Goto is a special dedication to every spirit medium in Zimbabwe. Nekuti kazhiriri unotokanzwa chete kuti vekwako vadavira❤❤❤. It hits differently with every performance Wagwiziii Mhondoro yenyika. Vekwangu approve!!!
we must all put respect pazita remufesi uyu ,maruva ake achiri mupenyu uku ndokunonzi kurongeka mmm unonyatsonzwa kut yaa ndizvo zvandakambonzwa the sound is clear akurova nemo nemo
If you noticed that he was wearing a shirt with garry drop a like
This is not jus 1 GOAT Atori danga Rembudzi 🐐🐐🐐🐐🐐
Goto is a special dedication to every spirit medium in Zimbabwe. Nekuti kazhiriri unotokanzwa chete kuti vekwako vadavira❤❤❤. It hits differently with every performance Wagwiziii Mhondoro yenyika. Vekwangu approve!!!
May I have loyal people like Stimela to Jah Prayzer😊
This is a billion dollars band , uyo akadhura gamuchirai haasi ma artist edollar Ayo. Hats off.
Goto is spiritual 🔥🔥🔥
Stimy Stimela loyal since day 1❤❤❤
Vengai zvenyu asi Jp wakanyanya chibaba ichooooooo Wagwiziii
we must all put respect pazita remufesi uyu ,maruva ake achiri mupenyu uku ndokunonzi kurongeka mmm unonyatsonzwa kut yaa ndizvo zvandakambonzwa the sound is clear akurova nemo nemo
The lady can sing 😊
Feels like its Lemi Alade herself
That lady singing made my day she can smile and sing nice
KADOMA center of joy in Zimbabwe
My heart goes out to Chitima. Stimistemela...❤❤❤❤
I havectwo wishes in life 1)to see Messi and Ronaldo play on the same team 2)to see JP and Winky D collabo.
Havana here collabo winky najah
JP is the King👑
The Chiremerera track was responded to with so much love.
Sound quality on Machembere mmmm top notch
JP is gifted in signing and l love his voice and almost carried away by huyai tinamate Mwari we muchinjikwa unorema haaaaaa excellent JP wakanyanya
Dzinga mweya yakaipa kuti svaaa.
Haa Jah prayzah chimira hmm munogona mwendamberi 👏🏿👏🏿👏🏿
Uyu ndomuda uyu kunyange akabuditsa bhama achikosora chete ndomuda zvakadaro ❤Wagwiziiiiiiiii🎉
What a great performance was Gwiziiiii
😂😂😂😂😂 ndakambozvitaurawo
haaa JP he talented zvekudaro mufesi uyu... makapenga mwendamberi band rakarongeka competition hamuna henyu
ZIM SHOULD OWN THIS SOUND BEFORE THE BURNAS AND DAVIDOS DO
JP never disappoints, thts not a secret . Choounza mfaro ichi
Haungamise kunaya kwemvura 🙏🏿
Aaaah uyu munhu anongondiitira guyz. So much love for you wagwiz and your team
Dear God 🙏Keep this Man
We want you Here in China 🇨🇳🇨🇳WaGwizi. This performance was on another level!
LongLiveJP ✊🔥
Good quality Odyssey Entertainment 5star tiri kukudayi futi kuma ghetto yut uko
an exceptional perfomance Wagwizi , kudos to the sound engineer too sound inyama iyo
Hands down, Greatest of all time 🎉🎉🎉❤ Mwendamberi munogona 💃🏾💃🏾💃🏾
Stimy well done on Yemi Alade cover you are the best mommy 🥂👌
I love how he uses body positive women - my wife is plus size and we appreciate this especially of zim
Wenge bere,wanga wakarara ,Goto
Tobvatati SVAAAAA❤❤
In respect of the late Garry Mapanzure
Musamufananidze murume uyo haasibho uyo #wagwizi
People are being ARRIVED the last song Goto is Arriving all
This man is a Legend
kkkkkkk ku araivhwa
Sound was on point...one of the best live videos in Zim
Glad you enjoyed it
Mudzimuoyoo zvemunonge makafuratira ....this guy so guys ❤❤❤❤
Dze dze Muchinjikwa unorema this piece triggers wagwiziii tooooo spiritual
Muchinjiko is my favorite song. Gospel song in Zimbabwean context.
Respect jar guys hameno kuti munoenda makashama kuvakuru kuti zvidiiko ,l love u munhu mukuru
Fire performance JP.
Svaaa the goat he did it again❤❤❤
Wagwiziiii iiiiiiiiiiiiiiiiii never disappoints ❤
Goto is a very spiritual song
zvikanzi machinda ndakanda hakata dzirikuti mese muchakwidza maksta ❤❤❤❤❤❤
Just imagine prime Thomas Mapfuno and/or Chiwoniso Marayire featuring with this Guy ...
JP a legend
He featured Chiwoniso
The GOAT has done it again
Pa fair idzi dzorova zvekutodaro
My favorite artist of the moment
❤🔥❤🔥❤🔥on live perfomances JP remains the best. Goto song was extremely well done. welldone JP
Goto song is so spiritual
You're the best JP❤wagwizi🔥 Africa is blessed 💯
ndokugona uku
jp is making hits only ,as for gaffa we have best perfomance at stage and hits♨♨♨
😂😂😂😂😂😂hakuna zvakadaro
❤❤❤ The goat was goated shame 🎉🎉
Mudzimuwoye zvamunenge makafuratira✨
big up JP Great perfomance much respect for wearing t shirt in memory of the late GERRY MAPANZURE
Fatima Katiji stimela mwana anoimba mhani
This was a super performance
JP chibaba😊
I love the HAAAH
Jah Prayzah ihondo dzemadzikirira hondo nyacho inopera wamuika mmmmmamana. airova ma Hits chete hahahaha
Haa kune vasikana vakapfeka mashorts uko.Jah P ýou gained some dancers😂😂❤
the GOAT.. the best there ever was
New Subscriber Odesy !!! This is lit 🔥
Welcome aboard!
This was the best at kadoma, classical perfect performance
Goatest goated🐐🐐🐐🐐
I have listened to Jah Prayzah from OR Tambo to Atlanta and I will asl for no more.
Mwendamberi munogona🤗😍
Uyu anogona Uyu. Period
Gotoo for mee kunzwaaa vekwangu vave padhuzee dhuzee.everything was 💯. Stimela unoimba wangu❤❤❤
Stimela yangozi inopedza dzinza rese haripike unogona stimela kutodarika iye
Stimy is like the highlight of the 3G Band akanzi haasisipo tichachema hedu isu Team Wagwizi
Musikana anogona kuimba
The lead guitarist haaaa chi baba mhani
🎉 Jah ndomuda ini
odysey kwakuseri
Well done Odyssey Entertainment. You gained a Subscriber. Kadoma Ahoy!!!
Thank you, welcome 😁
Second best artist after cheso
Goto my favorite wagwiziiiiiiiiiii u a the best
Chibaba i salute u Wagwizi chero ukakosora chete ndinongobaya like
Performance is lit 🔥 🔥
JP to the world 👏
Gotooorinehwema haaaaaaaaa machembere muripi
The real Goat , come to Mozambique
Goto❤
Instrument repana goto iro huchi 🔥 🔥
My favourite ever very proud of you mwana wa Chihera my brother ❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉xxx🙏🙏👏👏👏👏🙏🙌🙌🙌👏👏👏👏👏👏👊👏💗💕💕💔💔
Ndikunzwei futi muchicompeya JP nezvinhu zvisina basa
😂😂😂😂tovamamisa
Taura hako taneta
Vaudze vanhu ava
KMF is a hit national event
job well done 👏👏👏you never disappoint you're always on point👏👏👏👏👏👏👏
Umm Goto is spiritual,Jah ma1
Kadoma ine moto mubhurugwa😂
Wagwizi wezhowezha. Stimy stimela i love you. I cant JP without stimela especially on the traditional songs....
NDINE ZODZO NDINE MHONDORO INGOTI VAGWIIIIIZI....CHOREMA ICHOOOO
Those who sow Makhadzi in the crowd @ 03:05 raise your hands.
Stimela❤
This is job well done, serious business, keep it up Jah ❤ ramba wakazvininipisa brother
Zvakwanaaaaa Jah Prayza❤❤❤❤
Pambira ma1
Gogo should be national anthem
Guys batai stimmy❤❤❤❤❤🎉
Stimela hoyeee!!!❤❤
Zim sound engineers let the crowds down sometimes. Electrifying performance all the same.