prophet miracle Paul _ havasati vagova nhumbi dzemufi manje vana varikungodonh

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 16 พ.ค. 2024

ความคิดเห็น • 123

  • @angelinezim8440
    @angelinezim8440 22 วันที่ผ่านมา +15

    Thank you for teaching Prophet Miracle Paul 👏👏

  • @mhofuyemukono6191
    @mhofuyemukono6191 21 วันที่ผ่านมา +11

    Vaidanana kubva murume asati afa

  • @lillianchilaisha3873
    @lillianchilaisha3873 12 วันที่ผ่านมา

    Great teaching,I thank you for teaching before helping us,let those who.have ears

  • @user-gy6dw5oy4h
    @user-gy6dw5oy4h 22 วันที่ผ่านมา +6

    Dzidziso yakanaka prophet tirivanhu tinorarama pasi pemutemo

  • @elsiehovahova725
    @elsiehovahova725 13 วันที่ผ่านมา

    Powerful man of God go deeper ndadzidza

  • @sithembilemakamba9505
    @sithembilemakamba9505 22 วันที่ผ่านมา +6

    1 year is not a long time for mudzimai kuti agare asina murume kana kurara nemurume. Zvino zvemazuwa ano handizivi kuti chikafu chataakudya here, kusaziva here kana zvinoonekwa sezvisina basa.... What's the hurry?! Ummh uyo mukadzi ummh mubedroom memufi nechikomba...... Chaii!!

  • @user-yl8le6uy9f
    @user-yl8le6uy9f 22 วันที่ผ่านมา +3

    Such a good teacher🎉.Blessings Prophet

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami1274 22 วันที่ผ่านมา +5

    Pastor maita basa vamwe hawana kurairwa wena ummmmm mabatsira pastor

  • @wendymateka9331
    @wendymateka9331 20 วันที่ผ่านมา +1

    thank you prophet tadziidza.mukadzi akaoma uyu surrender

  • @user-pg7mh4pz8k
    @user-pg7mh4pz8k 22 วันที่ผ่านมา +3

    Thank Yu prophet nedzidziso yenyu

  • @user-ej9mm1yt1h
    @user-ej9mm1yt1h 21 วันที่ผ่านมา +1

    Thank you so much Man of God. Powerful teaching.

  • @benimbewe1811
    @benimbewe1811 22 วันที่ผ่านมา +9

    Good teaching on this,in this Digital Age..

  • @DonaldMabika
    @DonaldMabika 20 วันที่ผ่านมา

    Powerful teaching

  • @user-gr5vw8mt8t
    @user-gr5vw8mt8t 21 วันที่ผ่านมา

    I love this prophet,, I love his teaching and the way he prophesies

  • @shingiraifrancisdzingiso7211
    @shingiraifrancisdzingiso7211 18 วันที่ผ่านมา

    Thank you Prophet you are God sent tiri kudzidza uye kudzikinurwa nema basa makuru amuri kuita Mwari varambe vakakusimbisai nekukuchengetai tirambe tichiona hukuru hwavo Mwari kubudikidza nemi

  • @FedzayiMuzhira
    @FedzayiMuzhira 19 วันที่ผ่านมา

    Thank you man of God. God gave you wisdom that is great. Thank you for wonderful teaching

  • @SikhathelePhiri
    @SikhathelePhiri 21 วันที่ผ่านมา +1

    Thank you prophet

  • @MichaelMutasa
    @MichaelMutasa 19 วันที่ผ่านมา

    powerful teaching ndofarirara Prophecy yenyu inenge iri Prophecy ine dzidziso hombe ❤

  • @user-wo5xd6gy8d
    @user-wo5xd6gy8d 21 วันที่ผ่านมา +1

    My best teacher ever , my wish is to meet u personally ,,,,,on my way there,,, to be honestly sis makakasika 10 months hadzina wani kuwanda

  • @abigailcharakupa8490
    @abigailcharakupa8490 22 วันที่ผ่านมา +1

    Thank you for your teachings, pa 3mths vange vachema nguvai, dzimwe mhepo tinodzisimudza tega shuwa

  • @gilbertmuzavazi6352
    @gilbertmuzavazi6352 22 วันที่ผ่านมา +2

    👏 👏 👏 mashoko makukutu,tinotenda zvikuru

  • @elsiehovahova725
    @elsiehovahova725 13 วันที่ผ่านมา

    I wish kusvika pa church yenyu prophet

  • @memoryncube8391
    @memoryncube8391 22 วันที่ผ่านมา +3

    Mai ava avana respect bedroom

  • @tinavuma9939
    @tinavuma9939 21 วันที่ผ่านมา

    Thank u man of God for this teachings 🎉

  • @agnesdzingirai7812
    @agnesdzingirai7812 21 วันที่ผ่านมา

    What a good teaching Prophet...thanks for the best advice

  • @user-tp7cg8cc3h
    @user-tp7cg8cc3h 22 วันที่ผ่านมา +2

    Powerful teachings

  • @EvansMunyaradziMandisodza
    @EvansMunyaradziMandisodza 17 วันที่ผ่านมา

    What a teaching prophet.

  • @CharityMupesu
    @CharityMupesu 22 วันที่ผ่านมา

    Ummm Powerful teaching Prophet

  • @AshiaMufaranechisi
    @AshiaMufaranechisi 20 วันที่ผ่านมา

    Thank you nedzidziso prophet munonamatira munhu asi matanga mamuudza chokwadi

  • @user-ss8ct8zg2k
    @user-ss8ct8zg2k 21 วันที่ผ่านมา

    Amen prophet thank for teaching us.

  • @prichardchisauka8132
    @prichardchisauka8132 22 วันที่ผ่านมา +1

    Good teaching prophet ❤

  • @user-ug5xd8pi1o
    @user-ug5xd8pi1o 22 วันที่ผ่านมา

    First today

  • @user-oc4ce6yn5i
    @user-oc4ce6yn5i 19 วันที่ผ่านมา

    Dzidziso yenyu yakakosha chose praise the Lord amen

  • @catherinemushunje6597
    @catherinemushunje6597 22 วันที่ผ่านมา

    Thank you for teaching Prophet

  • @SilibazisoRuraka
    @SilibazisoRuraka 22 วันที่ผ่านมา

    Amen babaa tinotenda dzidziso yamunopa mhuri yeZimbabwe

  • @RuthPedzai
    @RuthPedzai 21 วันที่ผ่านมา

    Amen ngatitevedzei nzira dzekare tinotenda nedzidziso yakanaka

  • @rosemushambahwedza765
    @rosemushambahwedza765 22 วันที่ผ่านมา

    Powerful teaching 🙏🏿🙏🏿🙏🏿

  • @dorcassithole4952
    @dorcassithole4952 22 วันที่ผ่านมา +2

    Tinotenda nedzidziso prophet

  • @takundasigauke9968
    @takundasigauke9968 22 วันที่ผ่านมา +7

    Mai avo vakakurumidza kuita move on it's a taboo in our African culture worse bringing a man in the same house yayigara nemufi , plus iyo boyfriend yacho anema guts asina basa. We are cultured people

    • @tblo9107
      @tblo9107 21 วันที่ผ่านมา

      Ane luck murume uyo.Aigona kungotanga kurohwa achiri kuda kuita lula lula😂😂😂😂😂

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 18 วันที่ผ่านมา

      Ko dai ari murume

  • @tafadzwanashenheredzo1301
    @tafadzwanashenheredzo1301 22 วันที่ผ่านมา

    Powerful teaching amen 🙏

  • @leotiago4571
    @leotiago4571 15 วันที่ผ่านมา

    Thank you God amen

  • @user-cf3vf4qc9n
    @user-cf3vf4qc9n 20 วันที่ผ่านมา

    Mai Charamba havapengi❤❤❤❤

  • @supaamubayiwa1993
    @supaamubayiwa1993 21 วันที่ผ่านมา

    Thank you so much Prophet Miracle

  • @prudence219
    @prudence219 20 วันที่ผ่านมา

    Thank you nedzidziso man of God.

  • @ElvisMoyo-qd7xm
    @ElvisMoyo-qd7xm 18 วันที่ผ่านมา

    Love u prophet

  • @EllenGarawega-fn5sd
    @EllenGarawega-fn5sd 22 วันที่ผ่านมา +1

    Mai vagara vari bhishu ,chikomba chagara chiripo murume asati afa

  • @NyaraiMushonga-sh3nr
    @NyaraiMushonga-sh3nr 22 วันที่ผ่านมา

    Thank you prophet tadzidza

  • @user-oc4ce6yn5i
    @user-oc4ce6yn5i 19 วันที่ผ่านมา

    Eish chii nhai amai makatadza kumira here chokwadi

  • @tatendaanselmojemusse3683
    @tatendaanselmojemusse3683 21 วันที่ผ่านมา

    Obrigado por esses ensinamentos eu não sabia. Deus abençoe sempre amém ❤

  • @user-rb2eo4hc9g
    @user-rb2eo4hc9g 22 วันที่ผ่านมา +4

    Ko vanhu havadairi amen sei vanenge vakangosuwa pamberi pemunhu anechipo chemweya sooo why?

  • @MaryKhumalo-gk5ou
    @MaryKhumalo-gk5ou 21 วันที่ผ่านมา

    Thank u prophet nemharidzo

  • @pangiyashenyaungwa9451
    @pangiyashenyaungwa9451 20 วันที่ผ่านมา

    Tadzidza Amen

  • @auntiechihera8665
    @auntiechihera8665 20 วันที่ผ่านมา

    😂😂😂😂 gaya wonzi muroora svetuka mutanda wanike muroora akurova ma( Summer ) spinning ea zhaba panana tezvara aaaaa nyadzi dzokunda rufu proud of my mum she passed the test

  • @wallacemapiye383
    @wallacemapiye383 21 วันที่ผ่านมา

    Best teacher ❤❤❤❤ ever

  • @getrudematenga9063
    @getrudematenga9063 22 วันที่ผ่านมา +3

    Mai vanojairira vanhu ava.kuzvidza mufi chaiko

  • @theotwon7358
    @theotwon7358 21 วันที่ผ่านมา

    Thank you a lot for miracle paul

  • @chomz-hh4pv
    @chomz-hh4pv 22 วันที่ผ่านมา

    Thanks for the message

  • @juniorjazi7252
    @juniorjazi7252 22 วันที่ผ่านมา

    Tidzidzisei Prophet

  • @matiemudoti9271
    @matiemudoti9271 21 วันที่ผ่านมา

    I love this prophet

  • @titusmushwana5245
    @titusmushwana5245 21 วันที่ผ่านมา +2

    Saka mother chiiko mune chihure neupenzi or kusa ziva chivanhu

  • @catherinemushunje6597
    @catherinemushunje6597 22 วันที่ผ่านมา +5

    Ummmm uku mai ava makazozvinyanya.

  • @DefinKanjoka
    @DefinKanjoka 22 วันที่ผ่านมา

    Amen prophet

  • @user-mk3kw1do6n
    @user-mk3kw1do6n 21 วันที่ผ่านมา

    Tizviziva prophet

  • @user-vx1wb8ky7n
    @user-vx1wb8ky7n 19 วันที่ผ่านมา

    Amen 🙏🙏

  • @yeukaimusunza3023
    @yeukaimusunza3023 17 วันที่ผ่านมา

    Uu Hure iro Nxa-a 😢

  • @ArtwellZimunye
    @ArtwellZimunye 21 วันที่ผ่านมา

    Powerful

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 21 วันที่ผ่านมา

    Yooo kuzima strong bakithi Umama ubonakala ekhulile ukuthi sengangenisa umuntu ubaba esanda kulala

  • @memorymakwindi3177
    @memorymakwindi3177 22 วันที่ผ่านมา

    Totenda nedzidziso Prophet

  • @CHIEFNYANHANDA
    @CHIEFNYANHANDA 20 วันที่ผ่านมา

    Amen

  • @SamsonChikenyenye
    @SamsonChikenyenye 21 วันที่ผ่านมา

    Maswera Cy prophety

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 18 วันที่ผ่านมา

    Chikomba changa chagara chiripo pamwe murume akafa nedepression,mucharipa zvenyu

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 18 วันที่ผ่านมา

    Ishumairi anezvivindi zvechikwambo chaicho

  • @user-kv2hd2oz6t
    @user-kv2hd2oz6t 22 วันที่ผ่านมา

    Thank you munhu wa mwari

  • @comeckmubako3867
    @comeckmubako3867 18 วันที่ผ่านมา

    Ndinokutendai nedzidziso munhu washe . Mubvunzo wangu woti ko kana ndatadza kudero, panofanirwa kuitwa sei .kumukadzi kana kumurume kuti asunungurwe pakutadza kwake. . Thank you

  • @user-pg4yu8ej4g
    @user-pg4yu8ej4g 20 วันที่ผ่านมา

    Zvakaoma

  • @MakahManiki
    @MakahManiki 22 วันที่ผ่านมา

    ❤❤ Amen 🙏

  • @user-xd5vn6kk5o
    @user-xd5vn6kk5o 18 วันที่ผ่านมา

    Totenda nedzidziso

  • @WonderfulJigsawPuzzle-yh5vh
    @WonderfulJigsawPuzzle-yh5vh 20 วันที่ผ่านมา

    Mai abaingati vavagara riri hure kudazvinhu kwei mkadzimkuru akadaro. Haana hunhu.

  • @shupikaimutambiranwa2655
    @shupikaimutambiranwa2655 22 วันที่ผ่านมา +2

    Yes good teaching prophet 💯

  • @willienjanji8185
    @willienjanji8185 21 วันที่ผ่านมา

    Vakagara vachidanana murume asati afaaaaa

  • @user-ug5xd8pi1o
    @user-ug5xd8pi1o 22 วันที่ผ่านมา

    Pray for my journey as im preparing to come Zim to see u

  • @user-vg1qy8sy4x
    @user-vg1qy8sy4x 22 วันที่ผ่านมา

    Second

  • @NatsaiMatinhure
    @NatsaiMatinhure 22 วันที่ผ่านมา +5

    Tinotenda nedzidziso yakanaka munhu waMwari

  • @MakomboreroMaburuse
    @MakomboreroMaburuse 22 วันที่ผ่านมา +1

    Amen prophet ndibatsireiwo hembe dzemurume wangu handisati dzagowewa pane 2 years ashaya handina kana chikomba ndakangozvibata hama havasikuda kugova varikuda zvinhu ndibatsireiwo prophet ndatambura

    • @chenaimuzanenhamo8292
      @chenaimuzanenhamo8292 22 วันที่ผ่านมา +1

      Ramba wakazvibata dear, ukapoya motoripa, monzi mapisa guva

    • @chenaimuzanenhamo8292
      @chenaimuzanenhamo8292 22 วันที่ผ่านมา +1

      But imwe yava punishment aaaa

    • @user-jj1wn8vc9s
      @user-jj1wn8vc9s 21 วันที่ผ่านมา

      Huya unamatirwe nemuporofita hama dzirerutse moyo

    • @user-pg4yu8ej4g
      @user-pg4yu8ej4g 20 วันที่ผ่านมา

      Zvese zviise mumaoko amwari dear

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 18 วันที่ผ่านมา

      Zvinhu zvipi zvavarikuda,huya kwaprophet vakunamatire vagove hembe dzehama yavo

  • @user-rb2eo4hc9g
    @user-rb2eo4hc9g 22 วันที่ผ่านมา

    Vaudzei munhu washe

  • @PrayerNyarugwe
    @PrayerNyarugwe 22 วันที่ผ่านมา

    Wagara wakazvironga kare

  • @christinamadyauta6099
    @christinamadyauta6099 22 วันที่ผ่านมา

    Thats very true

  • @miriammafiyamafiya
    @miriammafiyamafiya 22 วันที่ผ่านมา +1

    Ihure hwacho unenge huri kumberi kwekuseri Kuda kunyengwa rudziiko ikoko kunga sadza

    • @user-wb4ur4so2q
      @user-wb4ur4so2q 22 วันที่ผ่านมา +1

      Vakagara vachitodanana

  • @ElvisMoyo-qd7xm
    @ElvisMoyo-qd7xm 18 วันที่ผ่านมา

    ❤❤❤

  • @simbisotachiona839
    @simbisotachiona839 21 วันที่ผ่านมา +1

    inindokumbirawo rubatsiro ndinodawopeiyangu iwedzerwe sakandirikushaya kutindíngakubataisei munhuwamwari ndondiyi zvakawanda asihandisikuzivakutindodiye

  • @RangariraiDzingirai-tp8ti
    @RangariraiDzingirai-tp8ti 21 วันที่ผ่านมา

    Ameen

  • @user-kt6jg8qo8j
    @user-kt6jg8qo8j 21 วันที่ผ่านมา

    Idzidziso yakanaka zvikuru munhu waMwari

  • @user-jv6ng9ux4b
    @user-jv6ng9ux4b 20 วันที่ผ่านมา

    🙏🙏

  • @markmax3112
    @markmax3112 22 วันที่ผ่านมา

    ❤❤❤❤

  • @lovemorezvemoyo5764
    @lovemorezvemoyo5764 20 วันที่ผ่านมา

    Thanks

  • @user-mk3kw1do6n
    @user-mk3kw1do6n 21 วันที่ผ่านมา

    Even guva rinodhirika

  • @patiencemapfumo4669
    @patiencemapfumo4669 22 วันที่ผ่านมา

    Mmmmm

  • @user-br8mv8xi1s
    @user-br8mv8xi1s 22 วันที่ผ่านมา

    Mai màkamhanya kunge magara muine boyfriend nechekare relatives vanotanga kutofunga kuti ndiwe wakauraya murume

  • @blessmarvellblessing6972
    @blessmarvellblessing6972 22 วันที่ผ่านมา

    Saka chikaranga chiriko zveshuwa, vamwe vanotora bible zvisiri izvo

  • @sandrasetete6849
    @sandrasetete6849 22 วันที่ผ่านมา

    Prophet locate me