Ane Nyoka Inorutsa Mari Hanzvadzi Dzisingaroorwe

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 26 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 233

  • @wisdommatande1412
    @wisdommatande1412 10 หลายเดือนก่อน +13

    Sly please tipeiwo life after visiting sekuru tiwonewo kuti vachazodii the likes of Mwale and Banda even Tambu and her family

    • @malvenbenwell
      @malvenbenwell 9 หลายเดือนก่อน

      Vataura chibaba

    • @Matchmore-v1t
      @Matchmore-v1t 9 หลายเดือนก่อน

      Sure

    • @masterdaniels4860
      @masterdaniels4860 7 หลายเดือนก่อน

      great request*

    • @Goodshepherd.
      @Goodshepherd. 7 หลายเดือนก่อน

      I have asked for that many times.

  • @NyaraiMashingaidze-j5i
    @NyaraiMashingaidze-j5i 10 หลายเดือนก่อน +13

    Ndadzidza usangochiwe vanhu wane mari vazhinji wakaromba

    • @vinceben9307
      @vinceben9307 10 หลายเดือนก่อน

      That's true 👍

    • @pearlmambinge451
      @pearlmambinge451 10 หลายเดือนก่อน

      Chokwadi inzwai hanzi mukadzi akafa😮

    • @mikajones3018
      @mikajones3018 6 หลายเดือนก่อน

      This is a fake video.

  • @freechipom
    @freechipom 10 หลายเดือนก่อน +5

    Yeah zimbabwe yarema shuwa....
    Ngatigadzirisei nyika vanhu vashande
    Sekuru sando dzenyu

  • @MavhimaMugova
    @MavhimaMugova 10 หลายเดือนก่อน +10

    Vanhu vakaromba vanotya kufa but ivo vanokanganwa kuti vakauraya vamwe uye kutambudza mhuri

  • @EverestSimau
    @EverestSimau 10 หลายเดือนก่อน +7

    Blaaz va jatiwero chete

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 10 หลายเดือนก่อน +9

    Big up Sekuru Chigochamazizi❤❤❤

  • @ETS2_Fanatic
    @ETS2_Fanatic 7 หลายเดือนก่อน +1

    Dzakafanana naJatiwero

  • @HKM264
    @HKM264 7 หลายเดือนก่อน +1

    Hongu nyaya dzekuromba dziriko asi iyi ndeyenhema😂😂😂

  • @patiemadunapatie3145
    @patiemadunapatie3145 10 หลายเดือนก่อน +6

    Kunzima phandle lapha we need prayers

  • @paige007
    @paige007 10 หลายเดือนก่อน +4

    Sly kana wave desperate nekuti Robert akaenda kunotanga business rake nen'anga dzake izvi zvakunyadzisa ... hakuna zvakadaro

    • @tendaithomasmadiro3894
      @tendaithomasmadiro3894 10 หลายเดือนก่อน

      hahahaha iri ndodrama manje handichaoni ka channel aka

    • @paige007
      @paige007 10 หลายเดือนก่อน +1

      @@tendaithomasmadiro3894 haisi slymedia yataiziva iyu

    • @paige007
      @paige007 10 หลายเดือนก่อน

      @@abigailcharakupa8490 taura hako wamai ndakutoshaya kuti zvirikumbofamba sei

    • @paige007
      @paige007 10 หลายเดือนก่อน +1

      @@abigailcharakupa8490 taura hako wamai Dai akapa Robert mashares pacompany vaisvika Kure but mazim problem hundyire too much ... Should have been a family business

    • @paige007
      @paige007 10 หลายเดือนก่อน +1

      @@abigailcharakupa8490 hazvijairike izvi ...

  • @kingsdaughtersaltoftheeart5194
    @kingsdaughtersaltoftheeart5194 9 หลายเดือนก่อน +1

    Ummm nyaya iyi ndine??? Nyoka haina kana kumbotiza plus irikutoratidza kuti yakafa hameno. It looks like rubber snake iri kutopenya zvayo. Plus muridzi akatobhuruvara hazviratidze seari kudya mari🤷🏽‍♀️

  • @ShaolineMandeya
    @ShaolineMandeya 10 หลายเดือนก่อน +9

    Drama renyu iri richapera rini munhu ari kunzi akaromba ane mari ganda rake rikutoratidza nzara chaiyo shirt yaakapfeka hairatidzi munhu ane mari

    • @SelmaMashedzanwa
      @SelmaMashedzanwa 10 หลายเดือนก่อน

      Kkk😂

    • @pearlmambinge451
      @pearlmambinge451 10 หลายเดือนก่อน

      Ganda racho haridaire mvura nemafuta 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 ndapera strong ini

    • @ssam1430
      @ssam1430 10 หลายเดือนก่อน

      Fake dzega idzi

    • @nokuthulaphiri2139
      @nokuthulaphiri2139 10 หลายเดือนก่อน

      😂😂that's true but some of them you see that badla kahle but abanye I think they shouldn't have done it ngoba the family just suffers nje and won't even take a bath.

    • @KellyKeasher
      @KellyKeasher 10 หลายเดือนก่อน

      Ko iyo mornach yacho 😂

  • @nyariemangasawa3038
    @nyariemangasawa3038 10 หลายเดือนก่อน +2

    Zvakaoma wena apa unenge uchiti Mkwasha wangu aneBag

    • @rayandria2722
      @rayandria2722 9 หลายเดือนก่อน

      Be careful ladies

  • @SRJ419
    @SRJ419 10 หลายเดือนก่อน +8

    😂😂😂Ana sekuru vawanda

    • @LankenNkomaLondon
      @LankenNkomaLondon 10 หลายเดือนก่อน

      yaaaa taurayi henyu

    • @claitosverengera117
      @claitosverengera117 10 หลายเดือนก่อน +1

      Vawanda zvese nenhema dzichiwandawo

    • @bernarddingindawo1462
      @bernarddingindawo1462 10 หลายเดือนก่อน +3

      Kkkkk anditi vazukuru makawanda

    • @emmahgovera8385
      @emmahgovera8385 10 หลายเดือนก่อน +1

      Vawanda kudarika vanhu 😂

    • @bernarddingindawo1462
      @bernarddingindawo1462 10 หลายเดือนก่อน

      Ko Ivo asekuru avagone kugadzira Mari iyi vandipewo

  • @donaldmupfudzapake9810
    @donaldmupfudzapake9810 10 หลายเดือนก่อน +3

    Fake things, this is 100% drama
    Hazviko izvi
    Nonsense 😂😂

    • @mikajones3018
      @mikajones3018 6 หลายเดือนก่อน

      Vakandi Bira Mari .. it's fake true

  • @Bvaru-vz6sf
    @Bvaru-vz6sf 10 หลายเดือนก่อน +2

    Vakuita ma drama ava kupisa mari imhosva vanhu ava vati ku advertiser n'anga iyo

  • @tendaimabvura-hi9xo
    @tendaimabvura-hi9xo 10 หลายเดือนก่อน +2

    Ummm why they catch one type of snake everywhere

    • @ssam1430
      @ssam1430 10 หลายเดือนก่อน

      There is only one supplier in Zim

    • @mikajones3018
      @mikajones3018 6 หลายเดือนก่อน

      It's a rubber snake.

    • @mikajones3018
      @mikajones3018 6 หลายเดือนก่อน

      They took over 500usd from only to catch this same snake .. hakuna chinoitwa usinga bhadhare .. it's only a way to squeeze out whatever you have .

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 10 หลายเดือนก่อน

    Sekuru hamusi mapesanisa kuromba nekuroya hre? Itype yemunhu anganzi akaromba hre ane skin isingatomboratidzire kuti inotombowanawo body cream and lotion.

  • @blessingmashandureblessing9650
    @blessingmashandureblessing9650 10 หลายเดือนก่อน +1

    Ngavasapise mari iyo iripe ngozi yaakaita yekuuraya madzisekuru😢😢😢😢😢😢

  • @Marvissinge
    @Marvissinge 9 หลายเดือนก่อน

    Nyoka yaiswa mubucket no movement pabucket apo ichokwadi here ichi ...munhu ane haadaro isu majbg hustler tirinani tinofamba netsoka takatsiga stock mmmm musatinyepere imi

  • @norestmasuku3981
    @norestmasuku3981 10 หลายเดือนก่อน +2

    Jatiwero Matemai

  • @GovathManuel
    @GovathManuel 9 หลายเดือนก่อน

    Tinokutendai mukoma sly nekutizivisa vamwe vana sekuru vasiri ana tasvu nana kanengo takabvako takadyirwa mari hapana chakabuda mufunge

  • @acmfirst5481
    @acmfirst5481 10 หลายเดือนก่อน +3

    Animal abuse at its best.
    Hakuna nyoka inorutsa mari. Hapana kuti uri fuza yakaita sei. Hakuna mushonga unoita kuti nyoka ichinje iite non-governmental currency printer or coin minting machine. Hakuna mari iri so automated zvokuti inoenda yega kubox remari. Hakuna mushonga wakadaro. Mukadzi akashaika itai post-mortem kuti musazoudzana nhema.
    Vanhu pindai chikoro, madaro modzidza ma SKILLS ekushandira mari.
    Tricks all round.

    • @NhlanZila
      @NhlanZila 6 หลายเดือนก่อน

      Kasi wakarombawo here

  • @markmauto110
    @markmauto110 10 หลายเดือนก่อน +1

    Worried nekuvharidzirwa we camera wacho sounds like drama kwandiri hangu but its a good acting though.

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 10 หลายเดือนก่อน +1

    Ko muturikiri ndewei coz vari kutaura same language.

  • @maidonnel
    @maidonnel 10 หลายเดือนก่อน +2

    Upcoming dubious n’angas who practice how to catch snakes safely and some of them even remove their teeth. Avo Mkoma avo ndivo vasina kana nyika manje. Ehe nyika dziri ko asi uyu ndati idrama

  • @Marvissinge
    @Marvissinge 9 หลายเดือนก่อน +7

    Kubatwa kwenyoka worried necamera yambonzvenga....pkabatwa nyoka nasekuru kanengo kune mumwe musha pkaita basa nyoka ichitiza hupfu hwavo hwevanoisa mushonga vachimwaya nyoka ichitiza vakapinda busy sekuru Kanengo plus vkatobata musoro wenyoka netsvimbo yavo kwakuzosimudza kuvanhu kwete drama iro rekutipedzera data plus dai vari sekuru vechokwadi vangaite mishonga tumushonga tushoma hre ...zvkatosiyana naSekuru Tasvo . gogo Shumba sekuru Kanengo nevamwe .....itai mushe imi

    • @desertfoxancestor5543
      @desertfoxancestor5543 9 หลายเดือนก่อน

      taura zvako...vanogadzira zvinhiu ava

    • @GovathManuel
      @GovathManuel 9 หลายเดือนก่อน

      Usarwadziwe iwe asi ndiwe kanengo kana tasvu here hamudi kukunda tirikukuzivai kuda kushora

    • @collentreefelling9142
      @collentreefelling9142 9 หลายเดือนก่อน

      It's acting. That guy being accused in some videos he is an interpreter! Kkkkkk

    • @desertfoxancestor5543
      @desertfoxancestor5543 9 หลายเดือนก่อน

      Kkkkkkkkkk

    • @mikajones3018
      @mikajones3018 6 หลายเดือนก่อน

      Vakandi Bira Mari .. he's fake

  • @desertfoxancestor5543
    @desertfoxancestor5543 9 หลายเดือนก่อน +2

    imhenyu ere nyoka iyoo aaaah ini zvangu

  • @moremurove-6553
    @moremurove-6553 8 หลายเดือนก่อน

    The best skit ever

  • @honestrufu5354
    @honestrufu5354 9 หลายเดือนก่อน

    What's the translation for yangove repetition iyi ende ari kuwedzera futi

  • @malvenbenwell
    @malvenbenwell 10 หลายเดือนก่อน +1

    Sekuru chigochamazizi vanongona basa . Sekuru tasvu vakatora 😅 mari pana mwani muchiri kuziva hr vakamba hazvinakunaka .Sekuru varikupisa zvese ne mari yacho😢

    • @balistenbmbolam7809
      @balistenbmbolam7809 9 หลายเดือนก่อน

      Asi shaa unombotaurirei zvausingazivi mari haina kutorwa naSekuru Tasvu vakati varikuda kuishandisa asi zvatakawona vakaenda nayo kumatare nemuridzi wemari wani zvokuitora kwavo vakanoishandisa wakazviona kp

    • @malvenbenwell
      @malvenbenwell 9 หลายเดือนก่อน

      @@balistenbmbolam7809 iwe sekuru tasvu vakatora mari vona video 1to 7 vachiyenda kumba kwa mwani vachinotora mari vachiyenda kumatare avo vchiti mari ndakutora?

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 10 หลายเดือนก่อน

    Mukoma Sylvester maita basa tadzidza zvakawanda, uye zvinotyisa. Hey dzimba idzi ma1 dzinogarwa nani. Ngadzitengeswe ape Mai vake

  • @davisonzamani5197
    @davisonzamani5197 10 หลายเดือนก่อน +2

    Haikona kupisa mari iyo kana varisekuru vemashuwa vanoigadzira ka not kuda kubhaiza vanhu vozotora mari

    • @EverestSimau
      @EverestSimau 10 หลายเดือนก่อน

      Haiyiti

    • @davisonzamani5197
      @davisonzamani5197 10 หลายเดือนก่อน

      Inoita Tasvu akabetsera Mwale wani akati achaichenura nemushonga wotanga kuishandisa

    • @mikajones3018
      @mikajones3018 6 หลายเดือนก่อน

      He's fake vakandi bira

  • @samsonmusicvideo568
    @samsonmusicvideo568 6 หลายเดือนก่อน

    Mmmm guys zviriko here izvi

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 10 หลายเดือนก่อน

    Saka mari ichidzoka iye atenga, kureva kuti hapana chaanotenga anotora mahara. Pakaipa

  • @blessingmashandureblessing9650
    @blessingmashandureblessing9650 10 หลายเดือนก่อน +1

    Vanhu vakashata uuuuuuummmm😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢

  • @CharitybugwaCharitybugwa-pu2iw
    @CharitybugwaCharitybugwa-pu2iw 10 หลายเดือนก่อน +2

    😞😞😞😞 Zvinorwadza shuwa

  • @sandranyangoni9376
    @sandranyangoni9376 9 หลายเดือนก่อน

    Mudzimu here akabata sekuru? Ndanzwa pavari kuti bag. Am sure there must be a word rakadzama inodudza bag..... Hameno. Or I miss Robert?

    • @balistenbmbolam7809
      @balistenbmbolam7809 9 หลายเดือนก่อน +1

      Ritaureka zita racho rakarema iroro tizive kuti unoziva chivanhu kwete kuda kutsvaga zvokutaura usina zvekutaura

    • @GovathManuel
      @GovathManuel 9 หลายเดือนก่อน +1

      Wamugona kuda kuita seaneruzivo endaka kuna Robert wacho warambidzwa nani gateawy

  • @blessingmashandureblessing9650
    @blessingmashandureblessing9650 10 หลายเดือนก่อน +1

    Uuuuuuummmm 😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢vanhu shuwa😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢

  • @zvisineisengedzi7061
    @zvisineisengedzi7061 10 หลายเดือนก่อน +1

    Hanzi mota yangu i ralm weduweka inoita marii

  • @chimhamhaganyau4465
    @chimhamhaganyau4465 9 หลายเดือนก่อน

    Marands ngauye kuno kusouth Africa tikutomada hedu misapisa

  • @dexternengomasha7579
    @dexternengomasha7579 10 หลายเดือนก่อน +1

    Hakuna n'anga yakadayi. Madzibaba wenguwo tsvuku avo

    • @frankmoyo7267
      @frankmoyo7267 10 หลายเดือนก่อน

      Kkkkkkkkkkk hona kana ganda racho kuita kunge munhu asingageze, woti ndine dzimba but hadzibvumirwe kupinza vanhu, so what is the use of buying the houses? This is a real drama.

  • @FrancisMubaiwa-i3g
    @FrancisMubaiwa-i3g 9 หลายเดือนก่อน

    Rinoda kurohwa...😮

  • @blessingbikinyaamidu5224
    @blessingbikinyaamidu5224 9 หลายเดือนก่อน

    Ma1 vanhu vazhinji vapinda mu game rekuromba now zvakaoma

  • @chimhamhaganyau4465
    @chimhamhaganyau4465 9 หลายเดือนก่อน

    Blaz varohwa neconfusion cz mhinduro dzake dzakadhakwa

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 10 หลายเดือนก่อน

    Hey change money muvhuro nechishanu saka kuma money change uku kune nyaya. Bag ravhurwa 😂😂😂

  • @margaretkuchenga2928
    @margaretkuchenga2928 10 หลายเดือนก่อน

    Zvekunyepa izvi kutsvaga kuredza vanhu kķkkkkkk vhurai meso.senyika plz

  • @victoriazimbao6756
    @victoriazimbao6756 9 หลายเดือนก่อน

    Sly ndifonere

  • @samsonmusicvideo568
    @samsonmusicvideo568 6 หลายเดือนก่อน

    I blame slymedia TV nyoka iyo hayina kana kumbopfakanyika

    • @mikajones3018
      @mikajones3018 6 หลายเดือนก่อน

      It's a fake snake they took my money .

  • @elphuselvisnyangombe383
    @elphuselvisnyangombe383 9 หลายเดือนก่อน

    Aiwa totenda sekuru basa sebasa busy kushungurudza mhuri nehurombwa

  • @samanthachibanda1577
    @samanthachibanda1577 9 หลายเดือนก่อน

    Asi manga makapihwa mhiko yekuti musatengawo hembe kwadzo here nhai mukoma 😅

    • @malvenbenwell
      @malvenbenwell 9 หลายเดือนก่อน +1

      Kkkk ndinotenga ne mari yandino shanda nesimba rangu

  • @stanleymarufu5425
    @stanleymarufu5425 10 หลายเดือนก่อน +2

    Zvaitwa pabag apa kuti pazonzi pabuda nyoka handina kunzwisisa

    • @mrbmrb6982
      @mrbmrb6982 10 หลายเดือนก่อน

      hahahaha 😂😂😂😂😂

    • @NewmanMabena-ut2xu
      @NewmanMabena-ut2xu 2 หลายเดือนก่อน

      😂 ndafungakuti ndinindega ndaonakuti paitwaskiri yekuvharidzira camera kutitisaone Kuti it's all fake

  • @violetlittle4893
    @violetlittle4893 8 หลายเดือนก่อน

    Ummmmm kanoenda Zuda kunoba ma Rands hakabire mu local zvakaoma zviririkuitika mudzinyika umu but kwete mu Zim chete zvirikwese

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 10 หลายเดือนก่อน

    Pasi ramera mazino, kugara ne snake park mumba, kutadzisa hanzvadzi kuroorwa

  • @conniejam5575
    @conniejam5575 10 หลายเดือนก่อน +1

    Dirty money

  • @LawrenceMaphosa
    @LawrenceMaphosa 9 หลายเดือนก่อน

    Motitira nhema mushonga unopiwa ne n,anga imwe n,anga youya yobata chasiyana chii ingoti mushonga tose mutikwanire imi vanhu

  • @JohnsonMachongwe-ry3im
    @JohnsonMachongwe-ry3im 9 หลายเดือนก่อน +1

    Vanhu vese variumo ndovaziva inhema dzega

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 10 หลายเดือนก่อน

    Ndavhunduka ndinoshaya hope nhasi yoooooo

  • @josephmatarangani
    @josephmatarangani 10 หลายเดือนก่อน +1

    Deyi kurikwa Achapola bachi ratotsva kkkkkkkk

  • @lovenessmasango7535
    @lovenessmasango7535 9 หลายเดือนก่อน

    This is not fake bcoz muridzi achibvuma ega zvaaita . Kuipa mukaka arikunyeperwa here. Sei arikutaura mhiko yekuti akadzi asape hama mari . Fake yacho iripapi. Masanist nevaroyi vanonovhura makuva nemishonga votora chitunha. Uye ma self made flying baskets avanofamba navo usiku zvasiyanei. Tirikuzvionawo ipapo pama youtube. Ko arikubvumirei kuti akanzi pasaone munhu anovhura suitcase iyo. This is real. Mumaziso edu tinoona semari but haisi mari. Vazhinji varikubatwa voreurura vachiti vakapihwa kari kamuti then kanozokura kave mumba make kakuita mabasa akaipa iwaya. Saka kuine izwi rinonzi KUROMBA. LESSON LEARNED. HAPANA KWAZVINOKUSVITSA , IDYA ZVEZIYA

    • @mikajones3018
      @mikajones3018 6 หลายเดือนก่อน

      It's fake for and try.. he's fake munhu iyeye... Ndakarohwa Mari .. fake go at your own risk

  • @muchieman1324
    @muchieman1324 9 หลายเดือนก่อน +2

    😂, no snake like that. Muswe flat out no movement nothing haaa guys😂

    • @gwav1a
      @gwav1a 9 หลายเดือนก่อน

      Ma fake aya nxaaa

    • @mikajones3018
      @mikajones3018 6 หลายเดือนก่อน

      They took my money it's fake

  • @florancechirara797
    @florancechirara797 9 หลายเดือนก่อน

    Nhai ndine mubvunzo why vachishandisa hupfu

  • @davisonzamani5197
    @davisonzamani5197 10 หลายเดือนก่อน +1

    Ivo ana sekuru vacho mazita vanomawanepi ko

    • @blessingmashandureblessing9650
      @blessingmashandureblessing9650 10 หลายเดือนก่อน +1

      😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

    • @EverestSimau
      @EverestSimau 10 หลายเดือนก่อน

      Kuitaregocha zizi, braai

    • @davisonzamani5197
      @davisonzamani5197 10 หลายเดือนก่อน

      😁😁😁2023 tambonzwirira zvakawanda hamheno 24

    • @frankmoyo7267
      @frankmoyo7267 10 หลายเดือนก่อน

      Kkkkkkkk chigochamazizi kkkkkkkkkk

    • @frankmoyo7267
      @frankmoyo7267 10 หลายเดือนก่อน +1

      My question remaining? Why is he looks like a mugunduru iye ane a full suitcase of money?

  • @raymondzharare7776
    @raymondzharare7776 10 หลายเดือนก่อน +1

    Kana matarisisa mari iyo ndeye fake iyo ma100r ayo haasi original aka chenuruka

  • @isaacmaruta878
    @isaacmaruta878 10 หลายเดือนก่อน +1

    Vana sekuru vawanda vaimbove kupiko nguva yese

    • @balistenbmbolam7809
      @balistenbmbolam7809 9 หลายเดือนก่อน +1

      Wakatombovatsvaga uchivashaya here vanasekuru ivava

  • @aminandlovu492
    @aminandlovu492 10 หลายเดือนก่อน +1

    Amasalamusi

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 10 หลายเดือนก่อน +4

    Hameno pamwe ndini ndisiri kunzwisisa, but hakuna sekuru vakadai

    • @malvenbenwell
      @malvenbenwell 9 หลายเดือนก่อน

      Variko sekuru tasvu vakatora mari vona 1 to 7 vachimbtsira mwani

  • @SandraMadanhi
    @SandraMadanhi 10 หลายเดือนก่อน

    Nyoka yakafa here imbwa immmmm musadarooo

    • @mikajones3018
      @mikajones3018 6 หลายเดือนก่อน

      Fake snake vakandi vhara ava

  • @claitosverengera117
    @claitosverengera117 10 หลายเดือนก่อน +6

    Nyoka dzacho dzakangofanana vana kulez musadaro😅😅

    • @SharaiElizabellGwavenga-oe7op
      @SharaiElizabellGwavenga-oe7op 10 หลายเดือนก่อน +1

      Taurai 😂 imi

    • @nokuthulaphiri2139
      @nokuthulaphiri2139 10 หลายเดือนก่อน +2

      I think it's a type of a snake that is easy to use when muti for making money is prepared. That's why you find that rovambira in each and every occasion . That's my thinking.

    • @shielahmilazi7692
      @shielahmilazi7692 9 หลายเดือนก่อน +1

      Kananeni zvinogarondinetsawo

    • @mikajones3018
      @mikajones3018 6 หลายเดือนก่อน

      No it's fake rubber snake... They took my money he's fake

  • @chipazbernardjahtreblemusi4986
    @chipazbernardjahtreblemusi4986 9 หลายเดือนก่อน

    Ndipei 1 mukadzi apoo

  • @brightonsamunda7621
    @brightonsamunda7621 9 หลายเดือนก่อน

    Plus yakaneta neta iyo guys uuuuuu pakaipa

  • @bernarddingindawo1462
    @bernarddingindawo1462 10 หลายเดือนก่อน

    Ngaanditengesere imba ne 100 us ndiyo Isinga netsi kuparadza

  • @moremurove-6553
    @moremurove-6553 8 หลายเดือนก่อน

    Kovadii kuvhendenyura mari iyo nhema idzo

  • @EddyKadira-s5c
    @EddyKadira-s5c 10 หลายเดือนก่อน +2

    Zvinorwadza mukurarama😢

  • @SheilaSheila-tc1jx
    @SheilaSheila-tc1jx 7 หลายเดือนก่อน

    Zvakaoma

  • @ShollenMahachi
    @ShollenMahachi 10 หลายเดือนก่อน

    Hurinbwa hwakonzereswa na ED hamuna mabasa munyika vanhu vakungoita yese yese kuti vaone kurarama

  • @mildretchagakha122
    @mildretchagakha122 9 หลายเดือนก่อน

    Pakaipa iii

  • @SandraMadanhi
    @SandraMadanhi 10 หลายเดือนก่อน +2

    Kkkkkkkkkkkkk mavhaaaaaa bvapooo

  • @RichardAbelNjongonya-ft1tc
    @RichardAbelNjongonya-ft1tc 10 หลายเดือนก่อน

    Pakaipa 😢

  • @criselchikore1995
    @criselchikore1995 9 หลายเดือนก่อน

    Hupenyu hwekuromba ma1. Kana kumhuri kwenyu kusina akabatabata hauzvinzwisise. Ukazoona zvave kuitika kwenyu unozoona kurwadza kwazvo

  • @KennethAbrahams-ei5hr
    @KennethAbrahams-ei5hr 10 หลายเดือนก่อน +4

    Kanyoka kacho kanga rutsa Mari here matadza ku actor .

    • @TsungaiNyangasa
      @TsungaiNyangasa 9 หลายเดือนก่อน

      😂😂😂😂😅😅😅

    • @mikajones3018
      @mikajones3018 6 หลายเดือนก่อน

      They took my money he's fake

  • @FlorenceRobert-m5i
    @FlorenceRobert-m5i 9 หลายเดือนก่อน

    Yoh gara zvinhu zvine mhiko mukati zvinonetsa kutadza kushanda ne maoko ako aaah

  • @honestrufu5354
    @honestrufu5354 9 หลายเดือนก่อน

    Ndoda kukuisirayi black mamba ndoti batai nyoka yangu

  • @ennietsorokoto
    @ennietsorokoto 10 หลายเดือนก่อน +1

    Tichadzidza zvakawanda 😂😂😂

  • @prospermuzunze8564
    @prospermuzunze8564 10 หลายเดือนก่อน

    maidziramba n,anga maidziramba muchiti mweya yetsvina nhasi mavekuti ma drama endai munoona kuti haasi ma drama

  • @chairmanchairman7258
    @chairmanchairman7258 9 หลายเดือนก่อน

    Blaz uyu anonyepa uyu

  • @FelistusKam
    @FelistusKam 10 หลายเดือนก่อน

    Zvino vakupisa mari yekune imwe nyika vakurasa murawo

  • @ShellonChiota
    @ShellonChiota 9 หลายเดือนก่อน

    Mwana wamai vako ha zvakangooma veduwe

  • @lorettamakathi4839
    @lorettamakathi4839 10 หลายเดือนก่อน

    Imba yeropa handiite

    • @stanleymarufu5425
      @stanleymarufu5425 10 หลายเดือนก่อน

      Dzose dzamunorenter nekutenga ndedzemushonga

  • @chipomchenje8987
    @chipomchenje8987 10 หลายเดือนก่อน

    Tete avo anenge mai vaya ve drammer rekubvisa hembe dzese vachiti.vanoroya
    Pa Drummers media she is covered herself by wearing long wig and glasses

  • @conniejam5575
    @conniejam5575 10 หลายเดือนก่อน

    Blaz mune muyo unenge barbed wire nxaa

  • @zackesshinyira
    @zackesshinyira 9 หลายเดือนก่อน

    Aya anenge masaramusi aya

  • @peterbanda1471
    @peterbanda1471 10 หลายเดือนก่อน

    Is this true gys

  • @stormshadow1992
    @stormshadow1992 10 หลายเดือนก่อน

    Ko zviiko zvirimukati metsvimbo yaSekuru zvirikuti ooooooooohh

  • @MavhimaMugova
    @MavhimaMugova 10 หลายเดือนก่อน

    Munhu ngaavevurwe atemwe nyora dzokuti akada kudzokera ku urombwa anofa

  • @chingombedaries
    @chingombedaries 10 หลายเดือนก่อน

    Tibvireyipo tuma drama utwo Robert u misleading Zimbabweans uchibhadhagwa mari netun'anga nemaporofita zve fake

  • @lindangcobo1554
    @lindangcobo1554 10 หลายเดือนก่อน

    Thixo onofefe!

  • @tinoetirivavi1214
    @tinoetirivavi1214 7 หลายเดือนก่อน

    ZIMPARKS ENDAI MUTORA NYOKA IYO

  • @lolodzewon6395
    @lolodzewon6395 10 หลายเดือนก่อน

    Baba ava kunge ndakambovaona paneimwe nyaya pano pa youtube

    • @EverestSimau
      @EverestSimau 10 หลายเดือนก่อน

      Jatiwero

  • @kevzams
    @kevzams 7 หลายเดือนก่อน

    Ko idzi dzirikuturikira chii parikutaurwa shona apa. Uyo munhu haana kuromba haana kana cent uyo hahahahahha