Ayiwa vanhu ava ngavabvisve apa ndiko kuzvipedza mapiritsi haudi hautendegwi ko operation wakaitwa kupi imi musingabvumigwi dai mutori wenhau amubvunza
Anemia kana ndabata zita zvakanaka. Mwana sikana wechidiki. Makore ake ari pasi pegumi nemasere kana kuti atokwanisa izvozvi. Kapfambi kechidiki, kura mupfungwa mwanasikana.
Murikuzopabva muchida musingade madacha evanhu mukadzi arikutaura she is under 15 Ishaemal is clever ndosaka achiti vasatorama birthcertficates hadi kusungwa nenyayadze underage
Ngakuvarwe Ku purazi uko tinoziva Sei Kuti une makore mangani usina birth certificate Uri Mhuka here usina birth certificate munyika dzese pane munhu Anorarama Adina chitupa hamuende kuchikoro Sei
ZVakwana chienda hako kuxcool shame yu were brain washed yu were able to read +15 asi mwana waurikubara ahudi kt agonewo kuverenga shame thank God yu were saved
Wakaitwa operation kupi nhai mwanangu
Mwana ngaande kugrade 0 uyu. Pwere iyi
Haaaaaa tibvirepo iwe mwari wenyu achagara mujeri kusvika madzokera kwamakabva
Habva pane zvana zvirikungochema 😅😅😅 kuita kunge pa baby clinic haya kkkkk
Ibvaiko purazi ngarivharwe.aOperation akaiwanepi kana vasingaendi kuchipatara 😳😳😳
Muchadzokera kumusha kune hama dzenyu kwamakabva ikoko muchiti hamusisina hama vaDofo imi, Mwari venyu vaIshu vari kuorera kujeri
Ndosaka muchizowanikwa marazor mumakuva, operation kupi, wakaitwa nani
Operation yakabvepi iwe usinga endi kuchipatara
😂😂😂😂
Wano nyepa chekuti pano 😂😂😂😂😂😂 vanotaura vese zvakafanana kunge ma robots aka programwa.
Kkkk aka oparetwa na Ishu
Nhai zvako, haanyari kana akatarisiwa munoona pasina Kuda kutswaka nyaya kumapurisa
Mwana mudiki anofanhirwa kuonawo zvirikuitika munyika kunze uko. She is a child having another child. Shame😢
Uyu wachowo atori mwana mudiki.Haana 18yrs uyu !!
Mwana mudiki uyu,to think ane umwe mwana wemakore 2,am sure she was married off when she was around 13/14,she doesn’t looks 16/17
She looks 17 now😢😢😢
Very true mwana uyo anotofanira kunge arikuchikoro
Vanhu ava siyai vagare zvavanoda ivo vatori bhoooo
Dudu arikudzwika back ground kkkk
kkk ndamunzwawo
Uyu anotoda shamhu nxaaa zidzungairwa mbuya iyi inoda kuvharirwa futi
Kakatanga nyoro kari kadiki kamwana aka inonaka nyoro hamumbokagoni ndokutaurirai ini
😂😂😂😂😂ayaa
Whoelse anzwa voice ra dudu ku background 😂
Ndarinzwa
Plus 15 years yakatadza kunzwisisika sezvo chikoro pasina,maonaka zvakakoshera chikoro
Shes saying they dont get married young yet she's a baby carrying a baby
She is not young
Mwana uyo hauzvioni hr
@@nancyngobeni6105 Kana chitupa chake chichitaura kuti haasi mwana whatever you think is irrelevant
Ayiwa vanhu ava ngavabvisve apa ndiko kuzvipedza mapiritsi haudi hautendegwi ko operation wakaitwa kupi imi musingabvumigwi dai mutori wenhau amubvunza
Wajaverenga unogona kuverenga wakaenda grade one kupi??
Kudzidza kwakanaka chokwadi saka kunzi +15 yrs zvinoreva kuti une 14 yrs here nhywe wakapusa shuwa😂😂
Manje mwari wenyu ari kugara mujeri kusvika maenda kudzimba dzenyu
Ko mwari wavo takanzwa kunzi Ana Lawyer 😂ndopaunonzwa zvichinzi mwari
@@JemimaBhobho-y1c kkkkkkkkkkkkkkkkllkkkkkkkk misoro yavo yakazara mvura inotoona wega kt vakamwiswa mvura yemabeche
@@fortunateshoko1660 kkkk hezvoness ndafa kkkkkkk
Yakaita nyaya nezuro kucourt vamwe vechurch vakuti ko lawyer nderei mitemo yechurch yedu haibvumire
😂😂😂😂
+15yrs anditi zvoreva kuti more than 15 here Saka arikutiiii
😂😂😂😂😂😂+15yrs kkkkkkkk dzoka kuchikoro Iwee taneta nengano dzenyu vnhu vekufarm chitinongoda kuti mubviswe ikoko mudzoke kuhama dzenyuuuu
Vakunakirwa nechihure
Ko chitupa wakachiwanepi usina birth,, these people are corrupt
Form 3 chaiyo mwana mudiki uyo
Mwana wako here
Dhudhuzile akunzwika kutaura
kkkk
Imbomira izvozvo 😂😂😂😂😂
😂😂😂
KKKKK
❤
She looks young
Mudiki zveshuwa
She's below 18 years
She is
Plus 15 years ya rocket science kune dofo iri 😂😂😂😂😂😂. 15years + 😅😅😅😅😅
Tarisai maziso ake Mcheche wemwana uyo arikutaura zvekuudzwa nevakuru vavo
Duduzile aripi ?
Pwere iiyi iri kutiiko kugara zvakanaka canaan ipiki dzikamai imi
Hayiwawo makashqndisirwa mishonga apa
Vapositori wataura kudaro becoz munyika hamuna mabasa kutengesa musika chaiko unotorerwa zvinhu Saka ndosaka warikuti wakagara zvakanaka nokuti munyika munenzaea kundzw uko kurikupisa hama nyika ino inenhamo yakakura vamwe varikurara nenzara vamwe warikuenda kumabhawa vakadzi kunohura Saka warikuona zvirinani hongu pane ma disadvantages asi kuside kwawo warikutarisa ma advantages hongu vamwe vakasiya ndzimba mutown asi imba haudze chikafu inotoda kuteerwa
Dofo 😂😂😂 munhu ngaadzokere kutyoro
Haasi kufara zvake mukadzi uyu face yake irikutaura zvakawanda
Wakaverenga sei musingabvumirwi kuverenga wagara urimudiki
Kuda kurarwa chete ndizvo zvavanoda kusaziva kwakafanana nekufa
Tarisai zera racho rikutaura mwana uyu haachitorina pfungwa hake.
+15 years kurevaka kuti 15 nd above.humwe hudofo soo
Kkkkkk ndaseka zvangu,
Mapostori anetsa. Vavekuita zvisina maturo. Ngavavare zvima shrine izvo.
Vakadyiswa Ava vari kushandiswa nezvikwambo avo Havana kukwana Ava vatikutambura vanhu
Vana ngavaende kuchikoro hoyo onyadzisa pamberi penyika +15yrs oti i14yrs haaa
Ko kwaIshumaeri kwava kuitwa maoperation musapenga kucanaan kwenyu
Njere Shoma dzakashata chokwadi ska uri kurumbidza hudofo hwako ihwohu kuita sezvinoshamisira zvekuroorwa muri zvanana kudaro chakanaka ipapo chiyi nhaiwe dzungairwa
Vakamwisa mbiya yekupupura nhema , Saka operation yakaitwa nema damasiko here haaaa nhema dzacho haiwaaaaa
Kunge kungwara , kunge kudzungaira, kunge kudiiko , kunge vanhu vakamwa mudzepete, muchamamwa mapiritsi chero emusoro muchaamwa kachupiti kemukadzi kari pasi peudzvinyiriri hwalshimaeri, manje Mwari wenyu akavharigwa kaa ukoo.
Anemia kana ndabata zita zvakanaka. Mwana sikana wechidiki. Makore ake ari pasi pegumi nemasere kana kuti atokwanisa izvozvi. Kapfambi kechidiki, kura mupfungwa mwanasikana.
Vakadziswa vanhu ava
Mumba mani imomu?
Haugoni kuverenga nyarara
😮hausi kuona kut wadzoka watsvukira kubva kuchinhoyi
Taneta nenyaya dzemadrama
Zvakaoma😢😢😢
She's under age and vakanzi under 18 lets go
Vaingoreva kuti uri above 15yrs, zidofo, karombe kemunhu.
Anotori mwana wo uyu
Kkkk ko kusunga gotsi uchitaura zvisina basa,hee ndakabvunza mkuru wemapurisa chichi,+15 zvinongoreva kuti ukufungirwa kuti makore ako i15 zvichienda ,ko iyo porisi yacho inowana simba panezvematongerwo enyika chete vachisiya zvakadai sei
Duduzile ngaambonyarare
Bvapaaa hautozive makore ako iwe
Iweurimwana wakaita mwana wako.manje mukudzokera kwamakabva
Usanyepa iwe uri mwana mudiki chaiye
Mazitununu aya kuda zvinhu
Ko wairambirei kupinda mubhazi mapurisa angakuitei
Ko nevamwe veri ikoko vasina Vana Mai vavo wani
Ahuna nyaya tidzokerere kuchikoro uko nxxa...
Murikuzopabva muchida musingade madacha evanhu mukadzi arikutaura she is under 15 Ishaemal is clever ndosaka achiti vasatorama birthcertficates hadi kusungwa nenyayadze underage
Ngakuvarwe Ku purazi uko tinoziva Sei Kuti une makore mangani usina birth certificate Uri Mhuka here usina birth certificate munyika dzese pane munhu Anorarama Adina chitupa hamuende kuchikoro Sei
Duduzile ane noise veduwee😅😅
Akumhanya bani Dudu, kupenga chaiko
Duduzile kwatova kupenga chaiko!!.Vanhu vose vakaiswa muhari/mubhodhoro.
She is very young
Imwe mhosva futi yekuchekana nemarazor vachiitana maoperation. Anoitwepi iye asinga ende kuhospital. Kutozviisa pajekerere. Jarikutofunga kuti karikugona kutotaura iko kachiporonga. Shame
She's young uyu
Operation wakaiitwepi musingaende kuchipatara
Pamweka razor nemadish nemabucket zvinowaikwa mumakuva evanhu vavigwa
Nhema dzega dzega
Urimwana iwe zvirikutoonekwa
Endai kumamisha enyu
Ko operation inobvepi ivo vasingaende kuchipatara
Operation wakasonwa nani nxaaaaaaa
Ratove dzungairwa iro
Iri dokosi remunhu tibvire apa
Uri mwana iwe
Jeri ndiyo mboma kusvikira chidhoma chiri pana pana amai ava chapera simba
Mukadzi uyo she's below eighteen years if you look at her
makanaka madzimai ibvai kusango uko nxa
Twave twundururani tukadzi utwu
Chitupa akachitora cy asina birth kanonyeba
Iwe ukataura zvekunyepa uchapinda mukatii
Eish this people don't care about their future and for the kids
Ane 14 yrs uyo
At your age you must be in school god have mercy
Dofo remakoko
What can they say?they don’t even know what’s out there….whats good about tht background ine mawardrobe akare kare iwayo?
This girl isnt a day above 15yr
Dhudhu izwi rake
Unonyeba nxaaaa
Kanodzikanga nyaya yake haisi straight
How can one have an operation when they are not allowed to go to the hospital?
Nonsense kuda chihure ku canaan hakuna chimwe
ZVakwana chienda hako kuxcool shame yu were brain washed yu were able to read +15 asi mwana waurikubara ahudi kt agonewo kuverenga shame thank God yu were saved
Nonsense mhani operation yacho wakayiitwa Nani futseki rubbish. Zvimapenzi izvi madununu
Underage mom
Mupurazi umu chibudaimo mava kuita Satanism
Ko vamwe vakadzi vakasara handiti vakasara vachichengeta mwana handiti you are one family hapana nyaya you are brainwashed