Not necessarily true. Hama dzacho dzinotogona kunge dzisina chadziinadzo. A relative of mine encountered an episode like that and went to Mtoko to the deceased's family. The family confirmed but were not interested. They could not even the bus fare for him and the person who had accompanied him
This lady has a very powerful calling. She was chosen cse she has power. Just go you will go & come back with riches. If she doesn't she might end up dying death caused by the killer family
Sister you are spiritually gifted and clean for that matter. Next time kana awuya tell the spirit yes I will help you but look ndingori munhu handina chandinacho. Right now ndinoda mbudzi nemombe kuti ndione Mambo. Trust me she shall guide you. To the extent that ucha svika kwaMambo kwacho usina mbudzi neMombe Uye Mambo achaku terera. It’s sad that we are brainwashed in Africa to the extent yekuti we can’t even believe nyaya dzakadai, potse kutonzi uri muroyi yet you have a gift. Girl that dead spirit shall guide you kusvika kuMalawi. The same you were told kuti chera apa uka ona matombo hobho. Your reward is in Malawi.
Tete sometimes I think you miss some important parts of issues for instance on this particular issue you didn’t address concerns yataurwa irikudiwa vanhuvatatu kubvisamweya wakatsikirira. You where focusing kuti moenda nerusero and it’s a bit sarcastic it’s not polite Tete to be honest munhuuyu haasi muroyi remember and when you say rusero you know what it means in our calture tete. We due respect I beg you to address some sensitive issues like this with politeness and respect. Mai Tino she needs help not kuwanzirwa over the radio please.
This woman has been and still struggling in her life with the kids. This will change her life for the better if she follows the instructions. She was chosen for a reason, a good one for that matter. It's high time we accept who we are. Tete Tilder! Please don't refer to the dead person's spirit as "Chipoko" as it sends a negative Impression. She is not an avenging spirit but is seeking help. Words matter Tete.
Mauyiro akangoita chikafu that's exactly how she'll be provided money yema passport as well ne transport...anosvika zvakanaka...i wish kuti vadzoke zvekare on air vachitaura her journey to Malawi helping a sister
Hey chivanhu is real apa matsotsi swederayi Kure apa nokuti haubudiriri apa mhepo inenge uri kumberi wish well Mai Tino ndokuto Chinja kwe life yenyu mhepo iyoyo is your destiny helper after maenda muchaona kuti nhamo yenyu yatopera.
Kuunza chikafu was a sign yekuuonesai that she is able to guide you on that journey.I don't even know why mukunetseka.Zvazvino murikuda n'anga nhatu dzarehwa kwete zvifambisiro.Izvo mhepo inokuratidzai.Hamuzivi kuti mhepo inogona kukupfeka ukafamba kuenda kure chaiko ukasaziva wasvika sei.Tete Tilda I thnk pamashows akaita seaya u need someone to be helping you anoziva chivanhu.Nekuti you skipped some important points.This is not new it has been happening kungoti kare zvaisabuda pachena
@@fortunatemuchekadzese1939 if you were in that situation i bet you wouldn’t even want to be seen hanging around her…. Kungwarisa or not they are standing by her which is what not many people are doing. I bet for sure you wouldn’t. Let’s give credit we’re it’s due. Nothing is glamours about this situation that they can benefit from. It’s just their personalities it’s wholesome to see that they are fearless!
Muparidzi 9:5-6 5Nekuti vapenyu vanoziva kuti vachazofa, asi vakafa havana chavanoziva, kunyange nomubayiro havachina; nekuti havacharangarirwi. 5For the living know that they will die, but the dead don’t know anything, neither do they have any more a reward; for their memory is forgotten. 6Rudo rwavo, nokuvenga kwavo, negodo ravo, zvose zvanguva zvapera hazvo; havachino mugove nokusingaperi pazvose zvinoitwa pasi pezuva.
This story has touched my heart. I’m a proudly Zimbabwean girl born and raised in Harare. I’ve lived in the Uk 10 years and am a British citizen. I have a mixed race daughter and a white fiancé, but ndinotodetemba nekupira vaDzimu. Imi, our culture is RICH, being black Zimbabwean is a GIFT, tine zvipo zvekuzvarwa nazvo. Haasi munhu wose ane chipo chekuona. Asi kana chipo cheMudzimu chakudana, hapana kutiza. I hope there is a positive end to this. It’s the first I’m watching it so I’ll catch up on the following episodes. ❤
Iri pachena iyi pachivanhu chedu anotunhamirwa oenda ku hama dzake and it is clear this woman was the chosen one and haana chakaipa. Akangoita izvozvo the problem will be solved tbh the way I see it. Bless her. Zvese zvakaringwa izvi and munhu chaiye akamuigira chikafu and arikutumwawo chivanhu chiriko Mwari variko zvekare.
This lady is an empath. Such people are hypersensitive to nature and things of spiritual nature. People like that are susceptible to becoming conduits of spirit of the dead. She’s a clean soul too but being an empath makes you vulnerable to the dead. They can appear in your dreams or feya-feya like how she’s having an experience. She’s a talent and a curse at the same time cos it doesn’t feel good if you’re an entity.
Chokwadi chinosunungura...ini ndaimbotendawo munezve midzimu & stuff like that, mai vangu vaitosvikirwa but Mwari vakatisunungura. Takazodzidza muBible kuti vakafa havana chavanoziva, zvakangofanana nembwa or huku yafa. Read Ecclesiastes/ Muparidzi chapter 9. Satan nemademons ake ndizvo zvinonyepera kutevedzera mufi in form of zvipoko & stuff. So mai Tino ndinovakirudzira kuverenga Bible nekunamata Kuna Mwari, vozvipira kutevera chokwadi chaMwari vasiye zvekutenda mine vakafa, vanamate Kuna Mwari kuti "Tenzi ndinozvipira kwamuri handidi kutevera mweya yasatani, ndirwirei pamuvengi, mundiite mwana wenyu." Mwari vanovasunungura. Vaverenge Bible vonzwa chokwadi chaMwari nemitemo yavo from Genesis to Revelation. Votsvaga church inotevera zvinoda Mwari, vapinde church iyoyo...zvekunetswa nechipoko izvo zvinopera. Ini namai vangu takawana kusunungurwa nekutevera chokwadi chiri mushoko raMwari, zvekusvikirwa zvakapera, zvekutaura "nevakafa"/satani zvakapera...now enjoying the freedom that comes with believing in God. Very simple steps...just pray to God munhu uzvipire kunaMwari & study His word. Mwari vanopindira havambokusiye uchitambudzwa nomivengi dhiyabhorosi.
@Loveness Phiri this is the greatest news I have heard 2day we thank God kana vakabatsirika I felt her burden munoziva .I hope all is well with her and the kids
Been following this story and i have an ask Is it me only who wonders what gave this lady the guts to listen to an unknown voice to lead her kunochera pavanga vasingambocheri. Kungoti paita izwi rati ndiemde apo. Your friends ask you, wovati ndiri kuda kumbochera apo (but u dnt mention the voiice you have heard)
Ndakamboshanda my area yaive namai vakaita something like this. Vaifamba musango, vakaneta zvekutorara. Munhu uya akauya kuhope akakumbira kut abatsirwe achit ndakavigwa pasi pemuti iwoyo. So lady did as asked. Hanz ndainzi uchawana mari ye bus apa ndoiwana till asvika ku malawi. The family in malawi taitotambudzwa as well nenyaya iyoyo. So all precedures dzakaitwa, mhondi ikabatwa and lady akapiwa pfuma yekubvuma kutumwa.
Let the spirit take it's course. Kurwadza kwemuviri imhuri iyo yekuuraya iri kubatabata, saka mweya uyu paunouya kutouya kunomaira uye kudzivirira mukadzi uyu.
Musazotikanganwe pa update of this sad and story vatete vezimbabwe ndini Abigail or christine mathe ndirikukuteveray ndiku South Africa northern cap kuruman
Mimwe mubvunzo so Tilda usaite kunge dofo what this woman is saying everyone can see what is needs to be done simple don't act as if you don't know the solution
Nyaya iyi yanonokerwa, iri kuda kukurumidzirwa. This spirit said from the word go, I need you to help me to go to Malawi but you won't go for nothing. When you reach Malawi my relatives will pay you.
Problem yakaitika amai ava vakanoudza mhandu dzemufi nyaya yekumuka kwemunhu wavakatsipika so vakuchifanha ku actor fast because avo vakauraya vakuto actor fast futi
I think mukadzi uyo anofanira kubatsira oenda kumusha and she will be greatly rewarded
Ndakutorwadziwa nekunzwa achuramba achinzi cei zvakananga iw.ewe ngavabvunze spirit sei wakauya pano kwete inoc,ent soul
. .
Not necessarily true. Hama dzacho dzinotogona kunge dzisina chadziinadzo. A relative of mine encountered an episode like that and went to Mtoko to the deceased's family. The family confirmed but were not interested. They could not even the bus fare for him and the person who had accompanied him
Yes.ngaateedzera zviri kudiwa nechipoko ichi.
Ndoona sekuti it's a blessing kumukadzi arikusvikirwa nemufi uyu ngaatedzere zvirikudiwa nemufi agoona rugare rwuri kuseri kwacho...guys tinganamate zvinengei asi chivanhu chivanhu ende hachidzimike .....ndaona kuti sure vakafa vanoona ava
Its true ngaabvume chete kuti ndino kuperekedza iye mufi ndiye anoita zvese
This lady has a very powerful calling. She was chosen cse she has power. Just go you will go & come back with riches. If she doesn't she might end up dying death caused by the killer family
You are so right ❤
Sister you are spiritually gifted and clean for that matter. Next time kana awuya tell the spirit yes I will help you but look ndingori munhu handina chandinacho. Right now ndinoda mbudzi nemombe kuti ndione Mambo. Trust me she shall guide you. To the extent that ucha svika kwaMambo kwacho usina mbudzi neMombe Uye Mambo achaku terera. It’s sad that we are brainwashed in Africa to the extent yekuti we can’t even believe nyaya dzakadai, potse kutonzi uri muroyi yet you have a gift. Girl that dead spirit shall guide you kusvika kuMalawi. The same you were told kuti chera apa uka ona matombo hobho. Your reward is in Malawi.
Yes we call it destiny
Myb that spirit inotomuyambutsa mumatambudziko ake
Amen very true she's spiritually gifted
Ichokwadi ndineimwe nyaya yandakambonzwa yakaita saiyeyi nyakuperekedza azosvika nemweya womufi , Hama dzomufi dzikabhadha nyakuperekedza nemombe shanu
Tete sometimes I think you miss some important parts of issues for instance on this particular issue you didn’t address concerns yataurwa irikudiwa vanhuvatatu kubvisamweya wakatsikirira. You where focusing kuti moenda nerusero and it’s a bit sarcastic it’s not polite Tete to be honest munhuuyu haasi muroyi remember and when you say rusero you know what it means in our calture tete. We due respect I beg you to address some sensitive issues like this with politeness and respect. Mai Tino she needs help not kuwanzirwa over the radio please.
Ane kaku penga Tilda uyu especially panyaya iri pachena kudai
Well said 👏 👌
Leave Tete alone she justa human, ita yako show since it seems you know better than tete Tilder
Ndofara nekutenga mabasa atete but apa vabaya vatirasikei mabatiro avaita nyaya iyi zvesero zvapfepi kutotyisa munhu akutya kare
Mind you Tilder doesn't know these things, she is not stupid.
This woman has been and still struggling in her life with the kids. This will change her life for the better if she follows the instructions. She was chosen for a reason, a good one for that matter. It's high time we accept who we are. Tete Tilder! Please don't refer to the dead person's spirit as "Chipoko" as it sends a negative Impression. She is not an avenging spirit but is seeking help. Words matter Tete.
Sekuru Tasvu is the best apa.
Dead spirit chipoko nothing else
❤№1😅😮
Tilda takes this as funnies... immature
True indeed, the chosen 1. Favor comes in different ways, akatoenda kumalawi vanotoripa mutorwa aitwa homwe
Mauyiro akangoita chikafu that's exactly how she'll be provided money yema passport as well ne transport...anosvika zvakanaka...i wish kuti vadzoke zvekare on air vachitaura her journey to Malawi helping a sister
Chokwadi akaenda kumalawi vanonomutenda zvisingaiti and pakuenda anovaperekedza chero vasina ma passport vanosvika chete vanhu vekumalawi avauraiwe baa vakauraya vacharipa zvavo
@@Dubedube3635 true
I agree with the man from Mutare, as soon as she says yes all the following necessary things will go easily, she might have found her Destiny helper
That's true
Akazonobatsirwa nasekuru tasvu mweya ukaenda kunevakamuuraya akapiwazve$100 nasekuru tasvu abatsirike nemhuri🙏
Spirit can just chose anyone if you are spiritually open
True vava kutowana intertainment ne munhu akafa anoda help. Vamwe vava kutodawo chipo chamai avo
@@XtrAma2000 zvinonetsa izvi. Tarisai kuti pazvakatanga vakabva vatangakurwara, havachashandire vana. it's not easy to be psychically open
Mmmm zvinopisa tsitsi vemweya kana anasekuru batsirai mkadziuyu
True
Respect naiza boom film jatiwelo ne chipoko
Endai kumusha kwemufi uyo zvinhu zvenyu zvese zvinokufambirai zvakanaka you are the chosen one
I think apa Drewmas media can help better tete Tilda hakusi kwavoshe is best on other issues.
True ngavangobvume but vanofanira kubva padhuze nevakauraya mufi very fast vangaurawo vasat vaibatsira
True that
Hey chivanhu is real apa matsotsi swederayi Kure apa nokuti haubudiriri apa mhepo inenge uri kumberi wish well Mai Tino ndokuto Chinja kwe life yenyu mhepo iyoyo is your destiny helper after maenda muchaona kuti nhamo yenyu yatopera.
True but ndaseka ne fact I could like this 100% akasarudzwa and fact aitoteerera Jah Prayzer
Bt tete Tildar nyaya yasimbarashe Uyo arikupika mhosva yaasina kuita akapomerwa Na Rose yakazopera cey
Bvunzaiwo
Yakapera zvakanaka, Simba na Rose vakazosangana ku studio
Vakatoonana wani mustudio i think varikutodanana ini coz Rose aitokabira
@@evelynemutemachani7100😂
Tete ndokumbirawo muite follow up kusvika tanzwa zvese kuti zvapera sei
Yes tete betserai mai tino
True
Ehe nhai anongo cutter munhu arikutara zvine sense iye ichibvunza zvisina basa
Kuunza chikafu was a sign yekuuonesai that she is able to guide you on that journey.I don't even know why mukunetseka.Zvazvino murikuda n'anga nhatu dzarehwa kwete zvifambisiro.Izvo mhepo inokuratidzai.Hamuzivi kuti mhepo inogona kukupfeka ukafamba kuenda kure chaiko ukasaziva wasvika sei.Tete Tilda I thnk pamashows akaita seaya u need someone to be helping you anoziva chivanhu.Nekuti you skipped some important points.This is not new it has been happening kungoti kare zvaisabuda pachena
Inini Tete wangu wakauya vachitungamirwa nemwana ane 12 years ,, Tete vangu vakauraiwa kuInyanga 25years ago ASI takatonofukunura mapfupa awo tikawaviga .
Sad story here . shes a good story teller though reminds me of kuverengwa kewmabhuku by simon pashoma when i was growing up😭😭
She reminds me of that drama called Tears of Ghost by NAIZABOOM Dramas
Zvinozviita zvega ende anotungamirirwa chere asi passport anotoenda nekt akasaenda ikoko kwacho hazviperi
Mai avo chikomborero panyika. Ngavadzidziswe kushanda ne mhepo vachiona spiritually. Vanogona kubatsira vanhu uye nyika . Isvikiro risinga zivi kuti rinosvikirwa. She is an asset for Zimbabwe. Mweya unowanzobata munhu achi tsanya Vazhinji vanotozorwara. Ngavadzidziswe kushanda nemweya. Vanotorapa nekuona Mai avo. Kusaziva chete.
Kazhinji ununge uri vry spiritual... haungazvinzwisisi ... zvinotoda isuu tinombopota tichisangana nezvakada kudai.. sekutaura nevafi
These 2 women are good friends hands down !
Vakangwarisa harisi type ramaiTino iro vanhu vakungoteerereawo chipo chamai ava
@@fortunatemuchekadzese1939 if you were in that situation i bet you wouldn’t even want to be seen hanging around her…. Kungwarisa or not they are standing by her which is what not many people are doing. I bet for sure you wouldn’t. Let’s give credit we’re it’s due. Nothing is glamours about this situation that they can benefit from. It’s just their personalities it’s wholesome to see that they are fearless!
@@MM-pe9vp plus mhepo iyi ikutouya varipo which means variboe zvekuti Dai vakaipa yakavasudurudza worse vamwe vanhu vakutovatiza
Please help her it’s very difficult. She’s just a clean person
Sekuru ve82 years avo ndivo muroyi varikuda kutsipika mhepo
True
Amai mune chipo chekuhakira mweya yevafi zviriko izvo munotoperekedzwa nemufi kusvika aona hama dzake
Misodzi yangu Yabuda tete zvinorwadza izvi dai nyika yapindira mukadzi uyu ayita zvinodiwa nemufi pamwe ndiwo mayambukiro emukadzi uyu
Chokwadi ndiye achamuyambutsa
Amai Ava vakachena and she can be a big help to many people and her family!
True, some people don't understand this
True
Spirit inoteera Hana ine tsitsi nerudo hazvinei kuti uri mutorwa ndopayasarudza
Yes ngavabvume chete zvose zvinoita
Tete Tilda izvi zviriko, mimwe mibvunzo yenyu ndeye pwere chaiyo
Muparidzi 9:5-6
5Nekuti vapenyu vanoziva kuti vachazofa, asi vakafa havana chavanoziva, kunyange nomubayiro havachina; nekuti havacharangarirwi.
5For the living know that they will die, but the dead don’t know anything, neither do they have any more a reward; for their memory is forgotten.
6Rudo rwavo, nokuvenga kwavo, negodo ravo, zvose zvanguva zvapera hazvo; havachino mugove nokusingaperi pazvose zvinoitwa pasi pezuva.
Amen
Uuuuuum cde memusati masangana nazvo
Verse iyi haishande chinhu iyi kunyeba uku ende hazvikoba izvi tiri kunetswa nadzo mhepo idzi ende kna usiri mazviri ndipo paunouya nezvimaverse izvozvi bt dzinza rinopera nadzo mhepo idzi kusvika maripa
Mungaita henyu many plans bt the best kungoenda nemweya uyo kumusha kwawo ndakambonzwa nyaya yakaita like this munhu angozorora pamuvhuri kuchipisapaakasimuka akatemha kashizha kekufuga zuva kubvira atotora mweya wemunhu akafira ipapo wakamunetsa kusvika aenda naye kumusha kwake
This story has touched my heart. I’m a proudly Zimbabwean girl born and raised in Harare. I’ve lived in the Uk 10 years and am a British citizen. I have a mixed race daughter and a white fiancé, but ndinotodetemba nekupira vaDzimu. Imi, our culture is RICH, being black Zimbabwean is a GIFT, tine zvipo zvekuzvarwa nazvo. Haasi munhu wose ane chipo chekuona. Asi kana chipo cheMudzimu chakudana, hapana kutiza. I hope there is a positive end to this. It’s the first I’m watching it so I’ll catch up on the following episodes.
❤
Iri pachena iyi pachivanhu chedu anotunhamirwa oenda ku hama dzake and it is clear this woman was the chosen one and haana chakaipa. Akangoita izvozvo the problem will be solved tbh the way I see it. Bless her. Zvese zvakaringwa izvi and munhu chaiye akamuigira chikafu and arikutumwawo chivanhu chiriko Mwari variko zvekare.
Me i think panouya chipoko kwaari akangot ndabvuma kuenda anomupa zvese kana akambogona kumupa food ndopoozokone kumupa yezano rokufambisa hazvigoni
Life yavo inotochinja varipwa nehama dzemufi kumalawi
This lady is an empath. Such people are hypersensitive to nature and things of spiritual nature. People like that are susceptible to becoming conduits of spirit of the dead. She’s a clean soul too but being an empath makes you vulnerable to the dead. They can appear in your dreams or feya-feya like how she’s having an experience. She’s a talent and a curse at the same time cos it doesn’t feel good if you’re an entity.
Ndikumbotsvaga dictionary hama
Mudzidziro uyu ndouda wish ndakaendawo kuxool kusvika level iri.Big up your English is Incredible ☺️
@@melsniks 😂😂🤣🤣oops
@english 💯
Nyora futi nechirungu chezera redu tinzwewo zvaurikureva
Endai kaaa nhasi sisi kumalawi kwacho cz mufi akatopfika pamuri
You are a spirit medium Amai
Ane mudzimu mukuru,
@@bchis8806 she is spiritually open ora psychic medium but she didn't know about it
Naiza boom had a similar storyline. Shame , bless her
Yeah ndakayiwona
Kana kunyora tsambs yodhindiwa anoenda
Uya akaenda naJati akasangana naye ku bus stop
Exactly
Yeah Jati akayenda naye bt zvotyisa hazvo
Iye mufi anotungamira nzira dzake ega...nhau dzechivanhu idzi dzakaoma hamaweee
Kunge drama re naiza boom ratakamboona but be strong she won't hurt u
Ngaatevedzere zvaari kuudzwa . Achanoripwa kumalawi akatopfuma . .
Thanks tete nebsa renyu,,,, it's very painful 😭😭 kutozvipedza kutoenda Malawi cz hazvipere izvi ngavabatsirwe vaende lyf yavo inozoendeka after bt uuuuuu
Paanouya munhu uyo ngaatonvunze kuti I'm ready ndofamba sei.
Mweya wemunhu akafa hausarudzi, variko vakaona munhu akafa wakatiza wakanyarara ngozi ikatowabata.
This issue is now very easy akatoudzwa nzvimbo nepekusvikira. Hapachadiwi vanhu vanotsipinura.
Ngawangoti I'm ready.
Chokwadi chinosunungura...ini ndaimbotendawo munezve midzimu & stuff like that, mai vangu vaitosvikirwa but Mwari vakatisunungura. Takazodzidza muBible kuti vakafa havana chavanoziva, zvakangofanana nembwa or huku yafa. Read Ecclesiastes/ Muparidzi chapter 9.
Satan nemademons ake ndizvo zvinonyepera kutevedzera mufi in form of zvipoko & stuff.
So mai Tino ndinovakirudzira kuverenga Bible nekunamata Kuna Mwari, vozvipira kutevera chokwadi chaMwari vasiye zvekutenda mine vakafa, vanamate Kuna Mwari kuti "Tenzi ndinozvipira kwamuri handidi kutevera mweya yasatani, ndirwirei pamuvengi, mundiite mwana wenyu." Mwari vanovasunungura. Vaverenge Bible vonzwa chokwadi chaMwari nemitemo yavo from Genesis to Revelation. Votsvaga church inotevera zvinoda Mwari, vapinde church iyoyo...zvekunetswa nechipoko izvo zvinopera. Ini namai vangu takawana kusunungurwa nekutevera chokwadi chiri mushoko raMwari, zvekusvikirwa zvakapera, zvekutaura "nevakafa"/satani zvakapera...now enjoying the freedom that comes with believing in God. Very simple steps...just pray to God munhu uzvipire kunaMwari & study His word. Mwari vanopindira havambokusiye uchitambudzwa nomivengi dhiyabhorosi.
Amen...& It's so easy to give your life to Christ.
Well said.
Say it louder
Sekuru Tasvu ngavabatsire mukadzi uyu kana vamwe vanoziva zvechivanhu akarnda achadzoka atove mbinga apiwa reward yake.she is just a vessel
Akatobatsirwa dear mweya wakaendeswa kunevakamuuraya nemari pamsoro$100
@Loveness Phiri this is the greatest news I have heard 2day we thank God kana vakabatsirika I felt her burden munoziva .I hope all is well with her and the kids
Nen ndafara ufunge dear,bt ndazochema pasvika mweya wemufi wotaura III zvakaoma nevana vachena asikana mweya wangu waenda kure bt sekuru vamudzingira kwawakauraiwa vakapiwa$100 nasekuru yekunobatsirika mberi🙏
Yes second caller his right
Aah tete mimwe mibvunzo yenyu ka?? 🙄 Hamungati Mari anopiwa nechipoko iye auya PA national radio? Auya kuti isu Sema Zimbabweans timubatsire
It is well amai Tino you will surely get help
Asikana ava vane rudo. Hamuna kuvasiya vega mai Tino
Been following this story and i have an ask
Is it me only who wonders what gave this lady the guts to listen to an unknown voice to lead her kunochera pavanga vasingambocheri. Kungoti paita izwi rati ndiemde apo. Your friends ask you, wovati ndiri kuda kumbochera apo (but u dnt mention the voiice you have heard)
So sad 😔 hanzi na Tilda inini paanzi even imimi
Maiguru dai maenda Malawi anokutungamirirai munhu iyeye pane kut mutadze kurara zvamuri kuita,,,,as long musina kuenda munhu iyeye haambofa akusiyai imimi semunhu wamuri kutaura naye muudzei kut anofanirwa kukutungamirirai kubva pamuchatii ndakuenda kusvika masvika
Kumalawi kupi
Please her know to go
Ndakamboshanda my area yaive namai vakaita something like this. Vaifamba musango, vakaneta zvekutorara. Munhu uya akauya kuhope akakumbira kut abatsirwe achit ndakavigwa pasi pemuti iwoyo. So lady did as asked. Hanz ndainzi uchawana mari ye bus apa ndoiwana till asvika ku malawi. The family in malawi taitotambudzwa as well nenyaya iyoyo. So all precedures dzakaitwa, mhondi ikabatwa and lady akapiwa pfuma yekubvuma kutumwa.
Let the spirit take it's course. Kurwadza kwemuviri imhuri iyo yekuuraya iri kubatabata, saka mweya uyu paunouya kutouya kunomaira uye kudzivirira mukadzi uyu.
Naiza Boom yakaActor movie yakadai last year huuummm this is scary😢
Exactly ndozvandafungawo mweya wemufi wakaenda pana Jatiwero asina ukama naye akatonz ndinokutungamirira kuenda kumba kwedu ndakauraiwa akatomboramba akazoenda akanopiwa mombe yekutendwa
This woman is talented shame.matauriro ake confidence dzanadzo.she have boldness yakanyanya.anoda kubatsirwa nekukurumidza vanhu ngavabatane vaende kumalawi kwacho zvipere zvinoitika muchivanhu
please put subtitles please
Subtitles are very important at this juncture, she really needs help from Malawian people
Am so so scared rit knw but mmhhh tete l want to knw the outcome of this matter ma 1
Ndakambozviona ku naizaboom Movie Jati akasangana nazo
So sad 😢 ndarwadziwa ini veduwee 😭😭 why pamnhu anotambura so plus ane vana uye ari breadwinner nhy Mwari veduwee 😭😭
Spirit hainei nazvo .mama Ava vakasabatsira vanoramba vachinetswa nemhepo iyoyi
Vanhu ngavabatsirewo mai ava nokuti mweya uyu havambomusii mukadzi uyu nokuti vakatosarudza moto wamai ava
Ngavasaterere vanotii siyana nazvo vamwe vacho vanenge vari ndivo vakauraya vaakutya kuti akaenda kumusha kwake vanozorwiswa
Sekuru Tasvu vanogona kuzvigadzira
Endai amai tungamirai mweya uzorore. Ndimi musarudzwa
"Sei munhu uyu akauya kwauri".... Thats a rude question
Sure we should not ask like that that's rude
Kahambe laye umufi, uzamkhokhela!
Kasoze ambulale usisi lo, njalo, uyazi lapho avela khona umufi!
Tilda, ungumoya, umufi ozunguzayo, udinga ukuphumula. ngoba uyazi umufi ukuthi kubo bayamangala ukuthi wahamba waloba!
Chitori chipo icho kuenda kumalawi anotungamirirwa ngaabvume hake akatochena uyo achapedzisira akubatsira vanhu
Naiza boom ine movie similar to this story, mwari ngavamutungamirire panyaya iyii
who is he?
@@judmap5618 kana usina kusangana nazvo nyararai munhu haarovi
Tete this one yaita home kamuri level of understanding pane izvi irikuure. Zverusero haaa sandizvo
Mai ava ngavangoenda kumusha wemufi ndokuti zvipere nokuti mweya wemufi wakasarudza ivo kuti vamusvitse kuhama dzake. Chanetsa apo mufi akatsipikwa sekera zvichinetsa kudai. Vaidai vakaenda kare avo.
Ngavayende kumalawi ndokupedza nyaya hazvityise izvi zvinoitika
She must accept to go kumalawi afta tht she will b rich
Iyi nyaya like yaka akitwa kuNB films same
Exactly
Naiza boom acted this story line
Musazotikanganwe pa update of this sad and story vatete vezimbabwe ndini Abigail or christine mathe ndirikukuteveray ndiku South Africa northern cap kuruman
Mimwe mubvunzo so Tilda usaite kunge dofo what this woman is saying everyone can see what is needs to be done simple don't act as if you don't know the solution
Zvinhu zvacho soo unoshaya kty ndo kbatsira here
Tilder zvakamuonera,,,she times lack respect
Anombozungaira zvinobhowa
Hello tetez and fam
Tete Tilder imwe mibvunzo yenyu inoita kuti munhu aite confusion pakutsanangura kwake 2 munhu kana akagarwa ahanei nekukwira ndege kana bus anogona kutoenda netsoka akagarwa kudaro akanosvika kuMalawi ikoko nekudzoka
Baba ava varikutaura chokwadi pleasa vateererei
Amai ingobvumai kuenda ,anokutungamirai kusvika musvike munoenda netsoka.masvika mhuri inotosvika ichi kuri pai.mufi ndiye achakutungamirai .ndinasekuru vangu vakafira Mozambique vakaonekwa nevafudzi vemombe vakatsidzana kusataura.asi sekuru vai tuya kuti mashing ndoda kuenda kumusha kuzimbabwe ndichakutungamirai vana 2 vakomana vakasvika vakuda netsoka vakaripwa mombe dzavakaudzwa nemufi kuti ndichakuripai nemombe.zviriko
Mai Tino vakasarudzwa nemhepo iyi chikonzero zviripamafudzi avo mudzimu zvino Mai Tino ngavarege kuita zvenyama ngavateedzere zvinoda mweya vakaramba vachinonoka vachamonywa mhepo iye yoenda pane mumwe saka vanhu kasirayi kubatsira Mai Tino
I think uzathola usizo ,if you dont know this church ask some people at Bulawayo they will help you please mummy I feel yr pain please try to go there
It's a mystery in the Land of the Living indeed!
Yeah zvinoitika even usiri hama anotungamirirwa mysteriously fanika zvaaitirwa kupiwa chikafu
Chokwadi chiri kutaura baba ava mai ava ngaende hapana kana chinonetsa nekuti vanenge vayamura mweya wemufii
Tilda at times anobhowa yooooh. Chii chinoshamisa ipapa kkkk. These things hace been happening since 19gochanhembe
Ummm ndanzwa tsitsi ndaakutya Ivo vakauraya mufi kuti vanogona kuuraya Mai Tino vachoo ndoozvaakutyisa now
That lady is true friend ❤
Mai ava ngavaite zviri kudiwa nemunhu ari kuuya pavari vanosunugurwa zvakanakisa chaizvo
Kwai naTilder Mari yacho vachapiwa nechipoko usadero Tilder
Ndiye here Rebecca arunetsa nechipoko on that other family u previously visited Tete
Endai nemufi kumusha zvogona kutochinja hupenyu hernyu
Nyaya iyi yanonokerwa, iri kuda kukurumidzirwa.
This spirit said from the word go, I need you to help me to go to Malawi but you won't go for nothing.
When you reach Malawi my relatives will pay you.
Zviriko ko havasati vayenda kuMalawi kwacho nanhasi? Thought vakatoyenda ini
Problem yakaitika amai ava vakanoudza mhandu dzemufi nyaya yekumuka kwemunhu wavakatsipika so vakuchifanha ku actor fast because avo vakauraya vakuto actor fast futi
Solution chaiyo iripo ngatongoenda kumba kwe mufi anosvitsa soko ne zvaarikuudzwa kuti Aite otherwise hazvipere mushe ngaatongobvuma kuti ndokuperekedza audzwe zvekuita mafambiro achaita
Amai Tino hanzvadzi une ropa rakaropafadzwa, ita zvirikutaurwa nemweya uyu, uchagarika muhupenyu hwako
Just go bcz wakataurirwa nzvimbo. Usatsvage wanhu, the wrong move was to inform mhuri yekuuraya munhu iyo.
Uuuuuuummmmm zvotyisa izvi .asi dai mai vakwanisa kubatsirwa
Ko spirit yacho ngaingiudza hama dzayo ka, haaa mweya wacho unojairira nxaaa. Mhepo yacho ngaitungamirire vari kuMalawi vangouya vega nxaa
Tilda zvekuti Ari kuenda nerusero zvine Basa rei?nhai.. musadaro
. Vanhu vekumalawi havafe njee!!!!
Uyo mukadzi uyo ngaasatye zvake kana akangobvuma chete kuenda zvese anozviwana
Amai ava ngavabvume kubatsira spirit iyi
Ndiko kt vagare zvakanaka
Pasina izvozvo havawane rugare
Mai Tino endai Malawi zvinopera zvose izvoo
Guys I don't know why ndandisisiri kuwana manotifications 😭😭