Kana madya mari makadya Musade kusiririsa .siyanai najoy asi imi hamunyari kuda kuita business nemari yemurwere Makatirwadzisa dai makaenda kulndia ruth ari mupenyu.
Ahh bhudhi ,joy haana kana zvaambotadza .shea tying to say ruth anga arwarisa chete ,,maakuto munodzorera mari sei futi imi makamborega mai ruth vachitsvaga mari kuruzhinji rwezimbabwe...daiakangotengesa zvishoma zvachoka nhai..mwana akakasika kurapwa
Kana madya mari makadya
Musade kusiririsa .siyanai najoy asi imi hamunyari kuda kuita business nemari yemurwere
Makatirwadzisa dai makaenda kulndia ruth ari mupenyu.
Zvamuine ma assets ekutengesa anowana mari inodarika 80 000 yacho, makadii kungogara marapisa hama yenyu moga.Public funds needs accountability.Dzosai mari ipiwe varikunyatsoda help
Chero makabatsira asi joy akatadxa kutaura apa
@@YolandaNdudzo wataura chokwadi haakonzero dzekuti atuke vanhu ivo vachiri pakuchema
Chaitwa ne ruoko rwe rudyi boshwe usatarise
Joy anoda kuonererwa anekahunhu kechihure so kana aida mari bac dai ataura munezvakanaka than kutuka
kana mari yakakwana yekuti ayende kuindia sei musina kumuendesa
This is bad Joy😢
Accountability ikudiwa hayo but mmmm the way you are going about it ka iiiiiii hameno.
Haiwawo. He is talking too much nonsense. Where is the money? Ndimi makauraya Ruth hama dzake
Maidi kuendesa mwana imiwo haiwawo
Ahh bhudhi ,joy haana kana zvaambotadza .shea tying to say ruth anga arwarisa chete ,,maakuto munodzorera mari sei futi imi makamborega mai ruth vachitsvaga mari kuruzhinji rwezimbabwe...daiakangotengesa zvishoma zvachoka nhai..mwana akakasika kurapwa
Mashoko aJoey haana kunka
You said Ruth was not talking saka makazotaura naye sei
Kati imi sekuru marima chatinoziya ndechekuti ukapawaturika musanetseqe kuti hee mariyakaendepi iyindo subordination yeku netserwa mari musamupe mariyachoget alawyer tostop this nonsense yajoey uyu wether mkuidya whois she report her topolice😮
Kana mune mari stereki saka ma donation maimadii?
Mari ngaibude zvayakashanda every penny I am with Joy
Uribenzi
Joy unofarisa Social Media iyi
Joy is not wrong dzoserai Mari yose nekuti joy newamwe wake wakuita kunge mbavha
Ndizvo zvinoita mazimba akabatsira vanodzoka voda kuonererwa kutsvaga kudiwa chero mari yakadyiwa zvekuti munhu haana nyama zvanga zvabvep anodyiwa hr anonzi haana nyama
Hapana chakatadzikwa naJoy apa
Famba zvinyoro nyoro Ruth mwana weNjanja
Ko Vana CHIHERA vanhu rudzii vane pamuromo pakadai
Ibvai apo vanhu vasina dange
Zvinondirwadza veduwee
Haiwa iri ndozimbavha chairo haiwa
Mukoma Zig
Murume uyu anenge tsotsi zvake
Kure ukooo Nigel tibvire wakaba mari yemwana wai limiter mari yemwana kuti arapiwe shungu dzako dzaiva dzekuti afe plus ruth wacho anga atovawo skeleton uya zvaingooneka wani siyana na Joey iwe urikuvenga kuti akasimudzira nyaya yemari kuti yakaindepi chete
Joy batsira hama dzako u are fake unoda kunzi unogona hut haa siyana nespeed unotobhowa uzvizive
Joy didn’t do anything wrong but the family just wants to divert the main issue that funds were misused and as a nation we need accountability
Joy is not wrong dzoserai Mari yose nekuti joy newamwe wake wakuita kunge mbavha