva 😂😂😂😂
Pakaipa kan imiwoye
Asi shAmwari
Tindo anogaya horror akomana. Jeri re Bindura chairo
😂😂🤭
guchu😂
Tindo wakutyei iwe handiti ndiwe wakapa friend yako mukadzi hre uchazvipedza hre izvi
Huyai mubatsirepo pliz zvaoma manj
Thanks CreationsVsuals
Asante sanna creationsvisuals
wool munogona
Tinotenda
Lack of patience is dangerous. Kumhanya handiko kusvika. Nyaya yarova zvaAbram naSarah pakaipa. Mwari haven havaenderwe mberi vanhu weeeee
Very true lack of patience ma1
Tondo makona kumirira nguva
Pfuketsi chirova pasi apo guchu rave muhafu ,bhora mberi
Imagine.. batai munhu uyu asat arohwa...
Mamuchidya na Mambo mdara😂
Mutsiurei munhu wenyu akundijairira mukomana lol
Where is Alana tamusuwa kani
😮
Good work guys well done
Thank you
8weeks 2 weeks nhai Tendai unenge uchifungei😂😂😂😂
apa munhu ane 2weeks 🥹
Nemunin'ina zvirinane pane munhu wekunze chopisa ichi
Vanozoseka ka🤭😂🤭 kuti idzi abc
Kkkkk tindo ukuda zvipi chaizvo ayaaa
Kkkkk tindo ukuda zvipi chaizvo ayaaa