This guy haasi tsotsi hama dzake dzakatengesa yaakavapa vakazoba yemudhara uyu if you look at the dates paakadziindisa kwamainini vake and nepakashaikwa mombe iyi he is innocent hake
@@jimymutarisi1122 but he was trying to justify and come up with reasons of why the horns ended up that way! That made him look suscipicious, Dai angogara ati handizive
Ndiro dofo manj. The way he was talking anga achiita seaona maresults. Munhu asingazive kuti in 7 months nyanga hadzikure kudaro hudofo ihwohwo munhu wemudhumeni
@@ndinamundonde144 my man uyo ndoodofo chairo kuziva kuti nyanga dzakechekwa dzinonzii chete not kuti panechizikamwa that statement shows nothing in front of us
Good show vaMugabe. Handina kufunga kuti zvemombe zvinonakidza, but mapresentiro enyu so, top notch👌. Imi chiitai 4 shows a week Tue/Thursday toita zve mombe. Wed/Sat toita zvekonzero yemwana. Mava kuseri vaMugabe. Good job😍❤
Perhaps he offered himself to come and “fight” for the alleged mombe which wasn’t his relatives’ his understanding of cattle and his job failed him this time.. dismally when he wrongly described the said mombe’s horns. It knew it’s home and led others to its rightful kraal kwaa Tembo.
As i listened to this dispute and the way the first man related his story and how those young boys are a collective in looking after the cows, i recalled my days when i was also a herdman. Is there anyone who can relate? The second man is a farmer ndotomudawo kwangu uko kuti nditangewo mombe.Zvipfuwo zvinoziva pamba pazvo.
After hearing Kuti yakauya yega kudanga kwayo semunhu akafudza mombe nguva refu ndazongoterera hangu but I had already concluded Kuti vaTembo is the owner isu takamboshaya imwe padhibha yakadzoka yega after 6 months even ukatenga mombe unoifudza kusvika yatozijairira otherwise inoramba ichidzokera kwayakabva kana pari padhuze like that 7 km is not a long distance enough for animals to forget their home even dogs and cats do the same
We have the same problems in SHONA don't worry. That usually happens between relatives though especially the father and daughter. Sometimes the child will just be quiet to avoid too much conflict or yelling
Second man lied… he was used by his mainini as a fluent English speaker.. zvino nechirungu chavo vakairosva mombe haisi yavo. His explanations were void in this case. Well done first speaker rimai nemombe yenyu. Smart talker should be ashamed… chikoro che mombe chashaya basa apa.
I knew from the onset that the second guy is a chancer. That is why his family members did not pitch up. He knew the truth, he thought his education was going to bail him out.
Kudos to the 2nd guy for acknowledging his mistakes, vazhinji pano kungova judgemental for nothing…kutaura chirungu kwake kunozivei, be vanhu vane empathy and kindness mhani
The man in the brown suit was insinuating that the other gentleman does not understand descriptions used in vet industry , that was before he heard the results. Now he has eaten humble pie knowing the other man was right.
Very interesting wooow. These kids are very intelligent vanofudza mombe. Vanodzidzisa zvakawanda especially pakurima even mombe dzacho dzinotonzwa pacommunication nesu
There is a difference between horns cut and those naturally facing downward, shaky usually. Hey people are thieves...🤔 Hezvo madzimai ain't fresh's mama🤣😂🤣😂
Ahh but there are a lot of questions ..this guy says akatodamwa and he identified the cow..now akuti pamwe akarongerwa kugezerwa nyaya..but kutanga anga achida kuconfuza vaTembo ne jargon yekubasa kwake ummmm pane nyaya
I am glad my judgment of Character is still on point. I was with 1st guy. He sounded honest and articulate. Ngavapiwe mombe yavo. Avo Mudhumeni avo kungowanza ruzivo but havana ma good points. Expertise can only be effective if backed up by facts.
Instinctively I am more inclined to believe the second farmer than the first. But who knows who the cow belongs to. Let's see what the results say. Another thing: chirungu chinondinetsa, what is this "dam" thing about??
VaMugabe huyai kwedu ndine chigumbu ndine chikotora chazadza mbudzana dzepa next varikurambira nadzo hanzi dzedzavo for the why.ndikuvati how come to you so ndipei mbudzana dzangu coz chikotora ndechangu
Way back in Murehwa takambobirwa mombe two nevanhu vekwachidhakwa ,I'm not sure if they are the same people but kana varivo vakobva kuside rekwana Murewa those guys vanoba mombe dzevanhu kubva kare.
The other family didn't come Vange vachiziva nyaya yavo..kusundira uyo..iye kutoda kutsoropodza muridzi wemombe....nekutya akusapota uyo hanzi papers took long time to come out lol..Thank you Mr Mugabe we are learning a lot from you..Next Episode bota bota please 🤣🤣🤦
Mombe yakaitwa de horned kuratidza dzakabviswa dzinozomera dzichibva kupi?? Is that even possible kuti dzakazomerera zvavanoti mombe yange yane slight changes 🙆♀️🙆♀️🙆♀️
The first guy was genuine. It was obvious kuti ndiye muridzi wemombe. The second guy was aloquent and akadzidza animal vet hake but itsotsi.
This guy haasi tsotsi hama dzake dzakatengesa yaakavapa vakazoba yemudhara uyu if you look at the dates paakadziindisa kwamainini vake and nepakashaikwa mombe iyi he is innocent hake
@@jimymutarisi1122 but he was trying to justify and come up with reasons of why the horns ended up that way! That made him look suscipicious, Dai angogara ati handizive
There’s just something about a person who remembers the exact dates of when a situation happened.That first guy was very confident with his dates.
They try to make it believable
I was in full support of the first guy. He sounded very truthful and knew what he was talking about. Fresh anoziva pamba pake!
First guyis very honest and articulate. I am glad I was supporting him from the beginning my judgement of character is still on point.
Cows know their homes and they always try to go back. This was very interesting and I learned about "dams"! Thanks Closure Show!
Ndafarira mchinda wepiri anoziva kutsanangudza nokupindura kune hungwaru uye akazvininipisa .sando kwauri nehunhu hwako
Akadzidza uyu very humble man
Ndiro dofo manj. The way he was talking anga achiita seaona maresults. Munhu asingazive kuti in 7 months nyanga hadzikure kudaro hudofo ihwohwo munhu wemudhumeni
Infact akadzidza humbavha
@@ndinamundonde144 my man uyo ndoodofo chairo kuziva kuti nyanga dzakechekwa dzinonzii chete not kuti panechizikamwa that statement shows nothing in front of us
Good show vaMugabe. Handina kufunga kuti zvemombe zvinonakidza, but mapresentiro enyu so, top notch👌. Imi chiitai 4 shows a week Tue/Thursday toita zve mombe. Wed/Sat toita zvekonzero yemwana. Mava kuseri vaMugabe. Good job😍❤
😂😂😂
Haaaa sure zvemombe zvandifaira
The second guy very eloquent and just straightforward. Unfortunately his relatives are thieves and they now want to make him the victim
Perhaps he offered himself to come and “fight” for the alleged mombe which wasn’t his relatives’ his understanding of cattle and his job failed him this time.. dismally when he wrongly described the said mombe’s horns. It knew it’s home and led others to its rightful kraal kwaa Tembo.
He knew the cow was stolen and was trying to use twuchirungu ne twu education twusina nemusoro wese.
The alleged dam "Madzimai" is excluded as the biological mother of Fresh. Apa tirikuti izvo vaChidhakwa, zvadhakwaaaa😂😂😂
NO! Mbavha ndiye murume uyo. Unoti munhu ane kaTraining keVetinary anga taura kuti de-horned cow is same as ngwere here? Aidayi akatobatsira mupurisa wacho ipapo kuti zvawanyora handizvo - unga buda mukamba negwaro rakanyogwa zviri wrong iwe uchiziva correct thing sure??
@@littlechefvickymommy6279 you killed me by your summary..🤣🤣🤣🤣finish!! Very true indeed
The u-turn made by the second farmer after using confusing technical terms 😀😀😀. I suspect he is also part of the deal and was just taking chances …
Some think DNA is a lie detector.
Kkkkk.handisi kumuchenesawo
U turn akutovati Sekuru kikkkkk
😂😂😂😂😂😂
Me too
As i listened to this dispute and the way the first man related his story and how those young boys are a collective in looking after the cows, i recalled my days when i was also a herdman. Is there anyone who can relate? The second man is a farmer ndotomudawo kwangu uko kuti nditangewo mombe.Zvipfuwo zvinoziva pamba pazvo.
After hearing Kuti yakauya yega kudanga kwayo semunhu akafudza mombe nguva refu ndazongoterera hangu but I had already concluded Kuti vaTembo is the owner isu takamboshaya imwe padhibha yakadzoka yega after 6 months even ukatenga mombe unoifudza kusvika yatozijairira otherwise inoramba ichidzokera kwayakabva kana pari padhuze like that 7 km is not a long distance enough for animals to forget their home even dogs and cats do the same
Mr Mugabe never disappoints, ndaitoverengera kuona this show thinking kuti yemombe won't be interesting but woww, this is good keep it up.
Kana neni ufunge kkk , this is great show that never disappoint
Kumusha kwangu
Variety indeed is the spice of spice! I thoroughly enjoyed this unique episode! Welldone Tinashe and team👏🏾👏🏾👏🏾
Love how VaTembo acknowledges that Chidhakwa is not the culprit & has nothing against him. Respect🤝🏾
how i wish i was SHONA... these people can talk peacefully... us in BOTSWANA we cant disagree for 5minutes....
We have the same problems in SHONA don't worry. That usually happens between relatives though especially the father and daughter. Sometimes the child will just be quiet to avoid too much conflict or yelling
You are right Shona men have very calm voices they hardly raise their voices. We women are very loud 🤣🤣🙆🏾♀️
Nice one ( tisvitsireiwo kuna amai Tembo ) i love that respect from Baba
Second man lied… he was used by his mainini as a fluent English speaker.. zvino nechirungu chavo vakairosva mombe haisi yavo. His explanations were void in this case. Well done first speaker rimai nemombe yenyu. Smart talker should be ashamed… chikoro che mombe chashaya basa apa.
I knew from the onset that the second guy is a chancer. That is why his family members did not pitch up. He knew the truth, he thought his education was going to bail him out.
Kudos to the 2nd guy for acknowledging his mistakes, vazhinji pano kungova judgemental for nothing…kutaura chirungu kwake kunozivei, be vanhu vane empathy and kindness mhani
Thank you for the variation today it was quite interesting learning about Dam’s….
Just missing Bota 😰😰
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
😆
🤣🤣🤣🤣🤣🤣 l like bota questions more
Aikaka
😂 😂 😂 😂 vavachifanira kubvunza kuti fresh aidya bota here kwaaichengetwa😅😅😅
Wow! That's my guy. Tinashe you a genius. Keep up the good work
Mombe haikanganwe kumba kwayo yababa vangu takambobiwa ikadzoka yega after 6mnth after yatiza vakaiba ikanochengetwa pamwe pamba bt haisaipinda mudanga imomo till yazodzoka kumba
Fresh belongs to first guy. Mombe knows way home. The other people varamba kuuya they know zvavakaita.
Pese parikukuma mombe ndiri kufunga Johan waQueen Tatelicious 😆😆 ndini ndega here nhai?
Musapembedza Tatelicious, anodawo anodzora. Nzwiraiwo hama ngoni.
@@turem8855 akusi kumupembedza am just saying kt ndozvandikugaya.
The man in the brown suit was insinuating that the other gentleman does not understand descriptions used in vet industry , that was before he heard the results. Now he has eaten humble pie knowing the other man was right.
Kuzotaura zvedzidzo what what nemadimikira 😂. Next time he will learn to mind his own business. Hezvo vakushandiswa nembavha
😂😂😂😂😂 zvakaoma
Shame
True
Kkk now he has been humbled by the outcome lol
Mai Tembo honored vashedzwa and given the summary of the issue. Big up to Mai Tembo.
There was no doubt the first guy was the owner. The second guy is knowledgeable but he was very nervous
Kunyara chaikwo.ungabvuma kunomirira zvekuba
The second guy is a crook
Ko mudhumeni zvavazoitwa kutonhodzwa kwaChauruka 😒😏 chirungu chabva chapera 😂
@@sipelilemutandare7823 😂😂😂 vanoda shamhu
Wazvionawoka..anga achida kuonererwa kuti kubasa kwedu..ahh kunei nemombe yaVaTembo shuwa..
@@gladyschivanga2017 ko pakuzokaka nharo kuzoti ndakanoitarisa ndiyoyo chaiyo yandaichengeta😂😂😂 tatoona kti mhuri yese imbavha
Kuda kushandisa dzidzo pasiriripo. It's a disgrace kunesu takafunda Zvekurima. Mombe ikaita dehorned nyanga dzinozotamba tamba nei. Aaaah hanzi kukuvara. Iwe mudhumeni mukati mapurisa itai basa. Hatidi mbavha dzinoda kuvhiringidza vabereki nekushanda dzidzo. Munhu mukati. 😕😕
🤣🤣🤣🤣😂😂😂😂, but mombe yacho yanga iri tricky, maiona here pekupedzisira . U can easily mistake it for nyanga dzakazomera dzambobviswa
Iko vanaSekuru veMasvingo makaitasei navo VaMugabe. We want part2 yacho
,ok. Vane zero. Vakamboita. Sabhuku
Loved this episode.. learnt lot.. but honestly missed Tinashe asking about Bota😂😂😜
Maijaira bota ka nhasi mashaiswa 🤣🤣🤣
@@mercyme9189.. 😂😂I'm not happy
@@thandybhebhe795 it’s evident, zviri kuoneka 😜🤪
🤣 🤣 🤣 🤣 🤣
How come to you so 😂😂😂
This show is getting hotter and hotter🔥, we are doing mombe now! 😱. Aizwe!!.loving it!.
100% in agreement. VaMugabe vava kuseri shamwari. But am a bit disappointed nema subscribers vashoma wena. Ngava wandewoka zvinyatso bhadhara
@@turem8855 I agree,we need to show support!..
Tadzidza sure Mr Mugabe nenyaya dzemombe idzi
I like Tinashe Mugabe's calmness thumbs up kubasa ramurikuita Global DNA
Waiting patiently 💃💃💃💃💃
Nhasi ikodzero yemombe kuziva dzinza rayo 🐂🐂🐂🐂🐂🐮🐮🐮🐮🐮🐮
th-cam.com/video/9jC4NzNkDAI/w-d-xo.html
Konzero yayo mombe kuziva dzinza rayo another level now .....nhasi hakuna bota
Lol
Kkkkkk ikodzero yayo mombe kuuva kumba kwayo chaiko
Mombe yaidya bota here iyi kwayanga iri kkkkk😂😂😂😂😂😂😂😂
The second guy akashandiswa big time.taitoda munhu akanyora description yemombe.mombe inganzi haina nyanga iyo inadzo dzchitooneka woti mapurisa akanyora zvaakaonawo ,ukabvumirana naye hako mupurisa wacho.nyanga hadzikure sechibage izvo anotozviziva saAgriculture Technician.description yemombe paClearance form nemombe dzawakatakura zvofanira kuenderana.
Thank you so much Mr Mugabe nekubatsira ruzhinji rweZimbabwe keep it up be blessed
Fresh anoziva pamba pake! Cows know their home of birth no matter what!
Wow thts awesome..I'm so impressed DNA can do this..well done Tinashe Mugabe and crew
Mombe inoziva kumba kwayo hayaimbodzoka kudanga kusiri kwayo ...
Mudhumeni musahakira....you thought you would take chances mombe yakaita yenyu ...
That alone should have told him kuti yadzokera kudanga kwayo zvekubasa kwaks ratove drama
The second guy imbavha, kungwaranhema netuchirungu, that is why he didn't bring other family members.
akushayndisw ynemtbavha
It's getting hotter and hotter in the house😂gadzirisai nyika vaMugabe
Enjoyed it, very interesting
I thought you were going to interview the cows 😂
Hehehe 😅😂🤣that would be epic
Kkkk
2hrs 15min left can't wait
VaChidhakwa mashandiswa henyu nembavha dzekwenyu. Why couldn't they be there in person. Vanoziva humbavha hwavo 😢😢
I was expecting a question like "Mombe yaidya bota here?"
Hahaha 🤣 you’re wicked
Ol
This story should not have gone this far. The police have enough resources and expertise to have concluded this matter.
Expertise dzingabude pamunhu akaita course ye6 months unotamba iwe
Kwanyanya corruption
@@georgekarumazondo6414 🤣😂🤣🤣🤣
They are so lazy imagine taking custody of the cattle waiting for someone to come and claim them so they can catch the criminals
Very interesting wooow. These kids are very intelligent vanofudza mombe. Vanodzidzisa zvakawanda especially pakurima even mombe dzacho dzinotonzwa pacommunication nesu
Thank you ne different show DNA for mombe tirikudzidza
Dai vakasungisa karume ako ....mangwana kasaite ka lawyer kema sewage 🤣🤣
Kkkkk
Hayaaa, kkkk.
🤣🤣🤣🤣🤣
Pakutaura chokwadi mukomana wechirungu ange achingoratidza kuti momber vakaba. Mudhara ange anechokwadi. Unoomeswa mate mukanwa nekunyadziswa. Varidzi varamba kuuya chokwadi vachiziva
There is a difference between horns cut and those naturally facing downward, shaky usually. Hey people are thieves...🤔
Hezvo madzimai ain't fresh's mama🤣😂🤣😂
😂😂😂
Kkkkk
😂😂😂
😂😂😂😂
😂😂😂😂wherein madzibaba so we can try ....
Ko mai vekukwidzwa forogonya vakadzosa mombe yemuridzi here nhai VaMugabe takamirira zvedu another level rechirongwa
Idi ngavadzose kwaaaaa kikiki kana kumbokendenga zvavo kuti vakumbirewo ruregerero mai vaya bodo 😂😂😂😂
Bota murikudya henyu zvakanakanaka. kkkkkkkkkk can't wait 7:30pm am ready
Wanya, nhasi hapana bota
Iwe wajaira kunzwa zvedyiwa kwebota, for the first time nhasi bota zero zero 😁
🤣🤣🤣🤣
🥺 too forward 😅😂😂😅😂
Ndirikudzidza through this channel, thank you
Well done😮 mombe inoziva kumba kwayo even after a year waitenga from a village afar inodzoka chete unless vanyatsoifudza kuti isatiza
"Chikoro chinogona kuiita chimwechete,mumwe anoti mhai,mumwe anoti amai"....hahahahahaha
Vimbai episode 5 (love story 💘)
👇
th-cam.com/video/4kKPM1xbgP0/w-d-xo.html
Ku cattle rustling kwamava kuinda vaMugabe tava kuzo kutizai nendiro dzedu muma restaurant. Unosvika wonzi baba nyama yamuri kudhla iyi haisi yaBokiferi ndeya Jambureni. Nice show
Kkkkkkk 😂
😂😂😂😂😂😂 mukoma Ollie ka? Haiwa bodo. Ndaseka zvangu
Blaz avo vekuba mombe vandibhowa. Ndomombe inonzi dehorned iyoyo. Aaa yanzi yava me slight change panezvayakabva iri. Slight change yanzi ndeyei. Hanzi yava nemuchiso, ne bhera uye nyanga dzatikurei. Muchida nebell zvinochinja chimiro chemombe here. Zimbavha. Ngapasungwe munhu vagotaura chokwadi
Ahh but there are a lot of questions ..this guy says akatodamwa and he identified the cow..now akuti pamwe akarongerwa kugezerwa nyaya..but kutanga anga achida kuconfuza vaTembo ne jargon yekubasa kwake ummmm pane nyaya
Mombe yacho is a bit confusing zveshuwa pakuitarisa. Maiona here at the end of the show.
Team rekuba mombe munoda kurohwa macousin asatan zvinorwadza kubirwa mombe seni handiregereri type yakadai takabirwa mombe 6 zvikavharana zvakadaro
Ndatobooker kugara kufront seat😁😁
Thank you DNA team mukugadzira nyika
I am glad my judgment of Character is still on point. I was with 1st guy. He sounded honest and articulate. Ngavapiwe mombe yavo. Avo Mudhumeni avo kungowanza ruzivo but havana ma good points. Expertise can only be effective if backed up by facts.
Inga zvataurwa wani kuti first farmer haasati aconfirmwa the rightiful owner. Pamwe mombe ndeyekumwe
Amudhumenu imbavha😂😂 hanzi gumbo kutyoka kudii😓 saka toti havana gumbo nekuti ratyoka? Toti dehorned iyo ine full horns kungoti dzidiki dzozunguzika😂😂😂. Pindurai mibvunzo kwete kupa mubvunzo pamusoro🤦🏾♀️
Sakaapa pandirasa hamayangu sakaapa muridzi wemombe ndiyani
Mudhemeni and chitsotsi fani dziriko mombe dzinoberekwa dzine nyanga dzinongwendereka
@@josephlupiya6626 muridzi wemombe ndiBaba avo mudhumeni haisi yake unless there’s another identical cow/ox missing kumwewo. However hunhu wemombe inodzokera kumba like zvatakaita
@@evelynsatumba3648 exactly samudhumeni ndozvinhu zvaanoziva asi angaachizitiza
Im addicted to this show ... Hezvo dna iyi ndeye mombe
th-cam.com/video/9jC4NzNkDAI/w-d-xo.html
This was an interesting show Mr Mugabe. Tadzidza mufunge!
Fresh feel at home my guy.
This was interesting 👏👏
Fascinating show
Regai ndigare ndadya 7:30 ndimanje manje
Waiting...
Instinctively I am more inclined to believe the second farmer than the first. But who knows who the cow belongs to. Let's see what the results say. Another thing: chirungu chinondinetsa, what is this "dam" thing about??
Dam is "mum"
Dam ndivo Mai mombe vaidyiwa Bota vakazvara Fresh
@@chipogwatidzo5536 🤣🤣🤣🤣 haaaa Chipo manje kkkk
@@chipogwatidzo5536 😂😂😂😂😂Ahas
Kkkkkk muchishona tikuti amai hapana chenyu chikuwanika pamwana kkkkkk this time it's the mother 0 percent 😀😀😀😀
Forogonyo yangu yakakwira soooo ............
Aaah baba professional avo ndavanyarirwa🥱🙈🙊🙉
WOW DNA man 🔨
Komombe yacho yakaurawa yaive nemwana 1iyeye here dai vatesta nema siblings acho.saka uyo ange achida kuedza kuda kuzviita akangwara testifying lies achiziva kuti handiyo mombe yaakachengeta.azoona kuti maresults abuda nepasiriipo akuchinja kuti hamenowo zvavakaita pamwe panezvavakaita varidzi vemombe.hapana mombe ingadzoka padanga pasiri payo not more than once yaitoziva pamba payo
Poor Fresh 😢 akanorimiswa nembavha apa kumba aibatwa semucheche. Kusina mai hakuendwe shuwa
Lol
lol kkk
Ndini nani tisingafarire chi ad che shake off chinobuda icho nhai
Neniwo hako iwe. Ini that's why I wait and watch after show yapera so that I fast forward pa advert iyoyo 😏
I always fast forward
Keep on revealing the truth Mr DNA
Vimbai episode 5 (love story 💘)
👇
th-cam.com/video/4kKPM1xbgP0/w-d-xo.html
Ndokumbirawo kuziva munhu akaimba ye open discussion iyo ..uye kti inombonxi kudii chaizvo.i always dance ka bit ke song iyi
Justice must prevail!
Yeeeeh
Why not test that Ox together with its siblings in the kraal just to be certain?
Semunhu akambofudza mombe I tell you mombe imoziva kudanga rayo nomatter what, dzedu dzaiita missing but taidziwana dzakamira padanga always
VaMugabe huyai kwedu ndine chigumbu ndine chikotora chazadza mbudzana dzepa next varikurambira nadzo hanzi dzedzavo for the why.ndikuvati how come to you so ndipei mbudzana dzangu coz chikotora ndechangu
Saka mombe kwayanga iri yaigara zvakanaka nedzimwe here bota yaiwana here kkkkkkk
No bota this week ....lol
Manje mama vakuda mari 5 000 mombe yakashanda zhizha rese 🤓we learnt about dams as well thank yu dna man🥰
New words dam ,buds, dehorned
Tadzidza nhasi
Way back in Murehwa takambobirwa mombe two nevanhu vekwachidhakwa ,I'm not sure if they are the same people but kana varivo vakobva kuside rekwana Murewa those guys vanoba mombe dzevanhu kubva kare.
Kwamurewa chero dzimba dzinobiwa kkk
Kwaiva nembavha kuya
VekwaChidhakwa mbiri yafamba 🤣🤣🤣😂😂😂
The other family didn't come Vange vachiziva nyaya yavo..kusundira uyo..iye kutoda kutsoropodza muridzi wemombe....nekutya akusapota uyo hanzi papers took long time to come out lol..Thank you Mr Mugabe we are learning a lot from you..Next Episode bota bota please 🤣🤣🤦
Mombe yakaitwa de horned kuratidza dzakabviswa dzinozomera dzichibva kupi?? Is that even possible kuti dzakazomerera zvavanoti mombe yange yane slight changes 🙆♀️🙆♀️🙆♀️
Tembo manje hanzi munhu wese akaenda kuchikoro Tembo rambai kunzi hamuna kudzidza anojairira
Didn't know kuti mombe dzoenda kumaDNA test thanks vamugabe
Zvokwadi you give people peace of mind nechirongwa chenyu ichi vaMugabe
Interesting yet educative episode but having Bota withdrawals.
i didnt know kuti mai vemhuka vanonzi "Dam" thanks vaMugabe , tadzidza!
Vimbai episode 5 (love story 💘)
👇
th-cam.com/video/4kKPM1xbgP0/w-d-xo.html
Thk you Global dna tikudzidza zvawanda
Waiting
Waiting mr DNA
Thank God to science
Very interesting show