ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
1. Kudenga kwakanaka kupinda pasi panoM’ponesi wedu anogara iyoAri kutidaidzira kuti tizogadziriraNge’yo nzvimbo yedu yakanaka kwazvoChorusTizoona Muponesi, tizomuchingamidzaTizogara naye nekusingaperiTizoona Muponesi, tizomuchingamidza Tizotonga naye nekusingaperi2. Kum’soro kwakanaka, hakuna chakaipaRuriyo rwizi rweupenyu iyoJesu Kristu, Mambo weyo, ane dendemaro rakeAsi vanhu vese vanomuwombera.3. Rugwaro rwake Mwari, runotitauriraRunakisiso rweyo rwakakomba,Runopinda zviro zvese, runopinda kutondera,Rwakagadzirirwa vanhu vakanaka.4. Makwanza ayo ese aitwa ngendarama,Misivo yese yakanakisisaUkuri ngehwemahwe, akanaka, anokosha,Zviro zvese zvinopenya nekubaka.5. Zvizhinji zvakanaka zvagadzirirwa avo,Vagara zvakanaka pasi pano.Mwari anotida kwazvo, tinokomborerwa ndiye.Ndizvo ngatigadzirire kuendayo.
Powerful hymn
Powerful and inspiring song.Am blessed
Pane madhara achingamidzana zvandada. Ndabva ndaona ndichichingamidza muponesi saizvozvo
Amiin
Amen❤
I like this song ,
Tizoona mponisi kana takunda
Goated already
🙏
Amen ❤
1. Kudenga kwakanaka kupinda pasi pano
M’ponesi wedu anogara iyo
Ari kutidaidzira kuti tizogadzirira
Nge’yo nzvimbo yedu yakanaka kwazvo
Chorus
Tizoona Muponesi, tizomuchingamidza
Tizogara naye nekusingaperi
Tizoona Muponesi, tizomuchingamidza
Tizotonga naye nekusingaperi
2. Kum’soro kwakanaka, hakuna chakaipa
Ruriyo rwizi rweupenyu iyo
Jesu Kristu, Mambo weyo, ane dendemaro rake
Asi vanhu vese vanomuwombera.
3. Rugwaro rwake Mwari, runotitaurira
Runakisiso rweyo rwakakomba,
Runopinda zviro zvese, runopinda kutondera,
Rwakagadzirirwa vanhu vakanaka.
4. Makwanza ayo ese aitwa ngendarama,
Misivo yese yakanakisisa
Ukuri ngehwemahwe, akanaka, anokosha,
Zviro zvese zvinopenya nekubaka.
5. Zvizhinji zvakanaka zvagadzirirwa avo,
Vagara zvakanaka pasi pano.
Mwari anotida kwazvo, tinokomborerwa ndiye.
Ndizvo ngatigadzirire kuendayo.
Powerful hymn
Powerful and inspiring song.
Am blessed
Pane madhara achingamidzana zvandada. Ndabva ndaona ndichichingamidza muponesi saizvozvo
Amiin
Amen❤
I like this song ,
Tizoona mponisi kana takunda
Goated already
🙏
Amen ❤